#TilderLive

  Рет қаралды 23,627

STAR FM LIVE

STAR FM LIVE

7 ай бұрын

Zvinoyera zvinotyisa zvinoshamisa nezvinoda kufumurwa - Ndatambudzwa nebhachi rakanzi ndiombere kwariri kwemwedzi mitatu.

Пікірлер: 87
@user-lt4rq7cq8f
@user-lt4rq7cq8f 6 ай бұрын
Ndaende kwa prophet miracle
@bettinamavhuringe3083
@bettinamavhuringe3083 6 ай бұрын
Zvinoita kunge zvisina basa kana zvisinakuuya pauri zvikakusvikira uotopusa chaiko batsirai munhu musati arase zvinhu izvi plz zvicharaswa neachamubatsira
@tendainyashabadza229
@tendainyashabadza229 6 ай бұрын
Chokwadi
@rambochauke710
@rambochauke710 6 ай бұрын
Ngaaende kwasekuru Nyangatayana kana Kwasekuru Tasvu
@itayikaseke3480
@itayikaseke3480 6 ай бұрын
My people are destroyed because they lack knowledge 😢
@user-uy5zn3sb1x
@user-uy5zn3sb1x 6 ай бұрын
Vanhu ngavarege kushungurudza vana vevanhu nehurombwa wavo
@ladyk.b.2257
@ladyk.b.2257 6 ай бұрын
Ngavaende Kwa prophet Joze
@bettinamavhuringe3083
@bettinamavhuringe3083 6 ай бұрын
Batai Roberty Tapfumanei
@sifelanimpofu7615
@sifelanimpofu7615 6 ай бұрын
Chokwadi
@tapiwafidelitymukungwa2009
@tapiwafidelitymukungwa2009 6 ай бұрын
Haaa Mwari ndinotenda handina mari or anything but ndine happiness and ndine utano 😭😭😭😭😭 may God help this guy
@user-eq1yp5xx3y
@user-eq1yp5xx3y 6 ай бұрын
Vanasekuru nemachemberr batsirai mwana uyu ndapota zvangu atambura zvinopisa tsitsi shuva mukushanda uku unosangana nezvakawanda atori neconfussion tete tilda mubatsirei
@annahmoyo9794
@annahmoyo9794 6 ай бұрын
Ummmm this is soo painful ngaabatsirwe mukomana uyoo asati aitwa zvinopfuura ipapo
@ganyaz
@ganyaz 6 ай бұрын
mkoma ngaaende kwaSekuru Kanengo or kwaSekuru Bunzamukombe or kwaSekuru Tasvu plzzzz ngaabate mkoma Robert Tapfumanei aratidzwe kwekuenda
@ladyk.b.2257
@ladyk.b.2257 6 ай бұрын
Akarasa ari ega zvinozvomunetsa Tete Tilder batsirai munhu uyu
@leightachiveyi9907
@leightachiveyi9907 6 ай бұрын
Zvinonzwisa Tsitsi ko tete tilder makuita semusiri kubeliver seimuchity Mumba mamakachena here ,hausikuona kuty ukuchikidzirwa nezvinhu zvisinabasa shuwa murume mukuru angapenge here kutaura kwaasina kuswera
@VimbaiMarisa-yu7bj
@VimbaiMarisa-yu7bj 6 ай бұрын
Shame such an innocent guy😭
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 6 ай бұрын
Why iwe waive worried nekubheuka kwake? Uye why waive worried nekuswera aka guta kwake?
