CHIKOMBA MU CHINESE CHOMISWA PAMBERI PEDARE NEKUS^RA MUKADZI WEMUNHU CHIKAPA ATEZVRVA $1000 DEPOSIT

  Рет қаралды 92,867

ZimQuik Tv

ZimQuik Tv

Күн бұрын

#makandiwa #uebertangel #theclosurednashow #chamisa #karanganda #chigodora #slymedia #tilda #trending #zimcelebs #tytie #kikkie #unclesaint #shematv #magaya #zigo #kundaichitima #djollah #maititi #madamboss #zimbabwe #chiefmutasa #chiefnyamaropa #chiefbushu #mnangagwa #chamisa #maititi # #mhosvatv #mamavee #comielder #jahprayzah #fyi #viral #foryou #africa #zimsocial #trending #love #zimnews #harmonize #zimfocus

Пікірлер: 550
@Zimquiktv
@Zimquiktv 2 ай бұрын
Follow the Zimquik Television Official channel on WhatsApp: whatsapp.com/channel/0029VagSOLh7IUYPbUKdPy22
@erinadaqueennhikiti
@erinadaqueennhikiti 2 ай бұрын
Muchaina🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@mablegwiza6452
@mablegwiza6452 2 ай бұрын
Wakadadira nekutsvinyira mukadzi oita hake move on wakurwadziwa futi nxaaa
@haroldmurawu1726
@haroldmurawu1726 2 ай бұрын
What is it that you don’t understand? You don’t just change men as you like in marriage iwe. Haana kupuhwa gupuro handiti? Ndimi vanhu vauraya nyika imi. Dai murume uyo ari hanzvadzi yako urikutaura zvakasiyana. Chii chakakonzeresa kuti baba vake varambe kuti vakaroodza mukadzi kumu Zhing Zhong kana pasina mhosva. Tarisa nyaya kwete zvako zve gender allegiance no matter what. Dzidzisai vamwe wenyu ava tsika kwete chihure. You are so toxic and disgusting!
@brightmawoko4600
@brightmawoko4600 2 ай бұрын
Exactly 💯. Anenge aishusha mukadzi achifunga kuti hakuna vamwe varume vanogona kutorawo nhai 😉
@LisaSalime-n6f
@LisaSalime-n6f 2 ай бұрын
Varume vanodada ndingamirire gupuro remunhu anenge achiitavo zvevamwe vanhu mukadzi uyo haana kna mhosvaba varume imbwa
@mablegwiza6452
@mablegwiza6452 2 ай бұрын
@@LisaSalime-n6f nhai zvako iwe
@esabeldube112
@esabeldube112 2 ай бұрын
Anga asisina murume. Munhu akarambwa 8 months arikuvabereki vake. Let her move on. Kuripisa chii chacho. Anga akambobvisirwa Mari yacho here neboora Ngoma iro. Regai mwanasikana fare. Azviwanira hake munhu anomupa Rudo rwakakwana. Baba avo jealously ndiro ravabata. Mukatarisa Ganda ravo hutema hwacho hwasangana nekusanyatsogeza. Ngavatibvire apo. Makorokoto Mwana sikana 🎉🎉🎉
@EverMudungwe
@EverMudungwe 2 ай бұрын
Mukadzi ndewe mu china haasi wemurume uyo anonyepa kuti akaroora muna November; November hakuroorwe
@BrianNkomo95
@BrianNkomo95 2 ай бұрын
chihure chakazara mumusoro
@EverMudungwe
@EverMudungwe 2 ай бұрын
@@BrianNkomo95 hapana chijire apa murume anga asina kuroora chete November hakuroorwe munhu
@maxwellkanyandura4983
@maxwellkanyandura4983 2 ай бұрын
Vakomana vanhu pachiVanhu vanobvisirana mhete kozoita gupuro
@shakundrazhantel
@shakundrazhantel 2 ай бұрын
Me chief varume vanotsvinyira vakadzi vemudzimba kana tazowana anerudo voita ma enermy of progress
@EugeniaMuza
@EugeniaMuza 2 ай бұрын
Happy for you lady mu china munhuwo sesu only skin different mubate bhooo
@MrsFishPride
@MrsFishPride 2 ай бұрын
.
