Ini ndiri munhu ane moyo wakanaka asi mukadzi asatore mukana iwoyoo sendaka pusa nekuti ndicha rowa vanhu ne pfuti ende ndinayo pfuti yacho. Ndapedza zvangu.
Nzara ndoikutuma vanhu kuhura, kana baba vemukadzi vane hudyire kuda mari chete kushandisa mwana kukavha Nhamo yavo. What a shame iye mwana mudiki kudaro kuita hunhu hwakaora kudaro. Akafurirwa na interpreter kuty abvume kuroorwa vodyira muchina bag apo achirohwa kuside na interpreter