@VimbaiMarisa-yu7bj
@VimbaiMarisa-yu7bj 6 ай бұрын
Zimbabwe yatakura kurema
@gilbertguzha5373
@gilbertguzha5373 6 ай бұрын
Mukomana uyu tete ari right haagone kuzvirasa ega chivanhu chakaitwa paari zvinoda vabatsiri
@MiriroManatsa
@MiriroManatsa 6 ай бұрын
Zvekuroyewa izvi zviriko wakatoroyewa nemwana wemurungu chero zvawakaitwa zve siki izvo vanhu vapenyu vanozviita Uri panguva yakaoma may kuomberera ikoko urikutoombera kuti zvigare kuropa rako
@josephinechapfimvira1930
@josephinechapfimvira1930 6 ай бұрын
Zvakaoma shuwa. Akatokanganiswa pfungwa ndosaka aingotevedzera zvese zvaainzi aite 😢
@NestorMutimbanadzo-sk8fj
@NestorMutimbanadzo-sk8fj 6 ай бұрын
Haaraswe manhenga aya Tete imwe mibvunzo yamunobvunzawo
@EvelynTsitsiSatumba
@EvelynTsitsiSatumba 6 ай бұрын
Vachaita ngozi nemunhu vekumozambique uyo regai muone henyu
@tapiwachimbangiza9379
@tapiwachimbangiza9379 6 ай бұрын
Suspect this guys vaiwirirana pakutanga kwazvo pane zvaasikutaura
@user-ev1xh6yg1g
@user-ev1xh6yg1g 6 ай бұрын
Zvrikutoda sekuru kanengo kana profert miracale
@rutendompatsi3813
@rutendompatsi3813 6 ай бұрын
Ko mukomana wekunhuwa arip
@shungupenyayi1052
@shungupenyayi1052 5 ай бұрын
Tete murikuita zvechi salad manje, munhu hangauyi kwamuri kuzobatsirwa asina ma problem
@user-ig6wu4bw1p
@user-ig6wu4bw1p 6 ай бұрын
God have mercy
@user-wg8gw3yw5o
@user-wg8gw3yw5o 6 ай бұрын
Tete ngasarase zvozonetsa endai nemwana pamba ipapo nepolice nezinata vasunungure mwana
@passmorechimbanda3186
@passmorechimbanda3186 6 ай бұрын
Ngaaende ku labour apihwe mari dzake
@miriamchiwarakata368
@miriamchiwarakata368 6 ай бұрын
Ahhh nyaya iyi uùuummm.yakaoma Ko hakusi kuti.muroyi anoshandiswa kutungamidzwa iiiii Paita zvemishomga waka.kuwadzwa uyu Yakura nyaya iyi Wabatsiri waskunyepesa futi xha haaa Tilder unoda zviro kani Zvipedze Tsikidzi Koo haana kupinda pabasa paka romberwa ere
@ConniekholiyMpansi
@ConniekholiyMpansi 6 ай бұрын
Tete ngaaende kwaProphet Miracle Paul or Prophet Freddy Chishamisa pamakatanga kuita zviro zvenyu, hamuna kumbouya kuna Tete, nhasi rava bamhudziko, makuziva Tete nemhuri yeZimbabwe haaa
@nessakaitano3241
@nessakaitano3241 6 ай бұрын
So sad 😢😢
@VimbaiMarisa-yu7bj
@VimbaiMarisa-yu7bj 6 ай бұрын
inga kuromba ibasa
@shimNazee
@shimNazee 6 ай бұрын
Kurombera Kuda kushandisa Vana vevamwe mxwii,, boss ava took advantage of his innocence,akuratidza kuva munhu aingobvumira zvese pabasa
@tendainyashabadza229
@tendainyashabadza229 6 ай бұрын
Kwasekuru tasvu
@user-fl4tu4gs5f
@user-fl4tu4gs5f 6 ай бұрын
Tete pls muendesei kwa Tasvu chivanhu chinopera nechivnhu
@edinahchatunga5671
@edinahchatunga5671 6 ай бұрын
Sure magardenner nevashandi vemumba vari kusangana nemasituation nekushandiswa nezvitokorishi zvepamba paunoshanda ivo vachiita mari
@josiahchidawo8297
@josiahchidawo8297 6 ай бұрын
Uyu mface aida kuromba,. So it's rombing gone wrong! Muchazopupura henyu
@apoloniamachona7055
@apoloniamachona7055 6 ай бұрын
😅😅😅ana judge Judy imbomirai please muchazvibvuma zvakuwirai
@josiahchidawo8297
@josiahchidawo8297 6 ай бұрын
@@apoloniamachona7055 but common sense wangu, ungamuke here uchiombera bhachi from nowhere? Unenge uchiti urikumboitei chaizvo. Kunzi pombera bhasikoro rako rawakatenga nemari yako uchitanga wandisuma, ukasadaro ndinozoita accident uuuumm, zvinenge zvambonyatsotanga sei. Chiripo chariuraya zizi harifi nemhepo. Blaz ava Hana yangu yandirambira guys.
