Vanhu varikuda kuti SDA imire against ED and his ZANU PF nemhaka yei. SDA is a church not a political opposing part. Chinofanira kungoitwa kuparidzwa kwesoko raMwari nekuziwisa nyika zvivi zvayo not confronting anyone. Munofa tiite SDA's million march yekunoparidza ku state house here
@eviahgwasira788 Жыл бұрын
SDA yatadza kumira panopisa pakutaurira Zanu pf government its atrocities . Asi kutovhiyawo katiyo nekutambira mari, vehicles, buses .
@davidvushe3254 Жыл бұрын
Jehovah akamugadza ndiye achamibvisa church and politics hazvipindirani
@eviahgwasira788 Жыл бұрын
@@davidvushe3254 chero Satan anogadzawo.
@davidvushe3254 Жыл бұрын
@@eviahgwasira788Mubhaibhiri Mwari achitaura anoti ndini ndinogadza nekubisa madzimambo ,kwete Satan
@eviahgwasira788 Жыл бұрын
People are hiding including Conference presidents in Zimbabwe , when ed says his government is better than GOD'S. Makandiwa achiti ndiye anopa spiritual gifts even Jesu anotopiwawo naiye makandiwa.