Welcome Angelica the Queen of Zimbabwe “ The Black Spirit” (True Story)

  Рет қаралды 43,200

Mambo Zano Gombwe ReNyika

Mambo Zano Gombwe ReNyika

Жыл бұрын

Пікірлер: 142
@tamaremakwavarara2743
@tamaremakwavarara2743 Жыл бұрын
Ndaramba. I think save dziva munoda kumbobatsirwa. Pane ndereka iri pa mhepo ndokunge mune mhepo yacho
@ethigilly0808
@ethigilly0808 Жыл бұрын
Mambo Zano ayiwa taritenda ramuri kufamba naro kuti usu vana vedzimbahwe tigone kusunungurwa. Tarisai tatekeshera nemasango kutsaga kurarama. Zvino aiwa tinoritenda ramuri kufamba naro nemanake zvaitwa Dziva 👏🏾👏🏾👏🏾
@tamaremakwavarara2743
@tamaremakwavarara2743 Жыл бұрын
Kkkk. Pasipamire ndishava mazarura kwete mhofu Mukuru. Shava mazarura yakabva kuvaeranzou please please. Aah saka makadaro nhoroondo inorasika. Pasipamire vanobva mhondoro kwamazarura. Mukombe wendye
@salomechipfuwa5550
@salomechipfuwa5550 Жыл бұрын
Pasipamire yaiva homwe yaaChaminuka.Mhondoro Chaminuka ndopayaisvikira.
@mitchy3608
@mitchy3608 Жыл бұрын
Please God open Zimbabweans hearts, we need Grace to open our hearts tisunungurwe from these European churches that are manipulating a lot of Zimbabweans and Africans.
@rosemaryzhowu7636
@rosemaryzhowu7636 Жыл бұрын
Vanhu vanofanirwa kuziva kuti nyika ino ndeyeMudzimu ngatimutendei murume uyu nekutora nguva yake kumiririra chivanhu
@newtondume6730
@newtondume6730 Жыл бұрын
Ndeya Mwari not midzimu
@thembindebele131
@thembindebele131 Жыл бұрын
I feel enlightened, some part of this correspond to what my great grandma used to tell us
@sydneynhamburo4710
@sydneynhamburo4710 Жыл бұрын
Hatirare bodo takarimirira Gombwe renyika tanga tave nenyota yemashoko👂👂
@veronicawekwadick8182
@veronicawekwadick8182 Жыл бұрын
Maivepi mambo ah manga marova chokwadi , otherwise I'm happy to hear from you
@ZimtachVisuals
@ZimtachVisuals Жыл бұрын
Nyika ngaizive chokwadi isunungurwe. Tinotenda nekutipa dzidziso yakanakisa kudai
@specialchild775
@specialchild775 Жыл бұрын
What a history from this young man ndatatenda mambo
@panashenatious9693
@panashenatious9693 Жыл бұрын
Prophet ndakamirira pamaitaura kuti Zim ichanata ndopandichabeliever kuti muriko pamwe panaqueen Makaita mucheka dzafa coz she is already sick
@waltermunetsi8027
@waltermunetsi8027 Жыл бұрын
0
@emilianono3713
@emilianono3713 Жыл бұрын
Well come gombwe renyika yedu ye Dzimbahwe 👏👏
@tamaremakwavarara2743
@tamaremakwavarara2743 Жыл бұрын
Kkkk imi vabond chaminuka haana kumbosiya pasipamire. Akatozvipereka kumandebele aona kuti mhuri yaremerwa uye mhuri dzakupandukirana ndokuenda ne magwenyambira ake aramwa mhuri. Asi mandebele akaedza kuuraya Mukuru akatadza ndopakazoti imi hamungandiuraye nekuti makasviba akati kana mada kuti ndife ndipei mwana mudiki auye nemuseve. Mwana ndiye akazobaya chaminuka dehwe rake rikakakwa padombo rikanzi nhewe yenja
@abigalchido3338
@abigalchido3338 Жыл бұрын
That's true akazomuuraya mwana mudiki mushure mekunge azvipereka ega.kkkk
@newtondume6730
@newtondume6730 Жыл бұрын
Chaminuka was invited by lobengula as a friendly gesture but he knew that wa was going to be his death
@SamM-vi2qd
@SamM-vi2qd Жыл бұрын
Finally someone who knows abit of history has spoken. People need to be weary of false prophets. Why are Zimbabweans always easily conned?
