@@BelsKaswa-yl7nv Yes ndowirirana newe Nakai haaite ma short skirts ,especially (gomba harina mwana yakandibata 👏👏👏)
@BelsKaswa-yl7nv16 сағат бұрын
@@abigailmuneka442 yeah they are all good in their dffnt ways
@Chagwesha_mediaКүн бұрын
Vanakirwa ne move ,ndipei ma likes
@rosemaseva4464Күн бұрын
Lesson learned, the Power of Apology, Kim azviwanira murume nekuda kwekunzwisisa the meaning of apology, kusaita pride kunobatsira, not only in relationships but also in any life situation nevatinowadzana kana kusangana navo in life! Thank you Magtom Media for teaching and entertaining us at the same time 👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽
This move irikunakidza ino pedza stress, kune vese vapera stress just give me a like
@ChipoTiyananiКүн бұрын
Ndadzidza zvizhinji, kungo zvidzidzisa kuti sorry chinhu chakango kosha,uye zvee neku bvisa chinhu chinonzi nharo andioni pane chakaipa uno chengetedza relationship yako,, Thank you Magtom media for this great teaching,munoti ngonera shuwa,nhasi tadzidza zvinhu zvatanga takarasika mazviri Watching from Joburg
@advancenkomazanaКүн бұрын
Magtom media huchi wena one of Best actors in Zimbabwe kna uchibvumiranana neni siya like and don't forget to like comment and share magtom media pages
@TataMcnell-k3yКүн бұрын
Kim Kim anondigonera akomana❤🎉🎉🎉🎉
@MiriamMutereriКүн бұрын
Kim manake manje
@HumphreyChigwidaКүн бұрын
Kim anopedz ❤
@chitomaz40Күн бұрын
Vanoti musoro wenyaya urikuendera ne movie ngatiungane pano 🎉🎉🎉
@Chagwesha_mediaКүн бұрын
The power of apology ❤❤❤❤❤ lets gather here
@DavidHove-d1yКүн бұрын
Dai muchingowana zvamotipa every day coz vamwe we are addicted to MAGTOM zvekutodaro thanks nekutibikira mutakunanzva❤❤❤❤❤
@CIANBENJOLLYJAYSBENGS13 сағат бұрын
I pray for the miracle, kuti Magtom media led by baba Juju to reach 200k vy end of Dec, yes i said miracl. Thank u Magtom media. Team magtom media mese u are excellent. Ndokumbirawo muwanje Izi's character
@magtommedia5 сағат бұрын
Eazy anoyenda kubasa in fact vanhu vese vari mu Magtom vanoyenda kubasa so kuvawanza konetsa that's why muchiwona iye Slimie muridzi wazvo anozviswerera ari iye anobuda pese
@SimbarasheVamba-ew1muКүн бұрын
You mean it Magtom media ,this movie teaches us a lot abt life ❤❤❤❤❤❤❤❤❤ unokodzera mafollowers akawanda kupfuura auinawo Magtom Family ahoyiiiiiiiii
@SebastianMarima-uw2cfКүн бұрын
Ndini Nani toisa like tisati taona makanyanya kani❤
@CC-vz9to13 сағат бұрын
Slimy you are a great teacher, an inspiration, a mentor. Keep it up my brother 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@PatrickBwanakazi13 сағат бұрын
Thanks magtom media for this great movie we have learn a lot coz vazhinji murudo havachada munhu vakuda zvinhu
@benardmlambo945313 сағат бұрын
Ndinotenda movie huchi ndichitenda kuti maipedza yapera pane Aya amurikusiya asinakupera ese tirikumada ngaapere takaamirira thanks gyz lm happy pamunongo kandachete ndotozivakuti huchi
@Tariromurima16 сағат бұрын
Thank you magtom media you are the best, chokwadi ndechekuti ndikudzidza a lot from you team, masiyana nevamwe vano acter zvisina kana dzidziso muupenyu. Keep the standard up ❤❤❤❤❤❤❤
@TapiwaDhliwayo-b1fКүн бұрын
Kan paine akambosangana nestatement raudzwa slimie kan kuudza mface wako kut handirare newe tisati tachata kanda like nemalove❤❤ tione kut toremera mastreets hre
@shingiraitrevormboto2105Күн бұрын
Apa munhu atononokerwa achida zvake
@admiremutambo66954 сағат бұрын
@@shingiraitrevormboto2105 APA AKATOMBOVATA NEVAMWE FUT🤣
@lornabernelorna5306Күн бұрын
1:55 this lady is a good actor.. magtom iri kukura we like this 🎉🎉🎉
hahahah ndakambomuita muskana akadai anopopota shem, haaa ndakademba chandakamudira kkkkkkkkkkkk and i left the relationship silently,i disappeared wth my life
@runcarzКүн бұрын
I love Kim❤ she’s a very good actor 😊😊
@felixkudzaimutamiri312417 сағат бұрын
l did learn a lot from this
@bridgetchanda404811 сағат бұрын
Me too
@toddygafa6014Күн бұрын
munogona guys thank you ... We're watching from Marlborough.. 🎉🎉❤
@memorygoche257413 сағат бұрын
Mapedza masports Magtom keep it up❤❤❤
@preciousmtemeri969511 сағат бұрын
Kim the way yu shape yo words even in shona or english is dope🎉
@abigailmuneka44216 сағат бұрын
❤❤Magtom Media naNakai Tsuro ummmm ndatove addicted to u both❤❤mkundigonera hangu haaa I salute u🎉🎉
@TalentDzapasi-fm6soКүн бұрын
It's a teaching movie, thank you
@SimbarasheVamba-ew1muКүн бұрын
Heeeeeeeee kkkkk right imi hama nevabeereki pama invitation penyu chinjai pakati Lian moisa Kim chachinja vasikana zvimwe zvese haxvina kuchinja kkkkkkkkkkk Tom one of the best content creator love you Sir and Magtom family
Just kungoti “am so sorry” zvichibva pasi pemoyo, an apology inopodza zvakawanda. In life we need to learn to apologize kune vamwe wedu, am sorry goes a long way!!
