WATSOMBA.........SEKURU MUKOTSANJERA VOPINDURA MADZIBABA

  Рет қаралды 9,007

Drewmas Media

Drewmas Media

Күн бұрын

Пікірлер: 315
@christineruzave1136
@christineruzave1136 5 сағат бұрын
Team sekuru Mukotsanjera let's gather here
@HappinessTshuma-y6k
@HappinessTshuma-y6k 3 сағат бұрын
Tiriko sekuru bae ❤much love
@ReubenM27
@ReubenM27 6 сағат бұрын
Kupindura kwe munhu mukuru. It shows maturity Murimunhu mukuru Mukotsanjera
@aminaamina43
@aminaamina43 2 сағат бұрын
Takavapindura kudhara don't worry tsoka takavapedzera
@AshleyMaradzike
@AshleyMaradzike 6 сағат бұрын
ndoda kuzodzoka 1 ngako liker commnt yangu ndkumbirawo
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 5 сағат бұрын
Okay
@emerynenohwe
@emerynenohwe 12 минут бұрын
Ameeeeen sekuru Tsoka.. Muri munhu mukuru with wise words ❤❤❤💯
@kayla7511
@kayla7511 12 минут бұрын
Kubva nhasi drewmas and sekuru Tsoka family ngatisapindure anything isu ngatiitei basa. Vanemaprobles anovanetsa avo.
@Gogovamelusi
@Gogovamelusi Сағат бұрын
I knew kuti Tsoka would answer like that. Tsoka vane class.He has confidence ne basa ravo zvekudaro.
@janerukato3181
@janerukato3181 5 сағат бұрын
I salute you tsoka ngozi inoripwa kuchivanhu not ku church.vasiyei vakadaro vaita vana
@mulnykays4386
@mulnykays4386 4 сағат бұрын
Kumasowe tinobva taimba tichiti siyai maoneka kwamakabva sekuru varibho kutaura kwavo ichokwadi
@GratewinMbundire
@GratewinMbundire 5 сағат бұрын
Sekuru vedu na mkoma vedu Drewmas we love mhani zvekutodaro
@mollensaungweme1188
@mollensaungweme1188 3 сағат бұрын
Sparks is the dj anedzungu arikufamba mumunda wakasoswa usagakira sparks une makudzungu
@shupikaichirombe2258
@shupikaichirombe2258 Сағат бұрын
Magona kupindura sekuru Tsoka
@mollensaungweme1188
@mollensaungweme1188 3 сағат бұрын
So Mukotsanjera takatokupindurirai kudhara munovengerwa kugona basa, Tsoka to the fullest
@kayla7511
@kayla7511 14 минут бұрын
Haaa isu mhuri ye drewmas with mwenje wedu mukotsanjera ngatiregei kupedzera matombo kumakunguwo njiva dzichizouya vasingazive ave vanotipedzere nguva . Isu handei nebasa. Anenge asvotwa ngaafe ndivana dhiyabhorosi avo ngavasatinyangadza isu bhora mberi. Tiripo pakukusapotai pamberi nechivanhu chedu.
@otiliakaviya9954
@otiliakaviya9954 6 сағат бұрын
Thank you sekuru Tsoka that was a very mature response. Musa shungurudzwe nevane godo ne shanje nemama gonero enyu❤❤❤
@CuendyMah
@CuendyMah 4 сағат бұрын
We love you Tsoka siyanai navo madzibaba apa ndivo vanotouya futy kwamuri vachitsvaka masimba
@ntandokhayesumcnganashawa4329
@ntandokhayesumcnganashawa4329 3 сағат бұрын
Drewmas & Tsoka thank you muRudo muRudo🙏🏽, maratidza Hukuru maturity & Peace 🕊️
@Molline93
@Molline93 4 сағат бұрын
Sekuru Mkotsangera to the world🎉🎉🎉
@ShyletSithole-o4w
@ShyletSithole-o4w 3 сағат бұрын
Mukotsanjera to the world rambai makadzvanya
@MemoryMunyawiri
@MemoryMunyawiri 3 сағат бұрын
Sekuru ndevedu musiyei uyo rovai basa
@MarthaMapako
@MarthaMapako 2 сағат бұрын
Musatinetsera sekuru vedu makauraya mega vasipo garai nengozi yenyu kana muchiida mudzosei mandi wacho kugare naye vana madzibaba vagowana basa fokoro dhemeti
@edwinbhimha9191
@edwinbhimha9191 19 минут бұрын
Thank Yu mukokanjera nedreamas media madzibaba vane dzungu
@PortiaPurazi-sd5eg