@mbizi4573
@mbizi4573 Ай бұрын
Chirisamhuru ndiye ane dehwe rakakakwa kwete Chaminuka
@roymandizha
@roymandizha Жыл бұрын
Bonservia minana iyi haina kutanga nhasi, chitungwiza inozviziva
@marychatikobo3228
@marychatikobo3228 Жыл бұрын
👀1am Ndini ndega ndakamirira kana kuti takawanda
@blossommasanga
@blossommasanga Жыл бұрын
I remember tiri kumasowe kuchiimbwa kunzi *tandai mudzimu nemashavi kusare Mudzimu unoyera*
@commandodeejaguar8534
@commandodeejaguar8534 Жыл бұрын
Makarasiswa nevainyepa mambo vasina kudzidziswa nhau zvizere. Tikupei zvinobatika , kana baba wenyu Johane wamunopomera kuti akakutii tanda midzimu namashave haana kudaro, ndiye akatorara hope pachomutamba adzika tsvimbo pasi akati apepuka ndanga ndichikukumbirirai kumidzimu yenyu kuti munamate. Johane haana kurwa nemidzimu. Midzimu hamuizive kuti kudzimu chii. Zvakaedzwa zvikakundikanwa zvemarwo ayo kusvika mucheka mutsvuku wadzika Pana mudyiwa akazvikundikana kuzoguma vanamata makore avakagara dheranji kunamatira kuuya kwana Micho Gombwe kuti nyika igadziridzwe. Idzi nyaya idzi imbodzimirai kana kuti mudzitsvage zvine udzamu
@phineasmasori3540
@phineasmasori3540 Жыл бұрын
Mberi nebasa mambo zano 🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼
@lovemorematonho8917
@lovemorematonho8917 Жыл бұрын
Mambo Zano enderai mberi ne basa Zimbabwe isunungurwe Angelica my Queen
@wilbertmusana
@wilbertmusana Жыл бұрын
Tinotenda Mambo Zano mashoko enyu makuru enhoroondo yenyika nechivanhu chedu.. Kwatirikubva nekwatirikuenda.. Pakatadzirwa nepakatadzwa kudzamara mukudzoka kwemhepo yenyika muDzimbahwe zvakajeka izvi. Tungamirai tiende Mambo Zano Gombwe renyika Mutongi.
@maonenimuskwe4883
@maonenimuskwe4883 Жыл бұрын
What a transition from prophet to gombwe what now . May aiming for presindecy
@christopherwasara9225
@christopherwasara9225 Жыл бұрын
Thank you Gombwe tirikupanzwa
@Mashatile
@Mashatile Жыл бұрын
No coincidence that we have Bond notes....haa iri mugwara and that golden coloured gown!
@tamaremakwavarara2743
@tamaremakwavarara2743 Жыл бұрын
Zvino mukave ndimi baba namai zvese aah. Pano vanofanirwa kuve pane mhondoro ne masvikiro emativi mana tizive kuti ndimi. Tipei nhoroondo yachaminuka kubva kwekutanga kusvika kwaakagumira Mukuru
@PaidamoyoGraceMadzokere
@PaidamoyoGraceMadzokere Жыл бұрын
Maita Musaigwa,Maita Save. Vokurwizi rukuru,Mwana waMusikavanhu!!!
@maudgunda4353
@maudgunda4353 Жыл бұрын
Tinotenda Gombwe, murikutionesa zvakawanda, pfuurirai mberi nebasa
@takudzwachinyane
@takudzwachinyane Жыл бұрын
Mambo zano to the world
@Militarya549
@Militarya549 Жыл бұрын
Ndinoombera kumuzinda Zano Ndonga Mambo reNyika Zano Mambo murangarirewo dunhu redu raMusikavanhu.
