WHO TOOK AWAY HER VIRGINITY: TINASHE MUGABE DNA SHOW S14 EP30

  Рет қаралды 72,807

The Closure DNA Show

The Closure DNA Show

Күн бұрын

Пікірлер: 706
@ThandiweMacheka-c8h
@ThandiweMacheka-c8h 3 күн бұрын
Mwana anyarara paabatwa naVamugabe which symbolises peace yavauya nayo vamugabe kuvabereki ad the child accepted basa raVamugabe which means these dna test spiritually are connected ad the child is happy neclousure yaapo Basa renyu raknka chose amugabe Thank yu always
@Stella-h6o
@Stella-h6o 2 күн бұрын
@@ThandiweMacheka-c8h ß definitely true
@helenmuringayi5485
@helenmuringayi5485 2 күн бұрын
@@ThandiweMacheka-c8h magic hands
@ChiraswaElizabeth
@ChiraswaElizabeth 2 күн бұрын
So sweet thank you so much Tinashe wagadzirisa dzimba dzakawanda ndinofarira chirongwa ichi so much
@ImmaculateMusindo
@ImmaculateMusindo 3 күн бұрын
This couple iri smart vakageza zvese nemwana so neat
@MOLLYMolly-o3u
@MOLLYMolly-o3u 3 күн бұрын
TINASHE MUGABE NDINODA KUKUTENDA NECHIRONGWA CHAKO CHEMA DN TESTS BECAUSE UNOTIRATIDZA KUZUNGAIRA KWESE NEKUPUSA KWAKAITA VARUME VECHI ZIMBA THANK YOU .VARUME AVA VANOFUNGA KUTI KUSHAMBADZA KUNYIKA YE ZIMBABWE KUTI MUKADZI ANGA ASIRI MHANDARA NDIKO KUGONA VOKANGANWA KUTI MUKADZI WACHO UCHAGARA NAYE HUPENYU HWESE MUMUSHA MAKO
@PrimroseDzungu
@PrimroseDzungu 3 күн бұрын
kkkkkkkk nhai nhaimi asiri mhandara kudaro mwana obuda ariwako
@angelinejeriwa9886
@angelinejeriwa9886 3 күн бұрын
Imagine kushambadza munhu wauchagara naye fr life nonsense
@RegeraiChikovore
@RegeraiChikovore Күн бұрын
@@MOLLYMolly-o3u haaa regai chokwadi chitaurwe nemi vanasikana dzidzai kuvhara makumbo unovhurira varume 10 wozonogara neumwe ndokudini ikoko
@MOLLYMolly-o3u
@MOLLYMolly-o3u Күн бұрын
@@RegeraiChikovore Gara zviya makabvisa humhandara vakadzi vangani makavatora here.saka murikufunga kuti havacharoorwa
@bonuspawari7819
@bonuspawari7819 3 сағат бұрын
@@MOLLYMolly-o3u aanzi ma dn anonzi partenity dna tests. Ndiwe dofo rekutanga usat watuka varume
@ModestarChigwaza-ic3dm
@ModestarChigwaza-ic3dm 3 күн бұрын
This is very cute tuvanhu twacho twese turi so cute and calm even the baby is well dressed...God bless this marriage
@FaithNcube-zt6pf
@FaithNcube-zt6pf 3 күн бұрын
Mr Mugabe you are so humble .thank you for handling such cases 🎉
@mathewmukosera9136
@mathewmukosera9136 3 күн бұрын
The young brother did a perfect job. He deserves an award 🎉.
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 4 күн бұрын
Thank you Tinashe, you are bringing confidence and hope in troubled souls and marriages. Weldone my sister, you are cool, down to earth and humble. Dai mwari akuitirai zvakanaka nemurume wenyu.
