Dare ra Chief MUTASA Karanganda TV

  Рет қаралды 18,763

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Күн бұрын

#karanganda#Darerachief MUTASA

Пікірлер: 170
@elizabethnyabadza9318
@elizabethnyabadza9318 5 ай бұрын
Society is wrong, who said 32 is late pakuroorwa, apa Mambo Mutasa vatadza, and Mbuya vatadza kutsanangura basi
@sqrd3536
@sqrd3536 5 ай бұрын
Very true. I don't see why she can't have children if she wants to. It's between her and her husband.
@evec.m7905
@evec.m7905 5 ай бұрын
Nhaai
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 5 ай бұрын
Mai avo vanogona kunge vaine nyaya yavo iri serious but dambudziko kutadza kunyatsotsanangura zvinonzwisisika
@mildredmharira8764
@mildredmharira8764 5 ай бұрын
So true
@mathsStats_v
@mathsStats_v 5 ай бұрын
Sei amai avo vasina kubvunzwa kuti vanoona mushakabvu here kana kwete...hapana akapafungawo. Nyaya iyi ine huroyi hwakanyanya.
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 5 ай бұрын
​@@mathsStats_vnyaya yekuona mushakabvu kana kutozombovhunzwa ufunge
@patiencemusimhi4635
@patiencemusimhi4635 5 ай бұрын
Havana mental health issues here
@esnathconstancemoyo3674
@esnathconstancemoyo3674 5 ай бұрын
To those who rush to comment section let gather here and take notes. Chief Mutasa have got lot of work to do hey
@tatendachidemo1908
@tatendachidemo1908 5 ай бұрын
Karanganda...❤❤ kana chikafu ndombosiya nekuti pano hapango potswe zvisina musoro panopostwa zvinhu zvinodakadza nekudzora ndangariro ❤❤❤❤ tiriyo anhu woye
@patpateey2414
@patpateey2414 5 ай бұрын
Mai avo vairoya namai Lloyd so vave kuteverwa nemufi kuti vadzose zvinhu zvake kuhama dzamai Lloyd
@TrustMacheyo
@TrustMacheyo Ай бұрын
Tru mak tok
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 2 ай бұрын
Wowowowowowowowowowo kuverenga kwerudzii
@janetmhere6052
@janetmhere6052 2 ай бұрын
In this case, Mambo, you failed to treat this lady with dignity and sensitivity ,in my opinion. Other than i love you, baba wangu Mutasa.
@tpchannel2323
@tpchannel2323 19 күн бұрын
Mambo mune basa. Ichiri nhombo here iyi
@MichaelPedzanai
@MichaelPedzanai 5 ай бұрын
Mai awo vanodakubatsirwa pane zvavakaitirana naMai Lodza asi varikutadza kutaura chete vane nyaya Mai awo
@eljayjay7884
@eljayjay7884 5 ай бұрын
Ndaonawo kudaro.Patongwa nyaya isiriyo yavamhan’ara.vatadza kutsanangura.kushaya mbereko nekuona mufi nekuonekwa kwenyoka mumba zvashaya balance.
@plaxedeschangorora6066
@plaxedeschangorora6066 5 ай бұрын
Aiwa tererai nyaya yambuya ayaa mukadzi vababa ava ane something yakaita kunamai ava
@modistamaraidza1346
@modistamaraidza1346 5 ай бұрын
Kana varivo vakaresverwa why vakuona munhu akafa kuhuni ne mukitchen
@edinahchatunga5671
@edinahchatunga5671 5 ай бұрын
True
@plaxedeschangorora6066
@plaxedeschangorora6066 5 ай бұрын
@@edinahchatunga5671 vari kuvavhara but something happens nemushakabvu uyu ane something zvakavaita mai ava
@edinahchatunga5671
@edinahchatunga5671 5 ай бұрын
No ndaramba chief vatadza kutonga​@@plaxedeschangorora6066
@edinahchatunga5671
@edinahchatunga5671 5 ай бұрын
Ko mufi y akauya kuzotora Dombo vakatiza naro kuyenda naro kumba kwavo kuratidza kuti Dombo range rave kuvatadzisa kuroya mumba memukadzi uyo pamwe Dombo ndiro rakavauraya​@@plaxedeschangorora6066
@ralphmagome7206
@ralphmagome7206 5 ай бұрын
Mambo apa marasika nyaya haisi yekuita mwana. Mufi akasiya zvinhu zvake kuna mai awa or waishanda wese kuita mabasa akashata or ehuroyi . Amai awa wati mufi aiuya achiti ndirikuda zvinhu zvangu zvinogara pano
@mildredmharira8764
@mildredmharira8764 5 ай бұрын
So true
@medina3002
@medina3002 5 ай бұрын
Ndinoona mbuya vane karudzengerere mupfungwa
@munyaradzinherera3383
@munyaradzinherera3383 5 ай бұрын
Nyorai Heading yenhau yacho kuti zviendeke
@melodyjinga5370
@melodyjinga5370 5 ай бұрын
Vashayawo kuti votii😅
@paidalkful
@paidalkful 5 ай бұрын
​@@melodyjinga5370 Haa ndaona dzisina kunyatsoti ooo
@Cay123.
