Tatenda Macheso One By Esau Macheso Rhythm Guitar Vs Bass Guitar Ma1 Ayo Cheso Boys

  Рет қаралды 27,220

Zim Shows Tv 📺

Zim Shows Tv 📺

Күн бұрын

Пікірлер: 65
@eurooceania5562
@eurooceania5562 6 ай бұрын
Handina hangu chekutaura. Vapfanha ava vanoita kuti vamwe vaimbi vesungura varege basa. The shocking part ndeyekuti Macheso akadzidzisa vana kuridza akahwanda ndobva azongovaregedza vaibva..... ndati vana vanokwenya ngoma ava mazvinzwa.
@MuchairiMitchell
@MuchairiMitchell 3 күн бұрын
Boys idzi maone❤️‍🔥❤️‍🔥❤️‍🔥❤️‍🔥
@confidencesgavilo
@confidencesgavilo 6 күн бұрын
Vakomana vanogona avoooo,🔥🔥🔥🔥
@MikeSibanda-s4b
@MikeSibanda-s4b 2 ай бұрын
Chopo chiripo 🎉🎉🎉🎉🎉
@JevasPfuwe
@JevasPfuwe 4 ай бұрын
Zindoga akanyanyisa
@CleverPereya
@CleverPereya 6 ай бұрын
Forward boys respect u guys 💪💯🔥🔥
@BlessingMabwe
@BlessingMabwe 7 ай бұрын
Boys mogona henyu apa well done rambai makadaro
@rhodymashavira9669
@rhodymashavira9669 8 ай бұрын
Ya Macheso ndibaba chaivo, he successfully nurtured his sons. Zvodadisa izvi ndozvidawo😊😊😊😊 ndopaunonzwa vamwe vanhu achitaura nezva Mark Ngwazi aah kwanai.
@KenniasZindere
@KenniasZindere 7 ай бұрын
Ichoooooooo haaa chipo ndechekuzvagwa nacho zveshuwa
@JoemanTrans
@JoemanTrans 4 ай бұрын
First one anotsemura gotare🎸🎸😂
@JoemanTrans
@JoemanTrans 4 ай бұрын
Kana iriKere iKete Paketeee🎸🎶🎶🎶🎶🎶😂
@BrightMandima
@BrightMandima 8 ай бұрын
Wayaaa wayaaaa vakomana makapabata kut dzviiiiii ,ndipapooo ramabai makanamira ndipooo chaipooo
@CreedwellGumbo-vs8gu
@CreedwellGumbo-vs8gu 8 ай бұрын
😮😮😂😂mfana arova pamujintu anenharo uyo
@JoemanTrans
@JoemanTrans 4 ай бұрын
Mwana waani iyeye???🎉🎉🎉🎉akaipisa
@AaronMheswe-tl2tb
@AaronMheswe-tl2tb 7 ай бұрын
wants maratidza kuti mune respect mabva mawana5star keep going guys
@BOSSDOLLARMUZIK-dv8ec
@BOSSDOLLARMUZIK-dv8ec 7 ай бұрын
Aiwa rambai makadaro, teverai matsimba ababa venyu 😘
@patrickmusoni3703
@patrickmusoni3703 8 ай бұрын
Baba shero chipo chenyu hachirovi
@alfordchavirima4824
@alfordchavirima4824 8 ай бұрын
The future is of sungura is bright
@MichaelFisher-xl6nh
@MichaelFisher-xl6nh 8 ай бұрын
Yeah t the next generation
@eliakagodora
@eliakagodora 8 ай бұрын
Very bright indeed
@andrewchasvinura3271
@andrewchasvinura3271 8 ай бұрын
Ndofira hangu kusungura kwamacheso
@tafarapaul
@tafarapaul 8 ай бұрын
Extra Basso Junior uyo abata bass ndachema zvangu😅😅😅
@PeterManatsa
@PeterManatsa 8 ай бұрын
Ndizvozvo chaizvo Cheso boys
@CleverPereya
@CleverPereya Ай бұрын
Chipo chisangade godo
@takudzwadmtetwa8788
@takudzwadmtetwa8788 8 ай бұрын
Zindoga Zindoga Zindoga
@YoggieMatsinha-tt5pr
@YoggieMatsinha-tt5pr 8 ай бұрын
Rambai makabatana
@takudzwatchigwande7436
@takudzwatchigwande7436 8 ай бұрын
Talent transfare for real
@thewisemanofafrica9955
@thewisemanofafrica9955 4 ай бұрын
Uyo anonzi Major akatokwana here?
@TinasheMashaka-l5e
@TinasheMashaka-l5e 8 ай бұрын
Ma1 aya
@FultonFrancisMupupu
@FultonFrancisMupupu 8 ай бұрын
Chakanaka chakanaka vafana vanotoda aca
@silentnoise600
@silentnoise600 7 ай бұрын
mukupanga zinthu zambiri mumchitidwe umodzi chizindikilo chodziwikiratu cha kulimbirana mphamvu.kuchokera kwa ovina mpaka atsogoleri .back to basics my boys before its to late . chonde sungani cholowacho .
@tanakambudzi7892
@tanakambudzi7892 8 ай бұрын
Chesooooo
@MichaelFisher-xl6nh
@MichaelFisher-xl6nh 8 ай бұрын
