Handt paradio station panenge pane other programs kana zvinotyisa zvichipiwa 30 mins she will try to cover everything nenguva iyoyo havana magic yavangaita.
@S24-x1u6 ай бұрын
18 roomed house in a month! They must have a magic wond😮
@paulachimwanda77386 ай бұрын
Todiiko nevanhu vakaromba nhai mwari tatambura
@SusanMutsvairo-p2q6 ай бұрын
Heika kuuraya mai vako shuwa
@SmartAfrica226 ай бұрын
God have mercy on us
@ShynessTagarira6 ай бұрын
Ndavarege kuenda kunyaradzo😊
@nyashabuwerimwe-sw6qu6 ай бұрын
Dai vanhu ava vaenda ku sly media or kukaranganda koz kwatete uku vanovharwa na tete havambotauri zvese zvinongogurwa gurwa
@NEC_Nomsa6 ай бұрын
Haisi nyaya yekuda but zvinhu izvi iradio station inenge ine time
@greaterchinyowa60606 ай бұрын
Apa painoita vaonekwe nekukasira, ose mastations achazotaura navo zvofamba .
@SheStoicForLife776 ай бұрын
I have a genuine question zvangu. Migwagwa yema villages haifaniri kugadziriswa ne ma local councils here? Handiti vanhu vanovhotera ma MPs, Councillors, etc? Saka kana vanhu vobhadhara mari dzavo zvekare kuzvigadzirira migwagwa munharaunda mavo zvinorevei? What’s the difference between roads in urban areas that are maintained by local councils/Dept of roads?
@BaadNews6 ай бұрын
Aah
@Patrick-cz5fx5 ай бұрын
What i want to know ndimi makaronga nyaradzo or else mukwasha
@Nkomazi6 ай бұрын
If you want to be popular in the streets of social media of Zimbabwe just start saying that "unodya vanhu" or " unoroya or uri madzibaba anobata vanhu vanojola" ... This kind of mentality is not good for our society. 😢
@omegagovero91996 ай бұрын
😅😅😅 such mystery has terrorized us as Zimbabweans 😅
@annetsitsi30626 ай бұрын
Saru apedza Hama dzake veduwe…this is terrible…hopefully they find help
Tete TILDA ma DATA its a bit expensive we rather donate that small amount back home. Because aya manyepo
@PKAYSO166 ай бұрын
Asi ndiwe sisi vacho?
@nomalangakhiswa43956 ай бұрын
Zvakaoma vanhu vakuda mari kudarika hma chokwadi. Zvino rudzi rwose ruchatanda botso noouuraya Mai kwakaita
@danielmpofu31326 ай бұрын
Wave kurasika manje how can you advertise for n'anga
@SusanMutsvairo-p2q6 ай бұрын
Mazuva ekupedzisira uipi huchawanda
@mimsharkangel18266 ай бұрын
Huye KUdenga kwacho kunodzoka kwoita Kure zvedi
@nyaradzomarozva57156 ай бұрын
First pano🎉😂
@tmaktmak14646 ай бұрын
Woodhall haisi new Marlborough
@bigpoppa54686 ай бұрын
why invite people if you are going to interrupt and not let them tell the full story
@WendyJangara6 ай бұрын
I am also wondering 🤔
@SibongileNdlovhu6 ай бұрын
Auntieza murisei
@getrudebwerinofa87176 ай бұрын
Musagova hembe kusvika mawana help kune vanobatsira especially vechivanhu.
@silindiwetshumasilindiwe78116 ай бұрын
Mari yakangobva mumhepo ummm😮witch craft is real 😮. Ko chidhoma chakaunza mari nhai Zim is scary
@alfredmuvhimi40596 ай бұрын
Eish Sarudzai usadaro
@BonganiNyathi-jp1mn6 ай бұрын
Babakazi liphilile kodwa?
@mirandanzula86396 ай бұрын
Aunt linjani
@Melody-kn8ur6 ай бұрын
Zvakaoma mukurarama
@rendanigumbo98796 ай бұрын
Tete Tilda makadii zvenyu
@silindiwetshumasilindiwe78116 ай бұрын
I hate hurombwa hwekuuraya vanhu vasina mhosva. It's not fair at all. Unoita hurombwa hwekuuraya vamwe vanhu it's boring.
@florencedzinodya27576 ай бұрын
Ummmm zvakawoma chaiko
@EdinahMhlanga6 ай бұрын
There is no tangible evidence that bamkuru and sis are killing pple ,black tend to say vanhu vese vane mari kuromba but it's not always the case unogona kutobudirira usuna kuromba
Dai vaenda havo kuKaranganda at least you narrate your story till the end
@nyashabuwerimwe-sw6qu6 ай бұрын
I wonder why pple vachienda ku star fm koz tete tilda havadi muburitse nyaya dzese vanokuvhiringai vhiringai
@tendayigahadzikwa13906 ай бұрын
kana kwaRobert apa hapana zvavanozobatsira nazvo
@WendyJangara6 ай бұрын
True
@maviskaseni6 ай бұрын
Or kwa Stella weDestiny tv
@linnettemachaka56025 ай бұрын
😊
@joysibanda93726 ай бұрын
Hello Tete.
@NCHlongwane6 ай бұрын
Nhema idzi
@witnesschivhiya2526 ай бұрын
Tete dont interrupt your guests,
@frankmoyo72676 ай бұрын
Tete Kanengo wenyu anenge ari kubhadhara mari yakawanda everytym Kanengo Kanengo
@magmat33636 ай бұрын
You might not understand how advertising works, yes Kanengo pays for his name to be advertise, he pay Star FM so that he gets more customers just she has also read about the other person. It’s called marketing, hazvineyi na tete Tilder that is how companies get their money,it’s from advertising,I pray that you get it 🙏🙏🙏
@ThandiweTwambo-fw3pu2 ай бұрын
My aunty witch all the girls no to get married
@maiyeukai93466 ай бұрын
Haa ndakazvitaura kuri ari rude uyu...anozviita anoziva zvese
Uyu anonyepa uyu ndootype inotaurisa ikaona vanhu vane mari haiwawo
@kudakwashemahuni36516 ай бұрын
Tilda is very rude, i hope ndezveparadio chete coz kana iri iyo character yake kwese kwese ma1 chaiwo.
@CECYCHAPS6 ай бұрын
𝑻𝒆𝒕𝒆 𝒗𝒂𝒏𝒈𝒖
@nyaraimhungu6146 ай бұрын
Makadii tete
@clintonvusijuly77816 ай бұрын
Sekuru kanengo
@LindaMashawi6 ай бұрын
tete tokumbirawo muwedzere nguva paprogram iyi cz mune karough kna makuda kupedza its not good munoti majokes hre musadaro yu intoduced this programme mega sak siyai vanhu vataure.musadaro tete manga makagona wani
@MemoryMatare-tf4gj6 ай бұрын
Zvakaoma 💔💔
@margaretmunyanyiwa12696 ай бұрын
Tasvu tasvu tasvu
@raphiemafiaflexx6 ай бұрын
Satanism
@MavisChadzamira6 ай бұрын
Makadini tete
@mylesletang88116 ай бұрын
Prophet Paul ndavaede ikoko
@MisherlKurasha6 ай бұрын
Prophet Paul vangavafambira ere or ndivo vanofanha kutoendako