@zika4017
@zika4017 Жыл бұрын
Thank you mambo zano
@lovedalemakawa5292
@lovedalemakawa5292 Жыл бұрын
Makatumwa henyu dziva ndagutsikana fambai nebasa taneta nenhamo irimunyika dai matikomborera
@rumbieshawarira6043
@rumbieshawarira6043 Жыл бұрын
Mambo zano to the world mataura nhau yakanakisa zvikuru zvingaita sezvakashoreka asi kwakatumwa mushoriwa chaminuka kuti nyika igoziva simba remhepo iyi kuti inogara pamunhu saka musaneta gombwe nyika ngaigadzirike vana vanoda chiraramo chakanaka nekuguta
@aptizazimunya6536
@aptizazimunya6536 Жыл бұрын
Tinotenda Mambo sunungurai nyika
@tamaremakwavarara2743
@tamaremakwavarara2743 Жыл бұрын
Zuro maive gombwe save nhasi mave chaminuka kkkk. Imi
@mbuyashumbaandthemapopomam7386
@mbuyashumbaandthemapopomam7386 Жыл бұрын
Eeh zvaitwa hombarume mhururu yemachembere
@paidamoyomagwenzi-wg4ds
@paidamoyomagwenzi-wg4ds Жыл бұрын
What a history of young man wazviwanepi
@bongiempofudube8235
@bongiempofudube8235 Жыл бұрын
We welcome you gombwe ,pliz keep going with our culture. Thank you so much
@wembadio6566
@wembadio6566 Жыл бұрын
Vechidiki please listen to this man...Ian Smith even taught us this history...especially Chaminuka and the Ndebele and the White people relationship
@milcahchogugudza6358
@milcahchogugudza6358 Жыл бұрын
Angelica👏🏽👏🏽👏🏽
@josephmatarangani2478
@josephmatarangani2478 Жыл бұрын
Tinotenda mambo zano taziva kuti nyika yedu inotongwa nemudzimu batayi basa nyika yedu inaye
@dimarkmugwagwa4199
@dimarkmugwagwa4199 Жыл бұрын
Tatenda mazwi Gombwe renyika
@phyllisgel4391
@phyllisgel4391 Жыл бұрын
👏👏👏
@vongairosemarymutebuka9423
@vongairosemarymutebuka9423 Жыл бұрын
Vanowanikwa kupi Mambo Zano wud just wanna sit with him and learn more
@tamaremakwavarara2743
@tamaremakwavarara2743 Жыл бұрын
Ini handisi kunzwisisa nekuti makombwe obuda pa TV. Piri tsvimbo yekare kare yendonga ndiyo here shape yacho. Oooh isu shape yamunayo ndiyo nduni plus tsvimbo shape iya ndeyekuvezwa ne machine plus haisi yekare kare. Ko 6 to 6 yamaiti ichaonekwa. Yakazoonekwa here.
@newtondume6730
@newtondume6730 Жыл бұрын
Mutumwa wemanjuzu uyo. Don't be deceived
@chrischihera6086
@chrischihera6086 Жыл бұрын
Basa muri kugona tiri kudzidza zvakawanda ngazviende mberi
@tracygwashawanhu7142
@tracygwashawanhu7142 Жыл бұрын
Matendwa Mambo👏👏
@faraicongueringmotors5788
@faraicongueringmotors5788 Жыл бұрын
Mambo fambirai mberi Nevada guru iri kutijekesera maDzimbabwe...amakatakura makuru.....fambai nawo matare Nyika inaka.
@anikanemaz925
@anikanemaz925 Жыл бұрын
Mmm ndatenda hangu mambo
@Mashatile
@Mashatile Жыл бұрын
So Chamisa won't make it...he is the wrong one....haa pane nyaya
@sylvestermagombedze6901
@sylvestermagombedze6901 Жыл бұрын
Saka unoty nohutsinye hune zanu vakagadzwa nemhepo haaa ngazviramba mhepo haidi ropa but avo vanouraya everyday jekesa3ipapo pana munangagwa nematsakutsaku ake
@peterpie4732
@peterpie4732 Жыл бұрын
MUSIKAVANHU vangachive zvinhu zvavakasika here?
