No video

VaMandebvu Part 2- The Apology

  Рет қаралды 100,585

Nigel Tha Slick Pastor

Nigel Tha Slick Pastor

Күн бұрын

Zvino zvinozoda here kuita zvekumanikidzwa?Enjoy Episode 02 of the fun-filled series.

Пікірлер: 447
@Ishmael4513
@Ishmael4513 3 жыл бұрын
Patie ku actor hako but pa reality utori a very well groomed lady. Achakuroora anenge awana mudzimai akanaka. Vanotsigira isai like....
@Elly5955
@Elly5955 3 жыл бұрын
Ndingapesana nepfunga yakadai kuti ndopenga here
@stmusona
@stmusona 3 жыл бұрын
@@Elly5955 Nhai zvako
@tapiwamusekiwa1835
@tapiwamusekiwa1835 3 жыл бұрын
Une muono hama yangu
@vachihera3823
@vachihera3823 3 жыл бұрын
Patricia anogona vese zvavo Nigel naMandebvu pane matarenda makuru
@raymahupete4603
@raymahupete4603 3 жыл бұрын
She definitely is
@africaunite2488
@africaunite2488 3 жыл бұрын
Who is with me to say Mandebvu kumberi
@africaunite2488
@africaunite2488 3 жыл бұрын
If you saw a checked tie on a checked shirt can I see you kkkk
@fortunemtetwa9738
@fortunemtetwa9738 3 жыл бұрын
Pastor Nigel ma1
@piriemudya7579
@piriemudya7579 3 жыл бұрын
Kkkk ndanga ndisina kuzviona.
@victortendekaimukwena3141
@victortendekaimukwena3141 3 жыл бұрын
Kkk
@trixadonai8082
@trixadonai8082 3 жыл бұрын
Hezvo pane tie😂😂
@nadiapropertyrealtor9779
@nadiapropertyrealtor9779 3 жыл бұрын
A huuge fashion crime
@shami791
@shami791 3 жыл бұрын
Mandebvu : "ndambotaura wani kuti ndakasimbaaa" lol The combination of talent in this skit is massive. Keep up the the good work guys. We definitely need this in this stressful world.
@judithchatiza1329
@judithchatiza1329 3 жыл бұрын
Mandebvu is tertiary level hilarious 😂😆
@africaunite2488
@africaunite2488 3 жыл бұрын
Ndokumbirawo kuComenta ndichiti hamurewe nhema ipapo 😂😂
@smartchishaya1670
@smartchishaya1670 3 жыл бұрын
kkkk i like it tertiary level
@tapiwamusekiwa1835
@tapiwamusekiwa1835 3 жыл бұрын
Comment of the year 😀
@splitsloui
@splitsloui 3 жыл бұрын
Mandebvu is up there nanaDRC nanaParafini😂
@tafaramakonese1599
@tafaramakonese1599 3 жыл бұрын
Tora sando dzako. I wish these great actors varipo now vaite something
@tendaifushai5651
@tendaifushai5651 3 жыл бұрын
he is a theatre performer in real life
@djgussmoketechzw3738
@djgussmoketechzw3738 3 жыл бұрын
Mandebvu haasiye DRC here kkkkk vanenge matwins
@mltmltee8135
@mltmltee8135 Жыл бұрын
Drc ma1 there’s also tinaye nacomic pastor
@tinohzee6580
@tinohzee6580 3 жыл бұрын
the way mandebvu just looked as they arrived & stopped calling whoever he was about to call😅🤣
@edelinebusu8791
@edelinebusu8791 3 жыл бұрын
Patricia is naturally gifted in acting, words of wisdom comes out of her mouth all the time.
