Kuromba Kwandakaita Huyai Munzwe Zvandakaita Ne Chitunha Cha Amai Vangu

  Рет қаралды 15,294

Zim Facebook Secrets And Confessions

Zim Facebook Secrets And Confessions

Күн бұрын

Пікірлер: 140
@ChantelMukombachoto
@ChantelMukombachoto 2 ай бұрын
I make sure a day doesn't pass without listening to your confessions thank you so much mukoma Nashe for the program❤
@SimbarasheMaunganidze-i4j
@SimbarasheMaunganidze-i4j Ай бұрын
Thank you Mukoma Nashe haaa izvi zvinorwadza zvinosemesa zvinogumbura chokwadi kuromba kwakadai kunosembura hokoyo ne ngozi iyo ndinotenda kuti vanhu varikudzidza zvakashatira kuromba
@simphiwesithebe2095
@simphiwesithebe2095 2 ай бұрын
This is one of the most horrific confessions that l have ever listened 😢
@happysonmtetwa7443
@happysonmtetwa7443 2 ай бұрын
1:03:35 hours, of worth listening. Haaaah mkm Nashey kuverenga munoverenga henyu but kuma African Confessions uko ka, haaaaah munoyita kurima mugosakura mugozunza, 😂😂😂😂munoverenga vhet zvekuti ndinodzokorodza ka 3 kuterera nyaya, yacho.🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@Moniquechiqous8052
@Moniquechiqous8052 2 ай бұрын
Taura hako vane chipo ende ndikaswera ndisina kunzwa vachiverenga ndoita sendafirwa
@happysonmtetwa7443
@happysonmtetwa7443 2 ай бұрын
@Moniquechiqous8052 haaàaah pa vhet mkm Nashey maHorror Kani 😂😂😂
@JamiaSamu
@JamiaSamu 2 ай бұрын
I’m sure he takes a break before recording this long one
@happysonmtetwa7443
@happysonmtetwa7443 2 ай бұрын
@JamiaSamu 😂😂😂😂Neeeeever, ko isu tine nzara yekunzwa nyaya ka isu 😂😂😂😂
@JamiaSamu
@JamiaSamu 2 ай бұрын
@@happysonmtetwa7443 kuswerera here amana🤣🤣🤣🤣
@SilethiweMoyo-zm9gm
@SilethiweMoyo-zm9gm 2 ай бұрын
Is t normal m now addicted to listen to your stories 😅😅
@MoltaGanyani-e5x
@MoltaGanyani-e5x Ай бұрын
Yaaaa ndayita kumerera nehasha
@MOLLYMolly-o3u
@MOLLYMolly-o3u 2 ай бұрын
Ngandife ndiri rombe zvangu pane kuromba 😢😢
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 2 ай бұрын
Saka vanamai hatisi safe kunze uko nevana vatakaberek inga zvakaoma
@madamdelicious3183
@madamdelicious3183 2 ай бұрын
Can u imagine😢
@esterdube8894
@esterdube8894 2 ай бұрын
Pakaipa mufunge
@happysonmtetwa7443
@happysonmtetwa7443 2 ай бұрын
@@tinamakasa7493 😂 Mu nochwa chowa navo vana vamakabereka 😂
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 2 ай бұрын
@happysonmtetwa7443 uuuuuh mudikani hazvina kumira zvakanaka navo vana vedu ava
@happysonmtetwa7443
@happysonmtetwa7443 2 ай бұрын
@@tinamakasa7493 let's be strong in prayer
@MsLadyRose-c6t
@MsLadyRose-c6t 2 ай бұрын
Zvakaoma life is not fair shuwa kuzvara munhu achakuuraya. May you know no peace iwe. Mai ava vakakubereka vakakukudza and now you ended up wavarombesa Mwari musasiye vanhu ava vachidzika midzi panyika penyu chokwadi .