@apoloniamachona7055
@apoloniamachona7055 6 ай бұрын
@@josiahchidawo8297 pamwe akadzungaidzwa nemushonga
@masciemudumo
@masciemudumo 6 ай бұрын
Ko adiiko kumbonotariswa njere mmm maybe hallucinating
@user-lt9yv9td6u
@user-lt9yv9td6u 6 ай бұрын
Mwari pindirai zvakangooma izvi
@simbathomu6496
@simbathomu6496 6 ай бұрын
Haasi kutaura nyaya yese uyu ..
@abigailkasinahama7263
@abigailkasinahama7263 6 ай бұрын
enda kwa prophet miracle zvinopera iwe ngazvipere nezita rajesu unoitiswa iwe
@rasras2263
@rasras2263 6 ай бұрын
Tilda is very unprofessional, after all the time in the field but you still talk to a person in trouble like he's a fool yet munhu aripama1
@genemugariri4659
@genemugariri4659 6 ай бұрын
Hi
@carolinembedzi7503
@carolinembedzi7503 6 ай бұрын
Akarasa munenga iyo pamwe anomurapa zvinoda minenga iyoyo iripo or chitori chinhu chinogona kumuuraya
@MiriroManatsa
@MiriroManatsa 6 ай бұрын
Hazvisi mupfungwa zvinhu zvinoitika izvo
@africanbride
@africanbride 6 ай бұрын
Zvakaoma😮😮😮
@MrJedza
@MrJedza 6 ай бұрын
Uyu anofanirwa kuve asina pfungwa dzakakwana. Why kuitiswa zvese izvi achingobvuma. Or else aizvidawo ange apiwa promise of something uyu. Uchiombereswa zvakadaro uchingobvuma
@tomkopie
@tomkopie 6 ай бұрын
enda kwa Sekuru Tasvu usati wafa bcos unofa zvamanjemanje
@rairaijazidzveta9460
@rairaijazidzveta9460 6 ай бұрын
Zvakaoma
@user-yt7xg3nm8u
@user-yt7xg3nm8u 6 ай бұрын
Pakaipa naison dzokera ku murungu anolkupawo at least kamari kako wowana pekutangira
@masciemudumo
@masciemudumo 6 ай бұрын
Iweo uchingoteedzerao sure haaaa unazvowooo futi
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 6 ай бұрын
Tsanos ava havasi vakarombeswa then vakasapedzisa process yacho hre
@user-eq6zh6uh4m
@user-eq6zh6uh4m 6 ай бұрын
Tete vevanhu,
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 6 ай бұрын
Haaa tete musafurira munhu kurasa zvidhoma izvo zvakuda vanoona nmaziso emweya
@omegamutsvedu1050
@omegamutsvedu1050 6 ай бұрын
Ngavataure chokwadi pane zvavari kuvanza
@charlesmvula3925
@charlesmvula3925 6 ай бұрын
Seems like he was part of the problem along the way something went wrong/ my opinion
@Primy-ls2nb
@Primy-ls2nb 6 ай бұрын
Ini ndanzwa seati ndakanzi ita izvi uite Mari??if l hear him well.nayewo pachazvake he accepted coz he wanted to be rich yet you are being used kuti ivo vaite mari.yaah pakaipa
@user-ji8vt7nz5d
@user-ji8vt7nz5d 6 ай бұрын
Imi tete usadaro so anorasireii asati awana rubatsiro..why mukuti zvinhu zvisina Basa musadaro imi
@taiziveikalichi5317
@taiziveikalichi5317 6 ай бұрын
Hazvingoraswe tete anofanirwa kutanga abatsirwa muporofiti kana svikiro anoziva kuti voitwa sei Iye hapana chaanogona kuita nhau iyi I hombe haisi diki akangozvipisa or kurasa ahhh ndaona apenga ini agara musango
@user-zz2zj3mh9g
@user-zz2zj3mh9g 6 ай бұрын
Enda unokanda mukati megate rekwawakazvipiwa
@user-eg2ge8le2g
@user-eg2ge8le2g 6 ай бұрын
Nyika yakatakura kurema uuuu
@lindsaykaridozo9811
@lindsaykaridozo9811 6 ай бұрын
Mupfungwa imika tete musadaro munhu uyo atoripanguwa yakaoma
@masciemudumo
@masciemudumo 6 ай бұрын
mmm Ko iyewo aibvuma kuisa minhenga pabhachi achiombera bhachi aiti zvinozofamba sei?