@Cay123. 5 ай бұрын
Kushaya mbereko kunoita njere dziende musango veduwe pakaipa😢
@gaingtztawodzera979
@gaingtztawodzera979 5 ай бұрын
cgief apa vatonga nyaya isiyo, nyaya haisi yembereko ba..... he wasnt keen t listen to this lady... justice for her
@mathsStats_v
@mathsStats_v 5 ай бұрын
Dare iri rakanaka asi pfungwa dzemakurukota nepovo dzinodiwawo.❤
@lukemunhumumwe7719
@lukemunhumumwe7719 5 ай бұрын
Yaaa va Mutasa ngavapewo nguva kumadhodha
@MariaForbesGolden-j8l
@MariaForbesGolden-j8l 5 ай бұрын
Vanhu musajairira kuenda ku n'anga kana maporofita vanhu muri kurombeswa musikazivi . Namatai Mwari musiyane nekuda kunamatirwa nemunhu atori nemhamo dzakewo dzinotodawo anomunamatira
@demepranselfcatering4093
@demepranselfcatering4093 5 ай бұрын
am sure gogo vavakapann mushonga nemufi uyu saka zvinhu zvakunetsa vanotoda help
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 2 ай бұрын
Mutasa arasika nyaya. Abva atiza musoro wenyaya. Amai ava varikutoda help yekuona mufi mumba mavo.
@gm4781
@gm4781 5 ай бұрын
But aunza nyaya yenhombo ndibaba avo. Mambo Mutasa I respect you and ndinotokufarirai zvokutodaro asi apa matora side rababa. Mai havagoni kutsanangura chete vati vaiuya vachiti ndine zvinhu zvangu zviri zviripano ndavinga zvinhu zvangu. Meaning mukadzi vababa avo ndiye aiyenda pamba pamai avo.
@ChirashaChikandamina
@ChirashaChikandamina 5 ай бұрын
Hamungadzigoni nyaya idzi,
@foffoes7321
@foffoes7321 2 ай бұрын
Mambo 30s ndorowa ne menopause, marashika.....30s some ladies ndopatetapa heat chaizvo chaizvo
@violamavhatu6434
@violamavhatu6434 5 ай бұрын
I'm sorry for mama awa aaaaa shame kutsanangura kwaramba kubuda weduwee ko sahwira anodzoka pamba peshamwari sei dai paine anogona kuti dakudaku chikonzero chawo chaicho
@financewesternezrah4931
@financewesternezrah4931 5 ай бұрын
Secret behind😢
@edinahchatunga5671
@edinahchatunga5671 5 ай бұрын
Amai avo vatori nedambudziko rekushandiswa Chief Mutasa batsirai mukadzi uyu hamuwonevo here kuti vari kutoita kunge vanorasa njere mufunge
@tatiratsawa7981
@tatiratsawa7981 5 ай бұрын
It's true Mai ava vskafuririka havachada ndosaka vakuenda out for help vanhu vakuseka haaaaa nhaimi ,,,,plus akutonga nyaya dombo Mai ava vati huyai mutore zvinhu zvamakaisa paumba pangu
@sueeland5675
@sueeland5675 4 ай бұрын
😂😂😂mambo please 🤣🤣🤣🤣18:40
@sqrd3536
@sqrd3536 5 ай бұрын
Some women start menopause at 50 or 55yrs it depends. She was given a pregnacy charm that has turned into a snake. Desparation drove her to agree to other woman's suggestion. She was used zvino zvakunetsa. It's disgusting some of these women laughing at another woman's pain of childlessness. Asi vanhu veku machurch eikoko kushereketa😅.