@chichizamba2112
@chichizamba2112 3 жыл бұрын
When the scene changed to Mandebvu achiongorora shirt yake yakabvarurwa apa team riri munzira kuno kumbira ruregerero 🤣🤣🤣 l could just imagine hasha dzacho
@tinashe5710
@tinashe5710 3 жыл бұрын
These two deserves an award. Makanyanya guys
@animedraws8781
@animedraws8781 3 жыл бұрын
Haa Nijo naPatie munondigonera. I never comment on KZbin but l jus felt like letting you guys know 💪💥💥
@thaslickpastor
@thaslickpastor 3 жыл бұрын
Bless up bro 👊🏽👊🏽💯🔥
@jaymu8314
@jaymu8314 3 жыл бұрын
vakafitana
@lucillesambo
@lucillesambo 3 жыл бұрын
Let’s see more of mandebvu please 😂❤️
@pauldambudzo3115
@pauldambudzo3115 3 жыл бұрын
hahahahaaa energy ndoishandisira KUFINANCE ikoko😂God bless you guyz,more life with peace..!!!
@clivecharakupa9923
@clivecharakupa9923 3 жыл бұрын
the way Mandebvu's face changed when he heard about the funeral is hilarious n the way he rejects things is out f this world🔥🔥🔥
@adochikwanda
@adochikwanda 3 жыл бұрын
lol dzino rejector zviri diplomatic
@The_Accountant_
@The_Accountant_ 3 жыл бұрын
kkkkkkkkk
@beniahmushoma9847
@beniahmushoma9847 3 жыл бұрын
Mandebvu kaa Kkkk top notch! But on a "serious" note guys, hat haana kukwereteswa naKapfupi here iyo kkkk 😅🤣😂
@BotGangLive
@BotGangLive 3 жыл бұрын
A hallmark of a good actor is the ability to be on stage or in front of a camera but not be distracted by the audience, camera, or crew. Keep yourself in the moment. Don't try to start thinking ahead to the next scene, or agonizing about whether you said your lines appropriately in the previous scene.GREAT WORK!!
@torpicstudios6861
@torpicstudios6861 3 жыл бұрын
Hahaha so whenever mandebvu is happy he sanitizes people hanty kkkkk
@shekinah8475
@shekinah8475 3 жыл бұрын
🤣 🤣 🤣
@lindahkatai9069
@lindahkatai9069 3 жыл бұрын
Kkkk
@scholasticasibanda8910
@scholasticasibanda8910 3 жыл бұрын
Toramba tichingomhoresana🤣🤣🤣🤣🤣 hilarious
@vicebergtrading724
@vicebergtrading724 2 жыл бұрын
@7:28 the mandebvu wryly smile followed by the aaah - aaah - aah just put me to bed in stitches 😂🤣😂😂🤣🤣🤣🤣
@elishaphillip8303
@elishaphillip8303 3 жыл бұрын
😂😂😂Mandebvu anopedza ma Sports Pa Finance ipapo😂😂😂
@misstinafz
@misstinafz 3 жыл бұрын
Facial expressions dza Mandebvu so ka🤣🤣 sanitizer yanga yaenda na Nigel kkkkkk
@vachihera3823
@vachihera3823 3 жыл бұрын
Sanitizer yange yaenda nemunhu waMwari
@tholakelesaule9517
@tholakelesaule9517 3 жыл бұрын
Yazongopotseka zvayo but next time he can't miss🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@misstinafz
@misstinafz 3 жыл бұрын
@@tholakelesaule9517 😂😂😂
@The_Accountant_
@The_Accountant_ 3 жыл бұрын
kkkkkkkk
@irenemagaisa8149
@irenemagaisa8149 3 жыл бұрын
Mandebvu avharwa nemaleftovers ekwachinembiri😂😂
@witneyhuston9050
@witneyhuston9050 3 жыл бұрын
Wife full of wisdom
@tholakelesaule9517
@tholakelesaule9517 3 жыл бұрын
Taura zvako
@millybadze2117
@millybadze2117 3 жыл бұрын
Zvekuti!!