@PaidamoyoGraceMadzokere
@PaidamoyoGraceMadzokere Жыл бұрын
Yes anouchiva nokuti anoudisisa,even exodus states that l am a jealous God
@craig9687
@craig9687 Жыл бұрын
Mambo vatora nhau yepa Nevanji vakaisa mumakombwe!!!! Zvakaoma hazvo....anyway itai henyu tiwone kuti nhau dzacho dsinopererepi🤦🏽‍♂️
@newtondume6730
@newtondume6730 Жыл бұрын
Go deeper hanziii panevanji
@ronaldmbewu6004
@ronaldmbewu6004 Жыл бұрын
Haa gentleman mvura inongonaya murainy season, prediction yemunhu achembera kunzi achafa kkk gold ragara ririmo munyika, nyika inotadzirwa kkkk haa mhondoro dze politics guyz, maelections Ave kuda mhondoro, fodya dzokudhaka wena
@Mashatile
@Mashatile Жыл бұрын
Zviri nani kunyarara kana usinganzwisise zvimwe zvinhu nhaika
@ronaldmbewu6004
@ronaldmbewu6004 Жыл бұрын
Haa kunyararei ipapa, politics dzekupenga idzo, takaenda ku chikoro kunoitei manje, chivanhu chacho ngachigare, learn to work not to believe in other people, believe in yourself
@user-hj2et9ic7f
@user-hj2et9ic7f Жыл бұрын
Ndakamirira kudzoka kwenyoka 6 to 6 ku mazowe dam
@Mashatile
@Mashatile Жыл бұрын
It's not a coincidence that that Cecil John Rhodes grave lies on the very spot where Chaminuka was killed by the Ndebeles at Matopos
@leojoao2879
@leojoao2879 Жыл бұрын
True its no coincidence that Rhodes' grave is at Matopos buh is it true that Chaminuka was killed by the Ndebele ??
@simbathomu6496
@simbathomu6496 Жыл бұрын
CHAMINUKA WASN'T KILLED IN Matopo ,Tjilisamhulu/Chirisamhuru was the one who was skinned in Bulawayo.. the Impi didn't take Chaminuka to Matopo .. the Matopo issue is that it was a Sacred Shrine so burying Rhodes there was a way of degrading the Traditions at Njelele/Matonjeni shrine
@Mashatile
@Mashatile Жыл бұрын
@@simbathomu6496 they did take Chaminuka to Matebeleland, these were just wars as normal in those days, we are not pointing fingers here for wrong doing... The Ndebele Impis failed to kill Chaminuka as he sat before them because their spears or assegai could not touch him because of some spiritual powers around him more similar to Daniel Shadreck and Abednico phenomenon in the bible until he told the Ndebele Impis to get a small child probably a 10 years old and give him a spear to kill him. They did that and the child successfully stabbed Chaminuka to death....go back to the old Smith's Rhodesia primary school history of the Shona...we were all taught that at primary school didn't we.
@Mashatile
@Mashatile Жыл бұрын
@@leojoao2879 Yes no hard feelings, it's history for us all Zimbabeeans to know how the old folks lived their lives in the olden days
@simbathomu6496
@simbathomu6496 Жыл бұрын
@@Mashatile I'm well informed on that issue, Matonjeni was a well preserved for prayers .. yes they took him to Danangombe area but he wasn't killed in Matonjeni .. The Cecil's burial at Matonjeni Mountain was a way to degrade our Culture as since they knew that was the most important Shrine.. !!
@mbizi4573
@mbizi4573 Ай бұрын
Say no to drugs!
@MrBAfrica
@MrBAfrica Жыл бұрын
Ko vana Nehanda naKaguvi vanokwana papi
@movementforsuccess23
@movementforsuccess23 Жыл бұрын
😂😂😂😂 Zimbabweans perish because of ignorance, tsvagai mabasa.
