Let's support this young man. He resonates the late icon
@lloydmunuwa9763Ай бұрын
I wanted to see Leonard Dembo asi nguva haina kutendera,asi ndikaona Tendai ndatoona Leonard l grew up listening to his music in the 90s ndiri ku Mvurwi❤❤Thank you for this program
Well spoken Tendai. Famba nendima mwanakomana.❤❤❤❤
@Tawanda-MakarichiАй бұрын
Very well intellectual and well spoken those who can pick the lines Aiwa uyu ane pfungwa not just for the sake
@GetrudeMapakoАй бұрын
❤❤❤❤ like father like son keep on shinning Tendai
@veezienhamoruhwande99Ай бұрын
Beautiful❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤ Go Tendai Go, mwana we Legend yedu
@TakemoreGokoАй бұрын
Kana nemi DJ mogonesa kuinterviewer... Good job❤
@PasiChaparadzaАй бұрын
Intervier wacho anoziva mabvunziro not yana Olah inekakumanikidza zvaanoda kuti upindure...Tendai very intelligent
@ephraimdongo6613Ай бұрын
Kufara kuwona mwana welegend lernard Dembo
@KudzaiChadyeniАй бұрын
I am happy kuona mwana waDembo haaaaa guyz kaaaa nyangwe zvikanzi kune chazosvika pakasvika mdara L dembo munhu uya aiva svikiro remusic yesungura now ndikahwa any song yadembo ndinotanga kurwadziwa kut dai achirimupenyu dembo aiva netalent yakafqnana neya lionel messi webhora ne charecter yacho anga ari munhu anemoyo wakanaka
@nicoeandfriends275318 күн бұрын
HAPPY TO SEE YOU TENDAI,,,SAD TO HEAR MUMMY WAS AMPUTATED THE LEG,,,,,
@TendaiDondoАй бұрын
Credit also goes to the drummer weband anonzi Knowledge very good vocalist
@KudziMandenguАй бұрын
Well spoken Tendai takamirira musici yakawanda from you 🎸🥳🥳
@lloydmhondiwa1578Ай бұрын
Ari intelligent Dembo uyu
@JohanneChagumaАй бұрын
Munogona Barura rambai makashinga musaneta we love your music
@stevenruzvidzo5570Ай бұрын
God bless pakasiiwa vaiva vadiki
@EdwinChitapi-oy9ufАй бұрын
Best interview! Tinotenda. Kuna Tindo aaah tsika magiya motokari yeBarura iyendemberi. Mdhara waiva shangwiti pakubata basa. Mudazvevamwe ndiyo yakandiitira❤
@lenso3757Ай бұрын
Yakaipa mwana Chitapi
@tshrenkenturedee87Ай бұрын
Unogona Tendai,even kupindura mibvunzo 💯%👌
@lancelotsaungweme9369Ай бұрын
Just a word of advise to Tendai, I like his personality. He has tobr his own if he is to go far. Try not to be his father in voice. He has what it takes to make it and endure the difficulties in the industry.
@welldonerufu4865Ай бұрын
Keep going Tindo
@muzororimatsvimbo2975Ай бұрын
Very mature and articulate man.
@MascoChivambaАй бұрын
Tendai Musorowenyoka unehunhu chaiwo Wabva wandifungidza song Tsika dzinokosha
@cuthbertmudimu1705Ай бұрын
Akafanana nababa vake
@maxwellmukombe4757Ай бұрын
Kkkk haaa this man is naturally intelligent kkk regai ataura kuti ndanga ndiri razor kuchikoro
@shepherdmudimu6447Ай бұрын
He sounds very level headed
@mikengenjeАй бұрын
The guy is well spoken!
@ZviitoMuromboАй бұрын
Son of a legend.
@veezienhamoruhwande99Ай бұрын
Get well soon to Mai ❤
@VincentSeremani-we5miАй бұрын
Kkkk ska bhareta bho here saOllah 😅😅
@tblessingsАй бұрын
Tendai Tendai Tendai! How many times did I call you r name? Unogonesa.