@Qwinpin
@Qwinpin 2 ай бұрын
True... I have a Chinese ex but ma Indians nema Somalians handibate 😂
@peacegwambiwa
@peacegwambiwa Ай бұрын
luchina munhuwo pzkudii wen in their land they actually kill blacks for dating Chinese
@macsheltongwati8315
@macsheltongwati8315 Ай бұрын
9 mhata yako iwewe ukusimbisa izvi ikoko kwavo kunodiwa here ikoko
@YaseenKichov
@YaseenKichov Ай бұрын
How u bring us diseases to this country
@modistamaraidza1346
@modistamaraidza1346 2 ай бұрын
Jackie Chan mudare🤣🤣🤣 chief vatya kurohwa
@josphinemandangu-ps6dc
@josphinemandangu-ps6dc 2 ай бұрын
Kwa-a
@TalentMawere-hc5ff
@TalentMawere-hc5ff 2 ай бұрын
Vatadza🎉 knyenama ka semazuva ese Cairo head karate vakaita bhoo😂 😂😂
@Insider_26
@Insider_26 Ай бұрын
Kkkkkk haaa vatya nacho 😅😅😅😅
@shumbahurushumbahuru4894
@shumbahurushumbahuru4894 2 ай бұрын
As a man apa i support the woman. Kamurume ako kaakuita jealous ne shaisano. Kakaramba mukadzi kaluona life yake yakuchinja kakuda kuzvimisa. Ka enemy of progress.
@agnellamusonza
@agnellamusonza 2 ай бұрын
Wapedzera kkkkkk ENEMY OF PROGRESS chaiyo
@rascocky6366
@rascocky6366 2 ай бұрын
@shumbahurushumbahuru4894 Uyezve karikuda upfumi kubva pama Chinaman!!
@munhumutema8970
@munhumutema8970 2 ай бұрын
Chivanhu hachidaro wangu. Pasina gupuro hapana kurambana. You know kuti mukadzi iyeyu akafira kumuChina uko vatezvara avo vanongogona kunetsa mukuwasha wekutanga kuti wandinoziva ane mwana wangu ndiwe. There is a guy who was in SA with his wife, wife left and went to stay with new boyfrined who was actually sending stuff to the wife's parents back in Zim. Husband called the family to let them know kuti mwana wenyu akanditiza akanzi she is free to do as she wishes. Mukadzi ndokuzofa, chikomba dissappeared, and vanatezvara demanded that the husband who had been deserted must foot the funeral expenses and transport the body homebecause "watinoziva akatora mwana wedu ndiwe and hatina kuona gupuro". Pachivanhu, nomatter what happens, pasina gupuro hapana divorce.
@NyikaGave-ww4wz
@NyikaGave-ww4wz 2 ай бұрын
Chambere murume hazvienzani nekurarara mgota😅
@GainmoreChisuro-ye2hg
@GainmoreChisuro-ye2hg 2 ай бұрын
Muface akungotsvagawo mombe uyo akaramba munhu akurwadziwa nekt awana anomuda tsaga shanda iwe
@patiencechimwanda1204
@patiencechimwanda1204 2 ай бұрын
My point thank you
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 2 ай бұрын
Taura zvako izvezvi haana Kana kubvisa tsvakirai Kuno nxaaa
@haroldmurawu1726
@haroldmurawu1726 2 ай бұрын
Patori ne mhosva apa!
