Uncle saint and shema you deserve all the blessings
@user-jw8qp8et5i3 ай бұрын
True well said
@user-fr5zp9fu1q3 ай бұрын
Haunyepi cousin
@constancemarifiye66583 ай бұрын
Amen true
@exhibitmafuya19593 ай бұрын
Amen and amen 💖, you can say that again, God bless both of them immensely and all the well wishers contributing to the wellbeing of the less privileged
Gogo mwari vakukombirerei unona misodzi kubuda sekuru saint God bless you
@chamunorwachibanguza79023 ай бұрын
Zim people may father God abundantly bless you,I cried 😭
@maiyeukai93463 ай бұрын
Amen
@PricillaChidhanguro3 ай бұрын
❤❤i found myself 😢😢 crying Handina hangu chekupa vapa Vana chekudya tinoti ropafadzwai
@MollieMapara3 ай бұрын
Thank you so much uncle Saint Mwari aropafadze basa renyu nevatambanidza maoko kupa vana vedu Mwari ngaakuitirei zvidhafu dhafu
@76743 ай бұрын
Can't hold my tears Mwar itinokutendai nokuti munoona henyu muriko kudenga thank you Uncle Saint neteam renyu
@marthamahleza95973 ай бұрын
I can't hold my tears uncle Saint atizive kuti tokutendai sei nemhuri yose yezimbabwe nerudo rwakadai uye gogo Mwari vakuwedzerei mazuva mazhinji ekurarama 🙏🙏🙏
@user-re7di6ft8w3 ай бұрын
❤❤😢 uncle handina chandinacho hanku ndicha traya ne pose pandogona kuto ndibatare asi kwamuri ndoti god bless you sekuru vanku I love you
I can't hold my tears uncle Saint Mwari awe nemi nagogo Good
@user-up3kp2xb4h3 ай бұрын
Uncle Saint mwari vakuitirei zvakanaka mune rudo god bless you
@gladysxaba58633 ай бұрын
Umm Dai ndiri Zimbabwe ndaivatora hangu Vana Ava Moyo wangu warwadziwa😢😢😢
@PricillaChidhanguro3 ай бұрын
Its heart breaking gogo be blessed
@hazelkasinamunda-sb1zl3 ай бұрын
Gogo ropafadzwai vana vari smart ava kune varikutotadxa kuchengeta vehama dzavo chaivo
@tatirachaputsira15652 ай бұрын
More blessed yrs to gogo mwari arambe achikuchengetai pane zvamuri kuita keep on doing good things kuvana ava mubairo uri kunamwari
@user-ix8bw6pz2h3 ай бұрын
Thank you the people of Zimbabweans may God increase and bless you abundantly
@tegancoetzee26033 ай бұрын
Long live Uncle Saint..... You deserve my respect 🙏
@priscillakuchuna94343 ай бұрын
Ndafara kuita kunge ndini ndazviitirwa thank you uncle nevatambanudza
@sheilashoniwa38943 ай бұрын
Uncle saint you deserve all the blessings
@coronelcleo24273 ай бұрын
God bless yu Uncle,gogo wedzerwai makore ekurarama, nevana ve Zim rambai nerudo irworwo
@user-ef6cx9wh6f3 ай бұрын
Ndikaitawo Mari ndichabatsirawo Moyo wangu unorwadaa coz ndakaitarama life iyi 😢😢😢
@AnjoJoy.3 ай бұрын
Kugara kwakaita mwana uyo close to gogo u can tell kuti she feels secure nagogo vake. The girls look happy but calm.
@Solatidoooo3 ай бұрын
i salute this man ano player roll hombe mudzimbabwe
@lorrainemazhawidza67903 ай бұрын
Thank you 😊 vose vabvisa...be blest so much 💖 ❤️ 😘
@user-wi8cr4vx3k3 ай бұрын
Agape love thank you Uncle
@jessicakanoyerera35873 ай бұрын
Gogo thank you Oneswai muzukuru wemuzukuru wenyu
@user-tt5fw5ud1x3 ай бұрын
Misodzi kutobuda nhy mwari dai zvaibvira vana ava ndaivatora hangu ndigare navo ini ndotoda vana ndichivashaya
@user-pg4yu8ej4g3 ай бұрын
Shame unongotaura neve socialwafare opihwa
@NetsaiMbewe-vb6rh3 ай бұрын
😢
@tungamirayi76563 ай бұрын
If you are in Zimbabwe, go to your nearest Social Welfare offices. They will tell you what you need to do for you to get government authorization to take the children.
