That's true tatarisana nehondo mazimbabwean, Zanu pf haibve ne election, kunovhota it's a wasting time haishande election vanobirira chinotoshanda ihondo yes vanobva nehondo pasina hondo kanganwai.
@MarshallMagora7 сағат бұрын
Hamuna strategy munoda kuuraisira vanhu mahara
@Namib-m5s3 сағат бұрын
Iwe nyarara kana usina zvekutaura, ndimi vanhu vaiurayiwa by these same people in the 70s vaitaura zvaurikuita izvi
@Fiyosmost9 минут бұрын
Ko iwe ita strategy zve?
@gloriaberger5157 сағат бұрын
Enda ka iwe unorwa and die,urikuda ani wacho aende kuhondo and die?
@timbazchivakanenyama53807 сағат бұрын
Watching from Zimbabwe Gokwe Nembudziya ♥️ 🇿🇼 👍
@point5creativestudios6 сағат бұрын
Pari sei pa Gokwe ?
@BrianKandiero7 сағат бұрын
Im ready ini
@LovemoreJosi5 сағат бұрын
That's is true vakomana ngatimamisanei navo vanhu avo daidzai ini kana makutanga hondo yacho ndoidawo
@MikeLeyo8 сағат бұрын
We are ready for war but hatina zvombo tirikuda zvombo titotanga kufa hapana kusiri kufa , inga tirikungofira mune dzimwe nyika pamusaka pevanhu ivava Zanu pf
@justice41477 сағат бұрын
Very true
@Namib-m5s3 сағат бұрын
Let truth be told, reminds Chamisa that he is wasting his time.
@AlexandrettaPhilomenaHobane5 сағат бұрын
let's not wish for a civil war... it's terrible. The end results are never worth the lives lost and damage to infrastructure. Moreover,complete recovery post civil wars can never been fully realized unless the underlying causes of conflict are addressed through honest mutual dialogue...I think we are losing enough lives daily through many sad ways and personally I wouldn't want even a single person to die, no matter the reason. We all know that only the truth can set us free... dealing with sensitive issues on KZbin hardly improves the situation...