@fortunateshoko1660
@fortunateshoko1660 2 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂 muchina ari kutozvishaya kt zviri kufamba sei 😂😂😂
@ferdinandnyamunda7752
@ferdinandnyamunda7752 2 ай бұрын
😂😂😂
@marygotora7842
@marygotora7842 2 ай бұрын
😂😂😂😂
@pradelmanari3650
@pradelmanari3650 2 ай бұрын
😅😅😅😅😅😅😅my ribs
@SharonMoyana
@SharonMoyana 2 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 atii iye ajaira ma zhingi zhwangu ana chumuchumu 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@violahmushati1875
@violahmushati1875 2 ай бұрын
🤣🤣🤣
@terminagematinyarare8699
@terminagematinyarare8699 2 ай бұрын
Kkk kumuChina katori confused zvaiko kkk
@tracylyson1371
@tracylyson1371 2 ай бұрын
Hakasi kunzwa zviri kutaurwa kkk
@Maphosa718
@Maphosa718 Ай бұрын
Language yamuvhiringa😂😂😂
@Insider_26
@Insider_26 Ай бұрын
HOyoooo😂
@GulazLisbon
@GulazLisbon 2 ай бұрын
The first husband mistreated the wife, now he wants to fix this lady, this Chinese guy has no case to answer. if the black guy paid something, he can be refunded otherwise yafa yaka loader...@Zimquiktv is there a way you can reduce the background noise please?
@rascocky6366
@rascocky6366 2 ай бұрын
Exactly. In fact he has no right to compensation from either the Chinaman or the father-in-law. In our traditional customs if the man mistreats and abuses the wife and she runs away (leaves him) then the dowry will not be returned.
@HazelKupakuwana
@HazelKupakuwana 2 ай бұрын
You will be surprised kuti haana kana cent raakabvisa
@YvonneNyamayaro-vz3uy
@YvonneNyamayaro-vz3uy 2 ай бұрын
Hapana refund yaanowana 😂😂😂😂ngaangogamuchira kt mukadzi akaita move on
@VaraidzoMugombi
@VaraidzoMugombi 2 ай бұрын
Mwana sikana mwari vakakuwanira nyasha ❤ nice iro benzi remurume
@Blessing-y9x
@Blessing-y9x 2 ай бұрын
Amen
@Hazvineikambamuri
@Hazvineikambamuri 2 ай бұрын
Mambo siyai mwanasika Aite move on baba vawo vakurwadziwa vaifunga kuti hapana achamudawo ,ngazvinyarire murume uyo
@freegracesibanda690
@freegracesibanda690 2 ай бұрын
Zvirinani kuchema urikuchina pane kushungurudzwa nemuZimba apa asingakuchengeti
@TiaraMoyo
@TiaraMoyo 2 ай бұрын
😂😂😂😂lol
@Blessing-y9x
@Blessing-y9x 2 ай бұрын
Amen Ini ndikutotsvaga karungu chero kaharahwa hazvina BSA 😂😂
@user9mrsbvunza
@user9mrsbvunza 2 ай бұрын
😂😂😂😂 sadaro dear 😂😂​@@Blessing-y9x
@portiachirimuta8718
@portiachirimuta8718 2 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@SandraTavarwisa
@SandraTavarwisa 2 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@Blessing-y9x
@Blessing-y9x 2 ай бұрын
lm happy for you gale ❤❤
@angelinejeriwa9886
@angelinejeriwa9886 2 ай бұрын
Munhu nemhunu wake munotsvinyira vakadzi muchifunga kt muri vaMwari hre thez only one God nhasi awana anomuda waakuda mombe