@user-py8np6fp8s3 ай бұрын
Very true
@user-py8np6fp8s3 ай бұрын
Ndichavatengera
@PriviledgeShiri-zl9qz3 ай бұрын
Powerful prayer kudzwai Mwari tinzwe nekuita
@violetharapela58692 ай бұрын
Mbuya Good Mwari vakurangarirei amana rudo rwenyu rwunoshamisa.
@user-uu6sd1yh6m3 ай бұрын
Uncle saint is God sent your work is being written in the books of remembrance❤❤❤❤ may God bless u
@user-cx8yl6ju9o3 ай бұрын
Gogo Good makatumwa namwari, sekuru venyika itigwai zvidhafu ,much love
Gogo Mwari akurangarirei nguva dzose nerudo rwenyu. Uncle Saint and crew itirwai zvakanaka nguva dzose hongu muri pabasa asi basa renyu hariitwi nemunhu asina rudo. May God bless you. Ndokufarirai hangu. Vese vatambanudza zvinonzi rwakaropafadzwa ruoko runopa kudarika runogashira.
@ellennavaya70973 ай бұрын
Mbuya Good Mwari vekudenga vakukomborerei uye vakuwedzerei makore ekurarama akawanda murambe makatarira nherera idzo.Uncle Saint thank you so much you are one in a million may God enlarge your territory
@user-xu1oe1hx9r3 ай бұрын
Thanks uncle saint uye nagogo god blessie uyu nevese vaisa ruoko apa.lets hope landlord havazotorera chikafu chavo.thanks
@user-kx6gh5tv7p3 ай бұрын
Mwari vakuitirei nyasha Uncle Saint vashoma varikuzvigona izvi zvipo zvosiyana chokwadi icho chipo chenyu mwari vakakutumai panyika nebasa iri
@mutondonyamuzazi62803 ай бұрын
Thanks uncle u done gud job
@abigailcharakupa84903 ай бұрын
Gogo naUncle Saint munotendwa nedenga ❤❤❤
@user-gh6pi8vx4j3 ай бұрын
Maita basa vanhu vabatsira vana ava uncle saint god bless you ❤
Uncle you are one in a million ummmmm Mwari vakurangarirei zvikuru nguva dzese 😊
@user-kb7dq9qb9h3 ай бұрын
Uncle saint thank you so much henyu nebasa ramuri kubata hamuna godo zvese munotsveta panzvimbo .mwari akuitirei zvakanaka chokwadi
@Trish-nq4py3 ай бұрын
Uncle Saint you are the best munobatsira .Gogo Good Mwari vakuitire zvakanaka
@Leemberi98933 ай бұрын
Thanks so much guys! Shalom and Shamie may God continue to be with you girls! Mukure munyasha girls. Gogo thank you so much veduwe. Saint TV thank you so much, you are doing a great job!
@user-wz9ck9rc9w3 ай бұрын
A lot of thanks to uncle Saint and crew God bless you.
