😮😮😮Ko kupiswa here kusapfeka blouse nhai Yaya??!!👚 Have some self respect vasikana!!
@BarbraMadyaКүн бұрын
Bvunzawo hako
@ZimTubeКүн бұрын
Shuwa
@j.n.rfanex7442Күн бұрын
Dj ollah ko trending story Uchisiya yayah ,for the why
@nancyrimai1224Күн бұрын
Yayah dress appropriately this is a well respected podcast..tinyrewo please hauuye wakapfeka bra pano..dzidzawo kunana V Candy she dresses well wani ariko ku Radio uko
Well explained Ollar in the responsility of son towards mother and mother in law
@djollah7179Күн бұрын
Thank you
@memorychiimba545412 сағат бұрын
this is a sensitive isssue tikuda full episode,, ko ndisina ma brothers
@AbigailMakosa-kt4cr14 сағат бұрын
😂😂😂😂😂sure Yahya akudawo taura hako Olla😂😂😂😂
@munashemagayire515Күн бұрын
wasiya nyaya ya greatman yaakat chipo ndiye ega munhu asinganhuhwe hapwa😂😂😂
@precioustsikwa4283Күн бұрын
Ko those with daughters only hapana anovachengeta?
@VictorSimon-v2sКүн бұрын
Yayah arikunyarira ka vibe kaya nhasi disappear😂 tatelicousto the world
@DianaNdlovu-h1j9 сағат бұрын
😂😂😂😂😂😂😂iwe Olla ka ukuda kuonei iwe 😅😅😅😅uri kuda kuona mumwe murume
@beccasperceptionКүн бұрын
I've got my maiguru vakasiya mwana kusango (at the father's house) from when she was little till she got married. Saka zviriko
@zimbhoo_beyondКүн бұрын
Bhoo here..Nyaya ya Yahya naDave maitsika tsika
@lilianblack3668Күн бұрын
haa vari weak nhasi ...mungashekeswe necomment section
@maudykarikuni3672Күн бұрын
Great man akaremara zvese ne pfungwa
@VictorSimon-v2sКүн бұрын
Pliz ollah yayah ndaataure nyaya yake na Dave as u nail risy
@tongaicchirenda957Күн бұрын
excellent Ollar on 35min
@mufaronyaberekaКүн бұрын
I hope you guys are okay ❤
@TroyieMaddieКүн бұрын
Chero iye Charles Manyuchi wacho moti aikunda sei kana akauya akapfekerwa mupfekeri waYaya uyo,,,,,,, Nyathi family ivo vaive vasina zve wedding mupfungwa saka chero zvazvaita it's okay
@margaretthomas1177Күн бұрын
Nyathi family vanga vasina kana vision yewedding saka chero zvazvaita all is well with them😂😂
@SvinuraiMittonКүн бұрын
True
@tongaicchirenda957Күн бұрын
iwewe yahya baba vako vakatengera mai vako fortuner if yes vakavatengera at what age?
@owentinashelisayi4188Күн бұрын
We expected your trending stories here (Ollah na Yahya). Nyaya dza Bhobho ne yekuvhara munhu mari ariku UK. Just clear yourselves.
@yanos._02Күн бұрын
1st thing opening the video...Yayahh dressing please. This is so inappropriate
@MariaKhembo-nn6mbКүн бұрын
Pananamai apo panonetsa and pakaoma asi tese tinenge takazvarwa dj olla
@Doctormoments81Күн бұрын
Hakuna mwana wemusango Shona iyoyo haisi correct
@jennetmutyavaviri1882Күн бұрын
Yaya ndanetsekana nehembe yako ,ndatadza kuzorora
@TinotendaJosephКүн бұрын
Tangatakamirira 🎉🎉🎉🎉 yhayha wa Dave uricey
@nyashamtoma5829Күн бұрын
Where is Shellie
@TinotendaJosephКүн бұрын
Kutipedzera data dai ndirimu harare ndakuvinga paden packo last time Olla waka trender nenyaya ya Delroy ,Mutarisi,Podcast ndobva tatomirira nyaya yacho Wednesdays hauna kana zvawakataura now yhayha angaachipisa last week maitsikatsika chii chakadaro
@AramuzJoseph-c8vКүн бұрын
Yahya tell us plz
@preciousmakoni4927Күн бұрын
Face dzavo dzakapusa nhasi
@AbigailMakosa-kt4cr14 сағат бұрын
Pakupedzisira JZ achabatana na sahwira wake Diddy kujeri
@Vazuuuuuu14 сағат бұрын
It's not fair why masiya nyaya na Yayah na dave todakuinzwa
@tawananyashamadzore7024Күн бұрын
Yung filly is a UK artist
@gordonzuze7089Күн бұрын
Honaka Ollah kana tichiti trending stories ngadzitaurwe dzese zvisina kut nyaya ndeyaani trikuda nyaya yaYayha Goodvibes pamhepo apa
Mmmmmmm apo dj ollah marashika panyaya yanamai apo hayiiiii
@musashoko1389Күн бұрын
Siya vana vachate iwe uri H renyika 😂😂 apana chakaipa apo companies are getting time to advertise their products and services
@RenGoldКүн бұрын
😂😂😂mamatinonokera DJ
@DariaRinomhotaКүн бұрын
Sure been waiting since last night
@princemanyota1768Күн бұрын
Munotyawo weakness chivharo imi iye haana ku leakisa ma chats ake na levels here
@WellingtonMachinguraКүн бұрын
Ko zvekuti Yahya akadyiwa naDave hamuzi kutaura wani
@PreciousSita-b6uКүн бұрын
Akatopfeka bra zvake 😂😂😂😂😂😂😂😂
@TendaiKagura13 сағат бұрын
But why munhu kuya akapfeka bra nhai apa akushanda nemunhurume nhai tsiuranai ipapo wakutoda kut vanhu vabhoikane vanhu vanokufarira Ollar but cz of this yayah wako wakuda kutidzinga pano
@geraldmaranda-rs7jsКүн бұрын
uyu munhu ahako uyu ngasiyeka murume wacho kana asina Mari yekukutengera mota
@NomathandoKaverengaКүн бұрын
I love you guys but today sis yayah dressing
@AnouyaisheNevilleКүн бұрын
kuhasha ollah
@vimbaimadzinga261Күн бұрын
Ko nyaya yaDave haina kunyatsotaurwa
@politepowers2397Күн бұрын
😂😂😂😂😂😂 Tatakamirira
@TinotendaJosephКүн бұрын
Tkuda kunza yhayha na Dave
@thelmachibvuri5 сағат бұрын
Musangano wapindira
@Sokostina135Күн бұрын
Nhasi hamusi kufara wanii
@tongaicchirenda957Күн бұрын
munogona Yahya sorry i quoted you natively in the beginning of the show not knowing that you are a gallis you oppose intentionally for the conversation to be clear thumbs up for you