@melodyjinga5370
@melodyjinga5370 5 ай бұрын
Life has no balance mufunge, chinosekesa unochishaya😢
@ELLENMukwada
@ELLENMukwada 5 ай бұрын
Mai avo havagoni kuti daku daku kutaura.ndidzo kind dzinosara mubox dzopika jeri nenyaya yadzisina kupara.😂
@Tatenda684
@Tatenda684 5 ай бұрын
Mbuya ava vanenge Vaibva Dofo kuchikoro 😂😂
@Jiriemily
@Jiriemily 5 ай бұрын
😂😂😂 aayas
@catherinemasomere2757
@catherinemasomere2757 5 ай бұрын
Kutipedzera data ne repeat munodarirei nxaaa,,mozongochinja heading😢
@SikhulileNyoni-v1j
@SikhulileNyoni-v1j 2 ай бұрын
Apo chief manyepa siyanai nenyaya yekubara hapana chamoziva
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu 5 ай бұрын
But 36 ndichikutogezera and heavy flows and every month
@LillianChiwanda
@LillianChiwanda 5 ай бұрын
Vanoroya
@QueenMagadlela
@QueenMagadlela 5 ай бұрын
Haisi nhombo vakakweretesana huroi hwakazouraisa malloyd
@melodyjinga5370
@melodyjinga5370 5 ай бұрын
Havasivo vaya vaigara kumashure here mu class, heey kutsanangura kwacho 😢I’m sure mbuya avo havasi kutaura nyaya izere
@ganyaz
@ganyaz 5 ай бұрын
mbuya iyi namai Loyd vairoya wese ,or mai loyd ainyepera kubatsira mbuya iyi padambudziko rembereko nyamba achirasirira zvikwambo zvake , endai kwaSekuru Bunzamukombe or kwaSekuru kanengo mubatsirwe
@florencemahore-fq9wj
@florencemahore-fq9wj 5 ай бұрын
Mai avo vanorwara yoweee kani kkkkk
@ediejacob8508
@ediejacob8508 5 ай бұрын
😂😂😂😂 ko kungonyarara gogo kupusa here haaa
@maxiewaini2267
@maxiewaini2267 5 ай бұрын
Mbuya vanoda kudzingirwa mai Lylod
@bernardmubayiwa7821
@bernardmubayiwa7821 5 ай бұрын
Mbuya ava vanenge inini kutsanangura hnku kunondiremera😂😂😂
@tatendachidemo1908
@tatendachidemo1908 5 ай бұрын
Nhombo yangu handichayiwone 😂😂😂
@floet3498
@floet3498 Ай бұрын
Zvakaoma. All those expenses nenhombo. Imwe belief yacho mmmmmm pakaipa.
@editorchikadaya5649
@editorchikadaya5649 5 ай бұрын
Kkkkkkk nhasi ndazoseka nyaya yenhombo here
@floet3498
@floet3498 Ай бұрын
Mari yebhazi, mari yedare nekuda kwenhombo. I give up. Ndazopera strong.
@jasminemazike9800
@jasminemazike9800 5 ай бұрын
all these men ganged up on this poor woman .
@thandomelody2872
@thandomelody2872 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂ndapera strong yese
@ChristinaMavhusa
@ChristinaMavhusa 5 ай бұрын
Mbuya ava chiiko haaa zvavanotaura hazvinzwisisiki😮
@adrian.kmagombedze6800
@adrian.kmagombedze6800 3 ай бұрын
Mai ava naMai Lloyd vairoya vese, Mai Lloyd was the leader. Maybe vanga vasingachadi kuroya ndobva vaenda kunotora dombo kumapositori to protect herself from the coven of witches yavairoya nayo, Mai Lloyd vachibva vatora dombo riya. Looks like ndivo vakasiirwa simbi dzebasa naMai Lloyd and simbi dzcho dzine maDemands that she cant meet. Mambo totally missed nyaya apa.
