Ma price aMtombeni ummmm haasi ekutya mari zvachose. 🙌🙌
@T._INOTENDA2 ай бұрын
😂😂ahh kokuzochinja voice tone
@admirehowahowa64665 ай бұрын
Its Ndadzidza naye Chabangu
@user-zv2jo2dr2u5 ай бұрын
Kkkkkk zvinhu zvachoo ndozvinoita vanosona shangu
@miss_rue55 ай бұрын
This is exciting Well done team 👏
@tatehudsonsichori43025 ай бұрын
Mtombeni and Tshabangu were classmates nhai 😂
@ashlymasendeke86515 ай бұрын
Mai Mtombeni vanoyera chii nhai 😂
@coleveele56385 ай бұрын
Bayawabvunza😂
@takudzwamapungwana47535 ай бұрын
Mai Mthombeni😂
@Elevate_Clips5 ай бұрын
Got here first 🎉🎉
@PropheticChannel-cl9jc5 ай бұрын
Aah ko mai mtombeni kuzviita ndivo victim manje mmm, 🤣🤣🤣🤣
@tafadzwajeranyama99885 ай бұрын
Ndeip
@mablegwiza64525 ай бұрын
Ndiri bhooooo😅😅😅😅
@nicodemusnyandoro82045 ай бұрын
Aaaah ko nyaya yazongochinja kubva panyaya ye20 mari kusvika pakuudzana zvekugara mahara😂
@tsungaimukarati97375 ай бұрын
Zvakaoma kugara pamba pehama dzemukadzi
@Mamacee0025 ай бұрын
Argument yandinakidza how mtombeni later opened up kut he is stressed😂
@lightonsengudzwa4065 ай бұрын
Garai tsano..😅😅
@user-ku9yr9pb5u5 ай бұрын
MAI MUTOMBENI NDOVADA IN
@cliveruturi39445 ай бұрын
Pane achavharwa chete😂😂
@makaitahove51425 ай бұрын
That was too short Asi nhai mai mtombeni murume uyo haisi choice yamakaita mega here, zvaipa papi pakushaya mari kwake Haaa munenge mune mhepo dzisingadewo marriage imi😂😂
@munyaradzimushamba775 ай бұрын
😂😂😂😂life ipiko yaunorarama ...mukuraramiswa basic life here @maiguru mai jeremiah
@ianvambe22525 ай бұрын
Accent 🔥🔥🔥🔥
@Washdude5 ай бұрын
Kkkkk
@Suewally5 ай бұрын
Mai jeremiya ndovachiva hngu
@nomudube32965 ай бұрын
1:46 😂😂😂😂
@FlorenceCount-nl1uc5 ай бұрын
My surname 😂
@NELSONMUSHSOHO5 ай бұрын
Munyanya kuita short guys
@SenatorKnori23085 ай бұрын
Comic apo mkasangana neleague yenyu chaiyo.... Huh mkadzi ano uyo kuonesa horror ndatiiii 😅