This is for ladies only, the perfect DG style

  Рет қаралды 7,664

Tytie

4 күн бұрын

Пікірлер: 124
@yourhealinghome
@yourhealinghome 4 күн бұрын
you always spoil your content
@carlingtonkapfudza3079
@carlingtonkapfudza3079 3 күн бұрын
And then blame dj olah 😂😂😂
@user-bv1eo4wd9k
@user-bv1eo4wd9k 4 күн бұрын
Kiki problem yako unofunga kuti kugona zvekushama ndiko kuti murume akude sterek no mheeeeen isu tirimo mudzimba umu hatifumuke kudaro pamberi pemurume mfunge but tinoitirwa zvese zvakadarika zvako izvo. Hatiise mastatus asina basa kuratidxa kuzvi respecter body yako isaite zvese zvese pamberi pevanhu. Unofanira kunzwa kuzvinyarirawo so zvimwe zvacho
@NyashasharonMuzheki-dc8dg
@NyashasharonMuzheki-dc8dg 4 күн бұрын
Amen 🙏 muudzei
@Netsaimoyo-dg3cb
@Netsaimoyo-dg3cb 3 күн бұрын
Shuwa chokwadi chemahara
@KudzaiGanha
@KudzaiGanha 4 күн бұрын
uri dhodhi iwe kiki,chimbwasungata,kamunhu kasina unhu,mbwende iwe,,ndochiii chaurikutiitira ichochi
@user-zq6hk8oh8p
@user-zq6hk8oh8p 4 күн бұрын
Kwana mwana iwe 😮
@Dionamatonga
@Dionamatonga 4 күн бұрын
Tingadzidziswe newe sure kkkshame on u ,chihure chakakupinda mumongo
@user-jn4yz7vy4k
@user-jn4yz7vy4k 3 күн бұрын
Please don't look at her
@MarvinKuzanga
@MarvinKuzanga 4 күн бұрын
Aaaah usadaro unozvibisa chirerema hama😂😂😂
@CarolVimbaiTapera
@CarolVimbaiTapera 4 күн бұрын
Yhaaa true
@Sokostina135
@Sokostina135 4 күн бұрын
Muroora tinokuda nemoyo wosee but izvii zvawava kuita vakurasika. Dzikama semukadzi wemunhu kwete kuita kunge pfambi.
@ruramainhowe
@ruramainhowe 4 күн бұрын
Murume wacho but aripo wc arikuzvi suppoter
@catherinekosana843
@catherinekosana843 4 күн бұрын
Ndokwamava ne content yenyu here 😂😂😂 . Shavi rehurombe riri kukuteverai
@user-jn4yz7vy4k
@user-jn4yz7vy4k 3 күн бұрын
Leave her alone as long as her husband says yes to it then it a yes😮
@jekalons9786
@jekalons9786 4 күн бұрын
Ndakudzidziswa nemwana wangu wandakabereka Ka iiiiiiii
@TendaiMichael
@TendaiMichael 4 күн бұрын
Wakuzvinyanyawo iwe
@tendainelisadyara7582
@tendainelisadyara7582 4 күн бұрын
Akuita kunge kahure manje 😢😢
@wilithancube9388
@wilithancube9388 4 күн бұрын
Style yacho ini andina kuiona asi mnikina kwaunobva hakuna hama dzogona kukudzidzisa kuti imba inobatwa sei one day uchamuka wakachenuruka kumeso zwimwe ita uchizvidzora
@DevTarie
@DevTarie 2 күн бұрын
I blame the husband for telling her to do that camera his not a Man
@catherinekosana843
@catherinekosana843 4 күн бұрын
Kiki can do anything for money yòo value yourself
@esnathkamushinda7309
@esnathkamushinda7309 4 күн бұрын
Unopota uchienda kumakitchen party kubaby shower even kuladies meeting izvi zvinokonzeresa vakomana vaite Hiv positive vasati varoora
@bornjustin7521
@bornjustin7521 3 күн бұрын
😂😂😂
@user-hn6gy9mq2b
@user-hn6gy9mq2b 3 күн бұрын
, 😂😂😂
@auxilianherera1845
@auxilianherera1845 Күн бұрын
Ollah was ryt waunoona asingazive kuita bonde ndian hure hozana ashawo akunakuna in Ketile's voice 😅😂😂😂
@user-oy9pf4ql4h
@user-oy9pf4ql4h 4 күн бұрын
Ahana kukwana uyu chachihure ichi itira mumba mako
@EverMafuwa
@EverMafuwa 4 күн бұрын
Most of the tym unoitiswa zvinhu zvinokutukisa na tyite wako uyo ,iye hatisati tambomuona achiita zvakafumuka 😂nxiii
@PatiencePande-fn1lk
@PatiencePande-fn1lk 4 күн бұрын