@PortiaPurazi-sd5eg 6 сағат бұрын
Shumba yeNgozi Sekuru Mukotsanjera
@AgnesMaradzikwa
@AgnesMaradzikwa 6 сағат бұрын
Madzibaba Vaya vanopenga vayavaya
@PatriciaKashiri
@PatriciaKashiri 4 сағат бұрын
Muporofita uya anongo vukura isu nembwa yegorongoza tichienda mberi.Tsoka to the world tinokudai makadaro nyangwe vakati muritsika mutanda❤️🌹❤️
@portiamabhena9187
@portiamabhena9187 8 сағат бұрын
Imbwa yeGorongoza my BAE ndamusuwa veduwe❤❤
@MaslineNyakujara-i3e
@MaslineNyakujara-i3e 6 сағат бұрын
Matare akavharwa Nov
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 6 сағат бұрын
Aaaaaaa usadaro kani muzukuru ndiri mbuya venyu kani
@nomsanyika151
@nomsanyika151 2 сағат бұрын
​@@MaslineNyakujara-i3eNovember akapera mwedzi wakatogara tatova muna December
@zimharomunyaradzi4416
@zimharomunyaradzi4416 2 сағат бұрын
Tsoka Basa sebasa
@VioletTsekenedze
@VioletTsekenedze 2 сағат бұрын
I love you sekuru
@siphidube9811
@siphidube9811 4 сағат бұрын
Sekuru Mkotsanjera to the fullest ❤❤❤❤❤❤❤❤❤to the world 🌎 very humble 🙏
@GraceMuzhuzha
@GraceMuzhuzha 5 сағат бұрын
Kamuporofita kenhema kadzaondera kamkonoketsambarafuta kehat yemurara ukwane dj sparks ukwane iwewe
@Kgendi
@Kgendi Сағат бұрын
DJ Sparks haana nyaya uyo ndozvaari.
@anniehartley3264
@anniehartley3264 53 минут бұрын
Tokudai Sekuru
@fungaishoko237
@fungaishoko237 45 минут бұрын
Takapindura sekuru Tsoka nekuti ndakanyatsonzwa zvamakataure bhora mberi
@joyceparwazenga7545
@joyceparwazenga7545 4 сағат бұрын
I❤ you Sekuru Tsoka munogona kupindura zvine hunyoro Nehunyoro zvinoda kutaura nehunyoro nehunyorooo zvinoda kutaura nehunyoro baba nehunyoro kutaura nehunyoro❤❤❤❤
@FaustinaNyakudya
@FaustinaNyakudya Сағат бұрын
Tsoka mapindura semunhu mkuru.
@ntandokhayesumcnganashawa4329
@ntandokhayesumcnganashawa4329 3 сағат бұрын
Yes Kwa Mutenje ndekwadu kwana Mbuya, its true justice was done, hatina hoyi hoyi it's peace be still,Amen😊🙏🏽
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 3 сағат бұрын
Sekuru Mukotsanjera. Imbwa ye Gorongoza vapedzereyi. ❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@aminaamina43
@aminaamina43 2 сағат бұрын
I support sekuru Mukotsanjera vamwe vese nyararai garai pasi😂 maita vana vacheche
@dayzdayz-dq4ew
@dayzdayz-dq4ew 2 сағат бұрын
Imi vanamadzibaba makadii kuperekedza Ngozi mega kana maigona kutozobhura mutoko kunobata kuinyanga kwese uko vakanga vatoona kuti hamusikuzvigona saka musarwadziwe nasekuru vedu Mkotsanjera mawona Kuti vagona zvakukurwadzai Mkotsanjera Ngozi ndookubasa kwake tawona Ngozi dzakawanda dzava abatsira dzikapera Saka zvetumachurch twenyu twepasi pemuti ndofunga Kuti munopedza Ngozi musatambe nengozi anamadzibaba Pamberi Namukotsanjera
@AlaineNatsaiJimere
@AlaineNatsaiJimere 2 сағат бұрын
Sekuru madzibaba kambwa kanongo hukura kasingarume
@ChristineBaduki-b6h
@ChristineBaduki-b6h 4 сағат бұрын
Ana madzibaba vakarwadziwa nekuti zvakanga vatumwa naBee zvakaramba kuita
@takemurawu465
@takemurawu465 3 сағат бұрын
Tsoka siyanai nemhepo dzinovhuvhuta
@takemurawu465
@takemurawu465 2 сағат бұрын
Sekuru Tsoka the dimple boy😅
@perpetualmarimbire176
@perpetualmarimbire176 Сағат бұрын
Thank you for visiting my area😊😊😊
@MaslineNyakujara-i3e
@MaslineNyakujara-i3e 6 сағат бұрын
