mainini is doing a better job than mai vake thank you for standing naye mwana❤
@FloreenMarshyMacheleАй бұрын
"I'm not a pastor or anything..nditongoriwo Rasta hangu and we love peace " Kana wafarira stat n unhu hwababa show some love 👍
@ndasukwaneropaАй бұрын
He's a good man
@leechen1995Ай бұрын
Haaa ndaseka kkkkkk
@nyariemutsumba225627 күн бұрын
He is a good man my foot.. love peace panyaya yakadai ndirini baba vacho ndaitomutsa hondo yemashuwa ndosiya munhu ave mujeri....his reaction is not normal anenge akatosortwa nethe wife and family uyo..
@FloreenMarshyMachele27 күн бұрын
@nyariemutsumba2256 yess you can do that uri iwe but never forget we are different and some pple dn have that fighting spirit in them
@lizytakavengwa5179Ай бұрын
Amai va Sally vanofanira kuenda ku jeri she knows more than she is letting on. A true mother should be in depression mood by now trying to seek justice for Sally
@stellahchiguta5794Ай бұрын
Chokwadi
@sarahmushaninga8221Ай бұрын
Ende vanodaiiriira kuvhara Sally kuti asatauure
@clarakupfuma7309Ай бұрын
True kamudairiro kavo kari kuratidza
@TsitsiNyamapandaАй бұрын
She is so relaxed
@tendaimukombozi6241Ай бұрын
Mai vaSally ibenzi
@gee4690Ай бұрын
I like baba Sally mai vacho she knows a lot ende vanoda kuvharirwa nemuzukuru wavo 😢 justice for sally
@RayJay2024Ай бұрын
Mothers Mothers Mothers...Be Your Daughter's Best Friend And Protector.
@mbizi4573Ай бұрын
Not mai Sally at all. Mai imharadzi avo
@lindanzema1194Ай бұрын
But this rape why musikuita police case.mataurirwo arikuitwa nyaya ndekunge Sally akabvumirana nasekuru.pls myaya ngaitaurwe sezvairi sekuru namai vake Sally vaende kujeri😊
@michellezuze26 күн бұрын
Zvakaoma shuwa
@floet349813 күн бұрын
Guys let's go to the Tinashe Mugabe Foundation and donate for Sally. Ngaitivei nemweya wekubatsira, mangwana ndiwewo. Chero $1 chairo will be appreciated so that she can get proper counselling and money for lawyers.
@sukoluhlesibanda1432Ай бұрын
Has anyone mentioned that Tinashe anehunhu anooneka kuti akabva muvanhu surname iyo you represent it very well mukoma
Thumbs up to Ba Sally what a great Dad ❤yoh vamwe wana baba wane rudo rather than vanamai sure😢ko why mai wachiti wanozviuraya kana mwana wehanzvadzi yawo asungwa?ngavasungwe wasati wafa wese nemwana wehanzvadzi zvese 😢
@nomsanyika15129 күн бұрын
Taura zvako ibenzi raamai
@TrustSikireta26 күн бұрын
Ngavafe havo aaah
@margretsema487625 күн бұрын
Chokwadi mai vaSally ngavapinde mukati vambopike. Kana vadzoka kana vakazonwa poison yavo mutongo wepasi vanenge vapedza hameno kudenga.
@edinnahmuchirahondo8369Ай бұрын
Justice for Sally. Peter ngaasungwe. Kuvhiringa life yemwana.
@ngonichiwara7507Ай бұрын
Mai Sally pabvunzwa mwana kuti agereseyi ne murume wake...Mother mavhara mwana musadero 😢😢😢😢😢mai Sally ndabatikana mwana ane bundu uyu😢😢😢
@priscillamtombeni54224 күн бұрын
Inga vamupa mukana wekutaura wani?? Munoti pana mai vanoda kuti mwana wavo anzwai here???
