DJ please research nyaya ye bible.Inga zvazara pasi kuti inyaya dzakabanidzwa yezvinu zvakaitika kare kare munguva dzakasiyana siyana kwakubatanidzwa ne varungu kwakunzi ndo shoko ra Mwari.Mukai vanhu vatema chokwadi cĥazara pasi rose.Nezuro ku America varungu vakapisa ma bible vanzwa kuti Jesu wacho munhu mutema.Endai pa Google pama news channel America. Just google burning of bibles in America.
@user-wf6xi3lx9p2 ай бұрын
Kkkkk uyo haisi mhosva yake ,kwaakakurira ndokuneyese,apa mota yacho ikungotaurwa kkk
Face yako Creb irikuratidza kunyeba. Chenjera kumagumo
@AnnaMugabe-vk6ws2 ай бұрын
Zvakaoma chokwadi
@shingiraikambarami12742 ай бұрын
Ummmmmm mangwana tichanzwa zvakawanda ummm satanism yawe kuuya nenzira dzakawanda,Sparks ko wakoshiwaa here Baba Bond waiitii paye ko tawe papi izvezvi