Ava vana , havazivi , my c let's wait fo it , nanga inokurombesa usingazivi , vanozozviona mberi kana zvichinge zvachinja , kuromba uku.
@MaiKuda-r2o6 күн бұрын
Takazvitaura KT maitiro avo Aya vakaromba mukaramba nhasi hezvo
@cynthianharimpofu17457 күн бұрын
Uku ndokuromba pachena.i just watched their video,vanoti heeee vanoshanda heee varikudya cheziya ummmmm ,a lot have been on Facebook and youtube but vachiri kungokuya nyemba nemagaro.zvavo zvabva zvanyanyoita sei.anyway time will tell
N'anga yese hayikuudze kuti urikuromba,they all portray a good picture of themselves so that they can win many souls in their kingdom,its a kingdom,did she lift up the name of God's Son pavakabatsirwa?...that name must be above pese pawabatsirwa,if not then God Almight is not part of that......ndiani akati ukaromba you must have latest cars all the time?
@JulietKaitano6 күн бұрын
Vapedza
@daychawatama86247 күн бұрын
Saka mazvionaka kuti vanhu vaisavanyepera. Vakaonekwa kwachihoro nevanhu , chinzwai vachizvitaurira manje
@MaslineNyakujara-i3e7 күн бұрын
Iwe kwana zvinoita zvishoma nezvishoma tichavaona vaita sana shylet na Eddy
@NadiaKhan-qd1uu7 күн бұрын
Gogo chihoro ndovaziva mishonga ya Gogo inoshanda asi mishonga ya Gogo inonzi haufaniri kuita mwana kana une mwana anofa vsnogara kumaraini kwedu
@MakahManiki7 күн бұрын
Aaaah yooo inga pakaipa yoooo kkkk ska kusaita mwana imhiko zveee
@fungaizhou39147 күн бұрын
🤔 saka mari yacho ndozodya nani pasina mwana mmmm
@AngelicaChifura-i6v7 күн бұрын
Ndipewo number dzawo
@AngelicaChifura-i6v7 күн бұрын
Wanhu wasataure zvawasingaziw
@daychawatama86247 күн бұрын
@@NadiaKhan-qd1uu ko hamuna here kunzwa Tytie achiti haazvare here, ichokwadi ndomhiko dzacho
@LynetteGarwi4 күн бұрын
I believe vanhu vakaromba havafugure hapwa ....l mark them clean tho the route they took wasn't much of a good choice
@NomatterKamuchanyu5 күн бұрын
Makaziva kt vku marktr mai rega kuwawata ko ndivo vatanga hre kuendako inga ana mai tt vanoendako wan nt zvekuviga so zvamisa hre siyai vnhu kna vakaromba vnongofa ka ndevekwenyu hre ahh
Gogo ava ndovaziva vanorombesa vakaromba ava muchazviona hakuna kwazvosvika
@takundasigauke99687 күн бұрын
There is no cohabitation between light and darkness Hazvibatane kana 1 time.
@kurrieoriginale36135 күн бұрын
Anoita nezvei?
@SharonMajongonde5 күн бұрын
Hezvoo itori n'anga hayo chandoziva n'anga haiikuudze kuti ukuromba
@ShamisoKazingizi-s3m5 күн бұрын
Ahuudzwi kuti ukuromba
@maiyeukai93466 күн бұрын
Haq gogo ava vakaipa..vane twunhu twavo..she is also a slay queen. Havanobvisa plus vanorwisa havo
@mercychikombora56917 күн бұрын
Ndo na'nga ya mai tt futi
@Nadiakalyanforbay7 күн бұрын
😂😂😂😂 wakazviwana kupi..
@GraceChitavati-j2b7 күн бұрын
Makasanganako here
@lindachiunye47787 күн бұрын
Mvura ne oil hazvife zvakasangana
@Smusumhi6 күн бұрын
Nyararai vanhu zvichazviratidza hazvo gare gare kana zvodakudzokera kwazvinonga zvakabva kwaGogo
@TsitsiMashingaidze-sd2lc3 күн бұрын
The reason why I like God is when he bless you it's permanent and it does have mafunga funga. Lord even if it take yrs to bless I would rather wait than to Romba
@PatriciaTangwena7 күн бұрын
Munhu west anenge agenda ku nanga anonzi ayende kunze kwenyika kodya Mari neku tenga mota NEMA taxi vanhu nhasi madzidza musachiwa hupenyu hwevanhu Gogo Ava ndigodobori
So gogo vacho vane Lamborghini here? Anything you get ku n’anga watoromba
@maiyeukai93466 күн бұрын
In'anga havo gogo ava asi haa gogo ava vane zvese....ma4x4..ma£ and $ zvese vanazvo havo...
