No video

What we experienced in Joburg

  Рет қаралды 5,149

Tytie

Tytie

Күн бұрын

Пікірлер: 219
@Mukanya1975
@Mukanya1975 Ай бұрын
There is nothing wrong with Joburg water. Can you compare water from your rural areas where you grow up and Joburg water. Musada kukura misoro be humble
@fatimangelekele
@fatimangelekele Ай бұрын
@@Mukanya1975 😂😂😂😂nhai hako
@nokutendachiremba7343
@nokutendachiremba7343 Ай бұрын
Nhai zvako iwee vanhu vakabatira zvinhu padenga monetsa
@tessiconders3161
@tessiconders3161 Ай бұрын
Gadzirisai Nyathi family page guys. Jus do the right thing, thank you.
@medina3002
@medina3002 Ай бұрын
Ndafunga kuti muri kuda kutiudza kuti what happen with Nyati family
@KudzaiGanha
@KudzaiGanha Ай бұрын
ndati muri imbwa gadzirisai,zvamakaita izvoooo,muri mapere imi,vanhu vasina moyo,,,,
@fatimangelekele
@fatimangelekele Ай бұрын
Vane kanyadzi so or ka guilty kavanako so
@marylynchad
@marylynchad Ай бұрын
Haa tibviriei apa...tangai magona chirungu...Nyati family is crying because of you ...
@LinaHwingwiri
@LinaHwingwiri Ай бұрын
Kiki waigeza mvura yemutsime kumusha uko wakuda kutaura zvisina basa ...skin yenyuyagara iri yekumusha musashamisira...therz nothing wrong with joburg water
@lyndamangadza8533
@lyndamangadza8533 Ай бұрын
Hameno why vanhu vanokura vachitambura vachida kubatira zvinhu pamusoro
@lyndamangadza8533
@lyndamangadza8533 Ай бұрын
Haa shuwa ifirst time yenyu mugarden court hotel😂
@ShalomMudzingwa
@ShalomMudzingwa Ай бұрын
Kuda kuona Kut Vana Nyathi vanoti kudiii skin yei ko iwe Kiki yauziva
@JuniorDhadza
@JuniorDhadza Ай бұрын
Vamwe Vana varikuchema nemi murikufara nemisodzi yevamwe yavari kubudisa imi muchachema wesy mapenzi
@user-cz1qc6jt1f
@user-cz1qc6jt1f Ай бұрын
Haiwavo tibvirei apooo makasiya maitei kunyati family kuporongera vamwe lyfe hamunyari mavakuzvinyanya nxaaa
@MercyChikadza
@MercyChikadza Ай бұрын
Ko mukataura shona munobvei
@esnathkamushinda7309
@esnathkamushinda7309 Ай бұрын
Iyo ascend yacho zvayo vemuno vanobva vaiti shonanglish
@TylonceMtomben
@TylonceMtomben Ай бұрын
Shonglish 😂😂😂😂
@Pardon.544
@Pardon.544 Ай бұрын
😂😂😂
@lynnechimedza1854
@lynnechimedza1854 Ай бұрын
The comment I was looking for…sometimes it’s just good kutaura nerurimi rwamai hapana chakaipa especially kana rurimi rusina kujaira. Unorwadziwa neshaya 😂😂😂😂
@MaGatsheni_sammy
@MaGatsheni_sammy Ай бұрын
They have a bigger audience some of us don’t understand Shona ❤
@user-ef5qp5yp7o
@user-ef5qp5yp7o Ай бұрын
Kune vanenge vasinganzwisise zve media vanoblamer vanhu nekusaziva do you think mapenzi hr vana Tyte kuita zvakadaro
@Sokostina135
@Sokostina135 Ай бұрын
Pamesoo pavo pazere nyadzii even confidence avana.
@spicemangadaire3857
@spicemangadaire3857 Ай бұрын
Yes even ka vibe kavo kayak havana
@piniasmurombo1494
@piniasmurombo1494 Ай бұрын
Ehe true tarira iro remaromo semarangwanda e dhoni
@ennifernyarugwe18
@ennifernyarugwe18 Ай бұрын
They look guilty. Kana intro yavo its covering up something.