@everjoylupi7940
@everjoylupi7940 2 ай бұрын
Love knows no boundaries,Ko kana vanyura uchadii nhaiwe ex bhangu😂
@RumbidzaiKafurama
@RumbidzaiKafurama 2 ай бұрын
Kkkkk ko vanyuraaaa singing hangu kkk
@tatendandemera2162
@tatendandemera2162 Ай бұрын
​@@RumbidzaiKafurama😊😊
@tatendandemera2162
@tatendandemera2162 Ай бұрын
Kkkkkkkk mu China 🇨🇳 haaz Kuma 70 hre uyo
@laciousndlovu8458
@laciousndlovu8458 2 ай бұрын
Too much background noise in this channel 😢😢 if u dnt hv earphones u wont hre n thing
@lovenessnhidza4267
@lovenessnhidza4267 2 ай бұрын
Varume muchadzidza kugara zvakanaka ne vakadzi mudzimba hoyoooo aenda nemuchina
@ROGUE406
@ROGUE406 2 ай бұрын
Hure ihure hama - chero imi mukaita sei, varume vanongohura wani. Same with women - chinonzi regedza ndechiri mumaoko
@mollineshato8442
@mollineshato8442 2 ай бұрын
Ndozvida varume fast track aifunga achasuffer nachimai chake
@saymoregonzo
@saymoregonzo 2 ай бұрын
Benzi remunhu dai ukahuriirwawo asi hausi kuona mavedioi evakadzi vari kuhura na chivhayo. Vakadzi chero ukavabaa zvakanaka vanongosvirwa
@saymoregonzo
@saymoregonzo 2 ай бұрын
Dai iri hama yako yaitwa izvo wainzwa sei mukadzi akangoda mari akarorwa kaviri
@charitymamvura1291
@charitymamvura1291 2 ай бұрын
Taura hko
@MitchellJena-xr3xg
@MitchellJena-xr3xg 2 ай бұрын
Waimutambudza nhasi aenda unoda mombe dzei ndogara ndichiudza vanikina vangu kuti musatambisenguva yevana vevanhu mukavasiye musazorwadziwe
@joelpande1272
@joelpande1272 2 ай бұрын
kana munhu ada mu chinese ngaende zvakanaka kwete kuzonyepera kutambudzwa kusipo
@EsnathMatope-kt1fx
@EsnathMatope-kt1fx Ай бұрын
Hallelujah 😅😅
@josephinezata7529
@josephinezata7529 Ай бұрын
Good girl sarudza kwaunodiwa
@t2tsquared
@t2tsquared 2 ай бұрын
Munhu ungasiya munhu 8 months aita move on wodzoka woti uri mukadzi wangu ngaasiye mwana aende nemuchaina
@ChipoMunyayi
@ChipoMunyayi 2 ай бұрын
China man anakirwa nereMukorekore,haa haasi kudzora tsvimbo
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 2 ай бұрын
Akatambirwa iye hama saka kwavo hazviko kkkkkkkkk
@Blessing-y9x
@Blessing-y9x 2 ай бұрын
😂😂😂😂
@TheresaMaps
@TheresaMaps 2 ай бұрын
😂😂😂​@@shingiraikambarami1274
@JaniceSikamale
@JaniceSikamale 2 ай бұрын
You are abusing muChina uyo ,, arikup ndoda kumotora hake ane tsika kutobvisa pfuma girl kura uchengeteke iwe kwete kuita razor dzikama nemuChina uyo
@johnmutambanuki2082
@johnmutambanuki2082 2 ай бұрын
Kkkkkkkk dema rinonaka zvekudaro
@NicoleHezelm
@NicoleHezelm 2 ай бұрын
Zhing. Ching zhong
@Patience-pq9cv
@Patience-pq9cv 2 ай бұрын
Akadadira mukadzi akumisa zimutsipa manje nekuti mukadzi aita move on