@sibongiledhliwayo8397
@sibongiledhliwayo8397 3 жыл бұрын
VaMandebvu kuseri 🤣🤣🤣🤣🤣 voice ravo nematauriro avo anondigonera."...imimi ndimi wandanga ndichinyatsoda kuti mutaure..."🤣🤣😂😂😂Well done team Nigel, Patricia n Vamandebvu
@jayshelton5300
@jayshelton5300 3 жыл бұрын
Definitely one of the best comedians out of Zimbabwe .#Respect
@raymahupete4603
@raymahupete4603 3 жыл бұрын
I was sleeping on Mandebvu.That is pure talent🔥🔥
@MakFilmsT
@MakFilmsT 3 жыл бұрын
ray mahupete my bro ndibatsirewo kusvika 330 subscribes neku subscriber pangu may God bless you my guy
@robertkudzai4705
@robertkudzai4705 3 жыл бұрын
Patricia:Like wen were pleading with pastor 'baba Kaniii....." min 1:01😂 🤣 🤣 🤣 u showed respect n being a helping wife it is nice
@LindyZ1983
@LindyZ1983 3 жыл бұрын
Indeed, it’s an admirable trait.
@pesanaidhliwayo8875
@pesanaidhliwayo8875 3 жыл бұрын
Nhasi ndombopa sando Patie, haa chimhamha, ladies nations huyai pano, ndovakadzi kaaa avo vanosimbisa baba pane zvakanaka...big up my man sleek as always
@lucydhodho5730
@lucydhodho5730 3 жыл бұрын
Kkkkkk mufundisi vakawana mukadzi ane huchenjeri but mandebvu anogara achingoda kupokana ne munhu wamwari kkkkkk thank you guys saka bribe iriko futi ku church nhai good combination
@tichaonandalasomani7387
@tichaonandalasomani7387 3 жыл бұрын
Mandebvu thumbs up..Great team, well done guys
@libertyngoma4085
@libertyngoma4085 3 жыл бұрын
Kkkk haaa Mandebvu pane basa 2 mns mofara 2 mns zvinoshata futi kkkk
@MakFilmsT
@MakFilmsT 3 жыл бұрын
Liberty ngoma My bro ndibatsirewo kusvika 330 subscribes neku subscriber pangu may God bless you my guy
@paulinenhamoinesu8101
@paulinenhamoinesu8101 3 жыл бұрын
Mr Mandebvu the Sanitizer Man😂😂😂😂😂
@tadiwanashenyaruwata241
@tadiwanashenyaruwata241 3 жыл бұрын
Kakugunun'una kaMandebvu sooo🤣🤣🤣
@primrosesalika398
@primrosesalika398 3 жыл бұрын
Voice ra Va Mandebvu bhoyizi kkkkkkwaaaa
@ishmaelrupanga9354
@ishmaelrupanga9354 3 жыл бұрын
Mandebvu 😂😂😂😂 no words. Just likes
@knowledgematanhire9328
@knowledgematanhire9328 3 жыл бұрын
Hahahaha Mandebvu pane Talent apo .....chofambisa
@biancachiwenga6685
@biancachiwenga6685 3 жыл бұрын
“Ndambotaura wane kut ndakasimbaaaa”😂😂😂😂
@tondetandi8953
@tondetandi8953 3 жыл бұрын
Mandebvu rate yauri kuita sanitise maoko iyo ndiyo here 😂😂😂hausi ukuzvinyanya here 😂😂😂
@RastaLivityZim
@RastaLivityZim 3 жыл бұрын
😂😂😂 Nigel namandebvu hamuite hamuite
@princes9035
@princes9035 3 жыл бұрын
You guys you are good it looks so real musikana anogon uyu
@philaaron6246
@philaaron6246 3 жыл бұрын
hahaha. dish tawuro rakapfekwa kumusoro uko bhoo here
@theman2526
@theman2526 3 жыл бұрын
Suit yamukoma wangu nigel inenge ine zip isingavhare kkkk haaa real comedy always 🔥🔥😂
@Nyatex
@Nyatex 3 жыл бұрын
Mandebvu....haai haai haai haai aaah ,,ndopokana nazvo😂😂
@kudakwashemanzanga2656
@kudakwashemanzanga2656 3 жыл бұрын
These guys are just the best🔥🔥
@hazelsixncube3870
@hazelsixncube3870 3 жыл бұрын
It's 'inga ndataura wani' for me...
@hwataleslierutendo9821
@hwataleslierutendo9821 3 жыл бұрын
Vamandebvu iiiih hahahah hanzi kuchikoro ndakaita finance
@pauldambudzo3115
@pauldambudzo3115 3 жыл бұрын
hahahahaaa energy ndoishandisira KUFINANCE ikoko hangu ini Baba😂God bless you guyz,more life with peace..!!!