@SirAshton21 күн бұрын
Ndezvepaukama izvii .. kusungisa Mwana wamai vako it's not easy
@johnjoe3316Ай бұрын
Mai vaSally nemwana wehanzvadzi yavo ngavaende kujeri😢😢😢
@WiriranaiOswaldHondoАй бұрын
Current husband haafanire kukandwa mukati naiyewo futi.
@mejurygandiwa5716Ай бұрын
Vese ne hanzvadzi yavo baba ve mukomana wekuraper
@DanielBwetuАй бұрын
taura hako she should have stood bay Sally no mater the lies
@fungaishoko237Ай бұрын
Mai Sally….hanzvadzi yavo…..nemwana wehanzvadzi yavo ngavaende mukati
@eppahsinzamala6541Ай бұрын
Ndotenderana newe apa vakuita kunge vasingazive nyaya
@selomiacochrane8342Ай бұрын
Thanks Tinashe Mugabe huye ndinogara ndichiti Wakasarudzwa Nashe and humbled you nokukupazve Moyounohwira matambudziko evanhu rambai makadaro may God bless you abundantly ndichitenda vabereki vako they raised you well Justice for Sally
@benafrikatrip9575Ай бұрын
Baba vemusikana is a real gentleman
@rudomadzivire2512Ай бұрын
Chokwadi
@DarlentGonesorejoice-y7x29 күн бұрын
Hanzi mai sally wakati ukasungisa mukomana ndonwa poison saka aitya wana tezvara
@EvidenceKunonga-x8p29 күн бұрын
Ndomaraster emachikwadi one love ❤️
@lenhelly913728 күн бұрын
Marasta bho zvekuti
@taumlambo9119 күн бұрын
A very good person ❤
@CyinthiaChimbadzwaАй бұрын
Mmmmmm this issue is now complicated because that guy (murume wasally ) will never trust sally because of this secret but not knowing and understanding that sally was silenced with her uncles 😢😢😢😢😢this story is touching,,,,l think for Sally's safety better asiye marriage iyi achiri mupenyu asaty aitwa zvimwe zvinhu because that guy arikugaya horror pafair counseling team and police must take action on this case😢😢😢
@violetmatenga7721Ай бұрын
Mataura chokwadii apa kuz mmmm
@NomatterKamuchanyuАй бұрын
Yah anofanirwa kunogara na mama vke hke mashoko a guy andibhowa anekakushusha kaarikuita sally uyu umm
@shingiraitrevormboto2105Ай бұрын
@@NomatterKamuchanyukushusha? Dai uriwe murume wake u cld have thrown a party bcoz og this hanty?
@EffortGumbuАй бұрын
@@NomatterKamuchanyuhe stayed naSally kubva kunhumbu, he was forced into early marriage. Anoshusha bcs akatsvakiridza kuti mwana ndewani here. Mukwasha deserves justice futi ngaatobuda mumarriege and Sally adzokere kuskull they are both victims.
But he said mukadzi akamupihwa aine nhumbu asina kumbobvira arara nayeeer@@DarlentGonesorejoice-y7x
@shimellahdera430128 күн бұрын
@essiedaniels53025 күн бұрын
@@VongaiKomboni 🤣🤣 veduwee
@ChsgsYesАй бұрын
Ndafara nekufambirwa kwenyaya yaSally thank you mr Mugabe nebasa ramurikuita justice for Sally
@bokaletlotlo8220Ай бұрын
This child should be sent to boarding school, and even her marriage should be reconsidered. She has been through so much, and it breaks my heart. It's just a suggestion.
@nomathembancube291Ай бұрын
A very good suggestion indeed 🎉
@iynethkurauone8671Ай бұрын
True marriage yacho haimbosi marriage svinu iyi murume anenge achingokuyeuchidza zvakaitika achitukwa nazvo kungogara hake but murume wake anotoonekwa kuti arikungogara hake nemukadzi asi rudo harwupo apa aifanira kudzokera kuchikoro atoenda kure nevanhu ava azoitawo life yake mangwana .kuchema kwake says a lot .