@aimzingoni5382
@aimzingoni5382 3 күн бұрын
Kunyepa nemafambiro asinganzwisisike, amai vaizviita pahudiki. Kurai mese zvakanaka. May God bless kubata kwemaoko enyu and grow your business. This is a match made in heaven. May you like my comment. ❤❤❤❤❤
@RegeraiChikovore
@RegeraiChikovore Күн бұрын
@@aimzingoni5382 and anozoita mimba yemunhu one asi anyakaza vakomana 10 vavata naye vose pasina kana protection ndozvinorwadza
@MakahManiki
@MakahManiki 3 күн бұрын
Vakapfava zvavo vanhu ava well-done mwana skna wadadisa 🎉🎉
@phillipnsangonya3747
@phillipnsangonya3747 3 күн бұрын
Team iri smart , simple dressing on spot . These are the Gokwes kwete vamunonyeperana , interview was smooth
@MiriamNdongwe-my5pn
@MiriamNdongwe-my5pn 2 күн бұрын
This young couple ndokumbirawo naNyati wavadzaidze kumuchato please ndakumbira so sweet so innocent
@TinotendaDzinotyiweyi
@TinotendaDzinotyiweyi 4 күн бұрын
Thanks girl wamira pachokwadi hauna kuti svodesa isu sana maivako tafara dzokera kuchikoro udzidze izvi shandire varume vanonetsa especially wako uyo ane shanje negodo nerushusho
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 3 күн бұрын
Welldone baby girl wadadisa🎉🎉
@gloriamugari9674
@gloriamugari9674 3 күн бұрын
Thank you Mr Mugabe honai baba vanga vachiramba ropa ravo be blessed mukuvaka mhuri zhinji
@raphaelmuneri6420
@raphaelmuneri6420 2 күн бұрын
Thank you sir Tinanshe these people were living a poisonous life but you healed both of them thank you Global DNA
@blessingmanyeruke6832
@blessingmanyeruke6832 3 күн бұрын
Tinashe anoda kiss veduwee😂😂😂and the young couple is very smart vanogeza zvavo. Am happy with the results nhasi mwana wevanhu anokwirwa akati eke🤗
@Nobertchatindo
@Nobertchatindo 3 күн бұрын
Aaaah kkkkkkk
@thandybhebhe795
@thandybhebhe795 3 күн бұрын
Hit like if u want 5 episodes a week.
@JoinahNgwenya
@JoinahNgwenya Күн бұрын
Zvinodadisa Izvi mwanasikana uyu anotaura zvinyoro nyoro imba yenyu ngaiende mberi❤❤❤
@CuthbertZaranyika-gt1xp
@CuthbertZaranyika-gt1xp 3 күн бұрын
Makachena baba mai nemwana well done ...
@hokoyochikwenya7678
@hokoyochikwenya7678 3 күн бұрын
Young brother so genius bringing a very gorgeous or black beauty honest lady to the family .....kutonodya manje fulstop
@RegeraiChikovore
@RegeraiChikovore Күн бұрын
@@hokoyochikwenya7678 honest isiri virgin here akavhurwa nani
@fikilesilombe7242
@fikilesilombe7242 3 күн бұрын
Gokwe my hometown ❤ wadadisa mwanasikana you are a calm couple very smart may God bless you 🙏
@CatherineSanyatwe
@CatherineSanyatwe 3 күн бұрын
Amai vekuuya nenhau yephone tichavatumira Mercy Bholato😂😂😂 havazvipamhe
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 3 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@mrachimtinashechikwinho7159
@mrachimtinashechikwinho7159 3 күн бұрын
😂😂😂😂
@PatienceRukainga
@PatienceRukainga 3 күн бұрын
Ndochokwad
@Stella-h6o
@Stella-h6o 3 күн бұрын
Without any fear without any fever my baby girl wandidadisa kutaura nehunyoro zvako Mukomana uyo itsotsi Kuda kutora machances zvino naTinasheMugabe haurume shme Varume stop kungoda kungo Creator tunyaya twusipo but why kungoda kushungurudza msikana wawaka kambura Bota kuita kukokotedza pedzezvo handisini ❤pamberi neDNA guys luv baby girl 🎉🎉
@aqua4497
@aqua4497 3 күн бұрын