@colleenkambezo8776
@colleenkambezo8776 Ай бұрын
Shame on this younger lady ...she carries a curse
@OttilliaDhaimani
@OttilliaDhaimani Ай бұрын
Munombotsvinyira vakadzi muchiti mabvisa humhandara hoyo avhura hombee.Woda kupfumira paari kukundwa nemuchina kuroora.We move
@mariandundu4071
@mariandundu4071 2 ай бұрын
Varume muchadzidza gore rino tsvinyirai henyu vakadzi yohoo machina auya zvine power
@Blessing-y9x
@Blessing-y9x 2 ай бұрын
😂😂😂
@franciskondo6691
@franciskondo6691 2 ай бұрын
😂😂😂
@TheresaMaps
@TheresaMaps 2 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@AntonioDeure
@AntonioDeure 2 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 finish
@olivetrees-cy4og
@olivetrees-cy4og Ай бұрын
Hiwe😂😂😂
@SimbarasheZisengwe
@SimbarasheZisengwe Ай бұрын
saka mukadzi anochinzwa hr chichaina chacho
@SheillaSimango
@SheillaSimango Ай бұрын
Kkkkkk kwaaaa
@blessingtakudzwa6934
@blessingtakudzwa6934 2 ай бұрын
Jet lee
@kelvinmudavanhu4509
@kelvinmudavanhu4509 Ай бұрын
Chief apa vanofanira kuisa favour kumukadzi
@mcdonaldchirombo2024
@mcdonaldchirombo2024 Ай бұрын
MuChina haasikuziva zvirikutaurika azongo smiler babe rauya paSide
@rodgerssithole662
@rodgerssithole662 Ай бұрын
😂😂😂😂😂🤣
@MelindaMelindaJones
@MelindaMelindaJones Ай бұрын
Leave her to move on with her Chinese husband ❤
@tinayegilshinkwenda2907
@tinayegilshinkwenda2907 2 ай бұрын
the sound quality was terrible
@ssam1430
@ssam1430 2 ай бұрын
Rine manyanga hariputirwe, musikana nevabereki vake vakanyebera dare kuti hakuna muChina iye akatoroorwa neuChina wacho, ngàvaripiswe zvinopfura roora ravakapuwa bemuChina zviite square
@TheOfficialMashona
@TheOfficialMashona 2 ай бұрын
If the serial wife says "mhaa" one more time, ngaabhadhariswe huku😂
@ChristinaBere-m9l
@ChristinaBere-m9l Ай бұрын
Anga asiyana nekamukono ketsambara futa kakurwadziva kuti akaita move on ne mu china
@patiencemutuku-cs6mq
@patiencemutuku-cs6mq Ай бұрын
Kkkkk ha firimu chairo muchaina mamuomesera neshona
@PhilemonZvoutete
@PhilemonZvoutete 24 күн бұрын
Drama to the fullest
@BityCemwayo
@BityCemwayo Ай бұрын
Ndobenzi chairo
@peace6296
@peace6296 2 ай бұрын
My favorite Mambo😂
@silvestermaraga3118
@silvestermaraga3118 2 ай бұрын
8 months plus kudzorera mwana wevanhu kumba kwavo then waona kuti agarika wakuda kuti mukadzi wako?? That's bullshit siya mwana wevanhu agare zvakanaka zibenzi remunhu ,,,,dai ndiri muroyi ndakuroya😢😢😢😢😢😢
@Tinotenend
@Tinotenend Ай бұрын
Haaa Zim ma1 varikumuiteiko muchina uyu haana kana cent uyu musiyeyi
@JeremiahTeteredzai
@JeremiahTeteredzai 2 ай бұрын
In China there are also Chief courts so he is not warried about this
@shylinnyamara4950
@shylinnyamara4950 2 ай бұрын