@TinarwoBangure
@TinarwoBangure 5 ай бұрын
Jesu idombo chokwadi
@RegeraiChikovore
@RegeraiChikovore 5 ай бұрын
Kababa Loyd kanenge kakutoshandisa dombo iroro asi mai avo nekutadza kutsanangura hazvichataurwi
@enifarmudirira
@enifarmudirira 5 ай бұрын
Kkkkk sekuru Mutasa kkkk
@Kudzymutema
@Kudzymutema 5 ай бұрын
Mai ava vaive syndicate namai Lodza ende vaichengetera zvinhu zvavo vese vari2 kumba kwamai ava saka ivo havachazvida saka pamwe zvinhu izvi panezvazvirikuda offwhich mufi ndiye aiziva pazviri😂 😂
@Kudziemaria
@Kudziemaria 5 ай бұрын
Karanganda Isa hearing kwayo ,nyaya inonakidza iyi ,mbuya varikunyara KT varikuda zvidhoma zvavo
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 5 ай бұрын
Mbuya ine 52 inobara here nhai chii chakadaro 😂😂😂😂😂
@marthachinyanga4664
@marthachinyanga4664 5 ай бұрын
Wakapinzwa huroyi .....wakapindwa neyekuti since usina mwana tora dombo iri unoita mwwana wachiphwa huroyi
@lucyholokani2211
@lucyholokani2211 5 ай бұрын
Ba Taps ma video enyu munonoka kutipa Tich anenge atokanda kare chii chirikuitika
@Dzaruu8877
@Dzaruu8877 5 ай бұрын
Madzimambo anenhamo vakomana, dzimwe nyaya dzavapiwaso.
@TrustChikutukutu
@TrustChikutukutu 5 ай бұрын
Mai ava hawana chironzo basi. I think ndiwo vakauraya mai Lloyd...
@IvaneMusekina
@IvaneMusekina 5 ай бұрын
Ava mai vane nyaya hombe chief mutasa vakanyima mai ava nguva yekutsanangura zvavaiita nemufi uyu varegei vataure zvavaiita kusvika dombo razotorwa pane zvaakawanda zvakaitika musavavhiringa amai avo vane nyaya mbishi 😂
@gracejaravaza5897
@gracejaravaza5897 5 ай бұрын
Baba va Taps endesayi mbuya kwa Mukotsanjera
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 5 ай бұрын
Mai vedombo ava brain 🧠 dzawo hadzisi kutora mushe😊
@JeffreyGideon-zp1ze
@JeffreyGideon-zp1ze 5 ай бұрын
Uuuuu Mai ava uuuuu munhu mukuru so aaaaa kupedza data mahara
@everjoylupi7940
@everjoylupi7940 5 ай бұрын
Mambo,menopause kana yakurumidza inouya kuma 40s asi nguva yainotaririsirwa i 51 years.Vamwe vanosvika kuma 60 vachiri kugeza.Nguva yekuroorwa nekubara ndeya Mwari nemuridzi haisi yenyu changamire!
@michaelkadzima5841
@michaelkadzima5841 5 ай бұрын
2nd
@tendaithomasmadiro3894
@tendaithomasmadiro3894 5 ай бұрын
karanganda you are letting us down murikunonoka kuisa these stories tinenge taterera dzine poor video quality and sound quality itai muchiti kurumiridzira please ndatenda hangu
@AyollarSawadye
@AyollarSawadye 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂 vanenge vanoroya
@Olcool
@Olcool 5 ай бұрын
True. Panenge pane uroyi apa. Apa vataura nyaya yenyoka mumba futi. So mukadzi wa baba ava anenge vairoya vese.
