When you trust man of God with your life 😭😭

  Рет қаралды 154,698

Mama Vee

Mama Vee

Күн бұрын

Пікірлер: 209
@Lydia-hi7mk
@Lydia-hi7mk Жыл бұрын
Musafenda. Mai vhai ah ndozvamaida😂😂😂😂😂
@juliangozo7281
@juliangozo7281 2 жыл бұрын
We will keep on supporting you mwanangu. Keep it up.
@samanthachikwavayire9323
@samanthachikwavayire9323 2 жыл бұрын
Kkkkkkkkk zvakuwanai
@memorymadyegasva1725
@memorymadyegasva1725 2 жыл бұрын
Mai Vees laugh kills me....plz gve us part 2
@shyletchigwagwa140
@shyletchigwagwa140 2 жыл бұрын
😂😂😂😂 what goes around comes around mama vee paya mwana aiedza kutsanangura kt father vandibata mukamira nafather nhasi zvakwenyu mofenda 😂😂😂
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 2 жыл бұрын
Kkk,pakaipa
@YeukaiChimombe-g9t
@YeukaiChimombe-g9t 9 ай бұрын
kkkkk
@aries-zx6dh
@aries-zx6dh 2 жыл бұрын
we love you mhosva ende sure zvirimo mumakereke umu
@givengibs5046
@givengibs5046 2 жыл бұрын
Man of God woooooo hanzi torai Mari ye charity mama Vee
@Shawtie
@Shawtie 2 жыл бұрын
😂😂😂 it’s the “muviri wako ndewe bonde “for me
@elizabethmuzambi7316
@elizabethmuzambi7316 2 жыл бұрын
Kkkkk makufa nekuti awenyukaaa vanhu tererai kana muchiudzwa🤣🤣🤣
@alemeyehudameke102
@alemeyehudameke102 2 жыл бұрын
Mama vee you never disappoint 😘
@rumbiechatora1043
@rumbiechatora1043 2 жыл бұрын
Kkkkkk mama vee hanzi kunamata unoda asi muiri wako ndewebinde mwanangu kkkkkk you made my day mama rue from Gaborone
@selinalembani2518
@selinalembani2518 2 жыл бұрын
Anna ka vavavuum anokawanza, anedzungu rakanyanya kunga nyuchi yadirwa weti. Mutsiurei apote achiita zvinhu zvake mbijana mbijana
@wendychikukwa1654
@wendychikukwa1654 2 жыл бұрын
True there..zvinoda kakudzikamira
@memorymoyo8287
@memorymoyo8287 2 жыл бұрын
Aiwa Mai Vhai u are the best,Anna munin'ina ramba wakadzvanya m proud of u
@nyaraiesthermadyaruto2159
@nyaraiesthermadyaruto2159 2 жыл бұрын
🤣🤣 nyc 1 mhosva kana zvichiita titirei maskits everday
@tanakagurajena1258
@tanakagurajena1258 2 жыл бұрын
🤣🤣🤣 Mama Vee zvino muchamira navo sei Papa kkkk, zvavakabata wenyu.Dont trust anyone wooo,we are human. KaLaugh kenyu mama vee ndokadisa
@talentmandaza2222
@talentmandaza2222 2 жыл бұрын
Sound yepachi Najimbi nice one
@jeyzmurambiwa2404
@jeyzmurambiwa2404 2 жыл бұрын
This teaches us a lot
@irenemandizvidza2656
@irenemandizvidza2656 2 жыл бұрын
Kachikwee ka Mai Vai ako kanondiita great shem kkkkkkk musoro wotenderedzwa manje kkkkk
@gettyjeki1285
@gettyjeki1285 2 жыл бұрын
Very touching story mfundis wapedza vana vesangano nekushaya anomiririra vana😢😢😢
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 2 жыл бұрын
Vanhu havafundi parents putting their children at risk
@petronelamusiyiwa2960
@petronelamusiyiwa2960 2 жыл бұрын
Kkkkkk madzifambira nyaya dzacho vanonzi Mama Vee ivavo
@rumbiegoodies9720
@rumbiegoodies9720 2 жыл бұрын
Keep doing good job guys 🔥🔥🔥
@m.highlyfavoured4299
@m.highlyfavoured4299 2 жыл бұрын
kkkk zviri kwevamwe hazvifentesi hazvirwadze zvauya kwako zvorwadza mofenta. sorry mama Vee.
