No video

VOVHARA MUGWAGWA KUTI CHITUNHA CHISAVIGWA

  Рет қаралды 22,142

Drewmas Media

Drewmas Media

Күн бұрын

WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica

Пікірлер: 198
@catherinesolomon6464
@catherinesolomon6464 7 ай бұрын
Wow makazotora mukomana uyu makagonesa henyu inyaya yekuti akutanga very soon anotora chimuti imi vanhu mukuti hehehe haasi kugona imi makatanga muchigona hre munhu wese anotanga achidzidzq
@stanelychishabwa8246
@stanelychishabwa8246 7 ай бұрын
Good job ,ndomatangiro edu tese,u will be high soon ,just work harder mukomana
@maipraise
@maipraise 7 ай бұрын
Nyaya dzakadai dai muchitipa mega Shumba😢
@dianaishemunyoro2582
@dianaishemunyoro2582 7 ай бұрын
Taurai zvenyu apa takungonzwa zvemuti chii chakadaro
@sithole73
@sithole73 7 ай бұрын
Achikutanga. Mupei nguva
@lloydmushambaropa
@lloydmushambaropa 7 ай бұрын
Andrew. Your voice makes a difference in all your programes, i wish you dis this interview: Yes hatiaikuramba zvamurikuronga asi ma many more ngaaiye iwe uripo!!!!’
@mukomachirenduwashington7633
@mukomachirenduwashington7633 7 ай бұрын
Nhasi rarimwe zuva, Talent take take nemuti tsvee interesting story kkkkkk
@blessblessing9181
@blessblessing9181 7 ай бұрын
Reporter keep on going, zvinoita chinhu chose unodzidza then fire......usatye basasebasa
@chloekyla3610
@chloekyla3610 7 ай бұрын
Stop attacking the presenter he cant be like or legend Andrew rather he is learning and he will pull through
@Margaret-mu5ys
@Margaret-mu5ys 7 ай бұрын
Chauraya munhu ndochikudiwa
@rufarotsenzere-3456
@rufarotsenzere-3456 7 ай бұрын
Vaneshamba dzokai pabsa munhu wenyu arikutitadzisa kuzwa zvizere nyaya dzachona hadzichisina musoro munhu wenyu arikubika bhodha ndatotadza kupedza kuterera nyaya yacho aaaaa
@maybemurambasvina3685
@maybemurambasvina3685 7 ай бұрын
Musavengera munhu pasina pane akatanga nekugona ere kana zvichibhohwa ibva pano
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 7 ай бұрын
Vana baba vane nyaya chete.
@NyarieMarozva
@NyarieMarozva 7 ай бұрын
Yoweee journalist mavhudzi asina kukamwa nendebvu hanzi ko ndatoti pamw ibenzi ka ini at first kkkkkk
@kudzaimasilo5527
@kudzaimasilo5527 7 ай бұрын
Majoring on the number of tree cutters 😅
@user-hb2xr8ur4s
@user-hb2xr8ur4s 7 ай бұрын
Makes u think... interesting
@JacksonMamu-xl8lj
@JacksonMamu-xl8lj 7 ай бұрын
Interviewer mukoma hazvisi zvinhu hamhuna kundigonera hangu 👺👺👹
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 7 ай бұрын
Vana miraimirai nababa venyu pane arikupedza vamwe. Endai kwa sekuru Tasvu.