@politedhakazhe3576
@politedhakazhe3576 5 ай бұрын
Iiii amai avo havagoni kutsanangura here Kuti gaga chete iisssh kukakama ndokudikowo zvimobhowa kuteerera Kutaura kunenge kwakazungaira
@gladystsikayi1919
@gladystsikayi1919 5 ай бұрын
Nyaya yedombo yanetsa😂😂😂😂
@TaleChibs
@TaleChibs 5 ай бұрын
Mbuya ava something fishing Vane nyaya yavasiri kuda kubudisa pachena you can see ngemataurire avari kuita kuti pane nyaya 😂😂
@harmonymadondo1436
@harmonymadondo1436 5 ай бұрын
Chulaaaa always
@MariaForbesGolden-j8l
@MariaForbesGolden-j8l 5 ай бұрын
Mai vakarombeswa nemapostori
@MiriamChiwarakata
@MiriamChiwarakata 5 ай бұрын
Dzakakwanawi er munhu ungangiuya kuti ndishande usina kutaura dzakataika
@mataxyjoe6082
@mataxyjoe6082 5 ай бұрын
Nhau iri apa.mbuya avo namai loidy vairoya vose.vanozivana.ngavataure nhau yavo
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 5 ай бұрын
Ngaawuye kwandiri, ndimugadzirire zvehunyu ndimufiritire
@evidenceshopera4478
@evidenceshopera4478 5 ай бұрын
Gogo ngavatsvake mkotsanjera
@Olcool
@Olcool 5 ай бұрын
Vanogona vakapihwa nyora dzeuroyi nasahwira now zvaakuvanetsa vega now
@TagwireiMunikwa
@TagwireiMunikwa 5 ай бұрын
mai avohavagoni kutsanangura nyaya yavo
@MiriamChiwarakata
@MiriamChiwarakata 5 ай бұрын
Matsotsi kukusha ngwarai mombe dzingopera kani imi yeepuuu
@jasminemazike9800
@jasminemazike9800 5 ай бұрын
The chief was once a woman that's why he knows all these things, he is being insensitive.
@munyaradzinherera3383
@munyaradzinherera3383 5 ай бұрын
It's a repeat futi 😢
@NomakhosiMasekesa
@NomakhosiMasekesa 5 ай бұрын
👏👏👏
@marthachinyanga4664
@marthachinyanga4664 5 ай бұрын
Sekuru awa ngawadzikame mukadzi wawo akafa airoya na mbuya iyi
@evec.m7905
@evec.m7905 5 ай бұрын
Tsakaaaata
@catherinemasomere2757
@catherinemasomere2757 5 ай бұрын
Nyaya ye 4days ago nhasi ikunzi 8hrs ago 😢
@rachelsengamai8067
@rachelsengamai8067 5 ай бұрын
Chief regai mbuya vataure nyaya yavo nemurora wavo pane huroyi hurombwa apo
@RoselineNoku-dv6fg
@RoselineNoku-dv6fg 5 ай бұрын
Yes mbuya vanezvavaiita namailoyd sasahwira mukuru vakamudya asina kudzoka kuzodzosera nhombo pakaipa
@modistamaraidza1346
@modistamaraidza1346 5 ай бұрын
Variku hwanda avo, hauwoni munhu akafa pasina zvawakaita
@edinahchatunga5671
@edinahchatunga5671 5 ай бұрын
Chief vatora side y mufi akasiya ashereketa pamukadzi uyo murume wemufi ngatidzikamire
@jefreymoyane6098
@jefreymoyane6098 5 ай бұрын
Karanganda mava kunonoka tava ne 5days tazviona murikumashure
@ediejacob8508
@ediejacob8508 5 ай бұрын
Gogo vanoroya chete
@ZisengweChimutsa
@ZisengweChimutsa 5 ай бұрын
Amai avo Ndinofunga kuti vanorwara zvekuti havazokwanisa kutsanangura dambudziko ravanaro. Vanotoda kubatsirwa nekuti chero kurikuti pane pavakatadzirwa asi kuti vazonyatsotaura chaizvo zvakaitika havagone. Nyaya yavo hainyatsobatana.
@BeautyMugawa-wz5qd
@BeautyMugawa-wz5qd 5 ай бұрын
Mai ava vane nyaya yavakaita namai loid
@davidbendezi4670
@davidbendezi4670 5 ай бұрын
Nhombo yavo ndiyo yaivachengetedza,
@Cay123.
