May The Lord comfort us family and all the Zion musamwa members and the people in Chitsa community. Thank you for your support all the way from day 1. Love u all... From Kerita Mutizira bishop Bvuwe daughter Capetown 😭😭😭😭😭😭
@chowechowe96302 жыл бұрын
So Sad Mukunda WeZion. I am very very sorry Maiguru mukuru akatinzvenga takavairwa. We are still in Shock 😲 kuti Bishop Bvuwe vakaenda zvesure sure here. Asi todzoka totizve vakaropafadzw vanofira munashe nekuti Vachaona Mwari. Bishop KG na Bishop Bvuwe kana Mwari vachinzwa kuchema kwedu haaa apa vakatitorera Mbiru dzekutenda...May God heal that deep wound Maiguru.
@joy-xo6ze2 жыл бұрын
Zvakaoma bamunini ndopapaneziso redu asi hazvinei hazvo Mwari vakaona zvakafanira uye vachatisimbisa tose nevana veziyoni masodzi achapukutwa
@chowechowe96302 жыл бұрын
Amen amen 🙏 May God remember you. 🙏 with are with you in prayers 🙏
@chowechowe96302 жыл бұрын
Was so worried about you kuti kubva ku CT kuti maisvika basa rabatwa. Thank God u managed to arrive in time.
@joy-xo6ze2 жыл бұрын
Amen God always make ways.
@bridgetmachingura51312 жыл бұрын
Iri ndiro Zion rechinayakare .In love the masongs avo though it was tough tym