Musashungurudzwa tsoka ana madzibaba mapenzi aya
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 3 сағат бұрын
😂
@MarthaMapako
@MarthaMapako 2 сағат бұрын
Vana madzibaba mune good kurwadziwa nebasa rinobatwa ne sekuru mukotsanjera uko vana madzibaba makazogona zvengozi riniko Maida kutora mombe mahara makakaura pakapindira huruyadzo vana madzibaba makabhdharwa Maida kutsotsai vanhu endai uko netu hemenzi twenyu twune huori mukati hambaaa uko munotobhowa mukangobata sekuru kotsasi tokonana nemi munonamata ASI muno bhadharisa tibvirei kumhepo vana madzibaba makatora Mari ya bee yekuti maifanira kuita basa makarerekera Kuna bee zvino tsvatuwaro mama manje
@ShelterMachiridza
@ShelterMachiridza 4 сағат бұрын
Madzibaba ndevekupenga vaya
@HappinessTshuma-y6k
@HappinessTshuma-y6k 3 сағат бұрын
Kunzwa kufara sekuru bae love u mukostanjera.
@EugeniaMukonda
@EugeniaMukonda 4 сағат бұрын
Kungoona Nyamariwodzo ndobva ndahwa kunge ndine mudzimu unoda kubuda kkkkk Bible rinoti mhinduro nyoro inodzorakutsamwa, thank you Tsoka you showed maturity which makes us like you. Wehat yemurara ngaazive zvekunyepera vanhu pakirawa pake....
@SabinaMacheka
@SabinaMacheka 3 сағат бұрын
Tsoka to the world rambai makadzvanya imbwa yegorongoza
@ronaldevans9420
@ronaldevans9420 3 сағат бұрын
Ini zvechinamato ndaakumbosiya, ndaakumboita tsika dzevanhu vatema kusvikira ndaona murungu afira zvivi zvemutema. Pasina izvozvo Jesu wevatema achiri pamuchinjikwa haasati amuka kuvakafa
@nomsanyika151
@nomsanyika151 2 сағат бұрын
😂😂😂😂namata Mwari basi usingarase chivanhu chako
@ronaldevans9420
@ronaldevans9420 2 сағат бұрын
@nomsanyika151 🤣🤣🤣🤣 ndonamatira mumba chete
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 5 сағат бұрын
Varume vaya havasi vana madzibaba vaya inhume dza Bee manje vakasangana ne match yawo. Zvavaida zvavaida zvakaramba singing hangu🎉🎉🎉
@RuvarasheHaruperi
@RuvarasheHaruperi 3 сағат бұрын
true gogo ...Tsoka to the fullest
@Nathasha-i1w
@Nathasha-i1w 3 сағат бұрын
Team Mukotsanjera 🎉
@NatashaKokie
@NatashaKokie 3 сағат бұрын
Sekuru mukotsanjera to the world
@Tinto4490
@Tinto4490 2 сағат бұрын
Tsoka what a humble man.not avo mbavha dzavanhu ngozi nembudzi chii ichocho...Tsoka mberi nebasa ....so long vakqbatsirwa vachitenda the rest is noise
@KukuKundie-td1ob
@KukuKundie-td1ob 4 сағат бұрын
Basa sebasa sekuru musaneteswe nevanhu toda kuyambutswa isu
@MaryManyunga
@MaryManyunga 5 сағат бұрын
Aiwa madzibaba awa ngawabve pagodo neshanje iyo hat ndeyeyiko muporofit asi wanenyoka muhat imomo maporofiti ndobasa kuti ngozi inoiswa pambudzi hazviko
@Tinto4490
@Tinto4490 2 сағат бұрын
Nyika ngaipone mhuri dzirararame. Basa mberi Tsoka..chaiko chiri muropa. Kuita mbiri hugona😂 basa shanje basi 😅😅😅😅😅
@leedeeleedee5007
@leedeeleedee5007 4 сағат бұрын
Kuna Tsoka ndokwandiri. Happy to see you sekuru 🎉
@ElishaMurikitiko1990
@ElishaMurikitiko1990 6 сағат бұрын
Mhinduro nyoro inodzora kutsamwa. Speech yenyu ndeye chikara ukaona chokuma pashata
@vaMacheques
@vaMacheques 4 сағат бұрын
Big up Drewmas and Sekuru Tsoka dzidzisai mabitwi
@biancatmabika3677
@biancatmabika3677 5 сағат бұрын
Dr Mukotsanjere
@phinielmoyo8808
@phinielmoyo8808 4 сағат бұрын
Mwari akukomborerei Tsoka. We have few people like you.