Mmmm ladies ngatitsvakei zvimwe zvinoitisa mari not content yakadai 😢
@user-co9pw6qx8n
@user-co9pw6qx8n 3 күн бұрын
Makoti urisei zvako wanotuka siyana nawo warikurwadziwa newe godo rawo richawadzipa 😅😅😅😅😅😅😅
@SekaiMagura79
@SekaiMagura79 22 сағат бұрын
Kiki ukwane iwe mwana mudiki iwe ndiwe wakutodzidzisa vanhu vakuru Ute mushe zvinyadzi ndozvizere mumusoro mako chete
@MishelTukanaimuchokoti
@MishelTukanaimuchokoti Күн бұрын
Guys this girl need prayer of course she will know the perfect position . Kiki u do not have to show us we know u can do keep it in ur mind and house it for u and ur husband not for the world if u foolish keep it
@shanahshanah3047
@shanahshanah3047 4 күн бұрын
My people Ndokumbirawo ring light 😭 l do want to do content but my fon is the worst especially without lighting 😢 tytie na kikie please
@Bridgette-nf7kf
@Bridgette-nf7kf 4 күн бұрын
Nxaaa kuzhangandira
@amandafish3022
@amandafish3022 4 күн бұрын
Hiii Mwari Anhu woyee 🏃Mama vee's voice
@user-sd1kb3gd2i
@user-sd1kb3gd2i 4 күн бұрын
Feel sorry for the parents & relatives 😢
@CharlotteRufaro
@CharlotteRufaro 3 күн бұрын
Only mahure do this type of videos on KZbin
@trustzvikomborero222
@trustzvikomborero222 4 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 kiki i give up. Unenge vazvifunga nguvai nhai une drama zvakoooooo. I love your personality Kiki keep it up.😂😂😂😂😂😂kiki for drama
@NatalieMadzore
@NatalieMadzore 4 күн бұрын
Ukwane iwe waregerei kuti hider zvawatii ndezve vakadzi chete 😢
@nyashamarufu7045
@nyashamarufu7045 4 күн бұрын
Kikie usadaroo ufunge inga unobva kumakore kore ane tsika wani wapindwa nei imari here mmmm usadaroo ufunge
@AnisaHajj-ed7vq
@AnisaHajj-ed7vq 4 күн бұрын
Kana uchida kudzidzisa dear usadzidzise in front of ur husband tidzidzise uriwega. Cz even kuChinamari hapabvumidzwe varume kunzwa zvamodzidziswa
@user-yr4fw6tu2j
@user-yr4fw6tu2j 4 күн бұрын
Nxaaaaaaa zvimwe muchinyarawo zvamakura wani
@PatiencePande-fn1lk
@PatiencePande-fn1lk 4 күн бұрын
Ohh God have mercy mmmm zvinhu zvemubedroom mako nemurume wako inofanira kuve secret yenyu mega muri2 not this kana iri content tsvakai zvimwe guys ini hang i don buy this publicity noooooooooo
@SekaiMagura79
@SekaiMagura79 22 сағат бұрын
Ndaiku followy but zvamakutiira izvi kwandiri must no a big no nxaaar kiki uri kahure
@godwillhanembuya9362
@godwillhanembuya9362 4 күн бұрын
Kwanaaaaa
@vivienmurombo4701
@vivienmurombo4701 3 күн бұрын
You guys are great but it's not only adults watching they might be kids and your basically teaching them sex poses you should be fined
@PatienceChitendeva-rn7ej
@PatienceChitendeva-rn7ej 2 күн бұрын
Nhasi zvedu
@netsaifombe782
@netsaifombe782 4 күн бұрын
Hezvo
@user-om6dl3hx3m
@user-om6dl3hx3m 4 күн бұрын
Point of correction kiki u see who,akere u said u have seen many pple doing wrong .Tytie bvunza munhu wako zvakanaka akuudze wavakaona achiita zvisizvo😅😅
@reemabs3634
@reemabs3634 4 күн бұрын
ndatoshayawo kuti akavaona kupi
@patiencemasina6884
@patiencemasina6884 4 күн бұрын
😂😂😂😂😂 nhasi zvangu 😂😂😂mafunga kutionesa kuti moita sei kubedroom 😂😂😂 haaa mwana iwe unedzungu chete😂😂😂😂😂
@reemabs3634
@reemabs3634 4 күн бұрын
chasara kungotiratidza vachiita wait and see
@baechps2961
@baechps2961 4 күн бұрын
❤❤❤❤ I love you Kiki
@JAY796.