@ConstanceChingoma-xn2dy
@ConstanceChingoma-xn2dy Ай бұрын
Zvamaida zvakaita denga munoita rekugogooler imi hamuripindi mune moyo yakasindimara manje muchaita sei
@majestympofu5851
@majestympofu5851 Ай бұрын
What happened nhai
@KaylaMamvura
@KaylaMamvura Ай бұрын
@@majestympofu5851they stole nyathis page 😊
@miriammanyanga5057
@miriammanyanga5057 Ай бұрын
😅 something very bad happened ​@@majestympofu5851
@user-uq2ou1nb5j
@user-uq2ou1nb5j Ай бұрын
Nyadzi dzinokunda rufu shame
@user-nm9je9fu8s
@user-nm9je9fu8s Ай бұрын
Lingazo simbuluzela amanzi e Joburg siphila ngawo thina,lingabosenza abelungu livele limnyama doti zabantu. Aligezi lina sies
@MunorweiMhlanga
@MunorweiMhlanga Ай бұрын
Mari ndisatan neee zve mune moyo wakaoma
@williammeyer9854
@williammeyer9854 Ай бұрын
Moyo wakaomesa nxaaa
@MercyKhumalo
@MercyKhumalo Ай бұрын
Joburg water this and that koimi murivarungu here kuti munozoti matsva zvagara makatsva kare wani hamuna kukurira kumamisha here imi zvamakutorera chirungu mudenga mudenga zvèkutodaro 😮😮gadzirai page rananyati musiye nhoroondo idzo imi zvivaroyi zvidiki zvi Satan zvechidiki taurai kuti ku joburg zvatakafambira zvakaita kuno destroyer nyati kwete ngano dzemvura ye joburg imi tuvana twasatan😢😢
@RufaroMapungwana-ck6hz
@RufaroMapungwana-ck6hz Ай бұрын
It’s sad we always forget where we came from 😔
@lyndamangadza8533
@lyndamangadza8533 Ай бұрын
Kana ndimio mazotsva nemvura ko isu taa nema20years in Gauteng our skin is better than yours makazouya muCapetown mamanje makutofunga matyisa..Tibvireyi ko Varungu vari sorted nemvura..Mune elephant skin makutaura zvekwamusina kuswera apa.
@ShylineChivhima
@ShylineChivhima Ай бұрын
Varikutoshaya zvekutiudza ende zvirikuratidza kt chokwadi vakakanganisa Nyati family vabva vasisawirirani makamboona post here vachitaura zveNyati family apa vakutaura zvemvura vasingatauri kt takazodai tikazodai neNyati family
@MercyKhumalo
@MercyKhumalo Ай бұрын
​@@ShylineChivhimakana kutomboita live kuti tinzwe side ravo vaneutsinye ava
@beautydziro4690
@beautydziro4690 Ай бұрын
Musade kunyepera kudzungaira makasiya maitei vana
@user-re1cn7vk8l
@user-re1cn7vk8l Ай бұрын
Kiki dzikama hauna kana kudzidza mvura yekumusha kwawaka kurira takakuona muri venhamo.imi.
@remember-zv2fk
@remember-zv2fk Ай бұрын
​ska zvebasarei
@LeslyLanga
@LeslyLanga Ай бұрын
​@@TrecyTee-l4tehe bt zvaizvozvi vavawoka nemarika nhai usadaro dear zvinhu zvachinja
@agnesdzebonde841
@agnesdzebonde841 Ай бұрын
Kuchinja kudikowo vachitira vamwe utsinye now zvasiya zvaporonga zvakuti ziii zvimapenzi
@user-sw1jo9rr2t
@user-sw1jo9rr2t Ай бұрын
Vana Benzi imi musada kukura musoro nhema gadzirisai nyathi family apo kwete zvamuri kuda kuita izvo
@preciousmoyo4146
@preciousmoyo4146 Ай бұрын
Flysafair doesn’t offer free food bcoz its a budget flight, thats why it’s cheaper than all the other flights. As of water maybe something was wrong with the water at that particular place you stayed, nothing wrong with joburg water at all, the reason why u where the only pple looking ashy could be that u have skin conditions or the soap you used.
