well done Mai Chisamba for a good show..Kwasara kutiunzira VaWinky D l think you are the only person he will respect enough kut abvume kuuya pa Mai Chisamba show.
@Elevate_Clips2 ай бұрын
Plus havabvunze zvimaquestion zvisina basa soo yeh anogona kuuya
@clements26332 ай бұрын
Ehe wagona apa rega ndikumbirewo...
@seantanaka52112 ай бұрын
clap hands for you 👏👏👏 papapa papapa pa pa pa
@NaisonDhliwayo-t5eАй бұрын
Anouya
@AlbenqsАй бұрын
Im starting to like Voltz more than holy
@TakudzwaChadamoyo2 ай бұрын
Majeez Volts jt ndomafarira hangu
@Emtee0082 ай бұрын
Voltz jt urimunhu bho pafair ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
@patience60692 ай бұрын
Shuwa munhu boe zvekuti ndamufarira ini kubva nhasi mwana muduki asi anotaura zvinhu zvine musoro semunhu mukuru
@namelessnarrator12 ай бұрын
Mai chisimba is the best talk show host in Zim. Undisputed
@FungaiJunior2 ай бұрын
MaGees makutidzidzisa lesson💪👊
@PreferenceDumba-ce5hv2 ай бұрын
Volts anogona hake 🔥🔥🔥
@dkindustries34842 ай бұрын
PA feya JT has been GOATED now.............. and he is so well spoken like dang bro....Geez😅😅😅😅😅😅😅
@brianmsipa54462 ай бұрын
Anoimba mashoko anoitika muhupenyu much respect Jt
@Mrcute23072 ай бұрын
With regards to the Song Mukoma Brayn Thank you brother, Alcohol is not a solution to anything even if you are in the Depression or angry and you think that alcohol will bring you happiness is a short lived Dangerous happiness never find alcohol as solution to your happiness (There's no happiness in alcohol)
@DirectorSimbaChips2 ай бұрын
🔥🔥🔥🔥no one can say it better than you did
@rdholyfield9652 ай бұрын
Mai Chisamba- A national treasure Voltz JT - A future icon
@tinotendachikuku801814 күн бұрын
Wava chibaba voltz😂 Yes yes my guy💯
@soundniceentertainment2 ай бұрын
Mashoko makukutu arikutaurwa na Jt volts🥰🥰
@DirectorSimbaChips2 ай бұрын
Voltz ane ma1 ane maplan 🔥🔥🔥
@DirectorSimbaChips2 ай бұрын
Woww that’s so profound Voltz is the greatest artist of all time in zim hip hop 🔥🔥🔥
@tatendachipango46822 ай бұрын
Thanks mhamha nekuunza Voltz JT Ku show, mukomana uyu akadzikama zvakanyanya uye huchenjeri ndipo pamusha pahwo. Mwari ngavarambe vachimuchenheta nekumuitira zvidhafu. Ko chikumbiro changu moms chimbounzai Mark Ngwazi pashow ndingafare chose kana mukaita sekudaro.
@DirectorSimbaChips2 ай бұрын
Spot on 🔥🔥🔥
@onikachihandr65472 ай бұрын
Mukomana anogona hake
@Tendai-sp1wk2 ай бұрын
Personally I really love your works Volts JT. Ane kamwe kakudzikama kasina vamwe vanoimba musambo wake shame. Weldone my gee keep it up. You know ukaramba wakadaro your music will be listened even nevana vachazvarwa kuma 2050 uko. I listen to your music zvekudaro all the way from Dubai. Dai wamboitawo uchibatika muchiround kuDubai. Lots of love
@TariroyasheVela2 ай бұрын
That's true ❤
@jamesnyirenda92952 ай бұрын
Haaa uyu akauya Dubai nommater wat ndenge ndiriko,,JT my fav artist,,God bless this yung man
@MoreblessingKwashirai2 ай бұрын
Haaa uyu anonyatsogona kutaura apa ari calm zvandinofarira shem 🔥 🔥 🔥 ♥
@FaraiSaimani-rj1ll2 ай бұрын
Thank you Mama for bringing Voltz gt on the show, thanks for empowering our youths
@TheMatrix-62 ай бұрын
I have subscribed because of voltz jt
@evans_taku2 ай бұрын
SKA
@iceytino2 ай бұрын
me too
@ChakomberarueChakomberaАй бұрын
😂im with you ipapo..
