Ti gonzi akatuka Gombwe bond Gombwe ndokuporofita zvichaitika kwari after 6 months

  Рет қаралды 89,399

Zim Reality Eye tv

Zim Reality Eye tv

Жыл бұрын

Ti gonzi akatuka Gombwe bond Gombwe ndokuporofita zvichaitika kwari after 6 months
#Gombwebond #Gombwebondvideo #tigonzimusic #tigonzilatest #madzibabamagirazi #madzibond #madzibabamoze #tetetildahlive #tetetildahlivestarfm #karangandatv #drewmastv #slymedia #madzibabamagirazi

Пікірлер: 447
@miloshinyamupfukudza385
@miloshinyamupfukudza385 Жыл бұрын
Iih chero Jesu Kristu chaiye muridzi wezvese zvepasi nedenga aive akazvininipisa ..... Magumo enyika asvika ,magwaro avekuzadziswa....
@gladiolye
@gladiolye Жыл бұрын
Chokwadi vana vadiki vakuromba zvema do yepamusoro. All this magic zvinoitwa ku Mozambique ne Malawi. Ndozvinoita kuti munhu azvikudze. Kana Ishe vati tirarame,tichawona magumo e mukomana uyu.
@nomattergondo6441
@nomattergondo6441 Жыл бұрын
Taurai hako takumagumo
@danielruvinga
@danielruvinga Жыл бұрын
Apa arikuzviti gombwe , hatina kumbonzwa N'anga inonamata , uyu ndewemashiripiti hazvina umwari mukati in ndozviramba , I believe in Jesus not gombwe uchityishidzira vanhu
@silviachinoda1007
@silviachinoda1007 Жыл бұрын
Taura hako uyu anozonyanya kuzvitutumadza
@abigailshenje2148
@abigailshenje2148 Жыл бұрын
Which God
@elisha.myk.sithole9048
@elisha.myk.sithole9048 Жыл бұрын
ko prophet madungwe varipiko variku overtakwa,vakarara
@tondetanditonny802
@tondetanditonny802 Жыл бұрын
😂😂😂🤣🤣🤣ndafa
@Kevin-es6wn
@Kevin-es6wn Жыл бұрын
Apostle Talent Chiwenga varimubible izvezvi hokoyo Bond haubate mwari tikakuregedza kkk
@andremtetwa9780
@andremtetwa9780 Жыл бұрын
kkkkk
@beverlymunzeiwa1079
@beverlymunzeiwa1079 Жыл бұрын
Kkkkk
@aleckmandebvu5242
@aleckmandebvu5242 Жыл бұрын
Hokoyo naChiwenga this cominga sunday kkkk
@zvinadaywalker5157
@zvinadaywalker5157 Жыл бұрын
Pana gonzi 🔥💥 apo madzi baba bond
@armstrongwebsitemapfumo2767
@armstrongwebsitemapfumo2767 Жыл бұрын
T Gonzi ndiye achaita MUKURU pasi rose Ave kutsvakwa kunze uko,,gare gare Master H ndiye achaita mukurumbira ,,,,,am happy kut Hanzi iMagic yandoita
@collenarmitage5534
@collenarmitage5534 Жыл бұрын
Thank you muporofita mukuru Zimbabwe yese nekusumudza kwamuri kuita mfana master h
@patriciamudzingwa4421
@patriciamudzingwa4421 Жыл бұрын
Kana Mwari varivo varikukupayi Mari. Ko madii kuvaka dzimba mubatsire vana VA Mwari varikutambura 😭
@itaichinguwa3907
@itaichinguwa3907 Жыл бұрын
Saka wese anotenda bond akutoita the best😀😀😀
@blessingmaregere7266
@blessingmaregere7266 Жыл бұрын
I love the confidence umm
@eneresitsenzere7654
@eneresitsenzere7654 Жыл бұрын
Basa regombwe hatisi kuri shora bt confidence dzacho it's too much
@costainkatesi2915
@costainkatesi2915 Жыл бұрын
Kkkkkk spark matya kuitwa kity here kkkkk
@irvinemurombedzi9628
@irvinemurombedzi9628 Жыл бұрын
I would love a contest between Prophet Mundungwe and Gombwe Bond.