@BulltweetsssssАй бұрын
Hanty this thing zviri pa youtube y asume that the man will remind this to her iye arite akatoita kuti zvibude@iynethkurauone8671
@shingiraitrevormboto2105Ай бұрын
Hopefully u will be there to help with fees and other expenses
@shingiraitrevormboto2105Ай бұрын
Hopefully u will be there to help with fees and other expenses
@mrscymon6627Ай бұрын
The way amai Sally quickly stood for Peter hanzi akati arikuda kuchengeta mwana wake instead of standing with Sally ..humbowo maida hwei mwana akabatwa chibharo 😢
@sibonileduburaАй бұрын
Vanoda kumamiswa
@memoryd523329 күн бұрын
Nxaaaa
@fredahama395729 күн бұрын
Vane hutsinye mai avo. Havasi kuona hudzamu nekukanganisika kwemwana wavo
@Fiona-t5h24 күн бұрын
Mari yakashata mufunge 😢 vakutorongera kudya mari ichasendwa na peter
Chikwadi ichocho plus murume wake futi anoda kugarwa naye pasi
@monicaasefa3810Ай бұрын
Dai agona futi kubva pamurume each one atange life yake patsva pasina zvinongedzerwa kana zvipomerwa.
@TinasheChikovoreАй бұрын
chokwad
@mariachipatiso952529 күн бұрын
Counseling won't help much as long as she remains in this toxic environment. Everyone is against her, she has no support. I wish she could live somewhere else away from these adults who have let her down. My heart bleeds for her
@NormaNyadombo-qx3rr29 күн бұрын
Shuwa dai abva zvake pamurume uyu ummm .murume hachatode mukadzi
@mitchelmutemeri495827 күн бұрын
Ini hangu baba Sally ndavada shame he is so sweet😢
@zimrutsvarat1669Ай бұрын
Sally arikuda kutaurwa naye pasina vanhu and cameras ,as well as Mukwasha ,they need all the help they can get,emotionally,financially ,
@emillypesanai9855Ай бұрын
if this girl doesnt get help..anozviwuraya
@rumbidzaimichellechironda201023 күн бұрын
True ende murume uyo akutoratidza kutii hachada mukadzii
@chidohlunzani3765Ай бұрын
Shame Sally akarwadziwa. she's still in pain justice 4 Sally 😢
@priscillandoro4014Ай бұрын
Ana sekuru vanoshota rumamiso mhani ava. Sekuru Peter ngavapinde mujeri ndiko ky vaone mutemo mutemo no matter mune ruremekedzo rupi. Mai Sally dzidzai kumira nemwasikana wenyu kwete kuda hanzvadzi dzenyu mhani imi
@kudzairusere2736Ай бұрын
chokwadi Sally akaremerwa .....and mai va Sally vanoda hukama too much
@nancyngobeni6105Ай бұрын
Rasta is a good man mapudzi anowira kusina hari vakadzi tichafa rinhiko haa😢 hes saying worked with Gabriel Robert Mugabe as frm 2001 to 2017 thats why he gave the name Sally the first lady😅
@gracegrace4164Ай бұрын
Sally is beautiful and intelligent. Asina kuvhiringidzwa who knows she could have had a bright future. She tries hard to be strong but she really needs help
@ruthnyakurwa5041Ай бұрын
This girl anoda counseling yakasamba 😢😢😢it's so painful
@susandumisani5659Ай бұрын
She is in pain and I believe her marriage is not making her happy at all
@Piripada01Ай бұрын
Community yavo yakadhakwa…. If they tolerate nyaya iyi dzichawanda
@tavongarmunangwa-chiwanza46Ай бұрын
She got it from her Father, he is a gentleman.
@joyjoy-gf2bkАй бұрын
She is in pain. Justice should be served so that she has peace in her mind and heart
@lilianmashiri385Ай бұрын
Uyu mwana needs counselling and to be removed from the current husband who is already "planning" something.