@tdamedia7522
@tdamedia7522 3 жыл бұрын
this is next level comedy 😂😂😂😂👏👏👏👍
@Tavonga_
@Tavonga_ 3 жыл бұрын
Step yamai Mfundisi pakuenda 08:45 pane aiwonawo here 🤔🤔😂😂😂😂😂😂😂😂
@TinotendaLeninChaka
@TinotendaLeninChaka 3 жыл бұрын
Ndazviziva kuti handingaione ndega step iyi. Asi handisati ndainzwisisa chete lol
@mki00
@mki00 3 жыл бұрын
Kungoti zvayo hembe yangu haizombofa yakasoneka 🤣🤣🤣🤣 vaMandebvu futi
@paidamoyochikowore2163
@paidamoyochikowore2163 3 жыл бұрын
Ndini ndega ndaonawo step yamai vakuenda here😂
@tendaifushai5651
@tendaifushai5651 3 жыл бұрын
yaita sei?
@perfecttadiwanashe
@perfecttadiwanashe 3 жыл бұрын
Ndaiona 🤣🤣🤣🤣 ine kaku zheguraa zhegura amai vakasenga 😂😂
@nondomwendamberikweteshava4684
@nondomwendamberikweteshava4684 3 жыл бұрын
AMAI!!!
@richietsindi4528
@richietsindi4528 3 жыл бұрын
Amai!!! Petie aneNharo🤣
@tanyaradzwamuchini8711
@tanyaradzwamuchini8711 3 жыл бұрын
vamandebvu haa thumbs up. you have talent kkkk
@idbprofotos
@idbprofotos 3 жыл бұрын
7:10 hahahaha Mandebvu thought akubigwa sanitiser ..ndiye muhomwe pfeee 😂😂😂
@violetmadzonga3200
@violetmadzonga3200 3 жыл бұрын
Mandebvu reminds me of Mukadota
@tightenmutekede5614
@tightenmutekede5614 3 жыл бұрын
ko VaMandebvu vakatobva pasi peshamu!!!!!
@munyah8177
@munyah8177 3 жыл бұрын
Energy ndoishandisira kuFinance ikoko hanqu ini Baba 😂😂😂
@JnrBonnie
@JnrBonnie 3 жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣
@philipmutarabusha8500
@philipmutarabusha8500 3 жыл бұрын
haaaaaaaaaaa haaaaa ini baba ndirikuti pokanei napo in baba .... voice though
@christ.addict6733
@christ.addict6733 3 жыл бұрын
I thought l was going to be the first to comment but due to the high rate of unemployment, missed it😂
@fungaimabuda3377
@fungaimabuda3377 3 жыл бұрын
Hahaha
@taku3madziva149
@taku3madziva149 3 жыл бұрын
😃😂😂😂😂😂😂ah vanhu avana zvekuita
@violetmadzonga3200
@violetmadzonga3200 3 жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣
@llions5633
@llions5633 3 жыл бұрын
Kkkkkkk Hanzi ndongoti ndauya sorry 😐 🤣🤣🤣😅 Patie yes!!!! Mukadzi chigagairwa! Kuvaka chaiko! Aaah Mandebvu kkkkkk🤣 panext level 🤣🤣
@chakanakamadhana9298
@chakanakamadhana9298 3 жыл бұрын
Nigel wangu ukumberi kkk ndizvo zviri kuitika mumachechi umu..