@masibandamhazishumba2241
@masibandamhazishumba2241 7 ай бұрын
Endai kwasekuru Tasvu
@Vincentkamhips4875
@Vincentkamhips4875 7 ай бұрын
Kudzidza hakuperi i hope the reporter will improve as he goes achirikuita zvemuma text book apa ava pa ma practicals. Munhu anofambirwa avigwa ndozvinozoita kuti adzoke kune akamuuraya
@user-hx6bv6xl1y
@user-hx6bv6xl1y 7 ай бұрын
Haaaa ko neshamba namandlovhu varipii ko haa uyuu haagone bsaa uyuu
@user-hb5vc1th6p
@user-hb5vc1th6p 7 ай бұрын
Andrew bsa nderako re drumas
@user-ob2rq9dj5d
@user-ob2rq9dj5d 7 ай бұрын
Muti kudiiko nhaiwe zvine basa Rei. Drewmas takukutiza
@trusttapiwamusonza2546
@trusttapiwamusonza2546 7 ай бұрын
Journalists must be smart,Talent kana wada zvevhudzi keep it clean and tied,aaa chii chakadero,a presenter must be presentable
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 7 ай бұрын
Anetenge sascam zvake. Kunyanyasa chaiko
@shyletmakundamhuka6677
@shyletmakundamhuka6677 7 ай бұрын
😂😂😂😂 uyu mupengozvake urikutaura hapanazvoziwikanwa
@lovenessnkomeni
@lovenessnkomeni 7 ай бұрын
Hambai kwachigodora nyaya dzinopera iyi
@thobaniwonderboy2182
@thobaniwonderboy2182 7 ай бұрын
A very interesting program
@Ruthmbewe-sp9xz
@Ruthmbewe-sp9xz 7 ай бұрын
Zviriko here izvi vedrewmas basa rakadai haridi learner nyaya inemusoro toswerera kunzwa zvemuti ndochii ichocho
@AndrewMajoni
@AndrewMajoni 7 ай бұрын
Taura hako interview yakadhakwa zvisngait 😂😂😂
@AndrewMajoni
@AndrewMajoni 7 ай бұрын
Vanhu vacho vese varikungo dhomoka kunge vakadhakwa here
@kudzaimasilo5527
@kudzaimasilo5527 7 ай бұрын
Absolutely nonsense, the girls were great, muti muti muti omg why
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 7 ай бұрын
Hooooo rufu rwune vanofita nhai inga, Zvakaoma
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 7 ай бұрын
Chirasta chekungoti aasina kurwara.
@crynoschirumarara9546
@crynoschirumarara9546 7 ай бұрын
Maita basa mambo nekupindura zvakanaka kumutori wenhau anga wachida kuroverera vakarima muti ngaazive zvebasa rake
@reginadzapasi9668
@reginadzapasi9668 7 ай бұрын
Interviewer Achiri kudzidzira basa hey.ingori nyaya yemuti chrte😂chete
@user-pe3ns2pn5f
@user-pe3ns2pn5f 7 ай бұрын
Haa izvi ndasiira panzira zvangu vaneshamba torai basa renyu zvenyu
@lihlenkosilihlenkosi2680
@lihlenkosilihlenkosi2680 7 ай бұрын
Interesting...✅✅
@user-ty8cr3tt8p
@user-ty8cr3tt8p 7 ай бұрын
Kuzokoshesa kubvunza nezvekutemwa kwemuti panekuti tinzwe kuti munhu akafa nei
@user-nh2iq2nm6k
@user-nh2iq2nm6k 7 ай бұрын
Imi vanhu mafuro yemhuri iyi anorwadza sure regai vaite hasha vakomana wechidiki
@mellodykwatiwani4378
@mellodykwatiwani4378 7 ай бұрын
Zvino rwadza izvi Chokwadi ndino mu understander ndokupera kwakaita family yana mai vangu 9 vese kukasara 1
@mellodykwatiwani4378
@mellodykwatiwani4378 7 ай бұрын
Ko Andrew Neshamba nhai veduwe chiko chirikuitwa nemukomana uyu poor questioning