@JAY796. 2 күн бұрын
Tytie unogara nejoki shamwari Hure remubhawa chairo, zvinosemesa
@IgnatiusMaphosa-gb2yx
@IgnatiusMaphosa-gb2yx 4 күн бұрын
Ah Kiki khuzeka😂😂❤
@nyashamarufu7045
@nyashamarufu7045 4 күн бұрын
Eeee😂😂😂hanzi he will cry like a baby😂😂😂😂😂😂😂😂
@martinsuliya9666
@martinsuliya9666 2 күн бұрын
Beach is a beach arifi rakachinja
@beatricechigudu6352
@beatricechigudu6352 2 күн бұрын
Hezvonessssssss nhai Jesooo
@MozboyPrody
@MozboyPrody 3 күн бұрын
Ko hunhu hunombonoka kubuda here 😅😅😅
@MarciaSaayman
@MarciaSaayman Күн бұрын
Zvakao mwari
@AyandaMhlanga-z8c
@AyandaMhlanga-z8c 3 күн бұрын
Kabenzi apa chimwana chidiki yoh
@memory-xc2mv
@memory-xc2mv 4 күн бұрын
Ihure roziva zvakawanda iri
@NomatterKapenzi
@NomatterKapenzi 4 күн бұрын
Ummm nhasi zvedu 🙈
@PatriciaSuwai
@PatriciaSuwai 3 күн бұрын
Yoweeee kani ummmm
@user-bv3ve7db2x
@user-bv3ve7db2x 4 күн бұрын
Zvatanga
@user-hq6rv9ip3u
@user-hq6rv9ip3u 4 күн бұрын
Uuuuu Kiki urikahure chaiko putseke unonyadzisa
@CatherineMuzariri
@CatherineMuzariri 4 күн бұрын
Hmmmmm chihure Ichi todzidziswa Mwana watakazvara puuu
@user-to1ep6cq2t
@user-to1ep6cq2t 4 күн бұрын
Uyu akupeng manje
@kudzichikore9061
@kudzichikore9061 4 күн бұрын
Kune vanhu vanoudzira vanhu content yavo dai marega kuita view .hamunete kutsiura vana Ava here.muna 2024 shuwa munhu kusvotwa jungle ndiwe wabatiswa fn.thy made a decision kuuya pa social media leave them nxa .rairai vana venyu kudzimba uko
@user-jh7st2kf3g
@user-jh7st2kf3g 3 күн бұрын
The funny thing is now makumutsiura mapedza kuona vid manje 😂😂😂 Zim ppl kaa mune drama hamuna kunzi onai vid asi mozoda kuttsiura apa vanhu vacho vanotaura ndovanogara vachikumbira ma vids enengirikini kuma whatsapp grup
@PeshyBanda-jc8oq
@PeshyBanda-jc8oq 3 күн бұрын
Kiki tytie anokutukisa nevanhu iye zii zvake pasofa minding his business.😂😂
@irvinejayden486
@irvinejayden486 4 күн бұрын
Hnt waisa kuti vanhu vese vaone saka toskiper sei
@eunice5277
@eunice5277 3 күн бұрын
Ndashaya pekupinda
@MitchelleTafadzwaMutero
@MitchelleTafadzwaMutero 3 күн бұрын
Ummm guys
@Netsaimoyo-dg3cb
@Netsaimoyo-dg3cb 3 күн бұрын
Nhayi mwana wazuro wodzidzisa vnhu vave nema 20yrs ari mumba uuuuuuuu uu teramira muroora 🙏🙏🙏🙏
@ennifernyarugwe18
@ennifernyarugwe18 3 күн бұрын
You have seen it where nhai mwana iwe. Uhmm kahudofo kanotaurwa kaye ndiko kanoita kuti mushaye anodzora mumwe
@auxilianherera1845
@auxilianherera1845 Күн бұрын
Akawo kahure aka musatanyoko mwana akazvarirwa mupurazi achiona mai vachiitwa chii chaungazivs nezvepabonde iwe mese maita vana urikurohwa hembe naTyt kahure mbwa!!!....