@Cay123. 5 ай бұрын
Tayepo🎉
@PoliteNkomo-t9l
@PoliteNkomo-t9l 5 ай бұрын
Ndoona sekut mbuya vopfukirwa vakauraya mukadziwk
@judx34
@judx34 5 ай бұрын
Mbuya iyi haigone kurondedzera
@gracejaravaza5897
@gracejaravaza5897 5 ай бұрын
Pamwe mbuya vakaramba ku Roya muteuro vaitodzivirirawo varoyi
@ZisengweChimutsa
@ZisengweChimutsa 5 ай бұрын
Amai avo nevakafa vacho vaiiroya vese urimubatanidzwa saka avo vakafa vacho vakaenda nemhiko.
@7mst14Mapako
@7mst14Mapako 5 ай бұрын
Vanoroya mai avo vanoona mufi ndovakamupfuudza
@gladysmututa786
@gladysmututa786 5 ай бұрын
Amai ava vari kubatwa muromo naamai Lylod kuti vataure chokwadi coz nyaya yavaviga padare haisi ku maker sense.ngavangotaura chokwadi kuti mufi andinetsa or ndakauraya vawane kibatsirikana
@modistamaraidza1346
@modistamaraidza1346 5 ай бұрын
Easy
@sandrataderera3546
@sandrataderera3546 5 ай бұрын
Me 1st
@ellahkasiyandima6547
@ellahkasiyandima6547 5 ай бұрын
Mbuya avo Eish
@pachenamadokwenyu5730
@pachenamadokwenyu5730 4 ай бұрын
I find this unfortunate, how the men are treating this woman nekubereka kwake. What is so funny about it?
@mtapemutape4047
@mtapemutape4047 5 ай бұрын
Wairoya wese chete uyu ndobva abvuudza umwe
@ELLENMukwada
@ELLENMukwada 5 ай бұрын
Asi vanhu vakungodawo kubuda padande mutande kanhi.vari kwachief
@RumbidzaiDekesa
@RumbidzaiDekesa 5 ай бұрын
Mambo mutasa sekai futi
@ItayiNyakurita
@ItayiNyakurita 5 ай бұрын
Ndaakugara pano ndipeniwo dhunduru
@modistamaraidza1346
@modistamaraidza1346 5 ай бұрын
Mwakachena hre😂😂😂
@Allensoothingrelaxation.
@Allensoothingrelaxation. 5 ай бұрын
Anozombotadzawo kutonga uyu mambo uyu
Dare ra Chief MUTASA
45:45
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 29 М.
Murume Anevakadzi 7 Asungiswa nemukadzi  mukuru Chief  Saurombe
1:12:24
Lazy days…
00:24
Anwar Jibawi
Рет қаралды 7 МЛН
Long Nails 💅🏻 #shorts
00:50
Mr DegrEE
Рет қаралды 18 МЛН
Creative Justice at the Checkout: Bananas and Eggs Showdown #shorts
00:18
Fabiosa Best Lifehacks
Рет қаралды 26 МЛН
One day.. 🙌
00:33
Celine Dept
Рет қаралды 54 МЛН
'Ko Mhosva Yangu Ndeyei?": HEADMAN Chigodora
1:18:50
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 88 М.
Aitya Mukotsanjera. Dare ra Chief Mutasa # Karanganda TV
47:30
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 81 М.
roora day
15:10
Gospel Africa
Рет қаралды 11 М.
Mambo Mutasa The Wise Chief
47:43
Muzaya Mika
Рет қаралды 100 М.
AGRICULTURE FARMING - POULTRY FARMING - RABBITS
18:37
Ms ALLAKA
Рет қаралды 5 М.
Dare raChief Mutasa CHINHU CHINOFAMBA. Sekuru varuramba kufamba
55:34
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 53 М.
AKANYENGA MUKADZI WEMUNHU Karanganda TV
49:41
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 10 М.
Dare ra Chief Mutasa
34:40
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 27 М.
Ndakamusvikira mumba ainemudzimai wangu | Padare | Chief Nemakonde
54:35
Platinum Fm Digital
Рет қаралды 44 М.
Lazy days…
00:24
Anwar Jibawi
Рет қаралды 7 МЛН