I pray for my kids Samantha and Tania ziso renyu Mwari woye
@naomichinembiri48455 жыл бұрын
Ndinokubira ziso renyu baba mungoringa vana vangu amen thex vabande ndichengetereiwo mhuri yangu ndiwo munamato wangu semubereki amen amen
@Loveness-fe8bh3 ай бұрын
Keep going my boy ndinorangarira uchirimudiki uchiimba tirimumba medu kwahonde Monica Rumbidzai and Lovejoy vachitamba handaiziva kuti uchazoonekwa nepasi rose ndinokutendai mwari mupei Simba agone kumira
@matildadongorere69964 жыл бұрын
Kwete kuvana vangu Jesu ndiwo munamato wangu semubereki🙏
@SilasNyatsanza4 ай бұрын
Amen Amen🙏🙏
@gumisaibeatricemutsaugwa88313 жыл бұрын
Dzimwe nguva ndinoremerwa asi this song will replace my prayers for my kids thank brother for putting on this song for all parents 🙏🙏🙏🙏
@marykanyoka6293 жыл бұрын
Haaa father this song I see the glory of God for real makapinda kudzinza kwedu shuwa kune mweya urikutenderera kudunhu randakaberekwa but can see us Amen Mwari varambe vachikusimudzirai my father Amen and Amen
@ivymugano53774 жыл бұрын
Ziso renyu kuvana Jesu Amen
@mollygoto82214 жыл бұрын
Mwari ziso renyu ku vana vangu 🙏
@priscillachinzou39164 жыл бұрын
Jehovah muri mufudzi wemakwai. Ndifudzireio vana vangu
Powerful my father keep on going with the word of God Amen
@mazvitasembayi74398 ай бұрын
Powerful prayer.Mwari kuvana wangu ziso renyu
@paulchavhunduka7964 Жыл бұрын
I pray for my three children two boys and girl Tawananyasha Ebenezer Nokutenda Nathaniel n Minana Shammah I their mother Nyasha and their father Ngoni
@paulchavhunduka7964Ай бұрын
I pray for our three kids two boys and a girl if God wills Tawananyasha Ebenezer Nokutenda Nathaniel n Minana Shammah two boys and a girl if God me their mother Nyasha and their father Ngoni Madzviti
@paulchavhunduka7964Ай бұрын
I pray for my three children two boys and a girl if God Tawananyasha Ebenezer Nokutenda Nathaniel n Minana Shammah me their mother Nyasha Chavhunduka n their father Ngoni Madzviti
@paulchavhunduka796426 күн бұрын
I pray for our three children two boys and a girl if God Tawananyasha Ebenezer Nokutenda Nathaniel n Minana Shammah saint Joseph and Hosi yedenga Samanyanga and mamoyo Ngoni Madzviti n Nyasha Chavhunduka future couple in town
@paulchavhunduka796411 күн бұрын
I m pray for our four children Tawananyasha Ebenezer, Nokutenda Nathaniel, Minana Shammah n Makanaka Shalom two boys and two girls if God wills we have a happy family Ngoni Madzviti n Nyasha Chavhunduka future couple in town saint Joseph and Hosi yedenga Samanyanga and mamoyo
@thembiteekay50654 жыл бұрын
The message of the song is powerfull.u sound like Charles Charamba like ur songs More blessings
@RaviroMazaje Жыл бұрын
This song makes me cry all the time I play it it's so touching as a parent . Mwari ngavatibatsire. Keep it up brother
@thesunnewspapersgweru81004 жыл бұрын
Trymore you are talented, keep it up, may God bless youp
@LouisaLogenstein7 ай бұрын
jehovha murimufudzi wemakwayi ndifudzireiwo vana vangu song iyi inondiindisa panamwari
@valeriemashoko8085 жыл бұрын
This is a powerful prayer ..thank you for uploading this song
@gracetawaziwa46074 жыл бұрын
Amen....ziso renyu rigoringa Mwana wangu Baba.
@peckymuyowa7212 жыл бұрын
Jehova mundicgeterei wo
@fanuelmatashu93435 жыл бұрын
Pure gospel plus declarations .....may God use you more about........
@rutendopakati44714 жыл бұрын
Thanks for song ziso renyu kuvana vangu munamato kuvana vedu murambe makadaro vaBande
@elizabethmaneya24894 жыл бұрын
I pray for great anointing from God upon you my brother. Keep ministering to us in a special way. Psalms 23.