@g_a_p_s
@g_a_p_s 3 жыл бұрын
IMIM NDIMI WANDANGA NDICHINYATSODA KUTI MUTAURE CHAIZVO CHAIZVO😂😂😂
@edsonmurombe8265
@edsonmurombe8265 3 жыл бұрын
Ka ahhh kazorohwa na Mandebvu achiramba crusade haaaa kakaipa🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@JamesRitala
@JamesRitala 3 жыл бұрын
Blaz avo vanonzi VaMandebvu ndovane yese
@savedthruChrist2136
@savedthruChrist2136 3 жыл бұрын
Najika na mai mfundisi, kwaaaa
@gladiolye
@gladiolye 3 жыл бұрын
Ka Ah Ah Ah kaitwa naMandebvu kekuramba kuiswa kuma crusades. Neka step kamai mufundisi vakubuda Ndapera zvangu inini ndotyira ma ribs angu chete chete kuti achadambuka
@seanchipudhla8565
@seanchipudhla8565 3 жыл бұрын
imimi ndimi vandanga ndichida kuti mutaure loooooooool
@Jeremy-cb7ov
@Jeremy-cb7ov 3 жыл бұрын
Ndazviziva kuti hamungangouye pasina chamurikufambira, arrrr mandebvu kufinance
@nyarie_m
@nyarie_m 3 жыл бұрын
Aaah mai mfundisi munogona kkkkk
@tonychiggzjnr2345
@tonychiggzjnr2345 3 жыл бұрын
Haaaa shout out team...Mandebvu doing the most amana
@terabyte561
@terabyte561 3 жыл бұрын
Zipi dzedu kkkkkk ....mandebvu woyeeeeeee kkkkkkk
@shuvaimamvura5210
@shuvaimamvura5210 3 жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣Mandebvu kavoice kako you guys you're super awesome
@tendaimhona8689
@tendaimhona8689 3 жыл бұрын
Maratidza kuti ndimi Baba vesangano zveshuwa
@honestmadzore6187
@honestmadzore6187 3 жыл бұрын
Imimi ndimi vandanga ndichida chaiko
@Amarie077
@Amarie077 3 жыл бұрын
I love this girl. More power to you girl. Nigel you are the best.
@Parenting_Family_Matters
@Parenting_Family_Matters 3 жыл бұрын
Tamirira pastor munhuwo nguva yareba
@theoznkomo4751
@theoznkomo4751 3 жыл бұрын
gare gare sanitaiza hahahahahaha chakanyanya
@arnoh0457
@arnoh0457 3 жыл бұрын
kkkkk nigel waiida kuba sanitizer ka pa 7:08 apo kk
@russelldzikiti6251
@russelldzikiti6251 3 жыл бұрын
Kkkj vanhu munoongorora
@stmusona
@stmusona 3 жыл бұрын
kkkkkkkkkk ndazvionawo
@tholakelesaule9517
@tholakelesaule9517 3 жыл бұрын
Dzaipotsa kkkkkk
@The_Accountant_
@The_Accountant_ 3 жыл бұрын
kkkkkkk ndazvionawo, vamandebvu vakaisa Sanitiser muhomwe vakanyarara havo
@blessingmapoka9797
@blessingmapoka9797 3 жыл бұрын
tinotadzirana mukurarama but to apologise and to forgive is the best remedy........ndadzidza
@munetsidez1228
@munetsidez1228 3 жыл бұрын
VaMandebvu vaisei kumari kani 😂😂😂😂😂 good stuff.
@enockbentley
@enockbentley 3 жыл бұрын
You guys are very good. Love from Centurion, S. A.
