What Happened Kuti bodyguard Liberty Chinembiri Afe ? Why Magaya Akaita Party Asina Kuenda Kunhamo ?

  Рет қаралды 9,048

Point 5 Creative Studios

Point 5 Creative Studios

Күн бұрын

What Happened Kuti bodyguard Liberty Chinembiri Afe ? Why Magaya Akaita Party Asina Kuenda Kunhamo ?
ROAD TO 50K subscribers ❤️❤️
Please don't skip ads.
SUPPORT THE CHANNEL
Donate from $5
www.paypal.com...
✅ POINT5 MEMBERSHIP / @point5creati. .
Don't forget to subscribe and follow us on all our social media
Please follow us on all our social media platforms:
/ point5creat. .
/ point5creatives
Join this channel to get access to perks:
/ @point5creativestudios

Пікірлер: 49
@CliffPaduze
@CliffPaduze 10 күн бұрын
Ndozvavasingadi kunzwa izvozvo ma supporters aMagaya nyangwe vaitirwe zvipi zvakaipa they always stand with their master munomutsana navo hazvipere mushe vanhu ava vanoshandisirwa mishonga nema prophets aya
@thomasnhamburo6448
@thomasnhamburo6448 10 күн бұрын
Mishonga unoshandiswa nema prophets Aya iri very strong zvekuti ukaenda kuchurch kwacho watokuvara unenge watovharika zvachose zvekuti unogona kutouraya munhu anotuka prophet wacho
@ishmaelmundeta6442
@ishmaelmundeta6442 10 күн бұрын
Magaya is not a pastor. He is a traditional healer.
@preciousmartin9502
@preciousmartin9502 9 күн бұрын
Paimba ya Mwari panodeukira ropa, ingozi yavazvitsvagira God bless you!
@eviahgwasira788
@eviahgwasira788 7 күн бұрын
Police satanist chaidzo asi.kundosunga vanhu ve opposition vasina mhosva. Mukuru ve police ndiye criminal. Vachafira mujeri. Wickedness in Zimbabwe.
@user-gs3ex7fd6n
@user-gs3ex7fd6n 3 күн бұрын
Ndakagara zvangu zvamagaya ndisingamudi vanhu dzidzai kungozvinamatira vakaromba ma pastor aya I bizzness iri
@TheresaMususa
@TheresaMususa 9 күн бұрын
Pane nhamo yakambo attended naPWM here musarwadziwa mhani
@Joyful-d1b
@Joyful-d1b 10 күн бұрын
Haaaa even ini ndinokutsigirayiwo Deejay Holy gwenzi rePhytomed rinoshanda chose
@ClodiaLenicia
@ClodiaLenicia 9 күн бұрын
Chiwenga akagara azvitaura kuti in'anga iyi zvonzi chiwenga ft anoshora vamwe
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll 7 күн бұрын
Chiwenga in,anga futi samesame namagaya wacho
@SusanMabuto-i8n
@SusanMabuto-i8n 7 күн бұрын
Ktochekeresa kwaakaita kt zvake zvifaye i hate him haac munhu wamwari uyo nxaa
@user-xz5re1no8o
@user-xz5re1no8o 10 күн бұрын
I agree with you bro
@user-xx6eq5ug1t
@user-xx6eq5ug1t 10 күн бұрын
Shuwa munhu anokudza mafaro kudarika kuchema munhu anga achikushadirs here
@stanleymawunganidze4381
@stanleymawunganidze4381 10 күн бұрын
Another sacrifice to the gods
@ColletaMatongo
@ColletaMatongo 8 күн бұрын
Magaya haasi mutendi zvinhu zvaayita zvakawandisa asingasungwe
@tambudzainyenwa4714
@tambudzainyenwa4714 10 күн бұрын
False Prophets you shall know them by their fruits
@EniyaDeke-w4l
@EniyaDeke-w4l 10 күн бұрын
Tichazokuona wakwamagaya wakanganwa kuti paya wanga wafa
@NyashaGondo-qg1zj
@NyashaGondo-qg1zj 7 күн бұрын
Iwe kwana unongotaura zvausingazivi uri mbudzi chaiyo.Uri dhongi remunhu
@KhokiweSithole
@KhokiweSithole 7 күн бұрын
Musangovenga munhu weduwee mhondi dzakauraya dziripo motaura zvavaMagaya
@agnesmariba3942
@agnesmariba3942 10 күн бұрын
Ndomishonga yacho ke
@bujubee9757