@user-tf2qk6bq5r3 ай бұрын
Thank you so much vose vakabvisa mwari varopafadze uye gogo muitirwe zvakanaka nemoyo wenyu urambe wakadaro
@normatterpfumbirayi-tj1pl3 ай бұрын
😢😢😢😢😢 its so touching, Mwari varopafadze vabatsira, nekuramba vachichengetawo vana awa , haisi nyore kurarama vari vega
My brother that's best way to use social media you are the best
@user-mb8ds1ub9g3 ай бұрын
Ndateda mwari pindirai panherera tinoteda ndichifara zwakanyanya ndateda thanks for everything you do for the children mazwita zwakaoma maitabasa ndateda
@user-yp6fw8hw5g3 ай бұрын
Mwari aropafadze vese vabatsira, thank you uncle
@user-cv1ee1md2o3 ай бұрын
May God bless you abundantly Uncle Saint ❤❤❤
@floflorence38413 ай бұрын
Maita zvenyu vese vatambanudza maoko God bless you all
@DebraTigere3 ай бұрын
Gogo thank you nebasa ramurikubata
@melodytsindi84973 ай бұрын
Thanx so much uncle saint, gogo mwari vakuropafadzei, rudo rwenyu rukuru
@Ruru3673 ай бұрын
God bless you uncle we love you
@user-tm7sb6gw9l3 ай бұрын
Uncle Saint munotendwa. Gogo Good mugarire kure nemoto. Vaisa mavoko nerubatsiro rambai muchibvumbamirwa
@catherinenyamvura88703 ай бұрын
Thank you Uncle Saint and to all those who streched their hands but kutaura chokwadi vana ava havagare vega hakuna zvakadaro vanhu potai muchitaura chokwadi vana vane hama dzavo ava
@SeanMubaiwa3 ай бұрын
Thank yu uncle saints nevabatsira and gogo.Mwari vakuitirei zvakanaka ❤
@ShimmerHammers3 ай бұрын
Gogo ndinokudai mune moyo chaiwo
@sibongilensingo86993 ай бұрын
Uncle built them a house
@HoraceHamilton-go1of3 ай бұрын
Uncle saint god bless u for you work tirelessly
@LilianDzingai-tn2ut3 ай бұрын
Gogo avo ndevevana avo hre or vanotobatsirawo havo ,ropafadzwai Imi gogo chokwadi ,Mwari ndipeiwo zvkaringana zvemaoko Angu ndivapewo shuwa,Moyo wangu unodawo kupa ASI hndina hangu chekupawo
God bless them abandnatly, rambai muchibatsira Mwari vakatarisa
@munyaradzilindambutsa29803 ай бұрын
Thank you Uncle may God bless you
@vivianmagunda94603 ай бұрын
Thank you Saint TV. And those cooperating to the vision . May the lord bless me and be part of this movement.
@Maruva773 ай бұрын
Hello, is it possible for the children to live with an adult incase vanopindirwa nevanhu. They should have a guardian who lives with them. Vari vega without an adult over night might be dangerous. Safeguarding issues are my worries May God continue to bless and protect these children and their helpers.
@primrosenyaruwabvu20333 ай бұрын
Thank you so much gogo and those who stretched their hands.May our Good Lord richly bless you.
@virginiagotora3483 ай бұрын
God bless you Uncle;Much Love
@ZindiTembo-gd7zf3 ай бұрын
Saint tv sando dzenyu ummmm avo ndivo vanobatsira kwete vaye
@Smusumhi3 ай бұрын
Gogo Good mwari vakuchengetei muitirwe makore akawanda
@user-gi3cd3bb2e3 ай бұрын
Gogo vanerudo ava I can't hold my tears😢😊
@user-gb9lh8wz5u3 ай бұрын
Siyabonga u ncle Saint. I nkosi.ikubusise
@tawandasvondo44953 ай бұрын
Glory to God
@AlousiaChikukwa3 ай бұрын
thank yu mese nemoyo wekubatsira ,. may bless you all ,.
@evamchikovore26123 ай бұрын
Uncle saint God bless you and heal you.
@PricillaChidhanguro3 ай бұрын
❤❤❤ Uncle. Saint is an angel
@NyaraiChinyama3 ай бұрын
Thank you uncle god bless u for ever and u Gogo Good
@mariadumba3 ай бұрын
Amen powerful prayer thanks gogo Good
@LosiasTshuma3 ай бұрын
Ncoo thnk you uncle
@user-jf2gh5po5s3 ай бұрын
Be blessed a God sent chihanzvadzi chamai vangu much love
@stembilegwanzura89503 ай бұрын
Many thanks uncle
@matthewdungwa3 ай бұрын
Mwari tungamirai uncle nagogo good.
@faresibera55683 ай бұрын
Uncle much love god bless you
@user-it4yq3pr3b3 ай бұрын
Gogo be blessed..... Uncle saint rambai makadaro
@tinashenyangari2823 ай бұрын
Well done Uncle , God bless you
@nobhizindhlovu13673 ай бұрын
Chokwadi uncle Saint you are doing the best mu nyika medu.