@AlettaChiyangwa-xd1ex
@AlettaChiyangwa-xd1ex 2 ай бұрын
Ndati urimbwa chete 😭😭😭😭😭😭 muroyi satani ari kufamba nemakumbo Mwari anoona sure mai vekubereka sure here😭😭😭
@FaraiChabwanda
@FaraiChabwanda 2 ай бұрын
Vanhu havachina matyira veduwee ...thank you mkoma Nash I like how you narrate all the stories
@LevyMunyoro-w1f
@LevyMunyoro-w1f 2 ай бұрын
Ngatitsvagei mari nenzira kwadzo hama dzangu
@meviachiroodza2453
@meviachiroodza2453 2 ай бұрын
Yo voice is soo cooling mukoma Nash ,❤ munotsetsenura pakuverenga kwenyu, you cheer me up even if im down 🎉
@christinakanyemba2797
@christinakanyemba2797 2 ай бұрын
Zvariri basa nhai.mhiko dzacho dzinoda hushingi.asi tikanzi muka na3 unamate mhiko dzaMwari dzinotiremera
@Varaidzo83
@Varaidzo83 2 ай бұрын
Nhai veduwe asi kushingirira zvehurombwa mwari ngavatibatsire chokwadi
@PatriciaGwanzura
@PatriciaGwanzura 2 ай бұрын
Imi blaz there's nothing like that darkness and light don't mix
@PrincessKadzuramera
@PrincessKadzuramera 2 ай бұрын
Taura hako
@PatriciaGwanzura
@PatriciaGwanzura 2 ай бұрын
Haa zvotyisa izvi Mari idzi hatichiviba idyai mega
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 2 ай бұрын
First busymuntu wenkos ngenxa yemali
@conniechirwa223
@conniechirwa223 Ай бұрын
Ndaperwerwa ne mashoko kuuraya amai pamuso pazvo uita bode navo iiiii
@PhillipJp-uv1kx
@PhillipJp-uv1kx 14 күн бұрын
Zvinorwadza izvi ummmm munezvivindi.kugara ndisina mariyacho kurinani panekuita sarudzo yakadaro.munhu akakuchengeta ndiyo dhangi yacho iyi.mwari pindirai .
@Ruthmbewe-sp9xz
@Ruthmbewe-sp9xz 11 күн бұрын
Huh nyaya iyi inotofunga kuti ndezvemufirimu suwa
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 2 ай бұрын
1st confession uuuuuu makangoitawo munyama maiti mabatsira asi zvakazongoendawo nepamwe
@SamanthaKamonere
@SamanthaKamonere 2 ай бұрын
Zvakaoma imajini mwana wangu andidai ,... Manje Ngozi yaamai hauipedze uchazondiudza
@Grainger0123456789
@Grainger0123456789 27 күн бұрын
Mwari chaivo vachamuranga besides ngozi ,haaa zvakanyanya izvi 😢😢
@mafinousmakanyaire1683
@mafinousmakanyaire1683 14 сағат бұрын
Haaa nyika ino inorema shuwaaaa
@isabelleisabelle7182
@isabelleisabelle7182 2 ай бұрын
Nhamo haidye munhu mukoma , zvekuromba izvi kwete, I want a peaceful life kwete hupenyu hwekurwadzisa vamwe kwete Idyai henyu mari dzenyu hurombwa
@Finnix-d5n
@Finnix-d5n 2 ай бұрын
I enjoyed this narration. Eh hameno veduwe varombi
@EugeniaCharindeguta
@EugeniaCharindeguta 2 ай бұрын
Haaaa awo mukoma awo ummm uri satan chaiye kana mwari wacho haambokuregereri ummm.but hapana chiripasi pezuva chisingazobude iwe uchafa wakonhonga svosve nemuromo
@esterdube8894
@esterdube8894 2 ай бұрын
I'd rather die poor mhuri yangu yakakwana
@Varaidzo83
@Varaidzo83 2 ай бұрын
Amen Amen 🙏🏼😊
@faithmapope9404
@faithmapope9404 2 ай бұрын
Mmmmmmmmmmmm ndaoma mate mumukanwa ini
@DelightMatsika
@DelightMatsika 2 ай бұрын
Yoh weduweee zvakaoma kani shuwa kuuraya amai vaka strugulla newe here...let's all pray vana vedu vasazobatwa nemoyo wakadai
@mercymupondiwa9426
@mercymupondiwa9426 2 ай бұрын
Chii chakanaka pakuurayisa Mai vako nhayi mukoma 😢😢
@racheltaruvinga7438
@racheltaruvinga7438 2 ай бұрын
Umm no words
@patiencerudoncube3314
@patiencerudoncube3314 Ай бұрын
Nyaya idzi dzoverengwa pai🤔 people really enjoy confessing confessing kusvika pakuvhurwa kweka dhoti🙌
@BensonSharara-rx1hu
@BensonSharara-rx1hu 23 күн бұрын
Kwekadhoti kakanamira nemagadziko 😂😂😂😂😂
@cherylmartin9031
@cherylmartin9031 4 сағат бұрын
Vanhu namatirai vana nehama dzenyu....
