Hapana story baba you sold your soul , knowingly...may the Lord have mercy and sister vekuda kutengerwa phone....Aids is real sweetheart ,Arv rinoshanda kunevamwe then kunevamwe harishande that's why people are still dying Arv ririko....
@ZANDIJOHNSON2 күн бұрын
Haaa muchazviregera zveku romba henyu mucha ziya kuti nguwa ya Jehovah ndiyo chaiyo
@happysonmtetwa74432 күн бұрын
Mamuka cei mkm Nashey. Kuri cei kwamuri. Thanks nechimwe futi chibhomba Kani. God Bless You Mkm❤❤❤❤
Haiwawo saka wàida kugara naMadam vacho mahara here
@tinevimbo87512 күн бұрын
Waitangirei musindo iwe wakutya kufa ko Mai vako wakaurayisa wani ifa iwe
@mandisomoyo77772 күн бұрын
Last post ,what you did was wrong ..but if you go back to the Lord and ask for forgiveness sincerely, Jesus Christ will forgive you
@sikhululekilencube32952 күн бұрын
good morning mkoma Nashy and family
@NyashaMamvuraСағат бұрын
I just feel that the way mukoma Nash says ndomessage yandakasenderwa iyi kubva kuna kuna 😅 I think he will say names 1 day😂
@tatendagwata97682 күн бұрын
Morning mkoma Nashy and to you All 👏 😘
@tinamakasa74932 күн бұрын
Mamukawo sei mkoma Nash nevedare
@urielchance8692Күн бұрын
Hokoyo nengozi wake
@janemadziwa68802 күн бұрын
Mustudent anemaboyfriends akawanda. Choose kuti wogara hako here usina tunhu twaurikuda but uri healthy or worohwa nyoro wopihwa twakanaka nechirwere pamusoro
@AlettaChiyangwa-xd1ex2 күн бұрын
Mwanasikana usashandisa word sacrifice zvisina basa ku sacrificer chiiko zvinhu zvisina basa nhai
@sikhululekilencube32952 күн бұрын
let's all like 🎉❤
@TatendaMazvihwaКүн бұрын
Mkoma mukuvernger pasi wedzerai volume
@mandlovunumber1163Күн бұрын
Mukoma vedu avo varikuti vasara new years dzekurarama dai makwanisa kundibata muwane rubatsiro ini handisirini ndino batsira asi ndino ziva munhu anopedza nhunha dzenyu dzese idzi. Mukatozitanga kurarama hupenyu hwakanaka nemhuri yenyu
@warrenusaihwevhu2 күн бұрын
Hahaha aya sisi vekugweru tikwanirei
@EmmauelPasipamireКүн бұрын
Hallo kokanavuchida kuisa confession inoisa papi
@tinamakasa74932 күн бұрын
Asi sei tine hutsinye hwakadaro nhaimi uuuuuu last confection zvamakaita zvakaipa
@mafinousmakanyaire1683Күн бұрын
Makadii Mose umm nyika yatakura Kurema chokwadi
@christinakanyemba2797Күн бұрын
Wakutya ngozi.ko makadii kuti vatange vaenda kunotetswa first
@Tinashe-i9gКүн бұрын
Kuuraya mai vako iwe wotya kufa . Ita hako urove pasi kana usigade kurenga mabasa ako akashata
@FortuMutandwaКүн бұрын
First confession chingoshinga ufe zvako ndiwe wakazvikanyira
@SisiLillyDiariesКүн бұрын
Zvinhu zvacho so
@LizzyDomboКүн бұрын
Last confession une utsinye mwari achakuranga uyo muskana anoda varume kubhadharirwa rent uchaitiswa mukadzi wechikwambo uye kushaya mbereko upenyu hwako hwose nekukara mari gutsikana nezvauri kupiwa nama parents ako
@SibongileMaphosa-f3s2 күн бұрын
Last confession une utsnye cht
@menoverseКүн бұрын
Last confession - urikurwadziwa neiko iwe uchiita semushurugwi WE ZANU-PF? Chero akasamuka ngozi, why did you do something so terrible like that, wangu?😢
@MoreblessingMashizha-e5e2 күн бұрын
izvi hazvina tsitsi broo makaurayisa mhai saka munoda kuramirei dai makafunga zvese izvo musati maurayisa mai
@tinevimbo87512 күн бұрын
Endai navo kuchipatara woti ngati itwe ma tests unofira foni nemari yerent usapuse iwe
@LoiceMtisiКүн бұрын
Chihule
@tinamakasa74932 күн бұрын
2 months dzakawandisa dai wanzi 2mins iwe kana wakafa hauna basa kuuraya mubereki akakubereka iweka
@millicentnzanga33222 күн бұрын
Ummm yaa uyu weku chekeresa amai how do you sleep at night haa zvakaoma
@Laku969Күн бұрын
#1 confession wakutya kufa nhasi. Asi mai wakauraya. How selfish
@tinamakasa74932 күн бұрын
Wadi kutaura chokwadi kuti wakaromba ubatsirwe neve church
@sikhululekilencube32952 күн бұрын
girl people are positive out, if you want to be safe use condoms, think about your future not for now
@christinakanyemba2797Күн бұрын
Ko munodii kutanga mabvunza rubatsiro before maromba
@Ruerue2502 күн бұрын
Its shocking kuti munhu anoromba ari muchechi... Obva aita sudden mari, leaders embrace him... Even marries the Pastor's daughter They use the bloody money without shame Is it even a church?? No Holy Spirit at all.
@AlettaChiyangwa-xd1ex2 күн бұрын
Ask that again veduwe 😢
@FaythChisekulaКүн бұрын
Last confession what you did was wrong and also vamwe vanozowirwa nenyaya inenge iyoyi HIV haitestwe nemaziso uye haitestwe nemuromo do what is supposed to bê done or unofa wakasvinura sedemba
@FaythChisekula2 күн бұрын
Mwana sikana you want to sacrifice your life for an ordinary phone nekubhadharirwa rent hehehede vamwe vachotengerwa dzimba nema GD6 iwe ukuperera paimba yalandlord wake up from the slumper gal