No video

Tenda chiporofita cheupenyu hwako.Evangelist Muparinga.

  Рет қаралды 54,328

THE GOSPEL MHARIDZO

THE GOSPEL MHARIDZO

Күн бұрын

Iro shoko raMwari rinotii nehupenyu hwako.
Tenda zvinotaurwa ne shoko pamusoro pehupenyu hwako.
Kana zvichinzi unobudirira neshoko Ichokwadi.
Asi iwe chishandawo nesimba.
Zvinhu zvese zvinoda kushingirira.
Kuita nungo hapana kwetinosvika vatendi.

Пікірлер: 50
@mooabo8705
@mooabo8705 5 жыл бұрын
Amen munhu waShe shoko benyu Ini ndaive hure ndakarara nevarume 11 ndikazoroorwa nemurume wechi 12 ndikaita vana 3 now l am in lsrael Jerusalem kudenga kuna Mwari no aids no sick
@morgankwanisai4557
@morgankwanisai4557 Жыл бұрын
Ndezvedenga izvi
@tsitsi852
@tsitsi852 Ай бұрын
Amen ndaitirwa zvakanaka
@snazopama5357
@snazopama5357 Жыл бұрын
Ndakomborerwa 😭😭😭
@irenelolo2026
@irenelolo2026 Жыл бұрын
Mharidzo idzi dzinondi dzora zvakanyanya muupenyu hwangu
@nokuthulaannamanyangadze
@nokuthulaannamanyangadze 2 ай бұрын
Powerful ❤
@startafadzwa
@startafadzwa 10 жыл бұрын
Mweya waShe uri pamusoro penyu mukaramba muchifamba mese ummmmmmm tayambuka, denga tinopinda Thank you Lord for this vessel
@mariettemanatsa5878
@mariettemanatsa5878 2 жыл бұрын
Hallelujah
@ElishaChabata-uk3uo
@ElishaChabata-uk3uo Жыл бұрын
greatest message ever
@macmakuni6038
@macmakuni6038 5 жыл бұрын
Ishoko rakanaka rambai makadaro munhu wamwari Amen
@piusmakandwa4065
@piusmakandwa4065 2 жыл бұрын
Rumbidzwai Mwari narininarini!!!!
@nomattermusiyapinda9875
@nomattermusiyapinda9875 2 жыл бұрын
Hallelujah Amen 🙏 25 June 2022 Naaayo vhangeri
@TheRevelationSingingApostle
@TheRevelationSingingApostle 3 жыл бұрын
powerful,,,ndanzwa simba
@brucemoyo9204
@brucemoyo9204 5 жыл бұрын
God bless yu Evengelist Muparinga
@clydontafadzwa4253
@clydontafadzwa4253 2 жыл бұрын
Amen men of God
@hestiastoffberg7646
@hestiastoffberg7646 4 жыл бұрын
Mufundisi munogona kudzidzisa vanhu Amen
@kizitochamunorwa7194
@kizitochamunorwa7194 4 жыл бұрын
Ndinokumbirawo nmbr dzamuvhangeri ava
@tinotendamhlanga4671
@tinotendamhlanga4671 Жыл бұрын
Haaa Mwari akakupai revelation chokwadi
@tangisainyamuzuwe9549
@tangisainyamuzuwe9549 7 жыл бұрын
God is alive indeed. This is the Truth on spot without preaching other created things. Jesus Christ is known by love because He is Love and He had given us His servant. Stay blessed Evangelist Trymore. The best is yet to come...
@adhalangezha
@adhalangezha Жыл бұрын
Powerful sermon brother
@joemab7845
@joemab7845 11 жыл бұрын
This is a blessing. Tatenda Evangelist Muparinga. Mwari vatambe vachikushandisai zvakanyanyisa!
@cathrinemanyeruke6028
@cathrinemanyeruke6028 2 жыл бұрын
Glory to God forevermore .
@leroyg2312
@leroyg2312 11 ай бұрын
The angels tend to have a soft spot for women. If Mary was a man she would have been severely punished for doubting the angel, like what happened to Zacharia.
@tonderaichingombe2786
@tonderaichingombe2786 6 жыл бұрын
Muvhangeri munogona
@meldahkhupe3154
@meldahkhupe3154 4 жыл бұрын
Powerful message
@johnbarneschirwa4201
@johnbarneschirwa4201 6 жыл бұрын