@mamzo38
@mamzo38 7 ай бұрын
Couldn't continue watching because of the interviewers, haagone 😥
@dadiraimandigo4004
@dadiraimandigo4004 7 ай бұрын
Uyu haagone basa Neshamba huya pabasa
@gracengundu
@gracengundu 7 ай бұрын
Mupeiwo mukana ,kuchiri kutanga.Apana akatanga achigona
@dadiraimandigo4004
@dadiraimandigo4004 7 ай бұрын
@@gracengundu hapasi pama rehearsal
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 7 ай бұрын
​@@gracengunduiri harisi basa rinofundirwa waapariri bt usati watanga woita attachment. Ndokudzidza kwete pamain job kudai
@JacksonMamu-xl8lj
@JacksonMamu-xl8lj 7 ай бұрын
Nhasi ka data rangu ndasvotwa mukomana uyu anga achiita interview haagone zvake 😢😢😢
@TanakapreciousDenge
@TanakapreciousDenge 7 ай бұрын
😂😂
@claitosverengera117
@claitosverengera117 7 ай бұрын
Kungonzwa zvemuti 😂😂😂😂
@user-ip3jo1cb9l
@user-ip3jo1cb9l 6 ай бұрын
Anopenga uyu nangananga nemuti
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 7 ай бұрын
Mukoma basa hamugone siyai mupe vanogona
@dadiraimandigo4004
@dadiraimandigo4004 7 ай бұрын
Unagera vhudzi ukuita sebhinya
@fortunatebeaton9640
@fortunatebeaton9640 7 ай бұрын
Kuita bhinya chairo yohwee ndavhunduka😮
@alicealicemashingaidze5511
@alicealicemashingaidze5511 7 ай бұрын
Nyaya yekungoti muti kushaiwa zvimwe zvekubvunza hr ,mutori wenhau ,zvoratidza kt uchiri kudzidza 😢
@user-hg5rq1xc2k
@user-hg5rq1xc2k 7 ай бұрын
Mkoma Andrew dzokai kbasa
@user-mk9lc4jn3e
@user-mk9lc4jn3e 7 ай бұрын
Umm bsa Rasta ropera weduwe mupeiw nguvai 😅
@reginamatienga7504
@reginamatienga7504 7 ай бұрын
Muti hauna basa tirikuda kunzwa chauraya munhu mkoma mibvunzo yenyu haina basa
@lenahgotora7326
@lenahgotora7326 7 ай бұрын
Kutoramba achibvunza nezvemuti kunge une basa
@Nakathabo
@Nakathabo 7 ай бұрын
I agree with you 100%. He killed this sad story
@honestrufu5354
@honestrufu5354 7 ай бұрын
Drewmas yadhakwa manje Karanganda yatove mberi
@julianamubaiwa6708
@julianamubaiwa6708 7 ай бұрын
Haurevi nhema vaNeshamba munhu wavo haagoni basa
@MaryMucheka
@MaryMucheka 7 ай бұрын
U are so right Andrew should guide this kid. He should give him structured questions and tell him the right pplr to interview. Iiiii iyi nyaya yarashika
@user-ip3jo1cb9l
@user-ip3jo1cb9l 6 ай бұрын
Kkkkk mukomana wendebvu muti varwadziwa nawo
@lainahmusariri5111
@lainahmusariri5111 7 ай бұрын
Drewmas media apa matirasa mukomana ngambofunda
@user-je3xg4dd1r
@user-je3xg4dd1r 6 ай бұрын
Apa pazuva hr veduwee
@margiendlela8356
@margiendlela8356 7 ай бұрын
Zvakaoma yoh
@user-fd4bs1gv7w
@user-fd4bs1gv7w 7 ай бұрын
Iwe usavavarire mambo nemuti
@TatendaSaruchera
@TatendaSaruchera 7 ай бұрын
Talent interview yako ma1
@judithmwatauseni5157
@judithmwatauseni5157 7 ай бұрын
Kuti usvike form 6 unotanga grade preschool juchitevera grade R then grade 1... Neshamba Andrew haagone kutenderera Zimbabwe yese anotokudzawo vechidiki...