@shelter3099
@shelter3099 Жыл бұрын
kkkkk was thinking of that tooo
@libertymasendeke1838
@libertymasendeke1838 Жыл бұрын
Wanoita draw draw awa
@blessingzambuko5499
@blessingzambuko5499 Жыл бұрын
😂😂😂😂
@tafarapaul
@tafarapaul Жыл бұрын
Ndivo Dr Bond vacho vakuita madzibaba
@paulkuchicha100
@paulkuchicha100 Жыл бұрын
Amboti T gonzi will be the best artist in Zim ,, apa kwakunzi master H
@costainkatesi2915
@costainkatesi2915 Жыл бұрын
Ahhh ichi kana chiri chiporofita tikuchichengeta tiwone t gonzi na master H
@brendixx24
@brendixx24 Жыл бұрын
😹😹😹 “… kutipfura anaJay Z” Haaaa shuwa kupenga hakuridzirwe bhero🙄
@veechik9
@veechik9 Жыл бұрын
Meaning his going to be a billionaire in USD not in rtgs 🤷🏽‍♀️
@tholakelesaule9517
@tholakelesaule9517 Жыл бұрын
In 6 months time kkkkkkk
@patiencesara9214
@patiencesara9214 Жыл бұрын
Mmmmm pane pandasara baba bond varikuti ndivo Mwari hr kana Kuti
@Modern_lady
@Modern_lady Жыл бұрын
Tsvagai jesu achawanikwa Mr gombwe danai kwaari achadaira for u Gugudzai achiri kunzwa I beg you Mr gombwe it's not too late for you to come back to yo dear father the king of kings ane masimba pamusoro pemasimba ese it's not too late nzvimbo yenyu ichiripo
@markandrego4800
@markandrego4800 Жыл бұрын
Muchauya vaporofita venhema muchavatenda vana Jesu venhema vakaita kunge Gombwe
@wynetchinosengwa3019
@wynetchinosengwa3019 Жыл бұрын
Kana Jesu chaiye akatsamwa akarova vanhu mutemberi vaita zvisizvo
@g.karodza
@g.karodza Жыл бұрын
😂😂😂😂😂Haaaa na"nga dzawanda kumasowe uko ummmm guyz kah hameno wanoenda kumasowe, ishe jesu chiuyai nyika yanyanya kutadza, spax kutya here😂😂😂
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 Жыл бұрын
Saka mukuti jesu achauya? Kubvepi? Kkkkkkk!!
@tamaremakwavarara2743
@tamaremakwavarara2743 Жыл бұрын
Pamwe muri mutumwa asi kumbirirai kuzvikudza. Mashiripiti haadiwe pese pese. Kuita munhu kiti chivanhu here yave magic
@witness4891
@witness4891 Жыл бұрын
Kkkkkkk ityai mwari imi zvekumana izvi
@takundasithole428
@takundasithole428 Жыл бұрын
Gombe bond makanyanya 🔥
@tholakelesaule9517
@tholakelesaule9517 Жыл бұрын
Zimbabwe is so blessed in different ways,we have a prophet who goes to heaven just for breakfast,a and also gombwe who can talk to God direct
@patriciazhou5221
@patriciazhou5221 Жыл бұрын
That's why we are suffering
@bridgetmapondera3203
@bridgetmapondera3203 Жыл бұрын
True
@vypercute7973
@vypercute7973 Жыл бұрын
Thats why tirikuja mhandire
@nomattergondo6441
@nomattergondo6441 Жыл бұрын
Kupenga kwese uko kkkkkk
@mabasamidzi7763
@mabasamidzi7763 Жыл бұрын
Vanoti kanganisira nyika vanhu ivava
@predoniadakwai29
@predoniadakwai29 Жыл бұрын
Kkkkk kuita kit🔥🔥🔥
@memoryncube8391
@memoryncube8391 Жыл бұрын
Mbanje chete kkkk DJ Sparks muchaita kiti for gud Mandungwe , chiwenga na bond mbanje dzega apa
@lizzyncube8669
@lizzyncube8669 Жыл бұрын
Dziva sambiri ganda gobvuu musika wanhu 👏👏👏👏
@desirenzvatuofficialszw.8429
@desirenzvatuofficialszw.8429 Жыл бұрын
Lizzy ncube sorry nekunetswa ndokumbirawo ubaye ka pic kangu uno subscriber please l need your support
@mercymusatukana3195
@mercymusatukana3195 Жыл бұрын