@TheMatrix-6Ай бұрын
@@ChakomberarueChakombera one 2 one 2😅😅
@KindmagaisaMachivenyika2 ай бұрын
We want to give thanks to Mai Chisamba show nekuti torera mukoma Volts JT ndiko kuti vakawanda vadzidzewo zvirimukati me music yavo. Voltz JT we love you my Gee what you are doing in music industry is the best 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@kudzanaipickie9342 ай бұрын
i honestly like how mai chisamba has been part of our lives since we wer so young,,,,respect moms
@HatsonNakoly2 ай бұрын
Mupei maruva ake mukomana uyu, full of wisdom 🎉🎉🎉
@roniamuchandirekera11762 ай бұрын
27 August ❤❤ we saving the date... Mr Sibiya
@DarrenRwere2 ай бұрын
Ndini here one mwana ane 14years achiri kuona mai chisamba
@philchardchimzy5452 ай бұрын
Me seeing Amai Chisamba knowin every song ya JT makes me happy 😊 nuff respect to JT for singin good mature music
@Zimbojive2 ай бұрын
Amai these are these are the kind of youths we need as a nation, use your gift to change lives! welldone Voltz JT
@BlessingEngano-ud4ms2 ай бұрын
Aiwa tamirira album mageez apa 28 i birthday rngu aiwa ndaona taenjoy senyika ...#rerukai itai kti vagaye kti hamuko #painful fr life #MaGeez
@kudanzuwa2 ай бұрын
I love the maturity and the calmness in his responses. Too mature for his age👊
@FirstImpressionsChronicles2 ай бұрын
The sample of mai chisamba's voice needs to be in the album💥
@dkindustries34842 ай бұрын
Incredible stuff.....JT brought the VOLTS to MAI CHISAMBA SHOW..NOPMakoni=fire fire to the WOrld
@SuperMhlanga2 ай бұрын
Keep it up my brother voltz jt unobika mumhanzi inovaraidzq
@JoetyJTMatsikidzeАй бұрын
Keep the fire burning 🔥 th sky iz not th limit
@ArthurSamuneti2 ай бұрын
But mai chisamba ndo vandoziva vakatanga kuita zvema podcast related things mu zimba ka ava.... Amana vapei ma likes nema subscription amai vedu ava
@LyricsZw2 ай бұрын
27 August Pachafarwaaaa 🎉🔥
@DirectorSimbaChips2 ай бұрын
27 Chakachaya 🔥🔥🔥🔥
@Mad_SELEKTOR2 ай бұрын
Mageezz 🔥🔥🔥🔥🔥🔥 haaa voltz muhombe uyuu 💥💥💥💥🔥🔥🔥🔥🔥
@JosephBure2 ай бұрын
mai chisamba vanogona basa ravol
@youngrichnation81Ай бұрын
Mai Chisamba is the best interviewer in the motherland. Everyone else is always seeking controversies in their interviews but mai Chisamba focuses on the person she is interviewing. Their growth and movement. She is mature as the mother she is. This is pure love
@tafarapaul2 ай бұрын
mkoma brian🎉
@MosesChifamba2 ай бұрын
Umm but munhu uyu arı cuul zvake uyu you are blessed my bro ndatodzidzawo something thanks mai chisamba murikuyita basa rakanaka
@263Insights2 ай бұрын
bro is looking more and more like Decibel
@elphas71592 ай бұрын
Point
@Keybroofficial2 ай бұрын
Kipper it up volts jt unoimba zvinobastira mulife
@Davekachiezw2 ай бұрын
Well done mama’! It’s so amazing seeing you stay relevant throughout different generations! We love you!! Voltz respect you brother you a real G❤🙏🏿
@BenardMarara2 ай бұрын
My chisamba rapping🔥🔥🔥
@GamuchiraiThelmahChabwana2 ай бұрын
Even my hubby knows i love volts❤.May God bless this young man
@RHODES-17382 ай бұрын
Mai Chisamba havachembere , takazvarwa vakangodai nanhasi Havana kuchinja
@Michael10Gandiya-cu6rx2 ай бұрын
Uyu akatanga chikoro vese vanopasa
@bostenzindere25452 ай бұрын
Jt anema 1
@DirectorSimbaChips2 ай бұрын
Ma1 ayo 🔥🔥🔥
@selectoredson82112 ай бұрын
Jt ane maplan
@Nhaishee2 ай бұрын
Pafair u really did well on mkoma brian 🎉
@bighead.vibe52 ай бұрын
Jah Prayzah watch out for this boy!!!!
@TanyaradzwaMutsavi2 ай бұрын
Ahoye mai chisamba💥🎶🎶
@tendaimuchochomi47132 ай бұрын
Masongs aVolts anondifungidza brother yangu I miss him😭😭😭