Zve bonde is another issue mkdz haasi kuchengetwa uyu
@TinotendaMlambo-g5xКүн бұрын
Shuwa baba Ava vanenge vakamwa big up maChief anochena zvawo
@EdithBondera310 сағат бұрын
Chief. Nyamaropa munoziva here kuti Solomon in the bible aiva nevakadzi vakawanda kwazvo so ini hangu ndazvipira kuitawo mumwe vevakadzi venyu chokwadii
@MpansiКүн бұрын
Machangamire dare rino akachena smart chaiyo
@Amarie07719 сағат бұрын
Vanochena kani l.thought l.was the only one anozviona.
Mai boy siyanai nerombe iri munofa musina chiro nako kuda bass mumba achingoombera achingoti changamire zvisina nebasa
@PrincessZhou4 сағат бұрын
Umm dai masiya doro baba ratokuchembedzai ikozvino bamkuru ndovakuita senge first born yenyu umm ma1 chaiwo😢
@philliphamunakwadi-og6tf3 сағат бұрын
Kana zvadai mukadzi haadzoreke cz anenge atowe nechikomba ,anenge akutoda freedom yehupombwe.anenge atopisher kana two years achironga saka akat handichada hamumugone cz mind yake inenge yatosarenda.
@MaiGeeMlamboКүн бұрын
Mai chingogarai kani matochembera kani kwamabvq ndiko kure makura kani
@joinahmukanangana2993Күн бұрын
Zvinoenderwa kudare here izvi ,now murume uyu atopusa more. Pamwe ane chirwere che shuga or stress. Manje onyadziswa pakazara vanhu here veduweee
@LoraineManyikaКүн бұрын
Mambo ndadzokazve mambo bushu mai va dhafu please garai pasi murikuvhiringa dare uye kuwe nechigaro mudare hazvirewi makutaura kudarika mambo. Mambo dare richaita kunge ra Chigodora kudherera vanhu
@EvelynMidzi-e2g12 сағат бұрын
Imi zvamadai kuramba musadzokere kumurume anozokuurayai musanzwe move on
@SimbarasheManyara-q5pКүн бұрын
Murume ngasiye doro uyo ndiro riri kumukuvadza
@MollenMutangaКүн бұрын
Enda vamai unozviitira zvinhu zvako murume vako ibenzi