Gombwe iri Dai ramboendao Ku ngomahuru Kune vakarasika njere Vose vasunungurwe🙏🙏
@tanyaradzwa1814
@tanyaradzwa1814 Жыл бұрын
Kkkkkk
@tapiwabilliard4212
@tapiwabilliard4212 Жыл бұрын
Haa dj sparks makwata kuita kiti zve2 mins chete 😂😂😂😂😂
@patricksfunnysite6736
@patricksfunnysite6736 Жыл бұрын
Kkkkkkkkk gombwe zviriko hre izviiii Nyaya dzemari....pana mwariiii
@rmsoccervideos6386
@rmsoccervideos6386 Жыл бұрын
Mwari haana kusika vanhu kuti vatambure nekuti wakafa akuna life after death mwari vakasika mari kuti ishandiswe nevanhu
@willowkays6864
@willowkays6864 Жыл бұрын
Rasta iro ndoririkumu ita kuti akwire ndege yema shanga roda kugerwa 🤣🤣🤣 ndachema nhasi aaaaah JESUS IS COMING RAMBAI MUCHIITA ZVISINA BASA
@mollysavanhu4394
@mollysavanhu4394 Жыл бұрын
Aaah Gombwe rinonakidza haro kkkk Gombwe rechimanje Manje zim dancehall
@tapsonrukuruva2669
@tapsonrukuruva2669 Жыл бұрын
Uum zvokwadi kkk totaura chirungu
@muongorori
@muongorori Жыл бұрын
Ko zvamakamboti Winky ndiye gombwe wani
@taonacheke7343
@taonacheke7343 Жыл бұрын
at least he said magic
@munashemagayire3819
@munashemagayire3819 Жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣Haa maramba kuitwa kiti kkkkkkkkk
@anechiyz3031
@anechiyz3031 Жыл бұрын
Kkkkkkkkk uyuu soooo bond
@hillarymakombore7350
@hillarymakombore7350 Жыл бұрын
Chopisa icho💥
@lionahleehunyenyiwa8447
@lionahleehunyenyiwa8447 Жыл бұрын
Y ndine feeling yekahu Madungwe mkati😂😂😂
@worldhistory7689
@worldhistory7689 Жыл бұрын
Real
@angelinechikandenga497
@angelinechikandenga497 Жыл бұрын
Kkkk
@abbymuss5519
@abbymuss5519 Жыл бұрын
humility inonetsa vazhinji hmmm azvipere mushe
@tinashemoyo6786
@tinashemoyo6786 Жыл бұрын
Master H yoo 💯👏👏 takamirira kuti atonge uyoo 👏👏👏
@chenjeraimakovere3791
@chenjeraimakovere3791 Жыл бұрын
Wangu wangu wangu ndati wangu kangani kkkkkkkkkkk
@uefa6723
@uefa6723 Жыл бұрын
General AL AL AL
@alexiochiwara4054
@alexiochiwara4054 Жыл бұрын
Master h.... Kkkkkkk
@tafadzwaruzvidzo384
@tafadzwaruzvidzo384 Жыл бұрын
Kkkkkkkkkkkkk hys ndagumira pano kkkkkkkkkkkkk
@StaMa4973
@StaMa4973 Жыл бұрын
Mmm Mwari varipi ipapo. Mwari nechivanhu zvinosangana papi nekuti vadzimu vanhu vakafa vaka zomuka rini
@rmsoccervideos6386
@rmsoccervideos6386 Жыл бұрын
Mwari chiiko kana uchiti vadzimu namwari zvosangana papi. Saka urikutaura kuti before Bible vanhu vatema tanga tisingazikamwe namwari hre Bible rakaita kuuya ku Africa saka kwakanga kusina here
@panasheallannyengedza8918
@panasheallannyengedza8918 Жыл бұрын
Kkkkk hakana Zimbabwe handiitadza ummm
@reigunia9809
@reigunia9809 Жыл бұрын
Baba baba ndinoda kubesterwa naMadzibaba bond
@tawandanjanji65
@tawandanjanji65 Жыл бұрын
Baba makufarisa makuzviti muri mwari vepasi hr kkkk mwari wepasi ndisatani baba
@tawandapfumbi5688
@tawandapfumbi5688 Жыл бұрын
😂😂idzi dzozonyawo kunyepa
@cephasmuganuki5620
@cephasmuganuki5620 Жыл бұрын
kkkkk mbanje idzi ndedzekupi vanogona kuuchika
@ritchiemazana1817
@ritchiemazana1817 Жыл бұрын
Ahh bond anotopenga fo real nhai
@mre.smataruka4928
@mre.smataruka4928 Жыл бұрын
Master H anogona zvake, handimurambire
@kelvinpanganai6699
@kelvinpanganai6699 Жыл бұрын
thats very true.