Dapuranhanzva dovi rechinanzvira ,good advert of the place 2 presentable and stated facts of real life interms of live ,keep the ball rolling baba juju
@PhionaMusekiwa-iu9bqКүн бұрын
Iri rine mato ..thanks magtom .. watching from India
@abigailmuneka44216 сағат бұрын
❤Magtom media, this is dope
@MishieTallent-hf8lv13 сағат бұрын
Thank u magtom,munoticaraidza❤ frm mpumalanga
@MikeMakoti-m2hКүн бұрын
Magtom fans let's gather here
@FayaPastorКүн бұрын
Pfeee
@unicerusere144411 сағат бұрын
Ndanonoka was busy kani
@Chagwesha_mediaКүн бұрын
Vanotie sagton number kana uchiona move The power of apology uchidya sadza re sagton, give me ma likes 😂😂😂😂😂😂❤❤❤❤❤❤❤
@bothwellmukwenje4695Күн бұрын
Mukoma baba juju hatina zera navo vakomana.vanonyorà mascripts your suit is very nice again.
@dumikays4089Күн бұрын
MARGRETHOMPSON MEDIA👍👍
@innocentnyandoroКүн бұрын
Uuuum guys continue please ❤❤❤❤❤❤
@TalentChararaКүн бұрын
Magtom never disappoint
@creationsvsualsКүн бұрын
Sorry❤
@innocentnyandoroКүн бұрын
❤❤❤❤❤ Kim your're looking good munopedza team magtom
@JusticeNyadimboКүн бұрын
Slim and team well done guys muri huchi❤
@vongaichiwenga8990Күн бұрын
Thank you Magtom ❤❤❤
@DevineMukoyahКүн бұрын
My favorite actor
@MercyTawonezvi-ge8rgКүн бұрын
Vamwe vanopinda muMarriage so fast and easy guys kkk congrats Kim
Baba Juju hamupererwe makapenga mune tarenda manyama❤ kkkkk. Kim long time my dear, love to see you
@WashingtonMaganga-lz4prКүн бұрын
Watching from Mozambique, ndangotsvaga pekuti pfee kuti ndione magtom
@TafadzwaShereni-i8tКүн бұрын
Ichi chabatwa jealous down keep it up slimie
@LainahChisvo-x7fКүн бұрын
Munogonereii kudaii nhaim vnhu ve magtom l luv yuu family ❤❤❤❤❤❤
@sibongilenicoletta2075Күн бұрын
You never disappoint anhuwoye.. Love you 😊
@Chiefwidzo7 сағат бұрын
Ndogona kuputika ... ndogona kuputika , that one got me on bestie
@DiorMabeza9 сағат бұрын
Team magtom makuseri❤❤❤❤❤
@sophiamaboke280113 сағат бұрын
We as a family we love you
@Dayton3002Күн бұрын
Hakuna anditangira use this one as the like button
@lshmael9maronde966Күн бұрын
❤❤❤ movie ragadzirwa riri kunakidza
@djfiremanmurinyejnr9521Күн бұрын
Magtom zvava zvinhu baba 💓🔥
@PreciousSangareКүн бұрын
Thanks magtom ❤
@bosssimblo2413Күн бұрын
Magtom media huchi ❤❤❤
@tombimashri8149Күн бұрын
Guyz can u pse translate all u are saying in English pse that way u will receive much more views for those who dnt understand Shona. X u
@RanganaiMakozho-uh1qwКүн бұрын
I agree with you ❤❤
@chitomaz4021 сағат бұрын
@slimie waibata here chenjedzo iyooo
@Precious-Welcome19 сағат бұрын
Ipapo wataura dama coz international language iri ryt vanoenda Kure magtom yedu
@nyarie1997Күн бұрын
shamhu yestress thank you magtom media
@florencefoni5301Күн бұрын
Magtom media woyeeee❤
@vitalismataswa8909Күн бұрын
Ska slimie wakazoti kupinda pinda ucharega riini KKK ku complicated affairs same same nekuno(the power of Apology.) kkkk uchaapedza verse 😂😂😂😂😂😂😂😂😂. You are the best guys. Hakuna chinonzi bestie we opposite sex 😂😂😂
@richmoremugandi2193Күн бұрын
Kkkkkkkkkkk sorry is important 😂😂😂😂 single mom take some notes, the robot is ready 😂😂😂😂