Wicknell Chivayo ‘s Ex Wife Sonja Fires Back “Stop Stalking Me And Focus On Your New Wife Wicknell

  Рет қаралды 2,635

Panonzi Pano

Panonzi Pano

Күн бұрын

Пікірлер: 25
@PanonziPano
@PanonziPano 21 күн бұрын
Thank u for watching! Ndapota, Musakanganwe kusubscribe, kubaya like 👍🏽, uye kusheya video redu. Izvi zvinotibatsira kuti risvike kure uye tirambe tichikupai zvimwe zvitsva. Also Follow our Telegram link 🔗 t.me/panonzipano and join our new WhatsApp Channel 🔗 whatsapp.com/channel/0029Vb0QneNGufJ2fX8kqN0K. Ikoko tinokupai ma updates kuti musapotsa mavhidhiyo matsva, kusanganisira mamwe anonyadzisira emanudzu anenge achitrenda asingaposteke pano paKZbin. Uyezve, tinokutsvagirai mabasa! Ndatenda nerutsigiro rwenyu hama dzangu. Makandikoshera zvikuru! 🤍🗣️”**
@anonymous-xp
@anonymous-xp 24 күн бұрын
Pafeya chaipo Wicknero has not moved on, looks like he's now using this new girl to get to Sonja. Chihure anochida but he still wanted to have Sonja and the kids around. This new girl should be careful. Even the way his sisters were hyping her against Sonja, mmm kana munhu achidiwa there's no need yekumushandisa kusvotesa Sonja. Ngavangofarira muroora wavo zvisina tuma statements. I like Sonja's response. There's no need for the family to insite hatred between the 2 women because pane vana.
@perseverencemoyo2464
@perseverencemoyo2464 23 күн бұрын
True he did kusotesa soja,the woman is classic shame,u can't compare organic versus sly queen fong kong, marriage is not for the weak
@anonymous-xp
@anonymous-xp 24 күн бұрын
Baba vajohn kwavo mai john kwawo ****singing macheso😂😂😂
@sheillamunyanyi7165
@sheillamunyanyi7165 23 күн бұрын
Sonja uchirikudiwa kani U're his all He can't top your beauty Just live your life
@bgdzidzai
@bgdzidzai 22 күн бұрын
Respect and dignity ipi iwe waive nechikomba wani uyu abuda pachrna kuroora ari right ko iwe chikomba chakaita kuti upunze imba yako ngachiroora tione.
@perseverencemoyo2464
@perseverencemoyo2464 23 күн бұрын
I love this soja,she is beautiful and classic
@Nyarriee
@Nyarriee 21 күн бұрын
Hooo ndoo classic yenyu iyi 😂😂😂😂😂😂😂
@PanonziPano
@PanonziPano 21 күн бұрын
Nyarriee watanga 😂😂😂😂😂😂😂
@bernardmarengereke8282
@bernardmarengereke8282 24 күн бұрын
How old is the son scrolling on social media???
@anonymous-xp
@anonymous-xp 24 күн бұрын
So she is a proper definition of a good wife, still with all that money she baked scones for only $5 and transport $5 making a total of $10. If it was me in that position I doubt I would go to work or hustle
@geraldmukondo7592
@geraldmukondo7592 24 күн бұрын
The son is not entitled to know about the father’s business and no man has to have a meeting about his personal life with his kids
@PanonziPano
@PanonziPano 24 күн бұрын
I totally agree
@NdouMushavi
@NdouMushavi 24 күн бұрын
@@geraldmukondo7592 - ah nhaimi! Ko haasi iye akaramba murume here? John Jnr will be strong, haasi iye atanga kuita vabereki vari divorced
@anonymous-xp
@anonymous-xp 24 күн бұрын
But iye Sonja anogara achibuda achitaura side rake wani. Nhasi Madzibaba vauyawo pa social media kutaurawo janzi zvashata kkk divorce is not for the weak
@danielkatekwe1890
@danielkatekwe1890 24 күн бұрын
Kanyika aka soo 😆😆2 hustlers lulu and sonja
@anonymous-xp
@anonymous-xp 24 күн бұрын
Haurevi nhema kkkk😂
@anonymous-xp
@anonymous-xp 24 күн бұрын
This kandri ne drama soo ka haada
@bgdzidzai
@bgdzidzai 22 күн бұрын
Mukadzi benzi anoputsa imba yake nemaoko ake ...
@anonymous-xp
@anonymous-xp 24 күн бұрын
This is so wrong man move on in peace cz it will also affect the kids bcz woman always cover their husbands faults kuvana but sonya stop replying to these two pipol who r thinking they hv made it cz that's exactly wat they want
@anonymous-xp
@anonymous-xp 24 күн бұрын
Vose ngavadzikame mhni rambanai zvakanaka mhni musatinyaudzose mose munoita kunga pwere 1 wenyu must b mature kudairana pa fb ndokuita sei amuna ma inbox here
@shingimutimbo8430
@shingimutimbo8430 22 күн бұрын
Social media vanoidisa
@anonymous-xp
@anonymous-xp 24 күн бұрын
Dumbudya anoita kunge zero Grade anokundwa kufunga na Sonja haamboita kunge prominent business man haazvione kuti tomuisa level rana Strive rekuti Mari ndoinofanirwa kuita noise ibenzi unonetsana na X aine vana vako
@anonymous-xp
@anonymous-xp 24 күн бұрын
But iye Sonja anogara achibuda achitaura side rake wani. Nhasi Madzibaba vauyawo pa social media kutaurawo hanzi zvashata kkk divorce is not for the weak
@anonymous-xp
@anonymous-xp 24 күн бұрын
Dumbudya anoita kunge zero Grade anokundwa kufunga na Sonja haamboita kunge prominent business man haazvione kuti tomuisa level rana Strive rekuti Mari ndoinofanirwa kuita noise ibenzi unonetsana na X aine vana vako
Quando eu quero Sushi (sem desperdiçar) 🍣
00:26
Los Wagners
Рет қаралды 15 МЛН
It works #beatbox #tiktok
00:34
BeatboxJCOP
Рет қаралды 41 МЛН
1% vs 100% #beatbox #tiktok
01:10
BeatboxJCOP
Рет қаралды 67 МЛН
Abatwa nemukadzi wemunhu wachitoita bonde
51:29
Manass-Chibanda
Рет қаралды 60 М.