@EstherNgirande
@EstherNgirande 3 күн бұрын
Ummm izvi wakuzvinyanya siya zvenyadzi tikufarire
@naisonmbumbwa3825
@naisonmbumbwa3825 4 күн бұрын
Bhoo her kiki natytie?matifungireiko kusen kuno
@SmilingLoungingPanda-tw9ii
@SmilingLoungingPanda-tw9ii 3 күн бұрын
Too young to show this
@user-ic1jt5yc5i
@user-ic1jt5yc5i 3 күн бұрын
Slow down musaite dzungu sex aidzidziswe munhu people know how to do mahure munonetsa
@SarahNcube-ie5lr
@SarahNcube-ie5lr 3 күн бұрын
Mmmm zvakaoma sure kusanyara nyika chero idzo Hama dzemurume dzoti chii vachikuona yooo ita mushe
@MohauRamosibudi
@MohauRamosibudi 3 күн бұрын
zvauri duzvi nhy kiki ukaona mari unofarisa nenzira isiriyo kune vanhu vane zvinhu zvakadarika zvako izvo asi ahwaite zvisina basa like you
@eunice5277
@eunice5277 3 күн бұрын
Chiiiko vana ava chiiko veduweee tsvina dzega dzega unombotraya kushingirira but haaaaaa
@Tiktoktrends548
@Tiktoktrends548 3 күн бұрын
Murume anokuda haambokusiye uchifumuka kudai pasocial media..tendeuka zuva richauya kutongwa kuchasvika
@christianmurape5127
@christianmurape5127 3 күн бұрын
Arikuitei nhai
@user-hm5zh7sg7n
@user-hm5zh7sg7n 4 күн бұрын
Uuu imwe content yacho ma1
@martinsuliya9666
@martinsuliya9666 2 күн бұрын
Aka kahure kekuratidza sinhi Africa yese aka...yhooooo ausikuziva kt urikuzviuraira content........ukuti ukucompener iwe uchikambaira😂😂😂😂
@faithdadumalikongwa6006
@faithdadumalikongwa6006 4 күн бұрын
Yooo
@user-xs9jx4lu7g
@user-xs9jx4lu7g 3 күн бұрын
Wakadhakwa ndosaka wakabuda uchisvirwa pane rimwe video hauna unhu fokoro
@ShupikaiTarausa-jm2yd
@ShupikaiTarausa-jm2yd 2 күн бұрын
Haayaa
@LilianMuyengwa
@LilianMuyengwa 3 күн бұрын
Siyana nazvo izvi zvinokusekesa nenyika wakuda kubuditsa matrue colour's ako
@PrimroseMasakwa
@PrimroseMasakwa 4 күн бұрын
Haa uri hure chairo ndazobvuma
@user-oy9pf4ql4h
@user-oy9pf4ql4h 4 күн бұрын
Zvekupisa muchatonhora henyu pisai ASI musatsva henyu kkkk
@blessingt1526
@blessingt1526 4 күн бұрын
Morning makoti tadzidza
@BlantinaMakuwerere-ju8gt
@BlantinaMakuwerere-ju8gt 4 күн бұрын
Mmmm imi kaaa
@patiencemasina6884
@patiencemasina6884 4 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂​@@BlantinaMakuwerere-ju8gt
@BlantinaMakuwerere-ju8gt
@BlantinaMakuwerere-ju8gt 4 күн бұрын
@@patiencemasina6884 kkkkk nhai
@user-gs8il5pe8v
@user-gs8il5pe8v 2 күн бұрын
Madzidzei ipapa
@fortunatetatendagovo7073