@JoramTapera
@JoramTapera 7 ай бұрын
Asi guys pane amuonawo here ngirozi yehondo uyu anga achiti kufa kudya kwavo
@JoramTapera
@JoramTapera 7 ай бұрын
Ngirozi yehondo akato dakwa arikuto tadza kuchema iye anga achiti arikuda kuchema pamwe akanganwa arikungo dedzera kuti mandimba nemazi big raste ngirozi yehondo siya brongo my friend
@PreciousGuvakuva-bv8lc
@PreciousGuvakuva-bv8lc 7 ай бұрын
Nhaiwe asi pamuti pange pane chawanga wakaviga here vanhu varikuchema mufi iwe ukungoti takarasima nemuti
@SharonNyaku
@SharonNyaku 7 ай бұрын
Uyo mukomana ngambomira neshamba dzoka umudzidzise kutaura nemubvunzo aziwe kuti ndotaura sei
@lastchapinduka3727
@lastchapinduka3727 7 ай бұрын
Gera bvudzi vanhu vanovhunduka
@netsietumu7767
@netsietumu7767 7 ай бұрын
Ko idzo ndebvu zvadzo
@chipo6031
@chipo6031 7 ай бұрын
Yowee, iwo muti wanyanyopareiko wabva wavararirwa kudiwa? Vanhu vakavhara road vatsanangura zvizere pamusoro pemuti wani nechikonzero wakaita vavhare road asi iwe mutori wenhau wo ramba woti pikerere nenyaya muti, wanyumbwira ava, kutadza kubvunza.
@pascaliamugwagwa8428
@pascaliamugwagwa8428 7 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@SibonokuhleNcube-yb3vu
@SibonokuhleNcube-yb3vu 6 ай бұрын
Sekuru tasvu
@patriciamohlakoane6338
@patriciamohlakoane6338 7 ай бұрын
Watching from Cape Town
@zimzimm-qe5in
@zimzimm-qe5in 7 ай бұрын
Ndimba chii
@mskeak6956
@mskeak6956 7 ай бұрын
Ndakashanda ku British Embassy for 21years 33 days yohhhhhh
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 7 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 7 ай бұрын
VaNeshamba bvisai munhu uyu anokurudzira nyonganiso y achifosa mambo kuti imhosva kutema muti plus haagoni interview
@wadzanaityra1523
@wadzanaityra1523 7 ай бұрын
Andrew uyu ngaambodzokera ku training of being a journalist
@121212cfm
@121212cfm 7 ай бұрын
Journalism gone road Drewmas makutikanya
@user-br8mv8xi1s
@user-br8mv8xi1s 7 ай бұрын
Inoda chigodora iyi nyaya
@faraimazhindu850
@faraimazhindu850 6 ай бұрын
achikohere?
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 7 ай бұрын
Interviewer u need to be calm a lil bit I feel like dzungu raita zvibhowe from the start.
@freddymaoneke
@freddymaoneke 7 ай бұрын
Ukungotaura nezvemuti iwe unopenga here,ukungoda kuti varipiswe kuti vakatema muti chete.muti wakasungwa netambo kumusoro usati wadonnha then wozo directwa kwekudonhera uchidhonzwa netambo bhururu
@user-fg8bs6sh6f
@user-fg8bs6sh6f 7 ай бұрын
Ndatoshaya kuti zvazvipiwo futi Andrew where are you ??