Cheso boys there's a bright light in the next generation
@AshtonMapengo-dj9ui
@AshtonMapengo-dj9ui 8 ай бұрын
Tatenda misikanzwa neyamdara sama same
@alfordchavirima4824
@alfordchavirima4824 8 ай бұрын
Inborn talent
@gwoodspear4217
@gwoodspear4217 8 ай бұрын
Mufana apedzisira kurova line ra Mujintu akaipa
@Olcool
@Olcool 7 ай бұрын
Hope these boys will not marry stupid wives who will set them apart. usually vana pasina mukadzi are good together pakangoita vakadzi that the end. The Dembo sons a good example.
@selectoredson8211
@selectoredson8211 7 ай бұрын
Esau is married
@CrispinMatore
@CrispinMatore 8 ай бұрын
🎉
@boss-gyourchannel3915
@boss-gyourchannel3915 8 ай бұрын
Kwete mashura atakasirwa pa kwekwe
@simbarasheimbayago7370
@simbarasheimbayago7370 8 ай бұрын
Kk😂😂😂😂
@MicklasTurani
@MicklasTurani 8 ай бұрын
Vhayorenzi
@g.mmadharikeni2460
@g.mmadharikeni2460 8 ай бұрын
Kikikikkk inga Peter akumiramira wani msadaro guys
@calvinjeffrymudimba3041
@calvinjeffrymudimba3041 8 ай бұрын
kkkkkkk mazondityora mbabvu manje vakuru vangu
@AshtonMapengo-dj9ui
@AshtonMapengo-dj9ui 8 ай бұрын
Kkkkkk uyuwo uyu
@petersanyatowa1832
@petersanyatowa1832 8 ай бұрын
Chesology forever
@AshtonMapengo-dj9ui
@AshtonMapengo-dj9ui 8 ай бұрын
Rythem hainakuchipa iyo
@skatenbearer
@skatenbearer 8 ай бұрын
Rambai makadaro vafana wedzerai practice chte
@ignatiusgines1476
@ignatiusgines1476 8 ай бұрын
Ko cut iyo 😅 akaitanga rinhi kkk asi akuputawo mbanje😅
@mukomalavhu
@mukomalavhu 8 ай бұрын
Mbanje chaidzo
@AshtonMapengo-dj9ui
@AshtonMapengo-dj9ui 8 ай бұрын
Aaa wangu zva Tatenda na Baba vake ndatozvitadza Macheso haanawekuchema naye ndokunonzi kuzvizvara uko
@simbarashemahenga7940
@simbarashemahenga7940 7 ай бұрын
Wangu Ndezvekumba kwavo
@SereneChronicles.
@SereneChronicles. 7 ай бұрын
Ndezvemagitare izvi siyana nazvo
@PeterManatsa
@PeterManatsa 8 ай бұрын
Chipo chiripo apo
@WashingtonMareve
@WashingtonMareve 6 ай бұрын
Tongai Moyo did wrong
@ProfTomLee
@ProfTomLee 8 ай бұрын
Mujindu uyo
@mukomalavhu
@mukomalavhu 8 ай бұрын
That guy is the most talented in this group tichitaura zvekuziva wire
@taonashemazire7721
@taonashemazire7721 7 ай бұрын
Mujindu wamuonepi song iyi ndiMadzitete
@MaphiosNdlala
@MaphiosNdlala 7 ай бұрын
Douglas Zindoga akairova uye anoridza kudaridza vose
@taesibanda355
@taesibanda355 8 ай бұрын
That's not rhythm it's lead madzitete cover
@ignatiusgines1476
@ignatiusgines1476 7 ай бұрын
Kkkk mukoma sei mati harisi rythm. Nekuti rakaridzwa pamadzitete here kana kuti. Coz those can also be played on a rythm guitar. Iye macheso anowanzoma player ari pa lead then ozoridzwa nevakomana vena rythm ari pa rythm
@victorgovo177
@victorgovo177 7 ай бұрын
Macheso anonyutura raa rhythm
@MaphiosNdlala
@MaphiosNdlala 7 ай бұрын
Yaaah listen to zuro ndizuro
@normanmulambo8654
@normanmulambo8654 8 ай бұрын
Practice ichiri kudiwa
Alick Macheso Tapinda Sesingenile 2022 Live Concert Courtesy of Econet Zimbabwe
39:33
黑天使被操控了#short #angel #clown
00:40
Super Beauty team
Рет қаралды 61 МЛН
小丑教训坏蛋 #小丑 #天使 #shorts
00:49
好人小丑
Рет қаралды 54 МЛН
Sofia Rosales DUMAYO pa sa BACOLOD CITY 😱 #kmjsbilliard @kuyaharryofficialvlog
1:01
Alick_Macheso
9:42
ひらげエレキテルちゃんねる
Рет қаралды 29 М.
Ma Bishop Akatolika Akukana Report, La Ngozi Yandege
7:37
Sam Malvitha
Рет қаралды 10 М.
黑天使被操控了#short #angel #clown
00:40
Super Beauty team
Рет қаралды 61 МЛН