Tilder Live | Vakadzi 5 Vairova Mwana Ane 18 Akafenda Ka4 Vachimumutsa Kuti Varove Futi

  Рет қаралды 9,655

STAR FM LIVE

STAR FM LIVE

Күн бұрын

Amai vemusikana wekukumurwa hembe achirohwa kuHwedza vari mustudio naTete Tilder vachitaura zvavakanzwa pamoyo mushure mekunzwa nyaya yezvakakonzeresa.

Пікірлер: 30
@SharonWaters-ff9jl
@SharonWaters-ff9jl 2 ай бұрын
Ya Ruvimbo maidzwawo hr tete yekuurairwa $100 yaakanga asaiba#tete Tilda live
@ThePrivy1
@ThePrivy1 2 ай бұрын
Trymore une hutsinye. Mwari achakutonga
@patriciamarangwanda5188
@patriciamarangwanda5188 2 ай бұрын
Famba zion amai ,Mwari wedu vachazviratidza
@ChristianMukwasi
@ChristianMukwasi 2 ай бұрын
Chero munhu atadza zvinengei haurovi munhu kudaro ngavagaremo mukati avo varikunzi vana vadiki havana jeri ravo here???
@ThePrivy1
@ThePrivy1 2 ай бұрын
Varume vemahure aya vakasungwa here.. Ngavasungwewo
@silindiwetshumasilindiwe7811
@silindiwetshumasilindiwe7811 2 ай бұрын
I see they will go to jail... Saka vanhu 5 ava vachaita seyi nenyaya idzodzi dzisina nemusoro. Ummm zvinhu zvacho so.
@ElishaTawu
@ElishaTawu 2 ай бұрын
Hanzvadzi yacho anofanira kusungwa futi nevese vainge varipo mwana achirohwa vanofanira kusungwa
@tambarashupa4483
@tambarashupa4483 2 ай бұрын
Kutora mavideo pachiitika zvakwakatoshata nhaii. Apa unenge usina kana mhosvaa haa zvakaoma
@nokuthulankomo6657
@nokuthulankomo6657 2 ай бұрын
Imagine, kuzviisira evidence yekusungwa vega
@muzukuruwaambuya
@muzukuruwaambuya 2 ай бұрын
The government really has to do something about bullies and social media is good like this time but really ministry of child affairs should do.major serious campaigns against child abuse and I mean serious campaigns that stood this kind of madness. This is not Zimbabwean and this should be applied with brakes immediately
@gloriamugari9674
@gloriamugari9674 2 ай бұрын
Amai Mavis makadii
@silindiwetshumasilindiwe7811
@silindiwetshumasilindiwe7811 2 ай бұрын
I'm here second
@gloriamugari9674
@gloriamugari9674 2 ай бұрын
Hie Tete
@CIANBENJOLLYJAYSBENGS
@CIANBENJOLLYJAYSBENGS 2 ай бұрын
Join mhamha.... Isaiah 14:32
@LearnmoreDzidzai
@LearnmoreDzidzai 2 ай бұрын
Zion kumberi
@Mukubvu
@Mukubvu 2 ай бұрын
Trymore aida kusungwawo
@silindiwetshumasilindiwe7811
@silindiwetshumasilindiwe7811 2 ай бұрын
Unotofunga kuti ingano zvinhu zvacho so is not even making sense. Mweyayiko 😮. Zvivindi zvacho from 11 am to 3 pm kunenge kuchiri kurova munhu here. Nyaya dzacho so
@amazinggracem1030
@amazinggracem1030 2 ай бұрын
Mhirizhonga yakashata but ava vanhu vaida munhu anemoyo sowangu coz ini ndakatarira video iya ndini ndaifanira kunge ndakutongerwa murder
@nolinendebvu5743
@nolinendebvu5743 2 ай бұрын
Zvakaoma uuuu pakaipa
@ThePrivy1
@ThePrivy1 2 ай бұрын
Hanzvadzi yake muroyi wemunhu
@ThePrivy1
@ThePrivy1 2 ай бұрын
Kudherera kune vanhu ava. Mhondi idzi dzinoda kuroiwa
@PamelaMuchena
@PamelaMuchena 2 ай бұрын
Wane hutsinye ngawa ende kujeri imhondi
@GavaMarengenya
@GavaMarengenya 2 ай бұрын
She is a widow not a single mother.
@africa_golden
@africa_golden 2 ай бұрын
But a widow is a single mother
@eunicesanangurai7294
@eunicesanangurai7294 2 ай бұрын
Mai wachoo futi kumira kusvika mangwana makuseni sure
@muzukuruwaambuya
@muzukuruwaambuya 2 ай бұрын
Transport money not everyone has busfare
@nolinendebvu5743
@nolinendebvu5743 2 ай бұрын
Zvinotovhiringidza musoro vaingofunga kuti kurowawo havaisaziva kuti it was so bad
@anoldmaphosa-i6d
@anoldmaphosa-i6d 2 ай бұрын
Tete mashaya nyaya here nyaya yatakanzwa kare muma different platforms
@NyashaMahumucha-hd6vv
@NyashaMahumucha-hd6vv 2 ай бұрын
nhai hako
@pinkrosechewere3870
@pinkrosechewere3870 2 ай бұрын
Stupidity kusunga munhu anefon yakashandiswa ndiye ovharirwa kwakupa bail wakarowa warimu video racho. Nonsense police yezim. Akanyatsoita lawyer zve anobuda zvirismart. Zvivarume zvacho kusanyara kuchinjana wakadzi ngawaripiswe kwaMambo kutadzisa mvura kunaya.
小天使和小丑太会演了!#小丑#天使#家庭#搞笑
00:25
家庭搞笑日记
Рет қаралды 57 МЛН
龟兔赛跑:好可爱的小乌龟#short #angel #clown
01:00
Super Beauty team
Рет қаралды 11 МЛН
Don't look down on anyone#devil  #lilith  #funny  #shorts
00:12
Devil Lilith
Рет қаралды 46 МЛН
Chikonzero chakaita kuti Baba Harare vatendeuke
45:03
STAR FM LIVE
Рет қаралды 111 М.
TILDER LIVE. Zvinoyera zvinoshamisa zvinotyisa zvinoda kufumurwa
26:35
VAISAZVARISA :THE CLOSURE DNA SHOW: S13 Ep 19 #theclosurednashow#tinashemugabe
59:41
mota yotaura paBudiriro
15:36
Drewmas Media
Рет қаралды 911 М.
Ndakabaya Munhu Nebanga Tichirwa Vachida kundibira
26:50
SlyMediaTv
Рет қаралды 23 М.
小天使和小丑太会演了!#小丑#天使#家庭#搞笑
00:25
家庭搞笑日记
Рет қаралды 57 МЛН