@adonischakamanga4824
@adonischakamanga4824 Жыл бұрын
MAMBO TOKUMBIRA MUTIDZINGIRE VANHU VANONZI MA CHINA, VARIKUTISHANDISA ZVAKAOMA MUNYIKA MEDU VASINGADI KUTI BHADHARA,NDATENDA HANGU
@RayceeDichampian
@RayceeDichampian Жыл бұрын
Mambo Zano 🙏
@kervinmwandayi4304
@kervinmwandayi4304 Жыл бұрын
Ok
@christopherwasara9225
@christopherwasara9225 Жыл бұрын
Ndopakaita heatwave PA England
@tova4700
@tova4700 Жыл бұрын
Every summer kunoita heat wave ku UK
@cleopatratavenai
@cleopatratavenai Жыл бұрын
👂👂👂👂👂👂👂👂👂👂👂👂👂
@kevytax2730
@kevytax2730 Жыл бұрын
pandisiri kunzwisisa pamukuti pasipamire apo coz the last person akapedzisira kugarwa nachaminuka akazouraiya na sibalo under chingururu ainzi pfumojena uyo pasipamire ndewarini ndipindurei ipapo
@chrischihera6086
@chrischihera6086 Жыл бұрын
Pasipamire sandivo here mambo chaminuka zita iro rakazoita kupihwa pakabuda muti uya usina zita ndipo pavakatanga kunzi vaChaminuka
@kevytax2730
@kevytax2730 Жыл бұрын
ipapo andipanzwisise coz nhoroondo ikutaurwa yachaminuka iyo neyandakanzwa zvakasiyana of which the source yandakanzwa nayo iri reliable
@chrischihera6086
@chrischihera6086 Жыл бұрын
@@kevytax2730 ini madzidziro andakamboda kunyatsoziva kuti Pasipamire ayimbova ani chaizvo ndipo pandakanzwa kuti ndiro zita raivo mambo chaminuka . Rekuti chaminuka vakazogadzwa ndipo pavakapihwa zita iri . Zvimwe chete nambuya Nehanda zita ravo chairo rainzi Charwe Murenga or Hwata iro rekuti Nehanda riri zita remhepo yacho yainge yagara pavari. Mhepo yacho yakauya pavari ichibvawo kune mwanasikana wamambo Mutota ayinzi Nyamhita
@kevytax2730
@kevytax2730 Жыл бұрын
yep it can be so dear andis kukupikisa if zvaukutaura chiri chokwadi it means pasipamire akatanga then kukazouya pfumojena ....pandisiri kujekerwa napo pakutsanangura bond pakat pesanei
@tinotendamuratidzwi7521
@tinotendamuratidzwi7521 Жыл бұрын
💙👑🧜🌊🇿🇼
@ronaldbhobho7798
@ronaldbhobho7798 Жыл бұрын
Ita basa rako chete munin'ina zvenhoroondo zvichirikure newe uchaziva hako Arikukuudza haans kutangira pazvakatangira angori kutangira paanoziva Kuseri kwenyaya yako kune zviriko.Chaminuka (chakaminyuka)hausati wamuziva Chakafira Pasipamire(pasi parimire) wakachivanzirwa zvekare Anonzi nehanda hauna kuudzwa zvekare Aitonga akagara panaRobert haumuzive Iye ZANO wacho simba akaripiwa nani hausati waziva Saka chimbodzidza usati wauya kuvanhu uchaziva hako
@prettymachingura4281
@prettymachingura4281 Жыл бұрын
Great
@crypticoptimist4408
@crypticoptimist4408 Жыл бұрын
Ko kana muchiziva why are you not sharing the history, or is it there are other platforms where you share the history, if so then please reply to my message, i really would love to know what you know. Thank you for your consideration.