@josephtafanana8225
@josephtafanana8225 Жыл бұрын
I tired of this chaotic world 🙌🙌
@ngonidzashemutambirwa234
@ngonidzashemutambirwa234 Жыл бұрын
Kkkkkkkk Gombwe iri so
@user-mj6hi3og1b
@user-mj6hi3og1b Жыл бұрын
NdiMwari chayiye chayiye here uyu kkk muzim vanhu muchakwara neshamhu yaMwari
@divinetazvivingarunesu1761
@divinetazvivingarunesu1761 Жыл бұрын
Ndinokutendayi mambo Bond
@gamuchiraitushera4080
@gamuchiraitushera4080 Жыл бұрын
Nyika yoenda kumawere, Lord have mercy on us
@ZimtachVisuals
@ZimtachVisuals Жыл бұрын
Gombw bond ndochibaba manje. Munhu ziva chivanhu chako first wozotsvaga zvimwe zvese. Maporofita ese zvawo masvikiro aye. Thumbs up for Dr Bond
@tondetanditonny802
@tondetanditonny802 Жыл бұрын
Saka ukutoti tapuhwa tsananguro dzekuti Gonz achadarika Jay Z 😂😂🤣🤣🤣
@ZimtachVisuals
@ZimtachVisuals Жыл бұрын
@@tondetanditonny802 aaah hakuna zvakadaro
@chingymufuka524
@chingymufuka524 Жыл бұрын
Ndapera power nhasi
@blessingsmutimbwa1831
@blessingsmutimbwa1831 Жыл бұрын
Nyika yatorwa nembanje sure now I believe
@tkamashuro6576
@tkamashuro6576 Жыл бұрын
6 mnths tetiripo tione ave kukunda vana Jzee🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@kimberlydhuvayi3295
@kimberlydhuvayi3295 Жыл бұрын
Muzukuru wagogo Nhikwiii
@brandonnyamadzawo1452
@brandonnyamadzawo1452 Жыл бұрын
Hayas...Bond hayas vatori serious baba...mwari wepasi bho here apo
@geraldtapiwa5244
@geraldtapiwa5244 Жыл бұрын
Kkkkkkk boe
@edwardmahwite1990
@edwardmahwite1990 Жыл бұрын
Uyu Jarman ari kutotsvaga ma babie heavy
@tommytmametja3898
@tommytmametja3898 Жыл бұрын
kkkkkkkkkk spax wacha hre
@shingiraijohnkisimisi9776
@shingiraijohnkisimisi9776 Жыл бұрын
Iyi inorwara iyi 😂😂😂😂😂🤣
@waynechibundu5861
@waynechibundu5861 Жыл бұрын
Haaaa dzimwe dzamhemherere idzo vakatamba nezita ramutumwa vachatanga kupenga zvavo varegei....mishonga iyo...Mai Dona tonga nyika nerugare
@mannersshuche6472
@mannersshuche6472 Жыл бұрын
Usava nevamwe vamwari kunze kwangu Mwari wekumusoro kudenga.
@actorgiften8089
@actorgiften8089 Жыл бұрын
Winky Dee Gafa mukumuziva ere nhy Gombwe
@wendydlamini6251
@wendydlamini6251 Жыл бұрын
kkkkkkk dj vapindwa nefear .kkkk .