@bujubee9757 10 күн бұрын
I think you need to keep your hat/cap on my brother. I know you look good and all that, but that head brother, keep your hat on, keep your head up. All l9ve brother. 😂😂
@sethtegunde9829
@sethtegunde9829 10 күн бұрын
Phytomed manyama rino shanda especially pa zvirwere zvepa bonde nema bp diabetes nezve prostate haa rino shanda
@jimogomushunje2313
@jimogomushunje2313 8 күн бұрын
munhu ane nzara anotaurisa tsvaga zvimwe zvingakupa sadza muchagwadziwa kusvika kare
@DaleMuza
@DaleMuza 10 күн бұрын
Yowee😢
@julietmwagarawani4484
@julietmwagarawani4484 7 күн бұрын
He is a fake prophet
@EniyaDeke-w4l
@EniyaDeke-w4l 10 күн бұрын
Ummmm zvemakuhwa makazviona here
@user-fw2dm3mf7e
@user-fw2dm3mf7e 10 күн бұрын
Iwe tsvaga mari zvakanaka. Wanyepa apo
@emelykapita4181
@emelykapita4181 10 күн бұрын
I'm in America 🇺🇸 how can I get that Gwenzi
@point5creativestudios
@point5creativestudios 10 күн бұрын
call any of the numbers on the poster
@BesterHazvina
@BesterHazvina 10 күн бұрын
We are tired about that Gwenzi
@TendaiTendai-zz2we
@TendaiTendai-zz2we 10 күн бұрын
Ko iwe kana uchibatwa hunhapwa unoendeyi ikoko
@user-yq1ic8xh8p
@user-yq1ic8xh8p 10 күн бұрын
Tsvaga mari zvakanaka msoro bhangu nxaaaaa
@TheresaMususa
@TheresaMususa 9 күн бұрын
Nhema munadzo too much musataura kwamusina kuswera,touch not the announted
@rachelntini4252
@rachelntini4252 10 күн бұрын
Beduwe Mwari tirwirei tiriku chema
@faraimanyanga9440
@faraimanyanga9440 10 күн бұрын
You are drunk!
@user-xz5re1no8o
@user-xz5re1no8o 10 күн бұрын
Spiritual father vake tb Joshua ...
@AbigailKundoro
@AbigailKundoro 10 күн бұрын
Ngasungwe
@bujubee9757
@bujubee9757 10 күн бұрын
Iye ari weZanu. He will never be arrested
@mthabisibhebhe732
@mthabisibhebhe732 10 күн бұрын
Unonyepa iwe urikutsaga content for sure ask me I will tell you the truth am the one of guard board as well asanyepere vanhu
@edithtawhinei9515
@edithtawhinei9515 10 күн бұрын
Tell us what happened?
@point5creativestudios
@point5creativestudios 10 күн бұрын
Vana VaMagaya Vakadyiswe Musavatevedzere
@bujubee9757
@bujubee9757 10 күн бұрын
Rinonzi Boardguad, kwe Guard board. So you are lying, shut up. Why are you even trying to defend him? Let him defend himself. Shut the f... up.
@naziburgs8706
@naziburgs8706 10 күн бұрын
Board guard not gud bod😂😂😂
@MarcusGarvey2021
@MarcusGarvey2021 10 күн бұрын
what happened?
SpaceX launches Polaris Dawn mission
44:56
Washington Post
Рет қаралды 4,5 М.
EXPOSED: Prophet Makandiwa's Girlfriend Finally Speak Out
18:40
Point 5 Creative Studios
Рет қаралды 9 М.
My daughter is creative when it comes to eating food #funny #comedy #cute #baby#smart girl
00:17
How Strong is Tin Foil? 💪
00:26
Preston
Рет қаралды 60 МЛН
How Zimbabweans Are Making Money 💰 💵
15:15
Ruwa Organic Farm
Рет қаралды 33 М.
Manjuzu / Mermaid Water Spirits | Madii Mambofamba
28:36
SEKURU TASVU EXPOSED & ARRESTED : Ava Vanonzi Sekuru Tasvu Hatina Zera Navo
15:29
#slayqueen rakafizuka
3:09
Comic Pastor
Рет қаралды 65 М.
MUZUKURU ANODYA BOTA NEKUMITISA MBUYA WAKE KARANGANDA TV DARE RACHIEF MUTASA
34:20
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 29 М.
My daughter is creative when it comes to eating food #funny #comedy #cute #baby#smart girl
00:17