@AbyMoyo
@AbyMoyo Ай бұрын
Sewe kiki pamba penyu ndopaziva panototamburwa zvako dzikama chirungu chepamusoro wakachisiya chikoro nechihure usati handikuzivi
@mercyzvitsatsuzvitsatsu
@mercyzvitsatsuzvitsatsu Ай бұрын
Guys stop pretending like you are happy you are not go through your comments that you can see kut vanhu varwadziwa nexvamakaita
@user-ni3dk4yo9f
@user-ni3dk4yo9f Ай бұрын
Pamakaenda ku zanzibar hamuna kutaura nezvazvo
@MaGatsheni_sammy
@MaGatsheni_sammy Ай бұрын
Tytie did nothing wrong. Nyathi agreed to meetup with them and Nyathi was aware Tytie will be recording. Tytie travelled all the way to Jozi and funded everything then Nyathi just want to pop up his camera and post pa page pakhe 😮. In as much as they all had rights to the content Tytie had more rights than Nyathi. And lf Nyathi saw kuthi pane problem Tytie is posting everything ku page kwakhe he should have cried for help before posting the same things ku page kwakhe resulting in loosing his monetisation. Its so silly kuti you post same things you saw zviri on a different page already and cry ne copyright , communication was supposed to be before posting ku page kwakhe Nyathi not after loosing monetisation. Nyathi must get a job and stop jumping stages even ana Tytie they used to work before fully blooming pa content creation. Another example Rynesuv, Kim and Tanaka, Dee and lolo those guys are still working and doing content creation on the other hand Nyathi wants Content only without work. Its so silly kuti taka bvisa mwana pamukaka bcoz of content creation only without a job very silly. Tytie is working hard. Nyathi they need to pray for spirit of begging ivasiye he is too young to be begging and depending on content only. Its not like Nyathi is mentally ill or physically disabled he needs to work for his family. And the Nyathis must show us the message they got about loosing their monetisation so we see lf they were reported or not bcoz facebook again lm sure it can detect same content on its own before using zvema reports. The only thing Nyathis can do now is to try and fix their monetisation and get jobs then do tuma small piece jobs. They will only rely on content kana vakura muma streets. Keep moving Tytie and Kiki🎉 Nyathis all the best in finding jobs and doing content 🎉
@user-jx6rg8mz2z
@user-jx6rg8mz2z Ай бұрын
Hamunzwirevo vamwe tsitsi
@MaGatsheni_sammy
@MaGatsheni_sammy Ай бұрын
@@user-jx6rg8mz2z l do feel bad for Nyathis but we need to be honest with those guys. I hope they get jobs and fb monetisation back ❤️
@judithtakawira9933
@judithtakawira9933 Ай бұрын
Havasiwo vakavharisa ndi zuka
@Smusumhi
@Smusumhi Ай бұрын
Ashumba na Amai Asi chokwadi hre ? Kuti imi makatobva kwamunogara kunoparadza upenyu ĥwevamwe chokwadi hre ? Makadiko kuti batana kwete kupindana nepasi huroyi chaihwo hwamakaita ndosa mimba dzichibva utsinye murikuhunyanya or kana kuti vaNyati makataurirana zvenyu kuti vakusvibisei mazita enyu muripamwechete hameno tiudzeiwoo veduu Nyati sey arikuchema ????
@user-ni3dk4yo9f
@user-ni3dk4yo9f Ай бұрын
Haaa munenyadzi mufunge kungoita content henyu but hazvisikubuda after mabva kwana nyathi makanyarara makuda kutaura zve journey yenyu muchadonha henyu
@Smusumhi
@Smusumhi Ай бұрын
Chimbozvifungai kuti sei mimba dzichibva kahutsiye kamunako kuvanwe varikusimuka pabasa gadzirirai Nyati page rake sey muchidaro kuita darkness haridi chiedza hazvina kunaka kugun,urwa nemumwe achichema masodzi pamusoro pemazita enyu ndokuzivai muri vanhu vanoita zvakanaka ko ? Izvii zvakabvep
@lyndamangadza8533
@lyndamangadza8533 Ай бұрын
Ko munomboshanisira here kuitaSocialite is nothing to us in Gauteng
@MobsMob
@MobsMob Ай бұрын
IAids yamunayo maimwa mapiritsi nenguva here ikoko
@user-ef5qp5yp7o
@user-ef5qp5yp7o Ай бұрын
Hawana chawakamboitira vana Nyathi awa
@LinaHwingwiri
@LinaHwingwiri Ай бұрын
@@user-ef5qp5yp7o are u for real...so u are the only one asiri kuziva zviri kuitika
@user-vz2br3hz8i
@user-vz2br3hz8i Ай бұрын
Havana chavakaita bt haana moyo wekusimudza vamwe akaimbirwa song natandaza akaita yake haachatokwanise kuiposter mufunge
@user-wk2sz8kj7j
@user-wk2sz8kj7j Ай бұрын
Kumusha kwana Kiki hakuna chiriko wozototaura zve Joburg water kudii utende Tytie .