Mambo maenda nenyika we are watching u from far
@LeanmoreMurindashaka
@LeanmoreMurindashaka 2 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@shamiso15
@shamiso15 Ай бұрын
Nyaya dzepakati ndodzati batanidza 😂😂
@LindaKaringa-uk2bi
@LindaKaringa-uk2bi 2 ай бұрын
Zim quick asi hamuna kucover first part hr , kana nyaya ikaita continuation motiudzawo kt prt1, 2 or 3
@georgevhudzi8192
@georgevhudzi8192 2 ай бұрын
For the love of money
@veronicamashumba7387
@veronicamashumba7387 2 ай бұрын
Ndokunonzi kutonhorwa kwachauruka varume muchadzidzs zvekugar mushe nevakadzi mudzimba umu
@Insider_26
@Insider_26 Ай бұрын
Mu China hoyooo😅😅😅
@GellyNyambira
@GellyNyambira Ай бұрын
Pamberi nemu chine
@maxwellmafudza1852
@maxwellmafudza1852 Ай бұрын
Zvirinani kuchima uriku China
@geraldmakoni7666
@geraldmakoni7666 2 ай бұрын
Mazhing zhong akuvhura hombe
@sharaitirivavi7471
@sharaitirivavi7471 2 ай бұрын
International mambo vakutonga nemaChina
@mirriammwongora8071
@mirriammwongora8071 2 ай бұрын
😅
@LoiceZuze-u2f
@LoiceZuze-u2f 2 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 haaaana hutano muchina
@edwinbhimha9191
@edwinbhimha9191 2 ай бұрын
Kkkkkkkk
@WillardMusa-q8g
@WillardMusa-q8g 20 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂
@gracemupita1801
@gracemupita1801 2 ай бұрын
China man happy paambundirwa
@VeronicaMufuka
@VeronicaMufuka 2 ай бұрын
Roorwa hako iwe
@arthurmutano-c9i
@arthurmutano-c9i 2 ай бұрын
Volume yenyu gadzirisai guys
@milanjameson4409
@milanjameson4409 2 ай бұрын
danana nemuchina zvako iwe akakuramba ikozvino aona kuti waenda nemuchina akuenda kwaMambo
@maxwellkanyandura4983
@maxwellkanyandura4983 2 ай бұрын
Pakacharohwa nesiki yechiChina ikataurwa naTemba Mliswa zvinenge zvadhakwa
@matthewmkondomkondo4734
@matthewmkondomkondo4734 2 ай бұрын
Zimbabwe ndokutoenda kwairi kuuta after 30 years vana vemachina vanenge vakura chiichazoitika mwana iyeye afe akaenda naye kuchina inonyika ichapambwa nemachina nekuti vanenge vadyara
@tauraidube
@tauraidube 2 ай бұрын
😂ko imi makazara ku south Africa wani
@RudazTinman
@RudazTinman 2 ай бұрын
Can say that again tactic of machina iro they will conquer Africa yese soon soon
@Ozwell-z2u
@Ozwell-z2u 2 ай бұрын
Kkkk haa zvezimbabwe nda surrender
@MhosvaMollin-gq6nt
@MhosvaMollin-gq6nt Ай бұрын
Kkk
@shanazchipanga4101
@shanazchipanga4101 2 ай бұрын
Hanziiko pana nemududziri.... Ataura kutiii paanzi.. Uri kunzi neuyu uri chikomba...
@sifenyaude1146
@sifenyaude1146 2 ай бұрын
Saka vanonzwanana sei nemu china
@blessingpongwa4298
@blessingpongwa4298 2 ай бұрын
Improve your volume
@rodysondai6744
@rodysondai6744 2 ай бұрын
Chiendaika kuChina mundodanana nemaChinese ladies tione mukauya muri vapenyu.