@paulinemckenzie9594
@paulinemckenzie9594 2 ай бұрын
Huh rombai henyu, chisi hachieri musi vacharimwa nhai
@poshiabenitogeraldo8308
@poshiabenitogeraldo8308 2 ай бұрын
Ummm zvakaoma hazvo. Ndarwadziwa hangu .
@cherylmartin9031
@cherylmartin9031 4 сағат бұрын
Are all these confessions real??? Because aahhh😮
@constancegwenzi1261
@constancegwenzi1261 2 ай бұрын
First to comment mangwanani vedare
@TafadzwaShonhai-w3x
@TafadzwaShonhai-w3x 2 ай бұрын
Chandoziva hapana chisina magumo ko lets say Mwari vadakutonga matongero avo remember Sodom and Gomorah zvakapera sey
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 2 ай бұрын
1st ❤❤❤
@kundismuvirimi7016
@kundismuvirimi7016 2 ай бұрын
Lord Jesus have mercy upon us 😢
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 2 ай бұрын
Uuuuuuuuu hupenyu hwakaoma chokwadi kuda mari ukuka Mwari dai vatiitira nyasha chokwadi mai vako here
@ChristineDube-mu7fy
@ChristineDube-mu7fy 2 ай бұрын
iii mari yacho ngaigare hayo mmm kuuraya amai vakakubereka ndatya nazvo
@KylieNjike
@KylieNjike Ай бұрын
Ummm vana vatinozvara ava vanotiparira zvakaoma
@SimbarasheMaunganidze-i4j
@SimbarasheMaunganidze-i4j Ай бұрын
Haaa iwe unorwadza unotyisa wakaoma moyo uuuu 😢😢
@FruitonManatsa
@FruitonManatsa 28 күн бұрын
Aaa aa aaaa zvakaipa nhami
@Grainger0123456789
@Grainger0123456789 27 күн бұрын
😢😢😢😢 🤦‍♀️🤦‍♀️🤦‍♀️💔💔💔 Haaa nhasi ndazirwadziwa hangu,this is beyond evil,hakuna zvakadai😢😢😢. Kana mukoma Nashie i can tell from his voice kuti varikungoshinga kuverenga confession iyi but his spirit was brought down shuwa. Imi mukoma ka 😡chiiko chakadai
@PrettyJailosi-os2kz
@PrettyJailosi-os2kz Ай бұрын
Kozvekuromba kwacho zvaritori basa hombe mhiko dzacho kuwanda
@natashaweaper4370
@natashaweaper4370 2 ай бұрын
Yaaaa zvakaoma veduwe 😢😢😢😢😢
@JohnsonSamhungu-g6e
@JohnsonSamhungu-g6e Ай бұрын
Kuromba kwakaipa imiwèe
@wefemandizha6126
@wefemandizha6126 2 ай бұрын
Panyika pano don't trust anybody zvkangoom veduwee kudyiwa nemwan wawakabereka
@chelengwenya6965
@chelengwenya6965 2 ай бұрын
Inini zvangu i need this healers numbers my business is going down
@tinayemanyau
@tinayemanyau 2 ай бұрын
Makuda kuurayisaka
@madamdelicious3183
@madamdelicious3183 2 ай бұрын
Eeeh😮
@tinevimbo8751
@tinevimbo8751 2 ай бұрын
Uuumm
@mandlovunumber1163
@mandlovunumber1163 2 ай бұрын
Ndibate if you are in SA ndoku yendesa kwauno batsirwa