@prettymachingura4281
@prettymachingura4281 Жыл бұрын
@@crypticoptimist4408 garapasi kwete kuti ngoita sehoto kungoti kwaenda mhepo ndokwandoenda wadzibaba we bonde uyo Bond haaana kana chaanoziva uyo
@crypticoptimist4408
@crypticoptimist4408 Жыл бұрын
@@prettymachingura4281 share what you know. Thats my point. Those who lie do so because those who claim to know only talk bad about those whom they claim to be lying instead of offering the truth. I respectfully asked for what the other guy knows or where i should follow them to get the truth but look at the response you gave me. Instead of helping with what i asked for you put misplaced comparisons and pseudo insults. Is that what you call wisdom?
@prettymachingura4281
@prettymachingura4281 Жыл бұрын
@@crypticoptimist4408 come to my inbox then I will tell you what I Know
@petermanatsa8469
@petermanatsa8469 Жыл бұрын
Zvakanaka
@tatendabvumavaranda587
@tatendabvumavaranda587 Жыл бұрын
Saka Queen Elizabeth anga akatsara chiPower Power chedu
@mitchy3608
@mitchy3608 Жыл бұрын
Yes, zvinonzi kunetsimbo yakatorwa iriEngirandi yehumambo takatorerwa 😜😜
@MiriamNgonisa
@MiriamNgonisa Жыл бұрын
Who is Angelica
@freemankanjoma5676
@freemankanjoma5676 Жыл бұрын
Iwe chaunongoda vanhu vavhotere zanu chete ndirikukuina hang....ganger rese urikurivhara iro ita zvemakombwe kwete kubatabata poritikisi.. nyangwe ukanongodsa pandarama pacho anongotora iye mutongi Ed nemhuri yake zvavharana ...saka,unondiudsa msikavanhu vanotofara kana Ed aripanyanga ...imhodsokera kumvura uvaudse pane munhu one asiri kufara nekutongwa kwenyika ...udsa kumvura vabvise Ed ne zanu pf then tozotaura kutangira ipapo....zvese zvehistory ibho buta Pana Ed neganger rake maya tapokana
@tamaremakwavarara2743
@tamaremakwavarara2743 Жыл бұрын
Kuzvikudza hakudiwe
@roymandizha
@roymandizha Жыл бұрын
Ko inini ndokwanisa kuionawo here njuzu iyi 🤣🤣🤣
@gladiolye
@gladiolye Жыл бұрын
Iii siyana nazvo
@chiponyosi3241
@chiponyosi3241 Жыл бұрын
Tinotenda 🙏
@commandodeejaguar8534
@commandodeejaguar8534 Жыл бұрын
Nhau yemurume uyu yakanaka chaizvo asi yakasangana nenhema dzakatiwo wande ipapa. Nhau inoda kuti kana wapiwa zviye wosvitsa sezvazviri pasina kukamura kana kututsira asi zvinoniyi nhau ine hudanzu hwakati wandei wezvisingafanirwi kuva munhau zvapinda munhau iyi. Chokutanga ndichocho nyika ndeyaMwari humambo huri musango huri muninga mumvura asi kuti titende kuti zvesure munoda kurapanura nyika chokutanga nhau yabatwa yaChaminuka makaigadzira here? Kupi sei? Ropa rake rakanatswa here? Nehanda kufa kwaaita musoro wake wakaiswepi? Makazonoupiwa here kuvachena? Angelica uyo wamatipa uyo ko kwedu kuno kureva here kuti tiri kuteera vazungu? Hakuna here machembere edu emumvura echivanhu asina mazita echingere ayo? Tichiro ipapo mhepo iri pamuri iri kukutii kudii nevana vakaiswa murinda ribodzi pachimoyo paMozambique apo ? Mhepo iripamuri iri kukutii kudii nenguwo yajohane nebhuku zvaakapiwa nezwi pachimupfukuru zviri ku7 museum kubritain? Mhepo yakare iyoyo iri kuti kudii nepakaradzikwa Rodhes? Iri kuti kudii mhepo iyi nepane rinda raLobengula? Nyaminyami yava papi nhau yesvikiro revatonga iri? Kana