@patiencechimwanda1204
@patiencechimwanda1204 2 ай бұрын
😂😂😂musadaroo imi
@ssam1430
@ssam1430 2 ай бұрын
Wangu muChina wandakatora ikoko pandai dzidza ikoko, une vakawanda vanhutemà ikko vane varume or madzimai echi Cina ikoko
@memoryzengeni
@memoryzengeni 2 ай бұрын
Kusafamba kunedzimwe nyika kunoita muite assume zvisizvo
@Ashleymbaraza
@Ashleymbaraza 2 ай бұрын
Next part please
@RudazTinman
@RudazTinman 2 ай бұрын
Maponga once said Chinese people are on a mission muafrica kuzozvarisa chaiko 40 years down the line maoffsprings awo will rule Africa.... Izvi hazviitwe kunyika dzawo black person kuenda kuna king veko vachita zvavanoda.... It's a shame
@Smoyo
@Smoyo 2 ай бұрын
Ma Africans azara ku China uko varikurorwa vachienda china
@MonicaMukunyanzi
@MonicaMukunyanzi 2 ай бұрын
Vataura chokwadi​@@Smoyo
@BlaTupeh
@BlaTupeh 2 ай бұрын
Tovatonga ma China
@JuliasMaponga
@JuliasMaponga 2 ай бұрын
chirongoro wakumberi munin'ina wangu keep it up
@munyaradzibanga4891
@munyaradzibanga4891 2 ай бұрын
Chinese no case no wahala.
@it3788
@it3788 2 ай бұрын
Komuchinese haasi munhuhere nhai😂
@RodrickChigora-fd8xs
@RodrickChigora-fd8xs 2 ай бұрын
Mashatiro akaita kamu china kacho rudo ibofu kkkk
@babava2263
@babava2263 2 ай бұрын
Haiwayo ungakwirwe neZhingaz😂 Most of them are prisoners or former criminals sent to work in Africa
@gladysmundembe7886
@gladysmundembe7886 2 ай бұрын
​@@RodrickChigora-fd8xsbeauty is in the eyes of the beholder haasi kuzviona nekuti vari murudo
@TrustChirimerime-mt7cw
@TrustChirimerime-mt7cw 2 ай бұрын
Ndirikuda mu chaina makamuona ndomudavo😂😂😂😂😂😂
@Kittycream645
@Kittycream645 2 ай бұрын
Ngatitore aripo uyu
@tanakatauro195
@tanakatauro195 Ай бұрын
Move on ndizvo hazvo asi kwatarasikira nerimwe zuva i loss futi 😅😅😅 kamu china kachadzokera kunyika kwako tikasirwa tumwe tu mbeu twucha netsa
@gracedzapasi664
@gracedzapasi664 2 ай бұрын
Imajen in a foreign country woitirwa dare so😂😂😂 i will b traumertised kkkk
@juniorjazi7252
@juniorjazi7252 2 ай бұрын
Noise Zim quick
@softaz2447
@softaz2447 2 ай бұрын
Mkadzi uyu akagona rorwai kunoita kwamunodiwa
@dobbsarthur2182
@dobbsarthur2182 2 ай бұрын
Mukadzi Asina kupiwa gupuro haaroorwi
@ProphetWilsonMubhawu-vf1dp
@ProphetWilsonMubhawu-vf1dp 2 ай бұрын
Hanzvanzi yedu yamhanya Fast like WiFi anyway chandinoziva kuzongosiirwa zvana muChina adzokera.... Haamboendi nemwana sikana wedu
@Cute-d2x
@Cute-d2x Ай бұрын
Ha muChina was really confused amana zvobhowa kuenda mucourt usinganzwe language 🤣
@EzraDzimiri8
@EzraDzimiri8 2 ай бұрын
Mu China akapedza bhoraa
@pinkrosechewere3870
@pinkrosechewere3870 28 күн бұрын
😂😂😂😂 Vanhu munotidarirei
@PatienceMazingaizo
@PatienceMazingaizo 2 ай бұрын
Kwaaa uyo akaita inonzi move on iri smart inorwadza wasara
@HlatiDstv
@HlatiDstv 2 ай бұрын
Kana mwana afadzwa nemuChina chero muMoza regai kutaura zvakaipa dzidzai kutumira zvakaita sana (congratulations my Sisi) kwete kutsvaka mhosva muchapedzesera motsvaka mhosva kune vekumba kwenyu vamakaberekwa navo kkkkkkk
@Bm-rl8kd
@Bm-rl8kd 2 ай бұрын
Kkkk vaudzei
@EverChakuzira
@EverChakuzira 2 ай бұрын
Zhong zhoni zhing ching
@phibionbapata5972
@phibionbapata5972 2 ай бұрын
Shang shing wang
@victoriamapakomakoni1463
@victoriamapakomakoni1463 Ай бұрын
Varume vese mudare maziso dzvoo pana Jack Chan 😅😅ende zviro zvacho soo
@HazelKupakuwana
@HazelKupakuwana 2 ай бұрын
Haiwa mukono wetsambarafuta ngaubvepo. Aona kuti mkadzi Ave nani akuti ndewangu iye akamuramba. And from my understanding of chivanhu , anopihwa gupuro ndeakabvisirwa pfuma. So tsambarafuta anga akarira here?