@AubeyThePlumber
@AubeyThePlumber 6 ай бұрын
Kana munhu achinge achida kukushandisa anokuroya pfungwa zvekuti haumbofunge deep and normal.Uyu zvese aitoita coz aive akazungaidzwa pfungwa.Kuroiwa kunorwadza Hama dzangu
@masciemudumo
@masciemudumo 6 ай бұрын
@@AubeyThePlumber mmmm saka ma1 hopefully achabatsirwa. Ndambofunga kuti maybe he is hallucinating / karasika njere haaa it’s so confusing yooo people are wicked
@mutututswablessed439
@mutututswablessed439 6 ай бұрын
Akadzungairawo uyu
@nyariemangasawa3038
@nyariemangasawa3038 6 ай бұрын
Kushandiswa uku
@andremtetwa9780
@andremtetwa9780 6 ай бұрын
Something is not adding up
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 6 ай бұрын
Kkkkkkkk mukoma ava vaida kuromba or kuita mu satanist havana kuzopedzesa process yacho, ari kuedza kuda kutsanangura but hazvisi kana ku maker sense.
@user-eq1yp5xx3y
@user-eq1yp5xx3y 6 ай бұрын
Kurasa ega hazviiti iye anotoda kutogezeswa pamuviri wake shuva kuromba uchshandisa mwana wevamwe uuuu chokwadi mwana akararama hupenyu hunotyisa uuuuu mwari wenyasha ratidxai simba renyu
@MashokoJuta-lx6qz
@MashokoJuta-lx6qz 6 ай бұрын
Mentally is not right
@kudaxy
@kudaxy 6 ай бұрын
ndamuziya mface uyu dzakambobuda pasly media anga aba huku akagadzirwa nen'anga
@kudaxy
@kudaxy 6 ай бұрын
kzbin.info/www/bejne/gKmymGx5fM2CpNk
@tapiwachimbangiza9379
@tapiwachimbangiza9379 6 ай бұрын
Maybe dramer
@tapiwachimbangiza9379
@tapiwachimbangiza9379 6 ай бұрын
Achazobuda Pane imwe media kea Fred akuti arapwa
@tomkopie
@tomkopie 6 ай бұрын
WTF was that???nxcaaaa!!!!
@ganyaz
@ganyaz 6 ай бұрын
mkoma ngaaende kwaSekuru Kanengo or kwaSekuru Bunzamukombe or kwaSekuru Tasvu plzzzz ngaabate mkoma Robert Tapfumanei aratidzwe kwekuenda
@pamelamoyo2835
@pamelamoyo2835 6 ай бұрын
Haa ko iye paakaona tsikidzi akadii kusiya basa?
@PatriciaChakawatah
@PatriciaChakawatah 6 ай бұрын
Kumwe kuzungaira kunoparira 😢
@pamelamoyo2835
@pamelamoyo2835 6 ай бұрын
@@PatriciaChakawatah zvinhu zvacho hayas
@queenbee322
@queenbee322 6 ай бұрын
Mishonga ndozvainoita mwana wamai unenge uchishandiswa hautirimuke unenge watozungaidzwa pfungwa
@joycemafigo3517
@joycemafigo3517 6 ай бұрын
Tete ka... Zvivindi zvenyu so zvekudaro kuona manhenga ezizi. Nebhachi... Zvinotyisa🙆‍♀️🙆‍♀️🙆‍♀️😲
KINDNESS ALWAYS COME BACK
00:59
dednahype
Рет қаралды 145 МЛН
Я нашел кто меня пранкует!
00:51
Аришнев
Рет қаралды 4,5 МЛН
Became invisible for one day!  #funny #wednesday #memes
00:25
Watch Me
Рет қаралды 57 МЛН
Can You Draw A PERFECTLY Dotted Line?
00:55
Stokes Twins
Рет қаралды 112 МЛН
MT DARWIN.... NDINOROYA UYEZVE NDAKADYA MWANA WANGU
54:09
Drewmas Media
Рет қаралды 21 М.
KINDNESS ALWAYS COME BACK
00:59
dednahype
Рет қаралды 145 МЛН