nhau idzi dzisina kupatsanurwa zvizere imbosiyai zvokuti muri kunzi mugadzr hushe nokuti mangwana tichazokunyarirai zvisina kugadziridzwa izvi. Itai zvamunoita asi mazwi tinawo zviriko zvatakatarisira kubva kune zvatakaudzwa nemhepo dzenyika dzinofanirwa kuti nyika irongedzwe panzvimbo. Ropa revana riri kudeuka munotii naro, ropa rinochenurwa sei, vana vangani vapararira zururandi neXenophopia maitei chokumisa izvozvo. Kusvika mazogona kuti mufambe chaipo parikudiwa naMwari musingatsvaki mbiri kana kufadza vanhu muchaona zvichitifambira. Mazwi amunovinga kuFacebook ayo kana kuYotube Mwari wekumasowe kana midzimu yedu senyika makombwe namasvikiro havazvibvume izvo. Itai madrama iwayo asi tigozoona kuti zvinogumira kupi. Ichokwadi mazwi munawo dai manga mangotakura nepamakapiwa. Ziso ngarione kutsenga ndekqezino. Kana zinobravapo richaitawo zvaro, Tsvimbo yamakapiwa nesvikoro or asekuru vakakupai Sandi Tsvimbo yenyika zvachose haisi yedu yeZimbabwe inini ndiri kuramba. Micho akanga Aine svinga rehoko kureva kuti hoko ine hoko nyana. Mungadaro makapiwa hoko yedunhu ndezvekuduhu ikoko. Kwete matunhu ose. Muchigere kubata nhau idzo sezvazviri eeh mungangonzi ziviswei zvishoma asi munguva shomani inotevera zino muchariona ruoko ruchavapo. Tichiro kurefu kuti nhau idzi dzigadzirwe. Izvozvi maazoziva kuvaka statue nhasi Ina nehanda iye nehanda wacho makafutsira asina musoro, musoro wamai makazopiwa here. Taurirai vanhu avao chokwadi nazvino kunomhanyidzanwa kuda hutongi asi musoro wamai makazopiwa here. Ticharamba tichingotenderera panzvimbo imwe. Dambudziko redu harisi politics sanctions or any political party dambudziko chivanhu chedu, ngatigadzirei ikoko kumwe kwese kunonaka uku. Musapota muchiunza nyaya dzenyu pano tichazoguka tataura zvakawanda kana musina huso musauya nenhau dzokunzwa. Ndatenda
@arthanmauto8567
@arthanmauto8567 Жыл бұрын
Njuzu yacho inooneka kunaka sei iyo iri mhepo, sorry nna don't believe that to me kutomhura Mwari ikoku
@MrBAfrica
@MrBAfrica Жыл бұрын
Yogoendeswa Britain why? Link yacho iripapi blacks and whites. What are you implying Bondi?
@mandlamtunzimtunzi988
@mandlamtunzimtunzi988 Жыл бұрын
tinotenda machembere
@crypticoptimist4408
@crypticoptimist4408 Жыл бұрын
😊😊😊
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 Жыл бұрын
Zvakaoma hazvo
@kelvinnsingwane5890
@kelvinnsingwane5890 Жыл бұрын
Shaaa go straight to your point who is your next president
@Mashatile
@Mashatile Жыл бұрын
From Zanupf brother....but no one knows who president is going to be forget about Chamisa.... spiritually Chamisa can not lead the country kana zvinhu zvisina kugadzirwa
@newtondume6730
@newtondume6730 Жыл бұрын
Mutumwa we manjuzu uyo. Simba rake nderepasi pemvura pakawira chikara. Kana tikawana gold nemvura tikapfuma tikafa toinda kudenga here nhai mutumwa wemanjuzu or mafallen angels? Why should we pray to a spirit claiming to be God but achibiwa futi nevarungu hahaha Mwari chaiye haabiwe wanzwa here njuzu messenger. Baba vedu varikudenga not mumvura mujururwi river. Ndatenda. Tendeuka
@faraimasuka1275
@faraimasuka1275 Жыл бұрын
Uyu munhu anotaura chokwadi chaicho
@ruthruvaconstance2069