True and abviswe inviroment iyi atsvagirwe something chomukeeper busy awane Mari yake
@tafadzwa66Ай бұрын
I can feel the pain mwana achiri mumarwadzo uyu and may good God change her life . Sando Kuna baba Sally ndavatya nemoyo wavo And mai Sally nehama dzavo ku jeri.
@memorytavonga2378Ай бұрын
Mwana haasi kutokwanisa kuve open kuna amai
@selinachikuni932325 күн бұрын
Zviri kurwadza kano haana anyone in her corner she is dying from inside anoda counselling yakasimba
@LetwinkChigurupati27 күн бұрын
Amai vasally havasi supportive kumwana wavo
@doreenmupfukudzwa9945Ай бұрын
I personally think Sally needs to be moved from that toxic environment
@lydiat7636Ай бұрын
Sure she need to go somewhere else and start a new life ikoko
@lorrainnyambo29 күн бұрын
😢😢😢😢😢
@MichelleRunyowa29 күн бұрын
Haunyepi especially away from that husband ari bitter
@selinachikuni932325 күн бұрын
Chokwadi chaicho she isn't okay at all mwana uyu sure kuporongerwa life nasekuru apa woshayawo anomirawo newe
@selinachikuni932325 күн бұрын
@@MichelleRunyowakungogarira nhamo chaiko
@annienaiАй бұрын
Can Sally s mom get arrested as well
@gilbertmafirakureva3477Ай бұрын
Apa vanenge vachinzi mhosva yavo ndeyei
@JulianaMuodziАй бұрын
@@gilbertmafirakureva3477temparing with evidence from the first vaiziva but havana kureporter nyaya
@prudencechiduku374621 күн бұрын
Anything obstruction of justice maybe .....ahhh hameno chero vangoenda@gilbertmafirakureva3477
@FaithMadziwadondoАй бұрын
Ma family vanovharidzira nyaya dzinenge dziri pachena Mai vasally vakatora side rekumusha kwavo vachitsikirira mwana vakatadza kusupota mwanasikana wavo
@blessingmanyeruke6832Ай бұрын
Bhinya ngarisungwe iro mhani😢
@leechen1995Ай бұрын
Taura hako
@abigailmarumisa599919 күн бұрын
Sally she's beautiful and humble akarwadziva mwana weduwe i wish kuti dayi awana anomubastira ambobuda ku this situation i feel for yu baby girl
@nokuthulaannamanyangadzeАй бұрын
Remember akasiya mwana ane 4mths achienda kumurume i think yaingove way yekuti vavharidzire kubatwa kwaakaitwa nasekuru Dai vabereki vake vakadzivisa kuti aende pane imwe marriage she was still young again achisiya mwana ane 4mths😢
@ediejacob8508Ай бұрын
Akaenda kunororwa aine nhumbu kana mazvinzwisisa
@EffortGumbuАй бұрын
Murume waanaye ndiye ayinyeperwa kuti muridzi wemwana akaramba bcs he never slept naye akazonzi ngaatore mukadzi the kana azvara Mai vemukadzi will take mwana
Meaning aitodanana naye arimudiki mwnaa uyu akatowata naye ft ummm zvakaoma
@ChipoZvenyikaАй бұрын
Thank you vaMugabe.nefollow up yenyaya iyi haaa mai vaSally vari evil murume anotovatyawo
@Becca-Trending-BeautyАй бұрын
Thank you Tinashe nefollow up pathis issue but sure we want justice for Sally 😢
@mable.truwoko7961Ай бұрын
She's so luck hey, Hanna never got justice
@tsitsimrisina7953Ай бұрын
Tinashe please try to help Sally please tarisa even baba vake he's also in pain but hawana word because varikutotyawo vana tezvara wavo. Pakutoda wemutemo kuti vapindire. Varikudherera kuti mukwasha murombo saka vanoita zvavanoda nevana vake hanty wanzwa wachiti amai Sally ndiwo warikutonga.