@kukueakabossladyzimmusikof3155
@kukueakabossladyzimmusikof3155 Жыл бұрын
Oky 6months tainzwa,Mr H ne2000 pakajeka but Gombwe pamari yamuri kutaura iyo chingondipaiwo ka500 kasina basa
@chickz.8699
@chickz.8699 Жыл бұрын
Sparks
@petermawuka1594
@petermawuka1594 Жыл бұрын
Kkkķkk kana zvikatadza kubudirira
@handizindoga2222
@handizindoga2222 Жыл бұрын
mbar wepasi kkkk hoooo.
@tafadzwamafusire3629
@tafadzwamafusire3629 Жыл бұрын
Yaaaa bond ari right chivanhu chdu ndicho chinotisonungura zhakata wakazviimba futi
@blesamblesam9535
@blesamblesam9535 Жыл бұрын
Pandisina kunzwisisa bond ati magic ndakaita kare so ari kuita mashiripiti kwete zvamwari kana zvavadzimu
@eniaschivenge4857
@eniaschivenge4857 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂this worldka ummmmmmm
@Princesssamuel2001
@Princesssamuel2001 Жыл бұрын
Next yenyu ma one
@blessingkenende99
@blessingkenende99 Жыл бұрын
kkkkkk Sparks akwata kuita kiti kkkkkk Sparks mandispaka nhasi kkk
@rawlinsmagara9126
@rawlinsmagara9126 Жыл бұрын
Madungwe part 2
@israelnhema6234
@israelnhema6234 Жыл бұрын
Aaa ndezvechokwadi here izvezvi
@ttashproduction2660
@ttashproduction2660 Жыл бұрын
First pano
@thembadewamoyo3267
@thembadewamoyo3267 Жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Haaaa jesu chidzokai henyu tava bhoo isusu ah. Asi vanhu chii chaizvo chirikukutumai kudai?
@brendonwilson5928
@brendonwilson5928 Жыл бұрын
Zvakutoda heavenly commander madungwe
@carolmuzarurwi8122
@carolmuzarurwi8122 Жыл бұрын
Endaiwo neni tochera mari tose ndafa nenhamo Gombwe. Ndongodawo 20 000 US
@bridgetmapondera3203
@bridgetmapondera3203 Жыл бұрын
😅😅😅tirikuxul pane akambochinjwa kuiitwa kiti haaana kuzodzokera kuiita munhu
@tamaremakwavarara2743
@tamaremakwavarara2743 Жыл бұрын
Watching
@melaniachitowamombe6126
@melaniachitowamombe6126 Жыл бұрын
There's only 1 God ...iti wakatumwa naMwari chte
@collinsngoni6729
@collinsngoni6729 Жыл бұрын
Madzibaba bond hamusi makuzviwanza here
@taperakanondo4886
@taperakanondo4886 Жыл бұрын
Varume ityai mwari ,chokwadi mucharohwa neshamu yashe imi .Kana kurikuromba kwemashiripiti itai izvozvo kwete kutamba nezita ramwari muchidero .Ndayambira hangu hangu,nekuti pane zvirikuda kuitika zvinopesana nezvamurikutaura pamusoro panyika ino .Handizvi kuti wenyu mwari ndeupi iyeye anokuudzai zvose izvi.Paakasika nyika nezvose zvirimairi haana waakaudza .ko iwewe chisikwa hacho urikuzviwanepi .Jesu chaiye akangaasina kuita sezvatakaita isu kudai asi haana kusvika pakuita kwaurikuita uku .Beware mkomana uchakonzeresa muZimbabwe .Mwari vachaita kuda kwavo mirai muone zvidiki izvi ,plus uyo Bond inyama inoora iyo haina chainiziva kupenga uko.Nditsvagei ndikuudzei kwazvirikuenda uye uyo Bond arikuvavarirei nemanyepo ake ayo.Tirikuziva zvirikuitika isu hamutiremere panyika ino tirivashe .Batai bhuku zvakanaka munomawana magwaro .Hatirambi kuti chivanhu chiriko ende chinesimba rachowo kuvanhu vacho chichibetsera.Gombwe zvakaendwa izvi kudhara ikoko ,hapana hapana
@tanakamutero3038
@tanakamutero3038 Жыл бұрын
Amen
@tawandatapfumatapfuma1561
@tawandatapfumatapfuma1561 Жыл бұрын
Kkkkkk makudzidzira kunyep hre blaz
@rickdawson977
@rickdawson977 Жыл бұрын
Dj Sparks wanted to see you as a kitty kana Chihuahua.Why did you refuse 😭.