Apo wareva chokwadi. Baba vakaronga tunyaya twenhando twakawandisa. I don't know why this is so common maZezuru. Pedzezvo no remorse; no sorry mudiwa?? Ngatichifara nekuchengetana semhuri..😮😢 Girl's parents will collect her results with joy. 😊😊❤❤❤
@rejoicetakaidza9794
@rejoicetakaidza9794 3 күн бұрын
Ncooooooh❤ i love hama dzababa hanzi musikana uyu haapenge tora munhu
@emapsdkmzo2158
@emapsdkmzo2158 3 күн бұрын
Nhai hako,kunyepera kuzungaira nhema hake iye .Hama idzo mwari ave nadzo.Ndiri kuona kt imhuri yevanhu vakati ngwarei.i hope kumhuri kuri kufariwa zvomene
@cricket694
@cricket694 3 күн бұрын
Tinashe kungobata baby abva anyarara. Congrats baba namai wishing you a blessed happy marriage
@emapsdkmzo2158
@emapsdkmzo2158 3 күн бұрын
Excellent hama ,excellent mainini,excellent bamunini be a blessed family.KANA tazogara hama ishoma dzinoti tora munhu wako haapenge uyu. i love it
@riverstonelodge8548
@riverstonelodge8548 3 күн бұрын
Thank you mr DNA murikubatsira mhuri zvinji ❤ shuwa dai musipo tairasa ropa redu😅
@tatendalunga4933
@tatendalunga4933 2 күн бұрын
MaGokwerians gather here nyabi yangu matidadisa smart chete👌 very calm ❤ wish you all the best mugarisane zvakanaka
@RegeraiChikovore
@RegeraiChikovore Күн бұрын
@@tatendalunga4933 aiwa hamuna kudadisa because unozonoroorwa nemunhu one asi wavhurira varume 10 makumbo. Dzidzai kuzvichengetedza
@SusanMagwiroto
@SusanMagwiroto 4 күн бұрын
Wooow the baby is smart
@rumbidzaichinoriwa7757
@rumbidzaichinoriwa7757 4 күн бұрын
The baby is very smart. Ramba uchi chengeta mhuri yako iwe usaterera mashoko evanhu. Hona wanga uchirarama hupenyu husihwo ne mhaka yeku terera mashoko evanhu. Kufa kwakauya you must enjoy while you are still alive.
@shumbashava247
@shumbashava247 4 күн бұрын
The child anyarara paabatwa naTinashe.arikupiswa zvake
@brendavirimai3174
@brendavirimai3174 4 күн бұрын
Gokwe yangu mhayiii thanks girl wadadisa
@lenso3757
@lenso3757 4 күн бұрын
Vana ngavaende kuma college they are still young
@SarudzaiZishiri
@SarudzaiZishiri 2 күн бұрын
Wadadisa mwanasikana stay blessed
@tendaievelyn
@tendaievelyn 4 күн бұрын
Well done baby girl, wanyadzisa satan. Mai vauya vakatakura mwana, bag and umbrella zvese, baba vazotakurawo umbrella after result announcement. Mwana atoratidza kusajaira baba, kuramba achichema abatwa nababa, anga akatonyarara zvake akabatwa navaMugabe.
@miriambanda1670
@miriambanda1670 4 күн бұрын
Mwana anga anyarra paabatwa na Mr Mugabe .....much love guys tokushuwirai zvakanaka ❤️
@SonileManyathela
@SonileManyathela 4 күн бұрын
I'm proud of you bby gal ..vakawanda havakundi ipapo🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@nolinendebvu5743
@nolinendebvu5743 2 күн бұрын
She is calm and beautiful
@mhofu02
@mhofu02 3 күн бұрын
Mwana abva anyarara abstwa naDNA man❤️
@86Bh701
@86Bh701 Күн бұрын
Thank you so much Mr DNA for giving closure to this young couple. Bota rakunodyiwa manje 😂😂😂😂
@PatienceRukainga
@PatienceRukainga 3 күн бұрын
Tnashe Mugabe afarira smart inababy dai asna kugezwa haaimbobata kanaka1
@everjoyzvikomborero4367
@everjoyzvikomborero4367 3 күн бұрын
This family is smart haaaa vakachena kana mwana wacho ari smart ndokunonzi kugeza uku even vari kuGokwe
@girawearsenal
@girawearsenal 3 күн бұрын
Yeah sho haungamboti vanogara kuruzevha vatokunda vazhinji varimumadhorobha.