@charlesmhembwe818Ай бұрын
Zrp should arrest the culprit and enablers
@mable.truwoko7961Ай бұрын
They should also look into Hannah's case, she deserves justice too
@tinashemashizha8973Ай бұрын
@@mable.truwoko7961yakazopera sei zvakatovharana ?
@turem885529 күн бұрын
Nyaya Haina kupera iyi. Thanks mkwasha navatezvara kusimudza musoro. Amai ndakushorai, mungadai makamira nemwanasikana. Mkwasha nababa, sungisai sekuru ava. Peter ngaaende kujeri as soon as yesterday. Sally soldier on mwanasikana.
@MaryMuchekaАй бұрын
Sally needs help... she is so scared of her mother and her mothers family. I think she needs to be rescued from the village. I hope her marriage is no for convinience too. Mkwasha anenge anoshushawo wo
@NondoKadziАй бұрын
mukwasha atoriwo mudiki, he was forced to live with Sally asati ave ready
@masciematope4757Ай бұрын
Hapana chinhu chinorwadza sekt ukurambirwa zvinhu zvaukutaura, when u really know kut that's the whole truth. I wish you heal pamoyo Sally
@SheStoicForLife77Ай бұрын
Sally needs protection from her uncles. Justice for Sally and no to child abuse by family members. Stop protecting familial s3x offenders against our children. 😢
@violetmatenga7721Ай бұрын
Taura hako vanogona kumukuvadza chaiko
@FlorenceKabekiАй бұрын
Ummm
@sasharutendo555328 күн бұрын
Sally is in so much pain imagine being a victim and being hated for telling the truth I wish she could be removed from that place and start a new life completely but stay in contact with her Superman (her dad) may God comfort you Sally you deserve justice ❤
@MikeshumbaShumbaАй бұрын
Baba Rasta vane wisdom vakangwara,he is a good father
@DarlentGonesorejoice-y7x29 күн бұрын
Bt arikutongwa nemukadzi manje
@ShantieR.ZАй бұрын
Rasta ndamufarira uyu very nice baba
@CharletteChihelele-d5vАй бұрын
Mr Tinashe Mugabe for president ❤ Muri kutwasura mhuri dzaka fonyoka
@f.madzivire1731Ай бұрын
Mugabe fut ere nxaa
@nyariemutsumba225627 күн бұрын
Varikuti baba vaSally is a good man, my foot.. love peace panyaya yakadai ndirini baba vacho ndaitomutsa hondo yemashuwa ndosiya munhu ave mujeri. His reaction and calmness is not normal anenge akatosortwa nethe wife and family uyo..
@gabrielmazino7969Ай бұрын
eish achiri mu pain sally 😢😢😢😢 aah peter ngaende mukati please
@Jewel-rn9pgАй бұрын
And the mother can't even see the pain ine mwana. Kutoti hauchemeka
@MichelleRunyowaАй бұрын
😭😭😭😭😭poor Sally kuzvarwa nebere
@susandumisani5659Ай бұрын
Uyo murume waSally uyo haasi kuda mukadzi,dai ndiri baba vemwana uyo ndaitora mwana wangu ndoendesa kuchikoro.Sally is living an abusive life,she needs help
@@natashanyamunda435she was forced nemomz kuvharidzira mwana wehanzvadzi yavo
@MoreblessingMagwidi-i3z27 күн бұрын
Manzwa here kuti akamanikidzwa kutora munhu waasina kurara naye akanzi mukadzi tora mwana tochengeta mamai musadaro moyo wangu warwadza @@Mashia-t8b
@matiyadenyamasi814626 күн бұрын
She was trying to heal...aitsvaga pain killers, love& acceptance
@tafadzwakajayi4116Ай бұрын
We need JUSTICE for Sally
@lilmap7286Ай бұрын
Mai Va Sally is too calm considering the gravity of this matter. Her responses are infuriating to say the least! I hope this girl opens up, exposes these evil beings, and people get arrested including MAI Sally. Justice for the girl child. This matter is too sensitive to be dealt at Sabhuku level! Serious Crimes Unit chaiyo!