@jabulanimutasa42676 күн бұрын
@ it’s all vanity
@MalvinJeche6 күн бұрын
Nganga inganga hazvinei kuti yakubatsira Mwari ne Nganga zvakasiyana ZvaMwari ndi Mwari Nganga in Nganga Light and darkness do mix God is light Nganga is darkness
@MalvinJeche6 күн бұрын
MWANA waMwari wechokwadi anoenda kunganga here
@kurrieoriginale36135 күн бұрын
N'anga haizvirapi kusiya kwatasvu
@tinyikontsako63877 күн бұрын
Munonyepa they work
@emilymushonga10177 күн бұрын
Ummm inzwa achitaura wozoti kunyepa inga ataura TYTIE NAKIKI vatokurudzira kuti endai kwagogo zvichida iadvert havo bt ataura hake ,,,,
@samutendaseriessasitv59047 күн бұрын
Anoromba haataure,advert iyo @@emilymushonga1017
@priscachiripanyanga20247 күн бұрын
Ndokutoromba ikoko Ang nanga haitaure kuti zvichafamba so.. muchazoona zvenyu kumberi uko mungabva matenga moto in such notice hoo
Ndosaka vachitaura zvavanoda vakatsigirwa zvino zvavanotanga zvavanotanga vachiri vadiki kudai ko pavanokurira vanenge vobata zvakaita sei
@ComfortGwatidzo7 күн бұрын
VakaRomba vaphana avaa
@naomejaisi5527 күн бұрын
Yaah zvakaoma hazvo
@abigailuzizo67987 күн бұрын
Ska its true kt vakaromba it makes sance now.kana vakaenda kwachihoro aah ne statementravo iro rekt togona kungotenga imba patadira uuummmmmm
@edithnyamapfeni47097 күн бұрын
muchasvika MARS nhaka 😂😂
@TinasheChingwende-n6b7 күн бұрын
Siyayi munhu ayite mari dzake
@esnathkamushinda73097 күн бұрын
But tytie haana kusununguka paface yake anokakusasununguka so
@EreminaReginaTarirai7 күн бұрын
Even kiki wacho
@LeoKenias6 күн бұрын
Skaa panoenda kudubai anomamira kup .coz kana akaromba ankfanirwa kumamira panzvimbi 1 segudoo.akaudza here gogo kut ndine rwendo😂😂
@kurrieoriginale36135 күн бұрын
😂😂😂😂😂
@kurrieoriginale36135 күн бұрын
Vanotondodya zvimamwa zvachov😂😂😂😂
@yourjob5223 күн бұрын
Ndanyarara zvangu 🤣🤣🤣
@Angela-z4t7 күн бұрын
Size dzacho dzaka enda ku sangoma ma 1
@SekaiHumbasha7 күн бұрын
Mumwe munhu anogon kutorombera kutamba njuga so azvis kungoromber mari Chete
@PoliteMarasha6 күн бұрын
U can say that again ,ndine murume wandinoziva akarombera kuti asabatwa nemapurisa pese paanoba cz he was an armed robber
@zakaroyalty624 күн бұрын
Superstitious Zimbos 🇿🇼…what a helluva load of palaver & outrageous piffle 😮😢!?
@tenduchess58654 күн бұрын
Ummm don’t recruit others in this detestable act in the eyes of Jehovah the bible says zverudzi urwu hazvingobve asi nekunyengetera izvi mugumo wacho ma 1
@NadiaKhan-qd1uu7 күн бұрын
Hauna nyaya iwe kana wakaromba zvinovhurika mbichana mbichana ,why uchida kuva supoter
@NomsaNyama6 күн бұрын
Ko kana vaitsvaga mwana zvesezvese vanhu munongotaura city nakk avasi vanhu hr kovanoendak Kwana kanengo munosapota