@lenahgotora7326
@lenahgotora7326 7 ай бұрын
Changamire magona ipapa
@Nakathabo
@Nakathabo 7 ай бұрын
Interviewer, red card ♦️. Chii ichocho? This episode could have been more interesting but waiporonga. It's a sad scenario 😭, matambudziko to the family and affected community. But interviewer you made this sadder
@claitosverengera117
@claitosverengera117 7 ай бұрын
This guy doesn't have anything to say accept zvemuti izvozvo
@user-in6gd3wx1r
@user-in6gd3wx1r 7 ай бұрын
Ngatimupei mukana achiri kutanga
@user-mk9lc4jn3e
@user-mk9lc4jn3e 7 ай бұрын
​@@claitosverengera117kkk taura hko zvemuti ndozvanyanyonzwa 😂😂
@Mneshara
@Mneshara 7 ай бұрын
I support you thre
@mskeak6956
@mskeak6956 7 ай бұрын
Ini hangu I think interviewer has no problem mhuri iyi irikunetsa kutaura nayo vanehasha and this is expected
@apoloniamachona7055
@apoloniamachona7055 7 ай бұрын
😅😅😅😅muti ndozvega zvekubvunza hre uchisiyaa mibvunzo inemusoro
@blessblessing9181
@blessblessing9181 7 ай бұрын
Good reporter but asanganawo nezvidhakwa.... Angadiini hake nyaya dzakasana
@FaithDhori-sw8hu
@FaithDhori-sw8hu 7 ай бұрын
uuuuum vanhu venyu ava vaneshamba drewmas haichanakidza ndatosiya ndisina kupedza ini muti. muti. muti chii ichocho
@user-nj7cx9zo9i
@user-nj7cx9zo9i 7 ай бұрын
Andrew Andrew Andrewwww dzoka kubasa. Uyu ari Kuda kuti mambo atsamwire vanhu. Ibva warega hako Basa nhasi haugoni. Mataurire ako haanakidzi kuteerera dzoka kuchikoro chebasa. Red card
@user-nx1sh4fm2j
@user-nx1sh4fm2j 7 ай бұрын
interviewer mabvunziro enyu anobhowa manyanyosimbirira nyaya yemuti indava
@abigailsaunyama5060
@abigailsaunyama5060 7 ай бұрын
Put more effort brother
@wilfredchigunha7344
@wilfredchigunha7344 7 ай бұрын
Pane anyepa pakutsanangura apa. Awedzeredza pamararamire ekushanda kwake nenumber yevakafa zvisina tsarukano
@alicem.5779
@alicem.5779 7 ай бұрын
Uyu mukomana anenge akadodakwa zvake. Tsananguro yacho irikuramba kubuda.
@PreciousKafambira-ok6bp
@PreciousKafambira-ok6bp 7 ай бұрын
😢😢😢makutikanya drewmas makutikanya
@user-xu1oe1hx9r
@user-xu1oe1hx9r 7 ай бұрын
Ngaatsvage mumwe munhu akadhakwa hke
@user-is6je6pn7q
@user-is6je6pn7q 7 ай бұрын
Aaaa nhai Kwai vakudererai mambo akuisa mambo mashoko mumukanwa handizvo zvoita vatori ko vana madlovu special vaisiwepi kooo
@fadzaidickson58
@fadzaidickson58 7 ай бұрын
Bho here mwana we the late.mbanje or stress is taking a toll.baba vashaya vaiva vasina bp here .did he have anything chronic
@thulanimutonga7415
@thulanimutonga7415 7 ай бұрын
Interviewer taura zvishoma upe nguva zhinji kumunhu wauri kubvunza. How can you renarrate nyaya yatanzwa tese.
@nnyarry
@nnyarry 7 ай бұрын
Mkoma musateedzera vari kuti amugone basa ,apana anotanga nekugona
@AndrewMajoni
@AndrewMajoni 7 ай бұрын
Wakurasika idzonyaya adzisidzako
@JoyceMuderede-uj6we
@JoyceMuderede-uj6we 7 ай бұрын
😢if their FATHER s death isnt pleasing his family has to make some moves ciz if they bury without knowing the cause may be another family member will die the same way
@user-vy5dz3xc8z
@user-vy5dz3xc8z 7 ай бұрын
Ko ndivanchoga hre
@user-uw9to2yy9q
@user-uw9to2yy9q 7 ай бұрын
Ko mkoma Andrew muripiko nhy tajaira iwe Neshamba
@user-gt5vj5cz7n
@user-gt5vj5cz7n 7 ай бұрын
Oooooh shem sorry Frankie takadzidza one school
@PreciousGuvakuva-bv8lc
@PreciousGuvakuva-bv8lc 7 ай бұрын
Mutori wenhau unorwisanisa zvekubvunza mambo zveroad nezve kuti chitunha chakauya kumba kwenyu kwana iwe
@lreneMuwodzi-jv2ey
@lreneMuwodzi-jv2ey 7 ай бұрын
Iwe reporter bvunza zvine musoro kwete izvo muti ndowadii
@mellodykwatiwani4378
@mellodykwatiwani4378 7 ай бұрын
ASI vanhu vanochera guva remunhu vanenge vanechitadzo naye nhai
@user-sv6wq8sz4h
@user-sv6wq8sz4h 7 ай бұрын
Ipa basa vanoziwa funda urikuseri
@nicolemercy
@nicolemercy 7 ай бұрын
Kkkkk endefuti
@davidzopamberi7092
@davidzopamberi7092 7 ай бұрын
He needs to be presentable. With time he will be a pro..