@ttfam8742
@ttfam8742 2 жыл бұрын
Papa vakukobora anamai nevana vavo zvese aaaaa anointing iri tiii mukereke
@aishajunaid9650
@aishajunaid9650 2 жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Mama Vee
@maitawana2087
@maitawana2087 2 жыл бұрын
Kkkkkkkkk chiiii nhai mwana kkkkkk murume ane makuhwa🤣
@BrendaMhuka
@BrendaMhuka 9 ай бұрын
Aaaaa munogona zvenyu keep it up
@celbertzvauya4277
@celbertzvauya4277 2 жыл бұрын
This teaches us thank you guys
@beautymukonowriwi-chase2644
@beautymukonowriwi-chase2644 2 жыл бұрын
🤣🤣🤣🙌🙌mamave apa matisiya pacoma
@lorainemugebe1046
@lorainemugebe1046 2 жыл бұрын
Man of God 🙌
@politenyambara6237
@politenyambara6237 2 жыл бұрын
Zvriko zveshuwa mama vee makanyanya🤣🤣🤣🤣🤣
@FutureGwenya
@FutureGwenya Жыл бұрын
We done mama vee. ❤❤❤
@johnmagidi9157
@johnmagidi9157 2 жыл бұрын
Ndimira nemi chero pai 🤣🤣🤣🤣🤣
@tanyaradzwamanyere9426
@tanyaradzwamanyere9426 2 жыл бұрын
Yoooo mama vee my best comedian keep the fire 🔥🔥🔥🔥🔥 burning mabvirrr aya
@shadrecksinyoro1840
@shadrecksinyoro1840 2 жыл бұрын
Kkkk kuudza mama Veee🤣🤣🤣🤣
@shadrecksinyoro1840
@shadrecksinyoro1840 2 жыл бұрын
Mama Vee can shaudhi
@Amanda-k1n3y
@Amanda-k1n3y Жыл бұрын
I love the way Mama Vee laughs
@neonyathi5634
@neonyathi5634 6 ай бұрын
😂😂🤣🤣🤣😂🤣 muviri wake ndewechiii
@AllenTaruza-hx3sb
@AllenTaruza-hx3sb Жыл бұрын
Munogona henyu. Keep it up!
@BrendaMhuka
@BrendaMhuka 9 ай бұрын
Mhamha mai vhai munondinakidza zvangu stress ino mbopera kkkkkk
@sophiamuhomba5000
@sophiamuhomba5000 2 жыл бұрын
Mwana uyooo watchful kkkkkk ASI chii nhai Mai Violence
@damselle9508
@damselle9508 2 жыл бұрын
This guy is talented amana
@febbiepasipamire6234
@febbiepasipamire6234 2 жыл бұрын
100k hazvibviri munonakidza pfuurirai kuenda mberi mberi chaiko love you .
@christabelnzara7004
@christabelnzara7004 2 жыл бұрын
Kkkk hanzi mamiriziko ako ndeebonde
@sheillarnyamupfukudza3375
@sheillarnyamupfukudza3375 2 жыл бұрын
Mama vee to the fullest 👌
@blessingmutopo
@blessingmutopo Жыл бұрын
😂😂😂😂😂varikuzviitwa ma youth zvese nevakadzi vevanhu mum a church umo Nana🙌🏼 papa ivavo 🤣 vachingonyarara
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 Жыл бұрын
Vanenge vamboendereiko?
@GraceMugomo-e5s
@GraceMugomo-e5s 29 күн бұрын
Zvaiwana ngwarati Zvinonaka kari iko kambudzi kutunga kwmbwa Kana kambwa kava kuhukura zvonz kadzingei kanoda Kurima mbudzi😂
@rufaromorosi8249
@rufaromorosi8249 2 жыл бұрын
Iko kudonha kwa namai vee kķkkkk
@carolinemarimo5950
@carolinemarimo5950 2 жыл бұрын
Hezvoo mai varikuvharidzira Papa🙈🙈🙈🤣🤣🤣🤣
@gracechikanda4159
@gracechikanda4159 2 жыл бұрын
ndebvu dza mufundisi kunge Hulk Hogan😄
@danielmurenzi5851
@danielmurenzi5851 7 күн бұрын
Keti ,kkkk ndeipi yako
@KarstenMatau-b2o
@KarstenMatau-b2o Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 mama vee ma1
@monicadangirwa2376
@monicadangirwa2376 2 жыл бұрын
Pidigudhiiiiii the anointed 1 vomitisa vana zvarwadza zveee ychokwadi nekt mwana vako zvkaoma
@sophiamuhomba5000
@sophiamuhomba5000 2 жыл бұрын
Mai Vee mava kumberi mberi keep up the standard
@itr891
@itr891 2 жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣ko kuzobvunza washen
@nicolejere9810
@nicolejere9810 2 жыл бұрын
Ndinomira nemi chero pa social media....hamuna washen?am your servant baba......