@annitajoshua7043
@annitajoshua7043 Ай бұрын
Gupuro rechiiko murume achikusafisa akakusiya 12 dzehusiku akadzinga kumba kwavo
@MaAmanaTa
@MaAmanaTa 2 ай бұрын
I miss Zim,haa kumusha kuri kupisa😂
@vimbaizulu1359
@vimbaizulu1359 2 ай бұрын
Iwe
@shamiso15
@shamiso15 Ай бұрын
Kuzim kumamisha ndokwandiri kuda 😂
@SandileGatsheni-j2s
@SandileGatsheni-j2s Ай бұрын
Kkkkk muchaina haasikuto Ziwa kt chii chirikuitika
@teclaChauya-ug5ru
@teclaChauya-ug5ru 2 ай бұрын
Mukadz aku glower uyo
@naciouschipokosa7769
@naciouschipokosa7769 2 ай бұрын
I like zvivindi zvine mukadzi uyo mface uyo imbwa chaiyo 8 months waramba munhu waakuzodzoka koti nyon'oro panyopakepa .pane akamufurira kuti ukamhangara unobhadhawa kushaya nzeru icho chi bhibho manje mukadzi agara tatata nemu china
@maxwellkanyandura4983
@maxwellkanyandura4983 2 ай бұрын
Manicaland mukuitana seiko munoda shamu ine munyu
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 2 ай бұрын
Chinonzi kuroora kubisa rusambo nemombe dzedanga chief Makoni's ruling so kana blaz uyo asina kubisa zvese izvozvo haana kuroora. Ngaauye ne list rake remarooro.
@NancyTivatyeMandy
@NancyTivatyeMandy 2 ай бұрын
Pacharohwa mnhu taikondo apa heya zii hangu
@GelsonNsilikiti
@GelsonNsilikiti 2 ай бұрын
Arikutonyarawo
@MutumwafiniasseFiniasse
@MutumwafiniasseFiniasse 2 ай бұрын
Mambo nhasi hapanachamataura APA
@ChrisMufunga-jt9dz
@ChrisMufunga-jt9dz 2 ай бұрын
yatola yahoo yayake zhanga zhiri zhangu zhazhake .........
Cutting Edge | Ex-Convict kills 17-year-old in her home
27:15
SABC News
Рет қаралды 189 М.
Chikomba Chakamitisa Mukadzi Wangu
19:52
SlyMediaTv
Рет қаралды 29 М.
Which One Is The Best - From Small To Giant #katebrush #shorts
00:17
pumpkins #shorts
00:39
Mr DegrEE
Рет қаралды 107 МЛН
А что бы ты сделал? @LimbLossBoss
00:17
История одного вокалиста
Рет қаралды 8 МЛН
BNGS5 Royal Bafokeng
24:13
Department of Human Settlements
Рет қаралды 16 М.
mota yotaura paBudiriro
15:36
Drewmas Media
Рет қаралды 911 М.
KUNYENGA MUKADZI. Akaiswa bhurukwa mumusoro DARE RA CHIEF MUTASA
53:22
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 465 М.
Which One Is The Best - From Small To Giant #katebrush #shorts
00:17