@brimuflogisticsbrimuf7452
@brimuflogisticsbrimuf7452 2 ай бұрын
Mafunga kunorombawo here3
@sheilahmawanda6840
@sheilahmawanda6840 2 ай бұрын
Vanamai hatisi safe chokwadi zvakaoma
@Grainger0123456789
@Grainger0123456789 27 күн бұрын
Hapana ari safe.But uyu murume uyu ndatya hangu 😢 Zvichamuwana hake , Ndarwadziwa
@naumemalele9190
@naumemalele9190 2 ай бұрын
Nhaim mkoma yowee ndada kurutsa pamati maka nyombora
@chelengwenya6965
@chelengwenya6965 2 ай бұрын
Morning mkoma Nashe
@lorrainemangwiro
@lorrainemangwiro 2 ай бұрын
Itai h Enyu mbinga ini yakadaro iyo handidi
@ncee5997
@ncee5997 2 ай бұрын
Uyu wekuchekeresa mai is so diabolical heyi. 😢 zvintyisa uye zvinorwadza mmm
@graceZindoga
@graceZindoga 2 ай бұрын
😢mukoma awa wanototyisa sherm
@NicoleTinotenda
@NicoleTinotenda 2 ай бұрын
Morning mukoma nashy
@rekayitsokodayi3438
@rekayitsokodayi3438 10 күн бұрын
I am horrified iyo yamai
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 2 ай бұрын
Mangwanani mkoma Nash nevedare
@TakudzwaSakala-s9d
@TakudzwaSakala-s9d 2 ай бұрын
Yoo imagine kudya mishonga kuuchikwa kuti ubate mwana after that ndiye ozokubaya uumm this life no balance veduwe zvirinani kuve murombo than kupedza dzinza rese kudai yoo moyo wangu watsemuka chokwadi mai vachifa iwe uri buzy kuva raper iiii mwari anhuwoye
@TichawanaChigama
@TichawanaChigama 15 күн бұрын
Ko wakazotenga coffin rinodhura sei iwe wanga usati wanemari.
@vimbaibvumbi
@vimbaibvumbi 2 ай бұрын
Upfumi hwakaoma kani iiii
@RatidzaiMlambo
@RatidzaiMlambo 2 ай бұрын
Varume vakaoma sure
@ConstanceChihwiza
@ConstanceChihwiza 2 ай бұрын
Yoweee vanhuwoye varikuita zvinhu zviri scury yoooooo Mai ngawamuke hapana zvinhu zvinoitwa zvakadaro
@Eviedncyuk
@Eviedncyuk 2 ай бұрын
Veduwe ka vanakomana vakaoma zviri nani mai vagare nemwanasikana kwete mashura ayo
@Lalelani-wc6hd
@Lalelani-wc6hd 2 ай бұрын
Mukoma Nash link ririp
@RudoMatikiti-q5f
@RudoMatikiti-q5f 2 ай бұрын
Siss mhani zvinhu zvekwa satani zvakaora😢
@locadiaruthchikwara7122
@locadiaruthchikwara7122 2 ай бұрын
Zvakaoma
@SheilaTsoka
@SheilaTsoka Ай бұрын
ummmn wakaoma iweee,kuuraya mai vako yoooo ndapererwa neprocess yawakatora ,for the love of money
@McpGolf4.2
@McpGolf4.2 2 ай бұрын
Ngayikon zvayo Mari yacho
@mekong7529
@mekong7529 2 ай бұрын
Ko inga painterview vakaramba kuti havarombese zvine ropa?