@FortunateMazvuru
@FortunateMazvuru Жыл бұрын
Mai vee mungazoita murume anedzakakwana chaidzo hr
@vimbaivimbai8262
@vimbaivimbai8262 2 жыл бұрын
Mazobvuma ka mai Vhai nekuti mwana wenyu ave nemimba
@TakudzwaTaguta-rs4xo
@TakudzwaTaguta-rs4xo Жыл бұрын
😂😂😂😂 Mama vee muri fun
@nitafraphael2362
@nitafraphael2362 2 жыл бұрын
Very true people💯👍
@beautymuyaka4197
@beautymuyaka4197 2 жыл бұрын
mofendei fut handity makati munomira navo prophet kkkk
@wendikileh
@wendikileh 2 жыл бұрын
Mhosva masekero ako naprophet andinakidza😂😂
@VimbaiMukunga
@VimbaiMukunga 6 ай бұрын
Mai vee kwai mune washen hre
@petronellamurasiranwa7520
@petronellamurasiranwa7520 2 жыл бұрын
Kudonha kwemunamati here mama vee
@ZimtachVisuals
@ZimtachVisuals 2 жыл бұрын
Kuchechi ndokwaperera hanzvadzi dzedu ikoko. Apa nharo dzatwuinatwo.
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 2 жыл бұрын
My papa kkkk wana papa awa
@brightonmakore3907
@brightonmakore3907 2 жыл бұрын
Rambai makadaro murikutifadza😂😂😂😂
@rudomubvumbi3909
@rudomubvumbi3909 2 жыл бұрын
Mama Vee so kaa😂😏hnz muviri wko ndewe bonde
@p.ndlovu
@p.ndlovu 2 жыл бұрын
Keep it up ✌️
@KarstenMatau-b2o
@KarstenMatau-b2o Жыл бұрын
❤❤ mama vee
@chenaimambure9381
@chenaimambure9381 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂 where is part 2 of this please....@mama vee please tag me
@faithkapawu1010
@faithkapawu1010 2 жыл бұрын
You are so creative Mama Vee
@pmuringa1
@pmuringa1 2 жыл бұрын
Well done ✅
@makarangarejoice94
@makarangarejoice94 2 жыл бұрын
Mama Vee 😃😃😃😃😃
@Nakathabo
@Nakathabo 2 жыл бұрын
Ichi chaida ka 30min episode chaiyo. Yapera yavekutanga... Well done. You going places Mai Vee 👏👏👏
@preciousmusende7031
@preciousmusende7031 2 жыл бұрын
True
@rachaelmahwerera2687
@rachaelmahwerera2687 2 жыл бұрын
So touching they are abusing our trust in them shame
@helenmwale1987
@helenmwale1987 2 жыл бұрын
🖐️🖐️🖐️🖐️🖐️ndasarenda hangu mai Vee ma1
@ndanatsiwavuranda4208
@ndanatsiwavuranda4208 2 жыл бұрын
Wow , can't wait for part 🤣2
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 2 жыл бұрын
Vee heavy
@ruvimbochisada1529
@ruvimbochisada1529 2 жыл бұрын
Kkkkkkk hokoyo Na man of God thanks mama vee
@vanessamakwanya1780
@vanessamakwanya1780 2 жыл бұрын
Welldone
@stellamukoki6663
@stellamukoki6663 2 жыл бұрын
Mafundisi aya good job team rangu
@talentmakota1434
@talentmakota1434 2 жыл бұрын
Mama Vee munondibvisa stress, touch not my papa
@blesamblesam9535
@blesamblesam9535 2 жыл бұрын
Kkkkkkkk mama vee mapererwa ka
@EmilyMundodzi
@EmilyMundodzi Жыл бұрын
😂😂 I trust my papa ,lord have mercy
@Taffiey...