@tendaimadamombe7255
@tendaimadamombe7255 Ай бұрын
Muchavhi nyimisa makomborero. Mwari vachakutorerai zvavakakupai amuna nyadzii vatumwa vasatani
@PanasheGaramuzive
@PanasheGaramuzive Ай бұрын
Aah Aah Aah Aah Aah Aah Aah Aah Aah Aah Aah Aah Aah Aah Aah Aah Aah Aah Aah Aah Aah Aah Aah 🎉🎉Aah Aah Aah Aah Aah Aah Aah 🎉Aah Aah Aah Aah Aah Aah Aah Aah Aah Aah Aah Aah Aah Aah Aah Aah Aah Aah Aah Aah Aah Aah Aah Aah Aah Aah Aah Aah Aah Aah Aah seriousness 🎉🎉
@Smusumhi
@Smusumhi Ай бұрын
Pasi nehutsinye siyai vamwe vaitewo marii hamusirimi moga munoda mari uyezve hutsinye pasi nahwoo hamungabudirire nazvo
@PriscillaFriday-yk4yp
@PriscillaFriday-yk4yp Ай бұрын
Love you guys 😂😂😂😂😂vanotuka ngavatuke zvavo hatinei nawo vachapora
@remember-zv2fk
@remember-zv2fk Ай бұрын
Taura hko vanorwadziwa nevana 😂😂
@miriammanyanga5057
@miriammanyanga5057 Ай бұрын
​@@remember-zv2fkhakusi kurwadziwa but we don't celebrate kana vachiita hutsinye
@mercydhamu
@mercydhamu Ай бұрын
Basa rekutaura zvisina basa mazimbwa nevanhu mazidofo
@user-us2kx3nl8c
@user-us2kx3nl8c Ай бұрын
Nyathi ari kuchema nemi kna muri guys inzwavo moyo vetsitsi plz tinokudai chaizvo
@eltaschiwa4100
@eltaschiwa4100 Ай бұрын
Zvagara uchifamba u have to carry your own toiletry about water everywhere u go some places doesn't have good water and boom Tyt dherera kiki aaah its make sure smiling for for for
@desmond-011
@desmond-011 Ай бұрын
Pamwe pacho hapade kutaita kunge usikuzia zvikuitika just help imwe team yenyu mune moyo wakaoma rasta imimi
@user-ef5qp5yp7o
@user-ef5qp5yp7o Ай бұрын
I like you guys go go go some people they are bitter so vanoda kupedzera shungu dzawo kwamuri kkkkkkkkkk
@LeslyLanga
@LeslyLanga Ай бұрын
Thnks ne comment yako ,l love this vanhu❤❤❤
@ShylineChivhima
@ShylineChivhima Ай бұрын
Even us we love them so much but kana vakuitira vamwe hutsinye zvakurevei apa varikuramba vari zii sekuti havapa pasocial media havasikuona or kuziva zvikuitika
@MiriamMunyai
@MiriamMunyai 24 күн бұрын
Why pamakaenda kumusha kumasvingo maingofamba musango muzuva futi musina masun hats wani asi hamuna kuuya muchitiudza kuti my skin reacts ndakaita kuita street kids makuzvinyanya saka masungiswa musaita sauna Themba comes to town late 😂😂😂
@sharonzhandire516
@sharonzhandire516 Ай бұрын
Taurai nyaya yenyu tiwane kurerukirwa nhaimi nhaimi aaaah nxaaaa
@agnesnyaho
@agnesnyaho Ай бұрын
Muri mharedzi imi ibvai apa
@jollykhuyumani9584
@jollykhuyumani9584 Ай бұрын
Ndege yelocal haipe chifafu unototenga
@sanelefukutwayo1243
@sanelefukutwayo1243 Ай бұрын
I used to like you guys. But after what you did to the Nyatis ndakanzwa kukuvengai mufunge. You don't go around hurting people and think kuti zvangopera zvakadaro Karma is a bitch, it won't come back to you tomorrow or nextweek but eventually zvichakudzokerai pain yacho yapetwa ka10. Tibvigwei apa mvura yedu haina zvainazvo moyo yenyu yakashata ndiyo yakakupangurai skin.