@tafadzwa66
@tafadzwa66 Күн бұрын
Kkkkkk hanzi ona mhamha na daddy vanofara , may God bless this family
@priscillamurenjekwa539
@priscillamurenjekwa539 4 күн бұрын
The way i was doubting this girl ka, she didn't have confidence but ndazofarisisa zvisingaiti Congratulations mwanangu wadadisa🎉🎉🎉🎉
@RegeraiChikovore
@RegeraiChikovore Күн бұрын
@@priscillamurenjekwa539 kakasitori shuwa mimba yakazoita yeuyu but kaiwanza ako hauoni zi hat rakauya naro kakachida kuzovhara kumeso kana zvaita nepamwe
@TaridzaiKutsirai
@TaridzaiKutsirai 3 күн бұрын
Ndafarira unyoro rwako mwanasikana nekupinduta kuti mwana akabuda a chinzi haasi wababa handizvitambiri Good answer Well done Girl
@LiyonaSibanda
@LiyonaSibanda 4 күн бұрын
Dankie mwanasikana makorokoto ❤❤❤❤baba take care of your family
@raymondmusakodza2890
@raymondmusakodza2890 3 күн бұрын
These guys are so calm ,what a combination bhora rakapera zvisina noise
@chiedzachashe7263
@chiedzachashe7263 3 күн бұрын
Ona mhamha nå daddy vanofara took me off 😂😅🤣😅😂Tinashe anemusikanzwa ndati 🤣🤣😅😂
@stellangwenya2649
@stellangwenya2649 3 күн бұрын
😂😂😂😂
@Nobertchatindo
@Nobertchatindo 3 күн бұрын
Kkkkkk nyange ini pandinakiza
@fatimataruwinga8439
@fatimataruwinga8439 3 күн бұрын
Me too ndaseka wena 😂😂😂
@RumeldaDebeer
@RumeldaDebeer 2 күн бұрын
😅
@liliannyatondo791
@liliannyatondo791 4 күн бұрын
Tinashe please bann ma hat pa chirongwa please
@judithmbizi
@judithmbizi 4 күн бұрын
😂😂😂😂
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 3 күн бұрын
Why? Its by choice innit?
@Chatibwege2287
@Chatibwege2287 3 күн бұрын
Akadzidzisa pwere idzi kuisana at a tender age kudai ndiyani .... ini i tried it at 23 ku Byo naNatasha ndikapashaya ..... iye aiziva ini ndaive dzungu ..... nhobva ati wandikuvadza ndikaiita nhumbu ndouuya kumba kwenyu .....ndakaiita bp munongonzwa imi kuti ndanutisa 😂😂😂😂😂😂
@JudithMaregana
@JudithMaregana 3 күн бұрын
Tinotenda hama dzomurume dzaka kurudzira mupfanha wavo kutora babie , asi babie chiregavo kureva nhema uvimbike❤
@MariaNyika-n1b
@MariaNyika-n1b 3 күн бұрын
Musikana achiri mudiki anotoda kubatsirwa kudzidziswa paachiri kusarira kuti anyatsova mai vakanaka but generally akadzikama uye ari smart chaizvo
@ChauChaurura
@ChauChaurura 4 күн бұрын
Mkoma Tinashe Mugabe ka kkkkkk munoumbiridza dzimba zvine udzamu wena ,,continue to do yr great job
@praisemoyo5865
@praisemoyo5865 3 күн бұрын
Tinashe you nailed it,ona mhamha na daddy vanofara. I'm so happy for the girl,wadadisa nanaz asivo kugara nemurume aaingakwanisi kana kuti sorry zvakaoma. The kiss addiction is growing kwandiri zvangu ❤❤
@qaphelaningwenya746
@qaphelaningwenya746 3 күн бұрын
Congratulations. All the best in their marriage
@RaymondJamesPMatanhire-te4zi