@ruthruvaconstance2069 Жыл бұрын
Ame izvokwadi isina kupikisa iyi Aaa ini ndinogamuchira zvangu kudzokera kuchinyakare.tinoitambira mhepo yenyika
@tinashemuronzi1257
@tinashemuronzi1257 Жыл бұрын
Gombwe isai number yenyu ndine hope dzenyu
@madzibababond6480
@madzibababond6480 Жыл бұрын
0777875464
@prettymachingura4281
@prettymachingura4281 Жыл бұрын
Kkkkk hokoyo
@emmanuelmuza7616
@emmanuelmuza7616 Жыл бұрын
Mbanje ita shoma mufana idya zanu pf money wakanyarara
@winstonhunda4068
@winstonhunda4068 Жыл бұрын
Ndinorangarira pandakatuka murume uyu ndakaita manheru ese ndichitemwa nemusoro zvakaipa
@newtondume6730
@newtondume6730 Жыл бұрын
Your spirit is either weak or dull
@raychibvongodze5283
@raychibvongodze5283 Жыл бұрын
Umm this is terrible madness
@enienichiwara767
@enienichiwara767 Жыл бұрын
Didn't understand pakanzi naDr I an Ndhovu Zimbabwe is a Kingdom so that's the history
@iceechips6468
@iceechips6468 Жыл бұрын
Corruption, Nepotism, Looting is what is causing suffering & nothing else. Don't hide behind the finger. Kick out zanu pf & Zimbabwe will flourish.
@ejikeokika9929
@ejikeokika9929 Жыл бұрын
Mishonga yakukupengesa
@SamM-vi2qd
@SamM-vi2qd Жыл бұрын
But tingo onesana hedu, All these guys with their guiding spirits were far behind d syllabus. They were still waving sticks and snuff whilst their enemies had machine guns and canons. These spirits were so outdated then, and now u want to call upon them to lead us. Are we stupid or very stupid?
@tamaremakwavarara2743
@tamaremakwavarara2743 Жыл бұрын
I used to believe you ne this you are one of those fake makombwe ne mhondoro. Zviri nani kudzokera church. Munorasisa nyika
@blossommasanga
@blossommasanga Жыл бұрын
I remember tiri kumasowe kuchiimbwa kuchinzi tandai mudzimu nemashavi kusare Mudzimu unoyera
@takudzwachinyane
@takudzwachinyane Жыл бұрын
Mambo zano to the world
@belindachabeta8197
@belindachabeta8197 Жыл бұрын
Angelica my Queen 👑
@takudzwachinyane
@takudzwachinyane Жыл бұрын
Mambo zano to the world
@chomunorwakuzozviranga7353
@chomunorwakuzozviranga7353 Жыл бұрын
Mambo ini ndinotenderana Nemi nokuti panoti tsika dzedu apo chivanhu takasiya shuwa famba zvenyu nenhau toda nyika isunungurwe
@cautionkakono6379
@cautionkakono6379 Жыл бұрын
Vakawanda mambo vakaisa chiporofiti cha queen musati mazvitaura saka hatichaziva ipapo kuti vakaisa chiporofiti vakasazvikudza ndavanani???
The great spirit Medium of Zimbabwe (nehanda Reincarnate)
26:02
Drug dealers should rot in Jail - Dr Bond
46:57
Dj Ollah 7
Рет қаралды 20 М.
Little girl's dream of a giant teddy bear is about to come true #shorts
00:32
Задержи дыхание дольше всех!
00:42
Аришнев
Рет қаралды 1,7 МЛН
Stay on your way 🛤️✨
00:34
A4
Рет қаралды 4,3 МЛН
A clash of kindness and indifference #shorts
00:17
Fabiosa Best Lifehacks
Рет қаралды 113 МЛН
July 8, 2024
14:23
Madzibaba masango
Рет қаралды 7 М.
Masowe 2nd Session in perspective with St Mary Magdalene .
12:11
ATONEMENT CHAMBER ( Kebra Nagast Media).
Рет қаралды 40
I FINALLY MEET GOMBWE BOND HE EXPLAIN WHAT REALLY HAPPENS PAKAZONZI AKUPENGA
29:41
Little girl's dream of a giant teddy bear is about to come true #shorts
00:32