@user-lz3kw1ez7h
@user-lz3kw1ez7h Ай бұрын
Munoziva kugeza here imi zvamakainda zanzbar Manga majaira zveko here kana musati matsanangura zvine makumbo kuti zvakafamba sei kwanyati hapana zvamuri kuita but khama comes
@BertinaVanessaMugoniwa
@BertinaVanessaMugoniwa Ай бұрын
Kiki takamirira day rauchataridzwa MA true colour's na Tytie izvzv wakangogara Hauna chako mota iri muzita MA tytie apaa ndiwe une mwana unofanwa kugadzira future iyo ngomwa siyana nayo
@QueenElizabeth-t5o
@QueenElizabeth-t5o Ай бұрын
Pfutsekei mhani imi munondisemesa mbwa dzevanhu iwe tyti ndokupikira 1day is 1day uchazviona
@user-od9bv8hi1z
@user-od9bv8hi1z Ай бұрын
U are still talking about kunyimwa food mundege😢 haaaa imi ka dzikamai zvamunoita kunge mabva kumba kucna chikafu kurai imi
@wedzaprincess2216
@wedzaprincess2216 Ай бұрын
Whats wrong with jobheki water asi? We live in jobheki, we drink and vath with the same water wani asi tiri vapenyu and glowing
@SuccessMakusha
@SuccessMakusha Ай бұрын
Munoti mvura yaizokubvumai sei imi maenda kunodiridza mufaro wenyu nemisodzi yevamwe.
@MercyVulula-ix2mg
@MercyVulula-ix2mg Ай бұрын
Hamunakidze mune hutsinye kiki chimbotiratidzavo mwana wako
@Edmoresshokos
@Edmoresshokos Ай бұрын
Gadzirisa kwawakabva kwanyati family zvavakakugamuchira nemufaro Wani warikuchema uko😢 tokuziva joza uko vanhuvese vakavhanako vachiuya kunocape
@LeslyLanga
@LeslyLanga Ай бұрын
Vanhu vangu , love you zvakadaro ngavahukure zvavo hapana asingatadzi uye hapana chisingaperi ❤❤❤
@josephmanyewe1679
@josephmanyewe1679 Ай бұрын
Munorwadzaa fam ,,ndaisafungira kuti ndozvamuri but anyway takuziva the other side renyu fty
@ShalomMudzingwa
@ShalomMudzingwa Ай бұрын
Saka muri kuzama kut vanhu var Joburg vakaita kunge coal magara hamugeze
@MohauRamosibudi
@MohauRamosibudi Ай бұрын
matuzvi evanhu mhata dzenyu dzakazara shena munga dada ne mvura yeku cape town kusiri kwenyu kumusha maigeza nemvura yemu rwizi tibvirei uko
@piniasmurombo1494
@piniasmurombo1494 Ай бұрын
Murume arikutonyara nezvaakaita ..mufana iwe maromo ako semarangwanda edhongi
@user-vz2br3hz8i
@user-vz2br3hz8i Ай бұрын
Pakutorera tandaza song yake kuita yako ,,,,you are wrong haachatokwanise kuiposter since iwe wakasimuka wakadi kimusiya akaitawo Mari mwana hauna moyo wekusimudza vamwe
@CarenMedah
@CarenMedah Ай бұрын
But mune hutsinye zvenyu... Kudenga kuna Mwari uku. Zvichakuwanai zvenyu
@agnesdzebonde841
@agnesdzebonde841 Ай бұрын
Hamufunge vanhu imi mungaitire vana nyathi utsinye vana varikutotangawo kuda kusimukira why muchidaro imimi mune moyo yakaoma moyo wemuroyi chaiwo tumapenzi miromo inenge mapapu munobhowa
@IrineMasese-pp3ro
@IrineMasese-pp3ro Ай бұрын
Mupata family mashaya zvekutaura apa Joburg water is not oily or salty like what you are saying,makadii kugeza ne mineral water kana yemu hotel yanga isingakuitirei siye kudzosa monetization ye page raNyathi family ramakafambira kuzoporonga nxaa
@ErinaNyandoro
@ErinaNyandoro Ай бұрын
Vanhu wemuporno hamuvagone nthng is special about you mune mweya vakaipa ku pretender as if muri ryt pamuchaona kuti life haisi yenyu ndopamuchachangamuka
@user-cz1qc6jt1f
@user-cz1qc6jt1f Ай бұрын
Kumusha kunenhamo munogeza kuzvibhorani nekuma tsime kumusha uko zvimbavhaa😮
@user-dz3bk3zv6k
@user-dz3bk3zv6k Ай бұрын
Satanyoko yenyu nxa hamutonyari kana makaenda kuno tsikirira vamwe kuti imi murambe zvenyu zvichaita asi yenyu size irikuuya soon ma kutoona sekuti social media yava yenyu moga
@user-le1mw4fg8o
@user-le1mw4fg8o Ай бұрын
Kutoda kuzvida apa hapna chirungu chinozivikanwa
@moreblessinggangira1479
@moreblessinggangira1479 Ай бұрын
Uneutse you use people to get money that song also you didnot pay the person who did somthing Good for you
@nonhlanhlankomazana9075
@nonhlanhlankomazana9075 Ай бұрын
Varikunyara nyara , imbwa dzevanhu.
