amana musaurayane honai murume uyu akadhonzwa masvada achirwa naMadam vake Chief Bushu

  Рет қаралды 5,038

Zigo

Zigo

Күн бұрын

Пікірлер: 54
@castontigere2210
@castontigere2210 Сағат бұрын
Nunurai baba avo changamire vakawira munamarwei
@PetronellaMafumbate
@PetronellaMafumbate 4 сағат бұрын
Magirazi amai ava bhooo here
@NdunaNong
@NdunaNong 36 минут бұрын
Kkkkkk mari yaakaendesa kubasa akaipihwa Nani 😂😂😂😂😂😂😂😂 haya murume abudisa ziso uyu
@VimbainasheMapurisa-ol3sd
@VimbainasheMapurisa-ol3sd 4 сағат бұрын
Chief Bushu bikai doro yenzvimbo yenyu , yazara mabhishu, muichenyure.
@daughterofzion7634
@daughterofzion7634 4 сағат бұрын
Joooooh pakuzokanganisa zvombo apo Amai haaaa this is no good, saka zvombo zvichashanda here, hamuzodzoki zvakare Amai kuna mambo makuchitizve muchina hauchashandi nokuti zvombo makadhonza ndokunobva simba remuchina. Haaaai madzimai tisadaro.
@Mamoyo4
@Mamoyo4 2 сағат бұрын
Magona chief havake mkadzi uyu
@pessysachakaza9479
@pessysachakaza9479 4 сағат бұрын
Pfuma yei pasina mwana hantiti ndiye aramba murume here pfuma ngavanopiwa ku first mariege
@ashleymargolis1867
@ashleymargolis1867 Сағат бұрын
Good job they must marry
@anniekurewa878
@anniekurewa878 2 сағат бұрын
Mkadzi imbwende
@LondiaMaisiri
@LondiaMaisiri 27 минут бұрын
Ayi ndazvitadza zvachief bushu haa ndakobva ku chivhu ndakuda stand kwenyu chief andiromi ndorikumatare anoda stand kuchivhu ngandibate ndakuinda kwa bushu kkkkkk
@VentureMutumi
@VentureMutumi 2 сағат бұрын
Sofi Sofi
@ChipoMateta
@ChipoMateta 5 сағат бұрын
Vanooneka amai ava vanoshusha
@LondiaMaisiri
@LondiaMaisiri 26 минут бұрын
Anzi chio chaita musoro uteme anzo na chief mu 5:57 dumbi 😂😂😂
@PetronellaMafumbate
@PetronellaMafumbate 4 сағат бұрын
Vanoeka amai ava kuzovhara kumeso nemagirazi
@Ryanmatanda
@Ryanmatanda 2 сағат бұрын
Mambo mune basa musha wenyu hapana dzimwe nyaya kunze kwekutonga mabhishu
@pessysachakaza9479
@pessysachakaza9479 4 сағат бұрын
Shoma yavakapiwa iyoyo yakakwana
@YEMURAIMoses
@YEMURAIMoses 4 сағат бұрын
Ichokwadi mai ava havavaki ava kuuya kuzoparadza chete chete apa havana vana vese
@constancenenzou448
@constancenenzou448 2 сағат бұрын
😂😂😂😂😂 sure kutakura marata necement
@LovemoreKumire
@LovemoreKumire 41 минут бұрын
Amai musadaro murikudei pamurume uyu. Musadaro amai
@BrianMirisawu
@BrianMirisawu 5 сағат бұрын
MUKADZI UYU AKAPEDZA ACHATENGESA IWE .KAHURE AKO
@maguramagura5335
@maguramagura5335 6 сағат бұрын
Haaa chief Bushi nyika yakaxara mahure chete kkkk kwaMutasa varoyi neNgozi ummm
@NyaraiMashingaidze
@NyaraiMashingaidze 3 сағат бұрын
Kkkkkkk😂😂😂😂
@MavhimaMugova
@MavhimaMugova 6 сағат бұрын
Dai vanga vane vana vaviri ava otherwise bope ravo raidzimurika vakagona kugarisana manje apa pakaita kuhwandirana