@RaymondJamesPMatanhire-te4zi 3 күн бұрын
but mfana ari form 2 uyo bho zvekuti manje🔥🔥🔥🔥
@erivetielevatemukanhairi2431
@erivetielevatemukanhairi2431 3 күн бұрын
Tinashe,Tinashe ,doing the best you know,we love you ll the way from Gutu Majada,Magombedze Chivave
@NyashaMuparadzi-m7l
@NyashaMuparadzi-m7l 3 күн бұрын
Aaaa im happy for them ufunge apa twunotamba nemvura wish all the best mumba menyu
@LinetotiePaswavaviri-r1l
@LinetotiePaswavaviri-r1l 4 күн бұрын
Woow wadadisa girl zvnga zvichiita sekutii havasi muridzi wemwana
@makanaka838
@makanaka838 4 күн бұрын
Tinashe une maoko ari sweet, baby kubva ati ziii😂😂😂 well done, baba chaivo 100%🎉🎉
@Anna-f6u4q
@Anna-f6u4q 4 күн бұрын
Wadadisa mwana sikana congratulations ❤❤❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@gamuchishiri6242
@gamuchishiri6242 4 күн бұрын
Kakomana aka hakadi mukadzi wake. He was hoping the results would come out negative
@trymorezgororo5978
@trymorezgororo5978 3 күн бұрын
Well done little sister for being honest, and well done bamunini nekumira nemudzimai wako and nekutsvaga chokwadi. shandai mese zvakanaka muchibudirana pachena, musanyeperana. mhuri yenyu inokura zvakanaka
@TariroZimidzi-lh3vd
@TariroZimidzi-lh3vd 4 күн бұрын
Happy for the couple nhasi bamunini monodyira bota mupoto zvose nemakoko 😅😅❤
@estachinhamo5767
@estachinhamo5767 2 күн бұрын
The lady is beautiful in and out ❤❤🎉🎉
@PatienceMapaike
@PatienceMapaike 2 күн бұрын
Asi mamai emumaraini makuhwa chiiko...unotumwa kuteera fon wakamira sani
@AntoniaMagombedze
@AntoniaMagombedze 2 күн бұрын
Mai vemakuhwa mukwane😢
@DelmaKwereka-uv1mo
@DelmaKwereka-uv1mo 2 күн бұрын
Nhai nhai
@reasonkupenga4925
@reasonkupenga4925 2 күн бұрын
Mkavaziva mundiudze ndivashanyire hangu
@tinyikontsako6387
@tinyikontsako6387 3 күн бұрын
She is young but very clean . Baby is well taken of
@NondoKadzi
@NondoKadzi 3 күн бұрын
Hona mama nadaddy, vanofaaara. haa Tinashe anonakidza zvake . Thank you baba for seekign peace of mind, you have a beautiful wife garisanai zvakanaka nemhuri
@mancuencube5409
@mancuencube5409 3 күн бұрын
Tinashe anotsva zvimivhunzo kusvika munhu agarisika, umwe unotoona wega kuti hana yake haisati yagadzikana kuita kunge angangotiza, so zvimivhinzo vhunzo zvobatsira to gain confidence
@MelindaSithole-o7u
@MelindaSithole-o7u 3 күн бұрын
😊😊😊thanks Mr Tinashe....I like the kissing part😂😂😂
@VaraidzoNgwenya
@VaraidzoNgwenya 3 күн бұрын
😅😅😅😂😂😂 apo neni panondiitira 😂😂😂
@MelindaSithole-o7u
@MelindaSithole-o7u 3 күн бұрын
@VaraidzoNgwenya 🤣🤣🤣taura zvko
@PhoebeNyeraurombo
@PhoebeNyeraurombo 2 күн бұрын
I love that song yekti dzinza remwana
@constancemabhonga1339
@constancemabhonga1339 11 сағат бұрын
Tipeiwo part2 yekwa chief chireya Gokwe DNA man
@HellenSibanda-e7j