@AndrewMajoni
@AndrewMajoni 7 ай бұрын
Siyanai nemuti please bvunzai chakonzera rufu
@sahlomontoppe636
@sahlomontoppe636 7 ай бұрын
Frank2 ukuwanza mbanje
@user-bx1zn4zr9c
@user-bx1zn4zr9c 7 ай бұрын
Asi ndimi mafukunurwa muguva raida kuvigwa baba avo bvunzi renyu ummm ko kugerwa nhy interviewet
@fortunatekaundo-di5lx
@fortunatekaundo-di5lx 7 ай бұрын
Hanzi anga asina kufitana nerufu kune vanofitwa nerufu here nhaimi
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 7 ай бұрын
Ari kuti akafa asina kurwara
@user-ip3jo1cb9l
@user-ip3jo1cb9l 6 ай бұрын
Ko uyu arikungobvunza zvemuti seiko
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 7 ай бұрын
Muti wanetsa na interviewer
@kimmawire6117
@kimmawire6117 7 ай бұрын
Zvakaoma hazvo ,hanzi muti wadiiko instead of kubvunza nezvemufi.
@pascaliamugwagwa8428
@pascaliamugwagwa8428 7 ай бұрын
😂Nhasi mambo vanongoti zvakawoma muti wanyanyodiiko nhai brother
@plaxedeschangorora6066
@plaxedeschangorora6066 7 ай бұрын
Nematambudziko hama zvorwadza
@dianaishemunyoro2582
@dianaishemunyoro2582 7 ай бұрын
Talent plz usaita interrupt munhu, apa wakungobvunza zvemuti isu tichida kunzwisisa zvemufi apa tatotadza kunzwa kuti aiitii kuhope😢
@MemoryMuchakazikwa
@MemoryMuchakazikwa 7 ай бұрын
Nematambudziko zvinorwadza
@user-zn3on6jf5v
@user-zn3on6jf5v 7 ай бұрын
Imbanje dzeda idzi vanoronga ava
GURUVE........MWANA OURAYIRA BABA VAKE HUROYI
40:31
Drewmas Media
Рет қаралды 14 М.
MT DARWIN......MHURI YOPERA KUFA NEMANGO
36:52
Drewmas Media
Рет қаралды 31 М.
Cute kitty gadgets 💛
00:24
TheSoul Music Family
Рет қаралды 21 МЛН
Underwater Challenge 😱
00:37
Topper Guild
Рет қаралды 46 МЛН
MT DARWIN.........AMBUYA VANOTI MURUME HAVACHADA NEKUDA KWENYOKA YAKE
51:50
MVURWI........ICHOKWADI HERE KUTI MADZIMAI MUROI ?
20:58
Drewmas Media
Рет қаралды 10 М.
MUTOKO.....CHIKORO CHOMWAIWA ROPA REMBUDZI
18:16
Drewmas Media
Рет қаралды 6 М.
CHIRUMANZII FINAL....  VORIPA NGOZI
21:59
Drewmas Media
Рет қаралды 9 М.
KWEKWE.......HURUKURO NANA SEKURU VEKUBATSIRA AKABATWA NEMHEPO
13:22
Drewmas Media
Рет қаралды 1,3 М.
SEKURU MWALE N'ANGA YEPAMOZAMBIQUE INOBATSIRA ZVAKASIYANASIYANA
35:33
Drewmas Media
Рет қаралды 1,9 М.
MUTOKO....... MUFUNDISI OFIRA PACHIKORO , CHIKORO CHODANA N'ANGA
31:48
Cute kitty gadgets 💛
00:24
TheSoul Music Family
Рет қаралды 21 МЛН