@memematomz4242
@memematomz4242 5 сағат бұрын
Sekuru mukotsanjera Tsoka to the world ❤❤❤ drewmas pamberi Nemo futi
@chinakatracy187
@chinakatracy187 4 сағат бұрын
thank you tsoka wise words and great response
@Kanos02
@Kanos02 5 сағат бұрын
Sekuru Mukotsanjera musashungurugwa nevanhu ❤❤❤❤❤maita drewmasmedia keep it up🎉🎉🎉
@GratewinMbundire
@GratewinMbundire 5 сағат бұрын
Chero sekuru tsoka vanhu vakakuti chii kana kuti chii isu sevazukuru venyu to beliver kwamuri . Mkoma Andrew vakati muri agent yasekuru bhoo futi coz you taking us to another level now chivanhu tikuchidzidzira pano tainge tisikuziva chinhu kunze uko we love you all
@elizabethgunda6708
@elizabethgunda6708 6 сағат бұрын
i like this song mukoma andrew makaiona kupi ndobva ndafunga Tencen
@phinielmoyo8808
@phinielmoyo8808 3 сағат бұрын
Mondikeazisirawo mukoma Solomon. Murume anotamba zvinondidonhedza pachigaro
@lynnmadon-lt1xu
@lynnmadon-lt1xu 4 сағат бұрын
Sekuru mukotsanjera aiwa 🎉🎉🎉🎉🎉hatigone nemi
@TendaiTafirenyika-y3m
@TendaiTafirenyika-y3m 4 сағат бұрын
Mhinduro ine wisdom haa sekuru muri munhu mukuru
@Mmbire
@Mmbire 4 сағат бұрын
Civilized man
@RoseMhembere
@RoseMhembere 5 сағат бұрын
Good sekuru musamhanyisane nevanemhepo avo
@rastawaretsa5255
@rastawaretsa5255 5 сағат бұрын
Dr Mukotsanjera he is the king kunyaya dzengozi tomira nawo
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 6 сағат бұрын
Yellow yellow vazukuru vangu ndini uyo pfeee mbuya Tsoka..
@tafarapaul
@tafarapaul 36 минут бұрын
Sparks achapedzisire amenywa sezvakarehwa na Kafera😂😂😂😂
@monicampala8367
@monicampala8367 4 сағат бұрын
Pamberi nebasa tsoka pasi nana Madzibaba vanopfeka hat yemadzitateguru vachizwiti muporofita matsotsi umuhararr ndovekwana ekedi mbava idzo. Pamberi nebasa shumba yengozi
@patrickmazhara6879
@patrickmazhara6879 5 сағат бұрын
Good answer Tsoka kwete zvemashoko zvakaipa
@mtapemutape4047
@mtapemutape4047 4 сағат бұрын
Yes
@prankmastertv1
@prankmastertv1 4 сағат бұрын
Esh
@FaithKamutsungira
@FaithKamutsungira 2 сағат бұрын
Tsoka itai basa renyu munyerere regai mhepo dzinovhuvhuta dziende. Endererai nebasa renyu mberi batsirai nyika iri kutambura mumhuri mune matambudziko anorwadza
@patiencegandi4430
@patiencegandi4430 5 сағат бұрын
Pamberi nebasa sekuru we salute
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 5 сағат бұрын
Vangataure zvavo sezvo vainegodo Dr mukotsanjera Dr Zimbabwe 🇿🇼 ♥ vanorova basa tomira navo
@RebeccaWashaya
@RebeccaWashaya 5 сағат бұрын
Sekuru vedu much love Drewmas media taking us to another level ❤❤❤❤
@JOE-lp6zm
@JOE-lp6zm 5 сағат бұрын
Madzibaba pangozi vanokwana papa aka zvwmweya yechivanhu
@MaryMhike
@MaryMhike 2 сағат бұрын
Akanga atumwa nabee uyo
@SibandaPatricia
@SibandaPatricia 6 сағат бұрын
Swederayi nechekoko tigarewo tinzwe zvedu sekuru vedu❤❤❤
@joyceparwazenga7545
@joyceparwazenga7545 4 сағат бұрын