@preciousnhau2866
@preciousnhau2866 2 ай бұрын
Vana vatakabara vakutyisa😢😢😢
@Eviedncyuk
@Eviedncyuk 2 ай бұрын
Tiri kudzidza ma confession aya ukaona munhu anoda kuita zvakanaka pamufi tinoramba chete
@SarudzaiShonhai
@SarudzaiShonhai Ай бұрын
Mhhhhhhhh 😭😭😭😭😭
@ronicadumbu9482
@ronicadumbu9482 Ай бұрын
Its bad enough that her husband left her for another woman ,worse now her own son sacrificed her for money rituals ..mmmmm pakaipa .😢
@HildaMakungwa
@HildaMakungwa 2 ай бұрын
Ko kuzoti Mai vangu iwe wakavauraya nxaaa wandibhowa fani ko kuzoti kana muchida number dzasekuru ndokupai kuti vanhu vapedze hama dzavo
@BensonSharara-rx1hu
@BensonSharara-rx1hu 23 күн бұрын
Kushaya ganda kumeso
@paulinemckenzie9594
@paulinemckenzie9594 2 ай бұрын
Aaah kundiuraira good expensive coffin, ndoomubairo vekukuzvara, nyaya dzakadai dzavanda, kuti mwana anoromba namai vake. Saka paya panonzi mai haisihama yako, uye ngozi ,yaamai inonetsa. I dont understand. Vanhu mese makateerera kana hama dzenyu dzikafa musangoti haa airwara, fambai, isu kwedu kunotoiswa muti vekuti kana vakauraiva usanovata muka urwi hondo dzako. Huh zvanyanya mhani
@BensonSharara-rx1hu
@BensonSharara-rx1hu 23 күн бұрын
Zvakaoma hazvo veduwee
@jackiezumazuma1546
@jackiezumazuma1546 2 ай бұрын
The story for the guy who killed and slept with him mom right after she died doesnt add up. Just saying. These guy had nothing to do and created this whole lie.
@vivianmugowa3918
@vivianmugowa3918 Ай бұрын
Dzimwe nyaya unotoona kuti inhema idzi munyori uyu anonyepa
@RutendoDzingisa
@RutendoDzingisa 2 ай бұрын
Dai Mwari vatibatsira tisapandukirwa nevana vatinozvara veduwe zvorwadza izvo iiii
@sylviademode4501
@sylviademode4501 9 күн бұрын
Uyu mukomana tipei address anoda kurohwa kusvika afa nxxxm
@esterdube8894
@esterdube8894 2 ай бұрын
The most disgusting confession I've ever heard. Wakadii kukumbira hupfumi kumidzimu yacho before doing such evil?? Kudenga kuchamorohwa munhu shuwa
@Grainger0123456789
@Grainger0123456789 27 күн бұрын
Acharohwa pasi pano first sezvaari kuitwa 😢. Zvekudenga tozoona but pano pasi this man must suffer.Amen
@chirasha-nz-zim
@chirasha-nz-zim 2 ай бұрын
Pakayipa, saka zvichasarira vana 2 ava vakazvara. Koti hurombwa wekumba kwemukadzi newake. A whole cursed generation.