@cynthiachabuka4566
@cynthiachabuka4566 3 жыл бұрын
😂😂...kusada kutaura kani apa apology yababa ... Munogona guys keep it up👏👏
@MobieMusakatiza
@MobieMusakatiza 3 жыл бұрын
I dnt understand the language being used, but MANDEBVU CHIBABA MANJE😂😂😂
@vachihera3823
@vachihera3823 3 жыл бұрын
Mandebvu naMufundisi combination yenyu ipeturu nemoto chaiwo
@blessingchena2554
@blessingchena2554 3 жыл бұрын
MANDEBVU KUMBERI ..HAS GREAT LONG HIDEN TALENT...GIVE US MORE MANDEBVU
@nicyardsnikyards8672
@nicyardsnikyards8672 3 жыл бұрын
Patty is very intelligent & then mandebvu voice rake iro rekuita kakukakama good like combination na Pastor obvious Pastor anotonga kkkkk
@scholasticasibanda8910
@scholasticasibanda8910 3 жыл бұрын
VaMandebvu ne sanitiser🤣🤣🤣🤣
@karlchiunye6742
@karlchiunye6742 3 жыл бұрын
Mandebvu😅😅😅😅...aah hakuna munhu akadaro
@tichaonamandeya5740
@tichaonamandeya5740 3 жыл бұрын
Patie T-shirt yakupfekwa inside out.... Haa kamhuri kacho ndakafarira kkkkkkkkk
@titustapiwamusoko8999
@titustapiwamusoko8999 3 жыл бұрын
Haaa vamandebvu vakuseri kip it up guyz mukutigonera
@covenantsunganochimbeva9034
@covenantsunganochimbeva9034 3 жыл бұрын
Kana kuchikoro handina kunodzidza zvema Crusade... Kkkkk
@chakanakamadhana9298
@chakanakamadhana9298 3 жыл бұрын
💥💥💥💥😂😂😂 Mandebvu
@kudakwashechivanga2436
@kudakwashechivanga2436 3 жыл бұрын
Haah amana muno gona ndapota👍🏾
@tanyaradzwamamhare4296
@tanyaradzwamamhare4296 3 жыл бұрын
Hona Mandebvu 🎵🎶🔥
@emmanuelbhlatywayo3828
@emmanuelbhlatywayo3828 2 жыл бұрын
kkkkk vamandebvu varamba soul winning 😂😂😂
@edinabhunu6772
@edinabhunu6772 3 жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 nhai VaMandebvu 😂😂😂😂 hanzi ndambotaura wani kt ndakasimba
@onlyjames702
@onlyjames702 3 жыл бұрын
Baba zip yavo iyo😂😂uyo Mandebvu akunetsekana kusona shirt apa trousers ma1
@MaiLokie
@MaiLokie 3 жыл бұрын
More of Mandebvu pliz kkkkkkk
@WadzisWorld
@WadzisWorld 3 жыл бұрын
“Toramba tichingomhoresana” Mandebvu 🤣
@robertkudzai4705
@robertkudzai4705 3 жыл бұрын
Patricia u are so real u dont force. Munogona guys
@darlingtonmadenyika6004
@darlingtonmadenyika6004 3 жыл бұрын
kkkkk vamandebvu ndovaneyese
The Angry Pastor 😂😡
8:24
Nigel Tha Slick Pastor
Рет қаралды 101 М.
Emotional Interview With Mai Nyamakanga As She Explains How Bishop Was Arrested
12:47
拉了好大一坨#斗罗大陆#唐三小舞#小丑
00:11
超凡蜘蛛
Рет қаралды 14 МЛН
Zombie Boy Saved My Life 💚
00:29
Alan Chikin Chow
Рет қаралды 28 МЛН
هذه الحلوى قد تقتلني 😱🍬
00:22
Cool Tool SHORTS Arabic
Рет қаралды 56 МЛН
女孩妒忌小丑女? #小丑#shorts
00:34
好人小丑
Рет қаралды 86 МЛН
Maka Hacker Ndimi Dzemufi 😳😂 |Mbuya VaPiyason
4:23
Mama Vee
Рет қаралды 89 М.
Babamunini Nijo | Episode 11
10:23
NashTv
Рет қаралды 311 М.
BABA CHISAMBA SHOW
13:03
Comic Pastor
Рет қаралды 166 М.
VaSembwe - The Date
9:10
Nigel Tha Slick Pastor
Рет қаралды 111 М.
Imhosva here kufirwa
3:53
Twele Official
Рет қаралды 192
VAKOMANA EPISODE 1
16:30
Comic Elder
Рет қаралды 49 М.
Mari Yakabuda
9:08
Nigel Tha Slick Pastor
Рет қаралды 116 М.
LOBOLA TINGS
16:21
Comic Pastor
Рет қаралды 216 М.
PROBLEM HOMBE NDI NIGEL
9:19
Nigel Tha Slick Pastor
Рет қаралды 461 М.
Mfundisi Vauya kuzotaura nezvaJesu.
8:39
Ngoni “VaMandebvu”Chikowore
Рет қаралды 26 М.
拉了好大一坨#斗罗大陆#唐三小舞#小丑
00:11
超凡蜘蛛
Рет қаралды 14 МЛН