@joycehandreck8356Ай бұрын
Thank you so much Mr Mugabe you have a heart of Gold. Long live SIR
@sheunesumpofu6466Ай бұрын
Raster you represented big up
@jr2011fАй бұрын
Rasta strong and wisdom man
@LydiaNdariMurwiraАй бұрын
SAY NO ❌❌TO ABUSE.. Mai is protecting mwana wehanzvadzi yavo,baba vati havana masimba coz mai varikuvharidzira nyaya nehama dzavo.Mkwasha wemudhudhudhu anogona kungofuma akarova pasi arwadziwa kuti 5yrs vachimuvhara vhara..Sally still need counselling nokuti paamira pakaoma.. Tinashe Mugabe🚹Gentleman🎉
@gamuchishiri6242Ай бұрын
Mwana we hanzvadzi ya mai sally paakabata mwana he was an adult anga akura and ayiziva zvaayiita. He should face the consequences of his actions. But if they were both minors it was going to be a different situation.
@mbizi4573Ай бұрын
I dont why people always say that. The amended criminal law is very clear on this. Section 70 makes it a crime for ANYONE, WHATEVER THEIR AGE to have sexual intercourse with a minor. Saka hazvinei kuti wabata chibharo uri a minor, unongotongwa as a juvenile. Rape is and will always be a crime irrespective of how old the perpetrator is
@carolinetshuma29 күн бұрын
😢
@lyndrajasi637219 күн бұрын
He was 20 when he raped her
@sinikiwekagogoda-gz4rjАй бұрын
My school mhangura mine primary school Grade 5 and 6 Na MR Chifamba grade 7 Mr katehwe
@lookAtLove-i1wАй бұрын
Ndini ndega here ndisiri kunza apana volume ndikungoona ma lips moving only no sound
@beekays436Ай бұрын
Tinashe and DNA Team, we appreciate you, the humility is on another level. Rasta, baba vaSally, please torai mwana Sally and her children. Her future is dire with her current partner, mukuwasha. Lord help Sally to live, she has potential.
@PamelaRukataАй бұрын
Thank u mr mugabe but mwanasikana arikushungurudzika
@ClemenceDewarАй бұрын
Vanhu ava vanoda kusungwa vese including mai vemusikana vanochengeta mhondi mumusha
True sei aramba kuzvitaura ane zvaarikuronga uyu let's hope Sally is safe
@zorogomo7047Ай бұрын
Zvakaoma Dai vatora Sally uyu
@MemoryKasina-ic2ix24 күн бұрын
Tinashe zvakatanga namai vaSally vakatadza kumira nemwana wavo plus varikukoshesa hama dzavo kudarika mwana wavo plus chokwadi chaicho chirikure navo Mai avo
@privyngrazy9851Ай бұрын
Thank you vaMugabe show yenyu irikubatsira vazhinji❤
@NomuhleNyambi-r5dАй бұрын
Nyararayi mwana apindure mama ...
@PatienceChitsungehАй бұрын
Mazviona ka Anenge anzi usapindure nyarara mhamha vapindure zvakaoma askana
@priscamazoe694Ай бұрын
Eeee nhaimiii vandisvota fani
@MichelleRunyowa29 күн бұрын
Murume waSally is dangerous mukoma Tinashe try to get the girl away from that man the girl is actually in danger 😢😢😢😢 i just felt a shiver run down my spine nezvaataura murume uyo veduwe😢😢😢😢
@ireenvimbaimanhamo3522Ай бұрын
No need of DNA for baba Sally and Sally,they look parallel ❤
@PaulaNdaba-gt5vtАй бұрын
Rasta he z a gentleman and good guy,vangori nekakudika so and ndazoona kwakawana Sally toothgap❤😊😊
@ishmaelrupanga576Ай бұрын
Tinashe wabhaiza kutipa time shoma na Baba apa. We wanted more of him.