@HellenSibanda-e7j 3 күн бұрын
Kkkkkkk pakuzounzirwa babie nempfanha ndopatondipedza thank you vana homie vangu manga makachena hamuna kunyadzisa Gokwe
@cricket694
@cricket694 3 күн бұрын
mfana has good taste
@primrosedoma9921
@primrosedoma9921 3 күн бұрын
Tibvisireiwo masettings ekuti download apo vamwe tinoita Wi-Fi kubasa chete toda kuonerawo kumba please 🎉
@WinfreyMashelele
@WinfreyMashelele 3 күн бұрын
Taura hko
@emapsdkmzo2158
@emapsdkmzo2158 3 күн бұрын
Ndiwe neni ,kovamwe varipi. takaScanner Wifi pa4ni yemurungu 😂😂😂😂 Porisi get biz nembavha😂😂😂
@Mr19720715
@Mr19720715 3 күн бұрын
There are so clean and their baby i love that ❤❤
@Bradleydanga
@Bradleydanga 3 күн бұрын
Yes
@alicemukudo3512
@alicemukudo3512 4 күн бұрын
❤thank you Nana wanga wakavimbika uchinyatsoziva muridzi wemwana❤
@aimzingoni5382
@aimzingoni5382 3 күн бұрын
I'm happy for these 2... Ngavachengetane zvakanaka. Uye baba ngavadzidze kubatawo mwana wavo.
@koeksistersamoosa6456
@koeksistersamoosa6456 4 күн бұрын
At least chisikana wadadisa Gokwe ndokumusha kwangu
@christieultd
@christieultd 3 күн бұрын
Well done mwanasikana. I hope this guys treats you better coz anenge nyumwa nyumwa. Yet ndiye nyakutuma mfanha kuti ndiunzirewo msikana. So aingoda babie rekutema osiya. Chitiwo sorry baba imi DNA man muri kugona
@JessicaMukora
@JessicaMukora 4 күн бұрын
Thank u so much DNA team work Mr mugabe basa sebasa 🎉
@bonifaciomahache1292
@bonifaciomahache1292 3 күн бұрын
Statement marinzwa here ,hanzi saka makazoita zvikanzi ehe ndakaiita haaa Tinashe usazodaro veduwe kkkkk
@CelestineMeza
@CelestineMeza 3 күн бұрын
Naimi ask vana ava kwavabva hakuna vanhu here ,kushaya anovabatira mwana, musasaro vabereki
@wisemantumbure8714
@wisemantumbure8714 3 күн бұрын
Tinashe Mugabe maoko chii naye kwese kwanoita basa Mwana akachema akamubata anonyararq same time 😂😂😂😂😂😂😂😂
@sekaiivakira9075
@sekaiivakira9075 3 күн бұрын
Ama2k ekuGokwe anodadisa mhani ❤
@MoleenPaidamoyo-bt6yw
@MoleenPaidamoyo-bt6yw 2 күн бұрын
😂😂ona mama nababa vanofara hawo 🎉🎉🎉❤
@santyQuekwana
@santyQuekwana 2 күн бұрын
😂😂😂😂 Tinashe Tinashe 😂😂😂😂😂
@nyarendaelizabeth
@nyarendaelizabeth 4 күн бұрын
Wadadisa mwanasikana wangu hatina kunyara chengetanai mukure you are both looking good zvese na Liana muchengete muzukuru wangu
@koeksistersamoosa6456
@koeksistersamoosa6456 4 күн бұрын
Mr Mugabe is very humble God bless you and family🙏🙏
@marychireka9763
@marychireka9763 3 күн бұрын
Paabatwa naTinashe mwana anyarara kuchema Tinashe munhu wamwari habatebate zvakaipa
@PeturoRwaus
@PeturoRwaus 3 күн бұрын
😂😂😂😂😂🎉
@Rufaro-14
@Rufaro-14 3 күн бұрын
Mwana achatinetsa uyu kungobatwa na Tinashe kabva kati ziii 😂,hanz saka makutonodya manje iii Tinashe 😂😂😂
@tambudzaimakona