@babrachakawata5992
@babrachakawata5992 Жыл бұрын
Ndizvaka kupengesa iwe zve Gombwe zvawaitaura zve Gombwe wakazviwonepi mwanaakazvarwa nezuro uno nhasi wakupenga isu zvedu takapokana nazvo pakangoti ndini ndine svimbo yenyika
@wellingtonnyambo1016
@wellingtonnyambo1016 Жыл бұрын
Kkkkkkkkkk anopenga uyo angati master h angaite mukuru we zimdancell kudhara ikoko
@desirenzvatuofficialszw.8429
@desirenzvatuofficialszw.8429 Жыл бұрын
Wellington sorry nekunetswa ndokumbirawo ubaye ka pic kangu uno subscriber please l need your support
@douglassithole9760
@douglassithole9760 Жыл бұрын
Kkkkkk unoita kit 💞💗
@desirenzvatuofficialszw.8429
@desirenzvatuofficialszw.8429 Жыл бұрын
Douglas sorry nekunetswa ndokumbirawo ubaye ka pic kangu uno subscriber please l need your support
@dainahwinnychomuhakatasvin3007
@dainahwinnychomuhakatasvin3007 Жыл бұрын
I support u gombwe Bond
@hassieyb1884
@hassieyb1884 Жыл бұрын
Ita Kitsi shaa tione kkkkk
@benmushoni1318
@benmushoni1318 Жыл бұрын
Hayas.. Ini ndopererwa hangu
@wasuwenharo6206
@wasuwenharo6206 Жыл бұрын
Warambirei kuita mangoyi kkkkk
@chenjeraimakovere3791
@chenjeraimakovere3791 Жыл бұрын
Its the Master H part for me
@lovemoreyakobe9838
@lovemoreyakobe9838 Жыл бұрын
Hahaha idzi dzoroteswa nhema 😁😁
@rmsoccervideos6386
@rmsoccervideos6386 Жыл бұрын
Rega ndichibva ndakuudza inn ndisiri bond uchaita makore ekurangwa na mwari more than 5 years
@zimbolifestylekuraramakwem7983
@zimbolifestylekuraramakwem7983 Жыл бұрын
Kkkkkkkkk confafa singing song ya tigonzi
Happy 4th of July 😂
00:12
Alyssa's Ways
Рет қаралды 66 МЛН
ПРОВЕРИЛ АРБУЗЫ #shorts
00:34
Паша Осадчий
Рет қаралды 6 МЛН
Русалка
01:00
История одного вокалиста
Рет қаралды 7 МЛН
Red❤️+Green💚=
00:38
ISSEI / いっせい
Рет қаралды 78 МЛН
Drug dealers should rot in Jail - Dr Bond
46:57
Dj Ollah 7
Рет қаралды 20 М.
Java in Harare
2:21
Bless Masakadza
Рет қаралды 8 М.
I FINALLY MEET GOMBWE BOND HE EXPLAIN WHAT REALLY HAPPENS PAKAZONZI AKUPENGA
29:41
Best of solo Naiza boom Films (Zim Comedian)
24:09
Zim Reality Eye tv
Рет қаралды 47 М.
ESANYU!! EMIKONO EGIGOBA MPUUGA NE BANE GIWEZE 176-HON LUTAMAGUZI AWERA
12:32
Madzibaba Bond Vanongedza achatonga Nyika 2023.
26:36
Mambo Zano Gombwe ReNyika
Рет қаралды 649 М.
Seh calaz apedzera passion java nechokwadi chinorwadza (2021)
6:21
Zim Reality Eye tv
Рет қаралды 80 М.
La emociones de Bluey #歌ってみた #bluey #burrikiki
0:13
Bluey y BurriKiKi
Рет қаралды 12 МЛН
LEVITATING MAGIC REVEALED 😱😳
0:18
Milaad K
Рет қаралды 14 МЛН