HOT TOPIC | Deceased Wife Made Husband Pay Lobola To 'Fake' Parents

  Рет қаралды 4,318

STAR FM LIVE

STAR FM LIVE

Күн бұрын

Chokwadi chakazobuda paakashaya, when the bosses went kumusha kwavakamutora arimwana and found her family the real bamkuru so that the funeral could proceed. Vedare I was shocked and that's how the conflict started. The real bamkuru vemukadzi wangu vairamba kuti mukadzi wangu avigwe ndisina
Kuripa nekubvisa mombe 5 dzaidiwa sezvo ivo vaiti handina kuroora.#podcast #starfm #podcast #trending #maritalissues

Пікірлер: 10
@nontandochibi6909
@nontandochibi6909 2 ай бұрын
Ngozi yei guys, he didn't murder his wife. Bamkuru chaivo vaivepi all those years. He's actually greedy nekuti vakayendesa mwana ane 14 kubasa. Vaisamuda but vakuda roora. If you are scared ripa hako but I would say don't give them. Haiwawo vaivepiko, they must ask the daughter
@D1groupEngineering
@D1groupEngineering 2 ай бұрын
Chivanhu ma1 wangu
@greatlovetchihoboya845
@greatlovetchihoboya845 Ай бұрын
Chivanhu chiri stubborn
@nai6474
@nai6474 2 ай бұрын
These topics anongoda kuverengwa naSaky GGGGGG ❤
@GeraldMupfupi
@GeraldMupfupi 2 ай бұрын
Roora rinopiwa vabereki , kwete mukadzi , shamwari humble yurself enter negotiations nanatezvara , just start afresh for the sake of yoyr children
@TariroMangeya
@TariroMangeya 9 сағат бұрын
Saka vana vakanhongwa murd nevakaitwa adoption havatoroorwi here? Nekuti havazive vabereki
@tatendamandityira5391
@tatendamandityira5391 2 ай бұрын
mmmm kana vekumhepo vachiona zveshuwa hapana ngozi inouya kwaari nokuti he dd his part
@tsungaimukarati9737
@tsungaimukarati9737 2 ай бұрын
Ngaangoripa hake kuitira vana,asi maboss ngaatoramba akamatsoma kana ktomatsvagira gudo ronoreva mari
@chichi5379
@chichi5379 2 ай бұрын
Ngaasambozvinetse akaita part yake zvanabamukuru izvo hazvina basa and there is no need yekuwaka hukama nevanhu vakadai
@priscillandoro4014
@priscillandoro4014 2 ай бұрын
Maboss nyama nemukadzi uyo akaoma zvesure ngatingodzidza ky zviome zvirwadze cey ngatingoteedzera culture yedu pfvuma kuvaridzi vayo zvopera.
HOT TOPIC || Rich Bamunini Impregnates Son's Girlfriend
18:16
STAR FM LIVE
Рет қаралды 6 М.
World‘s Strongest Man VS Apple
01:00
Browney
Рет қаралды 56 МЛН
HOME AWAY FROM HOME: Ndakapisira Mukadzi NeChikomba Mumba
21:58
SlyMediaTv
Рет қаралды 43 М.
Ndaka Joiner Group Pa Whatsapp Re Vakadzi Vakafirwa Ne Varume Vavo Ndikabva Ndaurayawo Wangu Murume
20:18
Gave Him Lobola Money To Marry Me -  Ntando
1:15:04
JUSTIFY
Рет қаралды 469 М.
Huyai Munzwe Nyaya Ya Sister Veku Roma Zvavakaita Mu TrainVakabva Vadzingwa Mu Church
16:25
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 28 М.
Hot Topic | My husband pastor is a cheating alcoholic
19:26
STAR FM LIVE
Рет қаралды 6 М.
Shocking: Woman Abandons House After Husband's Death
21:25
STAR FM LIVE
Рет қаралды 3 М.
Wife Gets Impregnated By Boyfriend Whilst The Husband Is Sick..
19:47
World‘s Strongest Man VS Apple
01:00
Browney
Рет қаралды 56 МЛН