The wife is way ahead, in thinking of the future, hence wife mentioned about fund yemwana. Imba yekwaTete is gone, its never safe kuti direct hama to stay in one of your houses, panofa munhu idrama. Who brings a stranger to stay without talking neumwe wake. Few people who phoned failed to pick kuti mukadzi never mentioned any savings meaning cash in coming but hapana planning yefuture yemwana or retirement
@gee9961Ай бұрын
You are very correct and I'm also thinking kuti mwana akauyiwa naye anotogona ari mwana wake murume uyu
@prudencemaemba4629Ай бұрын
Murume haasi kucommunicater nemukadzi wake
@uniclanzwАй бұрын
Firstly, Mukadzi ati she is a stay at home mum so the boy akauya kuzogara navo is as good as her child. Atopiwa task yekuonekwa kunzi what kind of a stay at home mum. Kupa Tete imba, asati ataurisa 😂tanga wanyatsonzwisisa history dzevanhu ava. Cause maybe tete came through for him when he really needed help saka what is imba now kwaari. Kupa ku church, murume may have understood the secret behind giving,pamwe ndopaano believer kuti ndoparikubva ma opportunities ema tender ayo. So ini l think hangu mukadzi uyo ngaapiwewo kamari kana 4k then otangawo zvake omboonawo kuti mari ino distributwa sei😂😂mostly kana usiri we une mari miono inowanda 😂 But overall she can enjoy the lavish life that she has nekuti out there hazviko😂
@tinotendamurairwaАй бұрын
The man might be having all that trust fund and some other unknown properties to himself zvisingazikanwe nembuya iyo, akatozviona kuti haarongeki naye
@NunecАй бұрын
Chandashora kuunza street kid mumba mune ka girl child aikwanisa kumubatsira ari kure. Ende ma street kid amwe anonyepa kuti akatizei kumisha yavo, one day unogona kuvhurirwa hombe
@trishnetmazvitanyamundaya2000Ай бұрын
The wife sounds ungrateful
@TinnywynneChipembere-z1fАй бұрын
She wants to be notified for every decision makings but she can't be too controlling too much bcse husband is the head of the house
@NunecАй бұрын
Marriage is a partnership
@gracenkabunze204Ай бұрын
Yeah kune vanhu vanonyima
@zwelindabamukunyadze7582Ай бұрын
Ichiri hot topic here..kana tisingaone tsvarakadenga idzi..? Chero dzisiri dzedu
@biglee3873Ай бұрын
Toda mahottopic marefu plz like these kwete ma4mins
@kevinmakumbeАй бұрын
Wife be careful you'll destroy your husband .The favor upon your man ndezvamwari .Once you stop him from giving your finances will dry.You're complaining zvishoma izvo , mai Chivhayo vakanyarara wani ndiko kunobva makomborero
@cub_pawАй бұрын
Mukadzi uyu is bringing zero to this marriage apart from confusion and kunyima. Nxaaa why would you be consulted iwe uchida kuti mari ye tender iyoyo ndopaunoda kutenga ma onion. Silly woman
@jeffstarzwАй бұрын
Divorce a controlling wife gents It's more of a blessing to give than to receive
@falconshalom7165Ай бұрын
Too controlling for nothing
@kassysthole2837Ай бұрын
Mainini is selfish
@phillthedrillАй бұрын
@@kassysthole2837 explain
@gracenkabunze204Ай бұрын
True
@brendamakuyana1925Ай бұрын
Koo Nhai amai, your hubby is thinking about serving the community (possibly why he’s so blessed) and you think about your family’s future. You guys are a perfect pair, don’t waste energy fighting his generosity, find a way to include yourself in his generosity. You start saving his money which he gives to you without keeping him from giving and helping others. Stop telling him what to do and start saving uriwe. Mukadzi akangwara anosungirira
@kassysthole2837Ай бұрын
@@phillthedrill mainini Havana mwoyo we sharing .zvinotaridza from even kusada Tete kuti vagare mumba yavo.havana spirit of sharing .Kuchengeta a stranger in ur house it's not strange .Mkoma iyeye is the same as having a stayin helper .
@phillthedrillАй бұрын
@@kassysthole2837 like i said mukadzi is thinking way ahead of husband, the key worrd is, skool fund yemwana meaning kuti mukadzi is thinking of the future kwete to day, pachirungu kuno "making hay when the sun still shines" so baba is 1 making decision without telling the wife or asking suggestion from her 2 he is not thinking of the future