Dj sparks inzwa ndinduro dzako dzawaitsvaka kusiko Pamberi mberi naTsoka shumba yengozi sekuru batai basa rambai muchienda mberi tinemi pabasa renyu ❤❤❤
@enitatrust6933
@enitatrust6933 4 сағат бұрын
Sekuru magona kupindura imhepo irikuvhuvhuta iyo
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 4 сағат бұрын
Siyanai nemapenzi Dr Mukotsanjera
@CuthbertGumbo
@CuthbertGumbo 5 сағат бұрын
Basa mberi nemi sekuru
@mollensaungweme1188
@mollensaungweme1188 3 сағат бұрын
Tsoka tinemi munogona basa mhani
@mollensaungweme1188
@mollensaungweme1188 3 сағат бұрын
Tsoka varikukuvengerai Motokari nyowani musaneta Tsoka
@monicampala8367
@monicampala8367 4 сағат бұрын
Thank you tsoka vanhu avo ngavayende kuschool
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 3 сағат бұрын
Tsoka to the world. 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉❤🎉🎉❤❤🎉
@sibonokuhlesithole1844
@sibonokuhlesithole1844 5 сағат бұрын
Madzibaba Elia hapana chanoziva mwana mudiki ngasiye usekuru mukotsanjera wait mbasa ravo
@sqrd3536
@sqrd3536 6 сағат бұрын
Sekuru MK we❤ U. Bless you and your family❤! DM taking you to another LEVEL💯👏👍
@lynnmadon-lt1xu
@lynnmadon-lt1xu 4 сағат бұрын
Ndasuwa mai mandimutsira she was a lovely lady taisangovanzisisa chete but gud munhu
@PreciousMusikadi-d1v
@PreciousMusikadi-d1v 5 сағат бұрын
Shumba yengozi
@ChokoraMirriam
@ChokoraMirriam 4 сағат бұрын
Sekuru mukotsanjera musapedzerwa guva nekarume kakapikichwa patolet
@LindaMuzenda
@LindaMuzenda 4 сағат бұрын
Totenda kule
@richardcruickshank5631
@richardcruickshank5631 2 сағат бұрын
Dr , let the gossip pipo go 🎉🎉
@KahlamadzoNcube
@KahlamadzoNcube 8 сағат бұрын
Ngavavapindure takatotsamwiraa madzibaba
@winniesingizi808
@winniesingizi808 6 сағат бұрын
Kkkkkkkkkk madzibaba vanotaura zvavanoda veduwe
@PreciousMarambaushe
@PreciousMarambaushe 6 сағат бұрын
​@@winniesingizi808 kutoda havo kutsvaga mbiri nemazita evamww
@RutendoChinyota
@RutendoChinyota 11 сағат бұрын
Tamirira
Results awaited as Swapo faces strong opposition
12:31
Newzroom Afrika
Рет қаралды 2,2 М.
RUSAPE NGOZI [ PART 7].......TENSEN ORATIDZWA MOMBE DZAKE
9:49
Drewmas Media
Рет қаралды 25 М.
Из какого города смотришь? 😃
00:34
МЯТНАЯ ФАНТА
Рет қаралды 2,6 МЛН
БУ, ИСПУГАЛСЯ?? #shorts
00:22
Паша Осадчий
Рет қаралды 3 МЛН
This Game Is Wild...
00:19
MrBeast
Рет қаралды 186 МЛН
I BURNT my WEDDING gown after the DIVORCE | Dawn Thandeka King
3:55:00
King David Studio
Рет қаралды 748 М.
GOD doesn't answer BLACK people's prayers | Nathi Mankayi
3:26:03
King David Studio
Рет қаралды 1 МЛН
4 More Hours Of Amazing Space & Science Facts To Fall Asleep To
3:46:55
ANOTHER LEVEL..........TASO GETS DANGEROUS
50:33
Drewmas Media
Рет қаралды 12 М.
Quiet Night: Deep Sleep Music with Black Screen - Fall Asleep with Ambient Music
3:05:46
Izindaba zesiZulu @13H00 l 27 November 2024
23:00
SABC Izindaba
Рет қаралды 31 М.
Из какого города смотришь? 😃
00:34
МЯТНАЯ ФАНТА
Рет қаралды 2,6 МЛН