1st confession yes wakapengeswa na Mai vake but kuna Mwari une chitadzo wakadeura ropa risina mhaka coz if u die without repenting denga haurione so tendeuka repent confess everything u did to a pastor be baptized tanga kurarama upenyu hwekutya Mwari nekunamata uchiverenga bible hanzi tsvagai Jehova achawanika akaipa ngaasiye nzira dzake
@mhlangasandiso97772 күн бұрын
😅😅😅Ko Kuzoti musiKanq wangu😂😂😂
@millynzanga2 күн бұрын
2nd conf yaa vaye vekuda mbinga l hope mabatawo conf iyi
@MillicentMpofu-b6t15 сағат бұрын
Hehe he musikana ane55yrs aripo here???chingoti mbuya kana amai😅😅
@tinamakasa74932 күн бұрын
1st 🎉🎉
@PrimroseSithole-lr8dj2 күн бұрын
Maswerasei mukoma Nashe
@EsnathNtotela2 күн бұрын
Mmm mwana iwe musikana hre zera rambuya vako
@gloriaberger5152 күн бұрын
Nash you must listen as you read this guy anoti ayisaziva kuti mwana wenganga
@ZimSecretsandConfessions2 күн бұрын
apologies
@Smilekeeper120YT2 күн бұрын
Pengeswai munonyanya
@nyonisehlulekile86072 күн бұрын
Ndiri muBoksburg pamwe ndakatokuonai muchidhunya😂
@ZimSecretsandConfessions2 күн бұрын
kkkk
@MosesJaravani2 күн бұрын
Akangozviziva kuti mavabhoo anonokupamhaizvee modzoka kupenga move on
@millynzanga2 күн бұрын
1st conf uchinyanya munorara nevana vevanhu apa uchiti haumudi yaa good size chaiyo
@TrishMakoni-m9z2 күн бұрын
Wakaurayirei mwana asina mhosva nxaaa
@PrimroseSithole-lr8dj2 күн бұрын
First
@SandraShamisoDerah2 күн бұрын
Bhudhi vane mukadzi ari ku bleacher skin yake ps don't divorce yr wife already u r in 2nd marriage Jesus said in the Bible if in a marriage kana vachinge vanetsana a MEDIATOR should be found especially from yr wife s side also vakuru kwaari so that they should talk to her kana aramba kunzwisisa mongogara ndiye achaora muviri wake iwewe don't fund/ buy those lightening creams just watch her kana iye achida ndiye achasiya ega
@SandraShamisoDerah2 күн бұрын
Wnd confession u ssi u gonna sacrifice yr wife my brother is it really worth it?murairo wepano is TEMPORARY but when u die where yr soul goes is ETERNAL Jesus said what does it profit a man to gain the whole world and loose your soul loosing your soul is the second death of going to hell FOREVER hanzi musanyengerwa Mwari haasekwi chaunodyara uchachikohwa repent confess everything to a true pastor be baptised siyana neupenyu uhwu be prepared to let go of that bloody money and start from nothing but if you want to keep on enjoying it then you have to know kuti kufa kwako he'll awaits you