Enlightening and interesting expose of the occult. Indeed life is spiritual. We need a sequel.
@faithfaithmashavira5387Ай бұрын
Hello chirongwa chakanaka,itai chimwe chirongwa from Sekuru Shumba panyaya yezvikwambo,a full episode.Vane ruzivo.
@MitchelleChipanguraАй бұрын
This is interesting, tirikudzidza
@samkelisonkube211017 күн бұрын
Abantu abarombesayo bababulawe
@NotJuliaHerbertАй бұрын
Ummm ini I believe that life is spiritual. There are things that we still don't know about the dark side of life. In Nigeria people are turning into catfish in front of cameras, people disappear in thin air. Someone gives a gift and that buckle, wig, shirt or anything and then start racking up havoc in your life 🧬. Be spiritually aware and alert
@tmafungo84Ай бұрын
Share the catfish video
@mbizi4573Ай бұрын
Where's the catfish video?
@nyandorobright5 күн бұрын
Kkkkk muchapedzerwa mari nenhema Satan akaburukira paNyika
@mbizi45735 күн бұрын
@@nyandorobright vajaira kuitiswa
@drijowacho2314Ай бұрын
Haaa i learnt a lot today mmmmmm
@ItmustbeT_NdlovuАй бұрын
"Put on the whole armor of God, that you may be able to stand against the wiles of the devil. For we do not wrestle against flesh and blood, but against principalities, against powers, against the rulers of darkness in this age, against spiritual hosts of wickedness in the heavenly places." Ephesians 6:11
@kelvinmarwizi8769Ай бұрын
You're using the bible which was not there 200 years ago remember the bible came with the missionaries 😂😂
@ItmustbeT_NdlovuАй бұрын
@@kelvinmarwizi8769 actually ancient manuscripts of the old Testament have been around since BC 5000 so thank God we eventually received the Holy Book even though it was 200yrs ago as you say..
@ItmustbeT_NdlovuАй бұрын
@@kelvinmarwizi8769 but i understand your point.. the missionaries added their twist and changed a few things in a way using it to oppress us in some places through slavery,which the bible also prophesied, i mean Gods favoured people (Israel and Judah)..so it's important to read it yourself and pray for the spirit of discernment.
@kelvinmarwizi8769Ай бұрын
@@ItmustbeT_Ndlovu Before Missionaries came to Zimbabwe there was no Jesus, Satan on any church here.
@ItmustbeT_NdlovuАй бұрын
@@kelvinmarwizi8769do you believe in Jesus?
@jayleetzvevo460Ай бұрын
Zvakaoma hama dzadiwa yoooh
@GladysRumbidzoАй бұрын
Ndichikura kune mwana akarohwa nezvidhoma so mukupfungaidza kuti zvitaure pane chakati hachisati chogona kutaura plus chaitya kunorohwa. Mukuramba zvobvunzwa chakati chichangotanga basa chikataura kuti anga ari mwana wekwamai nhingi akanga abvawo kufa hanzi ndakaurawa kuti ndiitwe chidhoma. So version ya skr Kanengo iyo ndoibvuma cz inyaya yakaitika ndichikura. However handingati vanonyepa cz Africa magic anything is possible
@ShupMacheka-vj7qwАй бұрын
Vataura chokwadi kudaro since vakabvisa zvinhu mudzimba dzevanhu handisati ndakamboona pavakabata zvidhoma kana zvishiri mudzimba umu varibata chii
@Ladypradaful18 күн бұрын
Vanhu vakawanda vatadza kuroorwa or kuroora nekuda kwekuroodzwa kuzvikwambo
@otiliakaviya9954Ай бұрын
Mmmm sekuru shumba avoka vanotyisa
@habbitz.Ай бұрын
Life is spiritual. I suspect everyone who says they dont believe these. Munhu iyeye its more likely kuti akaromba or anoroya mumhuri. 😂 Thats my view & thought. Like if you agree
@Grainger0123456789Ай бұрын
Or its just ignorance ,
@MellodyChenaiKoronya-b3h29 күн бұрын
I haet n'anga dzinorombesa vanoita kuti vanhu vapedze dzinza
@KundaipridemoreMudzudzuАй бұрын
Ndivo vekusota mkoma simba here Pa Australia ngavamusunungurewo please amana
@rolandmoyo-yy3ok26 күн бұрын
Ko kana vanhu vedzinza iroro vapera kufa pamwechete nezvipfuyo zvapera kufa, ko rimwe ropa chinozoriwanepi?.
@@upenyumaumbe640 saka mukafigwa gore negore that makes u blind and believes in nonsense hakuna huroyi hunobatwa in physical form chikwambo is spiritual
@justinmhlanga2243Ай бұрын
Ehee ndozvamunoda kah zvekuromba 🤣
@nancybungei9113Ай бұрын
Which language is this?
@mcmaffy0839Ай бұрын
This one is the cancerous language of Zimbabwe
@Lucky-s9yАй бұрын
Shona from Zimbabwe
@BilyaletdinoMaphosa27 күн бұрын
Shona from Zimbabwe.
@philotanyaboyzdzetonaz569627 күн бұрын
Mothers tong
@shingaimukokota150Ай бұрын
Itai reran
@FPLNEEGAАй бұрын
Fake button ------------>
@nelsonmanyenga2130Ай бұрын
😂😂😂 idzi inyambo hakuna zvakadaro.
@OludavidMaboАй бұрын
😢
@lovemoremuteura852829 күн бұрын
Baba ava vanonzi Kanengo vakadya mari yangu mahara mugara musambofa makatumira vanhu ava mari vanonyepa too much
@beautysbongilesawana877625 күн бұрын
Maifabira kudzokera ku review pamwe maibatsirika even ma doctor vechirungu arikutirapa asi tichingofa wani