@GiftSabadza
@GiftSabadza 6 сағат бұрын
Chief Bushu munyika yavo yakanaka haina varoyi kkkkkk
@anashe.j
@anashe.j 5 сағат бұрын
Ine ma hure
@ChipoMaroyichihera
@ChipoMaroyichihera 5 сағат бұрын
Nxaaaa mai avo ngavadzose pfumaa yese havan kn mwana nemunhu uyoo saka pfuma vanoidii nxaaa Pliz mambo ndapota hakun zvinogovanwaaa zvkatoenda izvzv ngazvidzokeee
@ChamwaMabhunu
@ChamwaMabhunu 18 минут бұрын
Wanechikomba
@Bvanyangu352
@Bvanyangu352 6 сағат бұрын
Ko iwo magirazi kuita sebhazi 😂😂
@stellamunyuki3356
@stellamunyuki3356 5 сағат бұрын
😂😂😂😂 iwe nzwirawo mbabvu dzangu urombo
@Bvanyangu352
@Bvanyangu352 5 сағат бұрын
@@stellamunyuki3356 kkkkkk zvakaoma apa vaida kudambura zvombo zvavanga vadzokera kkkkk
@AnywayMasochaGama
@AnywayMasochaGama 5 сағат бұрын
Ngaadzose zvose zvaakatora
@JuliaMadanha
@JuliaMadanha 6 сағат бұрын
Sofia iBhishu iro ririkungoda kuparadza pfuma yako nxaaaaa siyanaye iwe
@JuliaMadanha
@JuliaMadanha 6 сағат бұрын
Aaaaa😂😂😂😂chembere idziiii dzinotomborwa nhaimi
@maguramagura5335
@maguramagura5335 5 сағат бұрын
Vakadzi munyika yaBushu vanezviwindi kuramba varume
@EsterMamu-y2k
@EsterMamu-y2k 5 сағат бұрын
😂😂😂Nai mai wangu munoitasei baba wangu 😂😂
@Chihera123fmhembwe
@Chihera123fmhembwe 57 минут бұрын
😅😅
@reubensithole3893
@reubensithole3893 5 сағат бұрын
Haaa mface uyu is hurt
@Toby-matt
@Toby-matt 5 сағат бұрын
Sofia!!!
@KnorwellMusiiwa
@KnorwellMusiiwa 35 минут бұрын
Hahaha
@anniekurewa878
@anniekurewa878 2 сағат бұрын
Kungoti magogorosi
@BrianMirisawu
@BrianMirisawu 5 сағат бұрын
NDICHIRIKUKUDA 😂
@albertinachirimhunga9593
@albertinachirimhunga9593 6 сағат бұрын
Mbuya muri srs here imi
@sharonzhandire516
@sharonzhandire516 6 сағат бұрын
Magirazi😂😂😂
@GinaMuwori
@GinaMuwori 6 сағат бұрын
Vhayorenzi 😂😂
@mablegwiza6452
@mablegwiza6452 6 сағат бұрын
Kkkkķķkk kunge matavire
@Faithwdzn
@Faithwdzn 2 сағат бұрын
😂😂
@AnahMabureza
@AnahMabureza 6 сағат бұрын
😂😂😂😂😂😂
@stellamunyuki3356
@stellamunyuki3356 5 сағат бұрын
😂😂😂😂
@michaelmuzondo1556
@michaelmuzondo1556 6 сағат бұрын
Mambo Bishu dzasimba kkkk
@WinnetMapiki
@WinnetMapiki 5 сағат бұрын
Vanhu vakuru hamunyari , kovana vanozoita sei nhainhai
Guva risingaperi Kucherwa 🔥🔥🔥🔥🔥DARE RACHIEF MUTAMBARA Karanganda TV
54:33
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 9 М.
啊?就这么水灵灵的穿上了?
00:18
一航1
Рет қаралды 84 МЛН
ЗНАЛИ? ТОЛЬКО ОАЭ 🤫
00:13
Сам себе сушист
Рет қаралды 2 МЛН
Он улетел, но обещал вернуться...
00:30
ПРЕМИЯ ДАРВИНА
Рет қаралды 4,8 МЛН
Wait for it 😂
00:32
ILYA BORZOV
Рет қаралды 3,3 МЛН
Vanhu wanoshereketa wena
24:00
Manass-Chibanda
Рет қаралды 7 М.
Mother sells child for 300 cedis
15:19
Crime Check Tv Gh
Рет қаралды 283
啊?就这么水灵灵的穿上了?
00:18
一航1
Рет қаралды 84 МЛН