@ruthkanjanga
@ruthkanjanga Ай бұрын
Ende hamuna kana nyadzi shuwa. Musada kubatira chirungu mudenga apa why can't you just be humble ma kubhowa
@babratakundwa6369
@babratakundwa6369 Ай бұрын
chiiko chakaitika kuNyati family iweee kiky ivamukadxi akarongeka unifamba usina sipo netoothpaste why
@SimbarasheHanyani-em6sc
@SimbarasheHanyani-em6sc Ай бұрын
Murimasatanist vana vaChinomona katsi dzevanhu utsinye siyana nahwo
@Patience_Chowa
@Patience_Chowa Ай бұрын
Only if you people knew that many comments push the video hence many views hence money 😂😂😂😂😂😂😂 maingodarika haa hapana zvamuri kuita henyu nekutuka uku
@cbridges482
@cbridges482 Ай бұрын
Why Ruchiva to that extent NYARAI CHOKWADI TO RUIN young couple like that. One day cross zvicakuwanawo Tytie na Kiki makuzviita Mbinga 🤦‍♀️Muchadona wo chete😢
@MelisaMhondera
@MelisaMhondera Ай бұрын
Imbwa dzavanhu madii kutiudza zvamaive mafambira kut zvakaita here kujbg kwacho musatiudze zvisin bsa
@SelmatinotendaMusarurwa
@SelmatinotendaMusarurwa Ай бұрын
Ska ukuti vanhu vekuCapetown respect you cz of the BMW
@AnnahNhamo
@AnnahNhamo Ай бұрын
Guys please teach me how to get more followers
@anniefungatira3732
@anniefungatira3732 Ай бұрын
Just a suggestion may you please give each other a chance to talk its a bit irritating to listen to both of you at the same time
@agnesnyaho
@agnesnyaho Ай бұрын
Muri matuzvi evanhu hamuna moyo shem mwari hava ropafadzi zvakadai
@YvonneFraser-fb7pc
@YvonneFraser-fb7pc Ай бұрын
Shame for u guys maita vana vadiki pahutsinye gadzirisai hunhu hwenyu kut vanhu vakufarirei muri mbabva dzevanhu mangwana ndimi mumachemawo soon
@LungeloMmberengwa
@LungeloMmberengwa Ай бұрын
Azvic kna kunakidza xem zviso zvenyu zvakazara nyadzi ,imbwa dzevanhu l hate you,mukawana mari muende kuchikoro mudzidziswe pa past tense and present tense iwew Kiki pfambi inazvo akanyare varoyi vevanhu
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa Ай бұрын
Imbwa idzi guys dont like there vedios....wats so special abt kukwira ndege mxxxm. Ur so evil wat goes around cms around.
@user-hp7id8vr1d
@user-hp7id8vr1d Ай бұрын
Haaaa kiki nyarara palevel rekugeza nekupfeka hausati wasvika uchiri kuda manotes uri mumbishi chaiye
@beaularsarafu-gj5im
@beaularsarafu-gj5im Ай бұрын
Mune hutsinye kiki natyite makaenda Kuna Nyati mune mission yenyu ko ndimi mega Maida kuita Mari me content here .