@Taffiey... Жыл бұрын
Hamuna washen😂😂😂
@ChisiMahambe
@ChisiMahambe 10 ай бұрын
Zvirikwevamwe Munoti Azviko zvavapenyu Mofenda kkk
@natashamonicamukaenga9350
@natashamonicamukaenga9350 2 жыл бұрын
Ndangonzwa pekuti "mungazvinzvisisa mukazvipedza here zvepasi pano. Murume une makuhwa kunge mukadzi"
@Ncuncu-n5m
@Ncuncu-n5m 2 жыл бұрын
Bring part 2 of this Mai vee
@manveesiga9260
@manveesiga9260 2 жыл бұрын
Mhosva uri kupisha kkkkkkk
@celbertzvauya4277
@celbertzvauya4277 2 жыл бұрын
Nice act
@isabeljaridi9674
@isabeljaridi9674 2 жыл бұрын
Part 2 mama vee 😍😍pliiiiz
@ruthmpofu2651
@ruthmpofu2651 2 жыл бұрын
Muneyese mamaVee
@letiwingonowe9720
@letiwingonowe9720 19 күн бұрын
😂😂😂😂 ende futi
@RutendoMemoryMangorima
@RutendoMemoryMangorima Жыл бұрын
😂😂 you made my day
@melpamuchenu5207
@melpamuchenu5207 2 жыл бұрын
Well done mai vhai
@denheredenhere7204
@denheredenhere7204 2 жыл бұрын
Touch not my father, touch not my papa, touch not my anointed 😜😜😜
@machuma9192
@machuma9192 2 жыл бұрын
Ndipo dhaka iro pamusika kkkkk
@gloriamapokotera1940
@gloriamapokotera1940 2 жыл бұрын
Kkkkkkkk kufenda mama vee
@shuvaimutema8331
@shuvaimutema8331 2 жыл бұрын
Mhosva unogona zvako 🥰🥰
@ruthmpofu2651
@ruthmpofu2651 2 жыл бұрын
Touch not my papa"" kkkkkk hamuna washeni "" man of God and u fainted, he has done it with your own kkk
@propro9957
@propro9957 2 жыл бұрын
Touch not my property!!!!!! 😂😂
@dianamainana4910
@dianamainana4910 2 жыл бұрын
🤣🤣🤣 papa did it with your own!
@tarisaimkototsi2969
@tarisaimkototsi2969 2 жыл бұрын
Kkkkkk zvarwadxa kumwana wavo
@annahmudzengerere6038
@annahmudzengerere6038 2 жыл бұрын
Sad truth mmmmmmmm💔💔💔
HUKAMA (New Zimbabwean Film)
1:10:20
Nakai Tsuro
Рет қаралды 75 М.
Plan Yekuroora
3:59
Nigel Tha Slick Pastor
Рет қаралды 71 М.
Chain Game Strong ⛓️
00:21
Anwar Jibawi
Рет қаралды 41 МЛН
We Attempted The Impossible 😱
00:54
Topper Guild
Рет қаралды 56 МЛН
It works #beatbox #tiktok
00:34
BeatboxJCOP
Рет қаралды 41 МЛН
Мясо вегана? 🧐 @Whatthefshow
01:01
История одного вокалиста
Рет қаралды 7 МЛН
Nhamo Haibve pane imwe😂😂😂
4:27
Mama Vee
Рет қаралды 227 М.
Feedback Ashawo Prophetess Gave Me BJ
23:34
SOMPA TV
Рет қаралды 29 М.
Evangelism Team 😂 | Mbuya VaPiyason
6:32
Mama Vee
Рет қаралды 118 М.
MAMA VEE MAIKURU MAI CHIHWA UNCLE ANESU COMEDY ROUND UP Vol 1
8:56
Oriyano - Ndakuda (Super Glue) (Official Video)
3:30
Oriyano Official
Рет қаралды 1,4 МЛН
BUDAI MUMBA MANGU
4:35
Comic Elder
Рет қаралды 39 М.
Chain Game Strong ⛓️
00:21
Anwar Jibawi
Рет қаралды 41 МЛН