@pnasheclarahАй бұрын
Politics dzaadzaakuvhura a new chapter 🤭🏃🏃🏃🏃😊
@cindym7206Ай бұрын
Sally looks like her dad,beautiful princess. We want justice for her
@preciousmuitire871Ай бұрын
Sally takes after her dad smart and clean.Kwete zvamai benzi kukundwa kumiririra mwana nemunhu rume.Ndafarira kuti baba vakawana shamwari yavo muzukuru wavo.
@Fiona-t5hАй бұрын
Apa Sally akatofanana nababa vake
@emillypesanai9855Ай бұрын
@@Fiona-t5h zvekuti dhu
@lovenessnkomeniАй бұрын
VA Mugabe tnks munehunhu zveny munobva kuvanhu shuwa ❤❤❤❤❤❤❤
@sukoluhlesibanda1432Ай бұрын
Mai Sally blackmailed the husband kurikwedu unosiiwa wonwa mushonga wofa tokuviga zvotopera hatina ngozi isu
@Aanotila746022 күн бұрын
Ndakutoona kuti naivo mai vacho hama dzavo dzakava threatener..
Ndichikura ndaisada kuenda kumusha , now ndakura leaving out of Zim 😢😢😢😢😢 my desire is now to have imba yekumusha
@trymoremasikwedza2944Ай бұрын
Rass avo vakabva kuvanhu but he is a true legend ❤
@lorrainemazhawidza6790Ай бұрын
Mr Mugabe murikubata basa guru....thank you so much ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
@ZionSunshineАй бұрын
Ini hangu i like how VaMugabe is humble😅 this case yondishatirisa mai nasekuru ngavavharirwe zvisina kuswero vhunza nyaya too much ,coz they seem to be good at covering up
@PrincessMabhena-v9sАй бұрын
Mai Sally maida kuzviuraya?? Aewa muri *DOORTEA* in capital letters
@Patricia-z7bАй бұрын
Vaneruda shuwa babavaSally Dai mwari avawanira Nyasha 🙏🙏❤
@GraceMuvuti29 күн бұрын
Chekaukama or damage can not solve this issue Sally akambunyikidzwa...this issue happened years ago but the memories are still fresh kuna sally she needs justice
@abzarrowАй бұрын
Is it only me that ,noticed the girls hubby is bitter and suicidal.His bitter that he was made a fool of . Please look into this.
@ruthbikwa1528Ай бұрын
I understand situation yake better mukwasha needs help. Kupihwa mukadzi usinakana kurara naye misodzi yangu yadona for innocent boy child. Now Sally Ave his for life
@netsayikanengoni1677Ай бұрын
You are not the only one. Handina kunzwisisa zvaanga achitaura. Arikurwadziwa, mwana akapomerwa mhosva achangobva pachikoro. Ataura Paya achiti vakandiita benzi, zvinorwadza. I really feel for him. Ini ndatoona hangu kuti mentally he is not stable. Zvinorema veduweee.
@graceb7253Ай бұрын
It seems as if akatyisidzirwa futi kutora mukadzi kunzi ukaramba tokusungisa
@fredahama395729 күн бұрын
He surely needs counselling
@FortuneNyashaNyamavuvuАй бұрын
Huggs Sally....accept e outcome panyaya iyi and move on wth your life ....And pray....God bless
@ZionSunshineАй бұрын
Mai sally chiso chavo chotorakidza ruvengo nemwana mxm she's cruel,zvedi if i was to be in the same space as her mai vanoda kurohwa ava,shes so heartless!! How can you say "taisamutenda zvaaitaura" if you as a mother can't defend your daughter in public who will.Nyangwe zvikanzi mwana aita muskanzwa ,as a parent,try get to the bottom of things and protect your child.Vanhu vakasavharirwa ava then i'll know for sure our justice system is dead!!!