Amen my pastor I love you may God give you more grace
@shuvaichenjerai1188
@shuvaichenjerai1188 6 жыл бұрын
Powerful revelation baba More Grace
@evernicegatawa2416
@evernicegatawa2416 4 жыл бұрын
Amen and Amen
@comfortmhakayakora2212
@comfortmhakayakora2212 4 жыл бұрын
kkkk mhandara nemwana wayo,,,, dofo ne benz yayo
@reebyo
@reebyo 11 жыл бұрын
church ndapinda excellent preacher
@user-cj7ib8yv4k
@user-cj7ib8yv4k 6 ай бұрын
Achiripo here murume uyu..
@faithtachiona2957
@faithtachiona2957 6 жыл бұрын
Muvhangeri vhangerai
@bishoploiceproductions822
@bishoploiceproductions822 7 жыл бұрын
Revelation iripo chokwadi. Rambai makadaro Muvhangeri.
@maitatenda2191
@maitatenda2191 7 жыл бұрын
powerful msg amen
@ruewashe
@ruewashe 11 жыл бұрын
Amen...........
@samdzicos628
@samdzicos628 8 жыл бұрын
powerful man of God
@ishmaelbhodha7397
@ishmaelbhodha7397 8 жыл бұрын
Powerful apostle
@rabsonpambayi2251
@rabsonpambayi2251 10 жыл бұрын
touching message
@mosesnyakudanga4580
@mosesnyakudanga4580 11 жыл бұрын
Munhu washe munondiropafadza
@TafffyTee
@TafffyTee 11 жыл бұрын
baba vanozarurirwa havo ava
@EphraimKowo
@EphraimKowo 7 жыл бұрын
Tafadzwa Mushangwe .Calling chaiyo
@jimisse1
@jimisse1 3 жыл бұрын
Hx
@irvinkudakwashesora3309
@irvinkudakwashesora3309 7 жыл бұрын
shoko benyu
@ruvimbomargaretbwaka5006
@ruvimbomargaretbwaka5006 8 ай бұрын
But ndine mubvunzo panyaya ya Mary akazobereka Jesu ari mhandara hre Bible hariti Joseph akazoziva mkadzi wke hre...please I really need explanation ipapo myb ndatadza kunzwisisa
@webstermhindirira2793
@webstermhindirira2793 5 жыл бұрын
powerful, Glory to God
@TafffyTee
@TafffyTee 11 жыл бұрын
Evangelist
@drmaxxonlineschool
@drmaxxonlineschool 2 жыл бұрын
33 minutes panyepwa apo chaizvo. Mwari ndiye akatosarudza vaanoda kuti vapinde nevaasingade kuti vapinde
@villageigwee9261
@villageigwee9261 11 ай бұрын
Munoziveiko kokungonyarara
@tafadzwarwafa6763
@tafadzwarwafa6763 5 жыл бұрын
Chikwapuro chebook
@vimbaidube6772
@vimbaidube6772 7 жыл бұрын
Powerful
Evangelist T Muparinga  preparation24july2012
40:58
Sakasota Viriri
Рет қаралды 34 М.
Lost coin .by Evangelist Muparinga
53:26
THE GOSPEL MHARIDZO
Рет қаралды 13 М.
Doing This Instead Of Studying.. 😳
00:12
Jojo Sim
Рет қаралды 37 МЛН
ROLLING DOWN
00:20
Natan por Aí
Рет қаралды 10 МЛН
Кадр сыртындағы қызықтар | Келінжан
00:16
Power of Grace.True testimony yekudanwa kwangu.Evangelist T Muparinga.
54:15
THE GOSPEL MHARIDZO
Рет қаралды 169 М.
Iwa nechi CID chemu mweya 😂.Evangelist Muparinga
54:48
THE GOSPEL MHARIDZO
Рет қаралды 36 М.
Evangelist Trymore Muparinga  Missing Axe Head 2009
1:17:21
Sakasota Viriri
Рет қаралды 90 М.
Garwa naMwari,kwete nechigaro or church:Evangelist T Muparinga.
20:17
THE GOSPEL MHARIDZO
Рет қаралды 26 М.
Nguva nemukana.Evangelist T Muparinga.🔥🔥🔥
54:03
THE GOSPEL MHARIDZO
Рет қаралды 43 М.
Abundance of rain...famine is over by Evangelist Muparinga
1:01:25
THE GOSPEL MHARIDZO
Рет қаралды 20 М.
Evangelist Trymore Muparinga - Chingwa pasi pe tafura (full sermon)
51:17
EVANGELIST T MUPARINGA   HOPE OF DRY BONES
47:33
Sakasota Viriri
Рет қаралды 76 М.