@magaretmapupa
@magaretmapupa Ай бұрын
Black like coal ne2 days idzodzi. Kwana Kiki gegegegege
@PoliteMushakavanhu
@PoliteMushakavanhu Ай бұрын
Siyai kachirungu kenhema ako
@JestinahPomo
@JestinahPomo Ай бұрын
Ko mukataura neshona chirungu Kan chikunetsa
@Checheche2858
@Checheche2858 Ай бұрын
You guys are a disgrace, you're heartless.... why you never defended yourselves on the Nyati family's issue Bye, you just lost my subscription
@MichaelmagochaScofield-o3j
@MichaelmagochaScofield-o3j Ай бұрын
utori wekumama iwewe
@VimbaiChisora
@VimbaiChisora Ай бұрын
Ahhh imika ko vanogarako vanongoigeza wani musada kuonererwa imari ere gadzirisai page yevamwe uko moti ndivo vasingadi hupenyu hwakanaka
@justinkupeta8906
@justinkupeta8906 Ай бұрын
The nyathi is crying instead of u coming to the people and clear whatever misunderstanding happening ryt now hamuna moyo imi even if u are ryt or wrong but clarify
@Truth-ivy
@Truth-ivy Ай бұрын
I noticed ma subscribers atowanda nenyaya iyi and people think it will move them 😂😂😂
@nyaradzokamutero4334
@nyaradzokamutero4334 Ай бұрын
Hamuna mwoyo wamwari muri kufara asi Nyathi ane inocent baby arikuchema nezvamakaita siyai hutsinye kana muchida kt hupenyu wenyu huende mberi hutsinye hamunyare here
@agnesnyaho
@agnesnyaho Ай бұрын
Ndosaka vari ngomwa tsaaaa mbwa dzevanhu
@EuphrasiaSvuure
@EuphrasiaSvuure Ай бұрын
Haaa marimba mhani imi ndizvozvamakafambira ku jorburg izvozvo😊
@OliviaMakoni-vd3ib
@OliviaMakoni-vd3ib Ай бұрын
Mwari akashandisa vanhu kukusumudzai, musadadire vanhu, learn to be humble, no one knows tomorrow
@tendaimadamombe7255
@tendaimadamombe7255 Ай бұрын
Vanasatani vevanhu
@user-eo6dm2lo2k
@user-eo6dm2lo2k Ай бұрын
😂😂😂😂😂
@MaGatsheni_sammy
@MaGatsheni_sammy Ай бұрын
People insulting them do you realise commenting actually gives them more money ?😂. Go Tytie and Kiki 🎉❤❤❤😍
@tinasheguwu9313
@tinasheguwu9313 Ай бұрын
Mastreets achema chema newe tytie nakiki gadzirisai zvikunetsa
@user-wd8vr5ds2w
@user-wd8vr5ds2w Ай бұрын
Ibwa dzevanhu
@user-zs3px7nw8z
@user-zs3px7nw8z Ай бұрын
Malikes adzikira muchamama henyu mati madiiiii blockai kwese nekuyoutube
@PoliteMushakavanhu
@PoliteMushakavanhu Ай бұрын
Nhasi kiki arikungo hwaira hwaira 😂😂😂😂😂 kunyara
@user-lp4si4wb4c
@user-lp4si4wb4c Ай бұрын
Muri kupetwa manje manje mirai muone zvenyu muchazvidemba
@YvonneFraser-fb7pc
@YvonneFraser-fb7pc Ай бұрын
Iwe kiki dai watonotorawo mwana kumusha wagara naye apa mwana arikushupika kumusha iwe uchijabikajabika nemafaro
Did you make him lick your feet ?  - Lady Squanda - On The Spot
57:59
Gogo finds love at 60: Dickson Speaks out to us finally
33:17
JCTV Africa
Рет қаралды 92 М.
Fortunately, Ultraman protects me  #shorts #ultraman #ultramantiga #liveaction
00:10
PEDRO PEDRO INSIDEOUT
00:10
MOOMOO STUDIO [무무 스튜디오]
Рет қаралды 7 МЛН
Gli occhiali da sole non mi hanno coperto! 😎
00:13
Senza Limiti
Рет қаралды 18 МЛН
Ik Heb Aardbeien Gemaakt Van Kip🍓🐔😋
00:41
Cool Tool SHORTS Netherlands
Рет қаралды 9 МЛН
WARREN AND WHITNEY HOUSE TOUR
20:27
Warren and Whitney lifestyle
Рет қаралды 61 М.
10years together.celebrate with us
29:41
Atuheire Dorcus
Рет қаралды 502
She Is In The CANADA, This Is What She Has Done In Her RURAL HOME
25:13
Fortunately, Ultraman protects me  #shorts #ultraman #ultramantiga #liveaction
00:10