Baba Chamu nziyo dzakatichengeta dzichiri kutichengeta thanks you so much nekuuya paOllah sometimes munhu anovengerwa pasina haaa panaMubikira vazhinji vange vakarasika,Long live our Legend 🎉🎉 again thanks to our Dj Ollah 7 munodiwa mhani🎉🎉
@keithmawodzwaКүн бұрын
baba Zhakata knows what is good for him. You can tell from his careful choice of words when he was asked about politics
@1teemКүн бұрын
Can you upgrade your mics please. The volume is dropping intermittently
@azormaliq7 сағат бұрын
Great interview. Semunhu ari ku diaspora, ngatisimudzire nyika yedu bcoz tinotarisirwa pasi nevamwe. Ne noise iri ku USA, ukasangana navo vanokuudza kuti nyika iribho. Proud Zimbabwean
@thelmachibvuri6 сағат бұрын
My favorite artist in Zimbabwe... mwari varambe vachikuwedzerai makore ekurarama
@JoeSherperd14 сағат бұрын
I really admire life of baba vaChamu n baba mechanic Manyeruke.vachengetwa chokwadi NASHE
@gregorychanyukachimonyo5973Күн бұрын
Big up senior Lenso.Wise man from the east.Pachokwadi muZim hapana anoda Zanu pf.
@oniastinago5648Күн бұрын
My wife was traveling home lately she wrote me a message saying nhasi tirikufamba nehama yako murikungoridzwa Zhakata 🎉😂😂
@JoeSherperd14 сағат бұрын
Ndafarira mubvunzo waDJ Ollar kunavaZhakata about healthy.I real admire it and try to follow Mr Zhakata's move
@dardreams2318 минут бұрын
Zhakata is full of wisdom
@cnqst4 сағат бұрын
ZORA TO THE WORLD
@biggiekuimba7665Күн бұрын
Thanks Ollah wadzikisa nhasi LKZ ndashedza kangani one and only
@trymorechimwaza4408Күн бұрын
he needed the interview so badly call all legends vachiri vapenyu kwete kushaidza vana Mai tanaka
@oniastinago5648Күн бұрын
Baba Chamu my musician, artist and my role model mazita evana vangu ndinomawana munziyo dzenyu🎉❤
@TekkWithTaeКүн бұрын
Wait…one of our legends is still alive?
@chipokamonga7429Күн бұрын
The legend i salute you ne mashoko anodhura
@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hbКүн бұрын
Chibaba icho chinoimba chaiko zxenyika 😮😮😮
@DouglasWatts-n5xКүн бұрын
Me realizing Zhataka is Macheso's age mate🤔 Both were born in the year 1968.
Lenard’s mic was horrible when he started talking you do good but l don’t know what happened today and Learned was my boy back then my friend Catherine used to go to his shows on the weekends when she comes to school first thing should say shaaz you missed kwa Zhakata ma one ku Mabvuku School Rossy Girls
@RonaldBimhaКүн бұрын
Karikoga
@BongaiMbedhle-y4lКүн бұрын
ndosaka ndichifarira zhakata anotaura chokwadi
@langtondzinovatonga8397Күн бұрын
Hooooh
@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hbКүн бұрын
Olla chimboda winky d shaa ndimboona
@chamumlambo8784Күн бұрын
Baba Chamu number 1 ,vanodya ne team ravo vanorara vega muma hotels and lodges vachiimba ...chihure apo ndovabvisa ndakazvionera ndega not ka1 or ka 2