@margaretmoffat4701
@margaretmoffat4701 2 ай бұрын
Imagine it's very wicked
@PrettyKwembeya
@PrettyKwembeya 2 ай бұрын
Ummmm mukoma avo vonotyisa
@JudyMambano-dh8gv
@JudyMambano-dh8gv Ай бұрын
Ndanzwa kutya kukuru nezvamai vahide😢😢
@divinephiri3806
@divinephiri3806 2 ай бұрын
Woow this is the longest episode ever,tinotandara hedu tichishanda navo ava vekudya masperm nedhodho😂
@Varaidzo83
@Varaidzo83 2 ай бұрын
Chokwadi tinotandara asi zvinodzimba moyo kuzviberekera mwana anozokuuraya hr😢
@divinephiri3806
@divinephiri3806 2 ай бұрын
@Varaidzo83 And the process yoh
@MonicaChimombe
@MonicaChimombe 2 ай бұрын
Uyu wekuromba anenge Ari kunyepa atoti ndokupai manumber ndodzinonzi
@tafirenyikashylet4707
@tafirenyikashylet4707 2 ай бұрын
Dambozvifungawo Coz the way he rombard pakafa mai vake zvinotyisa
@MonicaChimombe
@MonicaChimombe 2 ай бұрын
​@@tafirenyikashylet4707 Anoshanda ne n'anga ku markerta
@claritykuguyo7513
@claritykuguyo7513 2 ай бұрын
Ummmmmm
@FaithluvsJs
@FaithluvsJs 2 ай бұрын
Ihh
@kudzisvosve2296
@kudzisvosve2296 25 күн бұрын
Uuuuuuuuuu vanhu vanezvivindi kuda mari chete kudya dhodhi ramai nekurara namai yaaa nyika yakatakura veduwee vanhu vakuda mari nenzira dzisidzo veduwee
@MiriamChiposse
@MiriamChiposse 2 ай бұрын
Ummm such a selfish person ko kana vapera kufa vanhu vese avo ask your self who is next
@agneskadewela6872
@agneskadewela6872 2 ай бұрын
😮😮😮😮😮😢😢😢😢😢
@jenniferndlovu-pn1dw
@jenniferndlovu-pn1dw 2 ай бұрын
Kuuraya mubereki nekuda kwenyanga BP takamboita death sentence here veduweeka ukaona Nyanga ichikuuudza Kuti uraya mubereki iwe ndiwe wakapusa
@maitrevor
@maitrevor 2 ай бұрын
Ko sei kuti sekuru vako vane moyo wakanaka ivo vakakufurira kuuraya mai vako?
@christinakanyemba2797
@christinakanyemba2797 2 ай бұрын
Zvariri basa nhai.mhiko dzacho dzinoda hushingi.asi tikanzi muka na3 unamate mhiko dzaMwari dzinotiremera
@paulinemckenzie9594
@paulinemckenzie9594 2 ай бұрын
Aaah kundiuraira good expensive coffin, ndoomubairo vekukuzvara, nyaya dzakadai dzavanda, kuti mwana anoromba namai vake. Saka paya panonzi mai haisihama yako, uye ngozi ,yaamai inonetsa. I dont understand. Vanhu mese makateerera kana hama dzenyu dzikafa musangoti haa airwara, fambai, isu kwedu kunotoiswa muti vekuti kana vakauraiva usanovata muka urwi hondo dzako. Huh zvanyanya mhani
Dr. Jordan Peterson: How to Best Guide Your Life Decisions & Path
3:51:11
Andrew Huberman
Рет қаралды 2,3 МЛН
REAL or FAKE? #beatbox #tiktok
01:03
BeatboxJCOP
Рет қаралды 18 МЛН
The evil clown plays a prank on the angel
00:39
超人夫妇
Рет қаралды 53 МЛН
פודקאסט הלובי של שלום ברנהולץ - שלום וגשל
3:29:37
שלום ברנהולץ | Shalom Bernholtz
Рет қаралды 85 М.
Ndakarombeswa ndisingazivi | Zvakatangira pa Social Media
13:17
Dark Secrets &Confessions
Рет қаралды 17 М.
MHONDORO. -(BUMBE) -AMAI VOFA VANA VOURAYANA
49:48
Drewmas Media
Рет қаралды 45 М.
Kudanana Ne Mbinga Yakaromba My Secret
1:01:06
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 12 М.
Duy Beni 14. Bölüm
2:22:58
Duy Beni
Рет қаралды 3,6 МЛН
Oh no😱 EPIC Kissy Missy broke her teeth SITUATION by COOL TOOL
0:39
Мой парень исполнил мечту моей мамы
12:45
Моя анимированная история
Рет қаралды 764 М.
Хорошее время было!
1:00
Дмитрий Романов SHORTS
Рет қаралды 1,1 МЛН