@MunyaradziKasekeАй бұрын
Venencia kura mwanangu .venencia kura mwanangu .Tendai teanda kura mwana wangu
@goodwinchikoore4956Ай бұрын
Wish you the best mukuru
@rastonchikafa6801Ай бұрын
Tindo Dembo bhoo asi Mudhara Leonard dai aripo ungadai vakapedza chikoro zveshuwa asi responsibility yemhuri ndiyo yakakukasikira
@AlexMasuka-cr7dvАй бұрын
Jr Dembo very intelligent
@reniousprecious164Ай бұрын
Ndaona huma iyo Kuti ndiDembo chaiye
@goodwinchikoore4956Ай бұрын
I can see hu Silent killer similarity kkkkk keep it up maboss
@tichaonaziona8624Ай бұрын
Tindo 💪
@LeeroyKambaleАй бұрын
Well said
@lloydmunuwa9763Ай бұрын
Can l ve Tendai Contact.thank you
@SimbarasheMutiunovavaАй бұрын
Well done
@jaisonchengetagcomchengeta906625 күн бұрын
Mhembwe rudzi unosvikirwa iwe uri powerful unodzorera lead yamdara
@LazieMabongeyaneАй бұрын
Munhu akakurira muvanhu unomuona nekutaura without fear or favour, because anenge achitaura chokwadi, chokwadi will take you far, I like your confidence
@jacobchikwena8437Ай бұрын
He has direction from where he started and the age when he was left.
@normanmupfigo8538Ай бұрын
well spoken
@owentavengwa3933Ай бұрын
Hey chibaba chinonzi Leonard chakamusiira mutoro mukuru.
@collenmuvambwi8991Ай бұрын
Good wrks tendai , well done
@MuseveTVАй бұрын
🤝
@MatvHandoАй бұрын
Ko tipeiwo ma video a mdara Dembo
@Jaricha-34Ай бұрын
Tongai moyo ndiye akatora voice kubva kuna Dembo
@SimbarasheHanyani-em6scАй бұрын
Kufanana naMdara wake
@blessingmapiku9831Ай бұрын
Well spoken
@mwaenganisamukwachari13 күн бұрын
mwari akuwedzere kupfuura ipapo boy
@AllenKanhukamweАй бұрын
❤❤❤
@innesidumingo3764Ай бұрын
Ramba wakadzvanya Tendai
@TavongaARuvingo-ti3ziАй бұрын
Tendai you are good mufana chikuru chaunogona kubvuma kuti vamwe vanogona kundidarika
@birifaraikumulaz7070Ай бұрын
Haa guys kana maakuti akafanana naSilent killer maakutii fti ķķkkk mandinakidza asi mukuona saka here
@BrianKusenaАй бұрын
Saka macheso anerudo pase pane vana vevaimbi wakawanda anobatsira
@jaisonchengetagcomchengeta906625 күн бұрын
😂😂😂😂dzaitya kuroiwa naChibadura
@emmanuelsithole8767Ай бұрын
saka Morgan agara ane dambudziko kutozorerwa vana nemunin'ina kudaro here
@KudakwasheMlambo-i5gАй бұрын
Tendai anogona hake
@MadzivasАй бұрын
Voice kunge Dhewa
@asverdadesdemozАй бұрын
Gogo Dembo vachiriko ere?
@josephmuchigwe9282Ай бұрын
Gone ,l think last year or ,l forget
@KnowledgeVengesaiАй бұрын
Aaah vakashaya some 2 yrs back pa Chingwizi vabva kwa Museva padhamu. Ivo vaive mushauri mukuru nengoma vachirova ndokwakabva chipo
@SarudzaiZishiriАй бұрын
VaTendai vanofanira kuimba vari 3 nasisi anogona
@tinotendamurairwaАй бұрын
Bvanha rosasa Feya iri
@innocentmupedzisi9009Ай бұрын
Iwe Poshto kokumira munhu akapedza kupindura mubvunzo
@MuseveTVАй бұрын
I think issue ye time
@TavongaARuvingo-ti3ziАй бұрын
Ummmmmmmm mufana mwari akutungamirire unerwendo wena yaah ndafara mhani
@AdamSimango-dm2djАй бұрын
Mukomana unogona kutaura ende ndafarira kutsanangura kwako discipline munayo bamunini