@fortunatetatendagovo7073 4 күн бұрын
You have seen alot of pple🤔
@FaustinaChiranga
@FaustinaChiranga 4 күн бұрын
Haa Kiki ndokuda zvangu but izvi it's a no no
@tinyikontsako6387
@tinyikontsako6387 3 күн бұрын
Ah dzikama
@manjenjenjevee8020
@manjenjenjevee8020 4 күн бұрын
Kkkkk
@irenesambadzi9953
@irenesambadzi9953 4 күн бұрын
Tisiye zvedu isu kamwana aka soo zvabva nepi futi
@auxilianherera1845
@auxilianherera1845 Күн бұрын
Dzikama panyo
@IreneMuve
@IreneMuve 3 күн бұрын
zimhanza rako
@tatendataderera8505
@tatendataderera8505 3 күн бұрын
Chondispaka manje .. everyone who is blabbering munomu atoViewer watowedzera maviews awo...Siyai vanhu vaite zvavanoda ukoooo....
@AnvilMeki
@AnvilMeki 4 күн бұрын
Murikupisa imiiii zvekuti vanegoda havazvide...
@DevTarie
@DevTarie 2 күн бұрын
I am young and was happy to support our fellow Zimbabwean couple and maybe get inspired but it’s disappointing, lacking morals and losing dignity in the name of content,, 👎
@user-nw9my1bp8f
@user-nw9my1bp8f 4 күн бұрын
Unotodawo rubatsiro kiki
@user-jr3ri9dk7t
@user-jr3ri9dk7t 4 күн бұрын
Saka murume wako arikutsvagei ipapo
@zodwamudari3633
@zodwamudari3633 4 күн бұрын
Uuuum izvi kwete tsvaka zvimwe zvinoitisa mari wakafumuka iwe
@catherinekosana843
@catherinekosana843 4 күн бұрын
Haka mava kuda kuzviyita zviyiteyi tizviwone
@memory-xc2mv
@memory-xc2mv 4 күн бұрын
Mwana wazuro ungadzidzise ani izvozvo iwe hautoigone futi musoro unemukwidza
@user-gs8il5pe8v
@user-gs8il5pe8v 2 күн бұрын
Muudzei kazeni chiii chaanotidzidzisa zera rake iroro 😂😂😂😂😂😂😂😂
@eunice5277
@eunice5277 3 күн бұрын
Dai manamata haaaaa puuu
@FungayiMekazhu-pt9hd
@FungayiMekazhu-pt9hd 3 күн бұрын
I heard murume wacho achiti hatiite zvido zvevanhu tinoita zvinotipa mari, but ummm apa murikurasika shame on you guys
@user-fq4bq9cc5h
@user-fq4bq9cc5h 3 күн бұрын
Coping from nonsi
Children deceived dad #comedy
00:19
yuzvikii_family
Рет қаралды 8 МЛН
Alat Seru Penolong untuk Mimpi Indah Bayi!
00:31
Let's GLOW! Indonesian
Рет қаралды 15 МЛН
Papa yeh dila do ajse mein aapki behen 😢😊 #shorts
0:30
Sikha shorts and vlogs
Рет қаралды 148 МЛН
Скажи арбуз😂@I_SpongeBobSquarePants
0:27
МишАня
Рет қаралды 2,2 МЛН
Sigma Kid Hair  #funny #viral #comedy
0:17
CRAZY GREAPA
Рет қаралды 5 МЛН
няня привела в дом чужого
0:59
RusRoflTime
Рет қаралды 3,1 МЛН
Кто понял тот понял
0:24
Katya Klon
Рет қаралды 937 М.