@tambudzaimakona 4 күн бұрын
Welldone gud girl hauna kutinyadzisa,Baba siyai kufungira idai mukadzi wenyu
@thandosiziba6294
@thandosiziba6294 4 күн бұрын
Andisatil ndambofarira ma results but aya mdashaya pekubata nemufaro
@madamdelicious3183
@madamdelicious3183 4 күн бұрын
Me 2 ufunge❤
@MercyMagadzire-i1y
@MercyMagadzire-i1y 3 күн бұрын
Ndafarira Company Yevanhu ava. Apa vanofarira kugeza ndakufarirai. + Mukomana Uyu anepfungwa iye achiri mudiki kudarika vana baba vari kuma30 kutaura zvinonzwika❤
@remingtonsuvo7930
@remingtonsuvo7930 4 күн бұрын
Nhasi bota rinodyiwa zvemhando yepamusoro, 5 months makatsanya 😅
@mathewmukosera9136
@mathewmukosera9136 3 күн бұрын
Matching couple❤🎉 both of them they are so cool. Congrats
@Jeeperscreepers-s1j
@Jeeperscreepers-s1j Күн бұрын
Beautiful young lady God bless you 😢
@Bradleydanga
@Bradleydanga 3 күн бұрын
Tinashe is blessed vamwe havabate vana vevamwe
@MamaP-s5c
@MamaP-s5c 3 күн бұрын
Ini ka statement kekungoti heee ndakamuwana Asiri mhandara kanondibhowa iye anenge ari Jaya here nxaa Ndo type dzinongokambura bota Vana vevanhu dzichisiya asi ozoti ndirikutsvaga mhandara
@AlettaChiyangwa-xd1ex
@AlettaChiyangwa-xd1ex 3 күн бұрын
Nhai nhai
@emapsdkmzo2158
@emapsdkmzo2158 3 күн бұрын
Nhai hako,kutoziva different yemhandara neasiri at that age kureva kt akabvisa vasikana hobho.wongozoti chino nechocho kutora Advantage kumusikana nxaah
@CharletteChihelele-d5v
@CharletteChihelele-d5v 4 күн бұрын
Thanks DNA for giving peace these youngsters
@albertmdabuka4480
@albertmdabuka4480 4 күн бұрын
This boy is so funny. He told young brother to bring him a girl??? " Ndiunzire one girl"??? Thats crazy! Mwanawemunhu
@Madzivas
@Madzivas 3 күн бұрын
😂😂😂 tese takabva neko uko
@ultimakhumalo
@ultimakhumalo 3 күн бұрын
Kkkkkk pride
@EneressMatenga
@EneressMatenga 3 күн бұрын
Ndopanoti Gokwe
@mathewmukosera9136
@mathewmukosera9136 3 күн бұрын
Vanhu vanosangana nenzira dzakasiyana siyana
@monangilazi8925
@monangilazi8925 3 күн бұрын
Kakangwarisa kamupfqnha kacho
@reasonkupenga4925
@reasonkupenga4925 2 күн бұрын
Welldone girl wandifadza zvako❤
FOREVER BUNNY
00:14
Natan por Aí
Рет қаралды 33 МЛН
Bamukuru Vakandimanikidza Bonde Vachiziva VaneMuzvezve
36:28
SlyMediaTv
Рет қаралды 26 М.
WATCH LIVE: How Mnangagwa rigged Namibia elections
45:37
GAMBAKWE MEDIA
Рет қаралды 5 М.
She Led Me Into The Bushes: TINASHE MUGABE DNA SHOW S14 EP11 #dnaman
1:12:32
The Closure DNA Show
Рет қаралды 142 М.
Zengeza: Amai Mufundisi Vakandivhara Mari Yangu Yeround Itsotsi
55:06
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 8 М.
WATSOMBA.........SEKURU MUKOTSANJERA VOPINDURA MADZIBABA
30:52
Drewmas Media
Рет қаралды 20 М.
FOREVER BUNNY
00:14
Natan por Aí
Рет қаралды 33 МЛН