@judithmbiziАй бұрын
Chokwadi
@natifmobile2923Ай бұрын
Sure
@floet349813 күн бұрын
Tumirai Mercy bhiza redu.
@tapiwanashemtata1588Ай бұрын
Thank you Mr Mugabe for the follow up, Sally and husband they need counselling yakasimba
@georginagarai3900Ай бұрын
Justice for Sally, justice for Hannah
@Nyah-t1dАй бұрын
i feel like as a mother, even vanhu vese vakati ari kunyepa yo immediate role is to believe the child and be her friend. ini zviri nani ndizonzi mai vano supporter manyepo emwana asi ndamira nemwana. my job as a mother is to take the arrows. but mai ava chose a side and its unfortunate she chose against her own child. which is not very motherly.
@bettysamhutsa1662Ай бұрын
Thank you mr Tinashe nefollow up panyaya iyi inorwadza
@KimberlyMbofanaАй бұрын
Ndiani anzwawo Mai Sally vachiti saka urikuchemei💔
@kelvinmarwizi8769Ай бұрын
Sally arikufanirwa kubvunzwa nyaya iyi pasina vanhu Munhu arikutofanirwa kutanga kusungwa apo ndimai vaSally, nekuti varikuda Ku protector hanzvadzi yavo, plus Sally paarikubvunzwa navaMugabe mai vacho varikubva vamupa ziziso rekuti asataura zviripamoyo.
@SleepyFarmhouse-do1oeАй бұрын
Ndazvionawo Mai Sally varikuvhara mwana muromo😢😢😢
@aulyngandanzara436716 күн бұрын
Ndobvumirana newe hanzvadzi. Exactly my observation.
@priscillatembo6760Ай бұрын
Mai Sally knows mwana we hanzvadzi yavo yakaita izvi but still protect him sekuru kujeri
@MuneniMutsatsaАй бұрын
Thanx Tinashe Mugabe keep doing good job 🎉🎉🎉🎉🎉
@blessmoremudodo770323 күн бұрын
wisdom ina rasta avo ka. Rasta i salute you
@benafrikatrip9575Ай бұрын
Let us help financially than Just writing!
@GilbertGatsi-c1yАй бұрын
We want link to original episode please
@tatendakadiki5828Ай бұрын
Besides Sally being forced, she was under Age, mai ava vanopenga kuwirirana chii nemunhu ane 14 yrs
@delightsamanthaMkombweАй бұрын
Ndatya nepfungwa idzi mai Sally mmmm hazviko
@MelodyMusasanyaАй бұрын
Nyaya iyi inorwadza kurepwa nehama zvinorwadza
@SalomeEric-o5sАй бұрын
I am really annoyed by Sally's mother... she is still saying Sally akaita musikanzwa nxaaaa
@tendaiedwinfoto1742Ай бұрын
Ndafunga ndini ndega ndazviona because mwana uyu was takwn advantage of and akatyisidzirwa with death imagine.
@ThabisoGandariАй бұрын
Imagine she is hurting,she doesn’t even have a relationship with her daughter,hanzi tenda tenda mwanangu as if she cares,she is a witch even threatening to kill herself ndarwadziwa
@grampandiwa7970Ай бұрын
Sally is her daughter she can say that makamira muma positions akasiyana navo so obviously u don't feel or understand the same that lady is trying to unite the family than destroying it more Remember the girl is her daughter and the boy is her brothers son
@mrsg5844Ай бұрын
@@grampandiwa7970unite chiiko iwe . If someone rapes your daughter unoita unity yeiko navo. Utori nemafungiro a Satan makafanana nezibhinya rakabata mwana ndimi type inovanza nyaya mongoti ngaiperere mumba let's not report
@ThabisoGandariАй бұрын
@@grampandiwa7970 how so ?she doesn’t care about her child,you can’t reunite your family by neglecting your child,that girl is broken and hurt above all she is still her child,she picked her side already,don’t justify rubbish…she doesn’t have a relationship with her daughter,zero care