Kkkkkkk last caller Eya time yanetsa asi vhumai kubatwa zvipere. Makaziva sei kuti yaiva ye $10 ipo pasina message plus makaiwona after 3 days hamburger maishandisa. Saka $ 4 ndiyo yakataura here kuti tanga tiri ve $10 ?
@JeslineNcube2 сағат бұрын
Vane mhosva havasungwe chokwadi ndarwadziwa my lil ss kudenga kuna Mwari
@josiemadziwa3 сағат бұрын
🍻 🥂 to us who are too busy to worry nemafoni ema partners edu .
First caller chokwadi chaicho ukuchiona but ukuda kuitiswa.vashoma vakachaya mapoto emhando iyi akazoroorwa.muchapera muto nekushandiswa especially mu joni
I sent airtime to my daughter from SA bt it gets lost maybe ndiyoo $10 us
@NancyNcube-ny2hvСағат бұрын
Kkkkkkkk wandiuraya nembabvu😂😂😂😂😂😂
@shadrecklittle47746 сағат бұрын
Mainini benzi episode thank you doctor Choga nekudzima Moto uyo
@VitalisGundani-sr3ce7 сағат бұрын
Tete mamoyo munebasa ❤
@frankmoyo72677 сағат бұрын
Baba vane mukadzi atanga kufona avo mune hutsinye,budai pachena mwana wevamwe vanhu azive paamire, zvamuri kuita kumukadzi wenyu zvikaitirwa your own sis unonzwa sei?
@frankmoyo72677 сағат бұрын
Ku diaspora marriage complexities sound inenge iri loud and clear boom domestic yakungozhezhetera apo iri very low.
@waynemazhindu96698 сағат бұрын
Yaaaa varume muchafa rinhi tizorore
@omegagovero91998 сағат бұрын
Ummm murume wekupwanya maDoors and windows uyo atori nemweya uri paari 😮
@mariasimtali42678 сағат бұрын
Is that Themba Mukanda, good to hear your voice, thank you guys for a good gesture to Mzala... tete may the Lord continue to bless you
@user-xy4tk4zb1p8 сағат бұрын
Justice system of Zimbabwe is failing people of Zimbabwe through our police
@portiachideya295010 сағат бұрын
Welcome back tete nemadoc edu. Thank you for bringing one of my favourite program this week
@LivhuandMusaLukhele10 сағат бұрын
am addicted to this program...keep it up Tete and Team
@nontandochibi690911 сағат бұрын
If a man can't afford to take care of his wife, he becomes aggressive and suspicious. Why would the woman tell him if the boyfriend sent her airtime?
@DiasporaInsurance12 сағат бұрын
Aunt Tilda you are my Hero
@elizabethmaruta647912 сағат бұрын
I don’t understand how doctor na tete fail to see the that sex drive can be killed by other abuse. Also the lady now feels like she is being used as a sex object becoz the guy is failing to commit.
@esnathmasvivi944812 сағат бұрын
Tete we need ur help plz
@gambizagambiza802212 сағат бұрын
Mainini ava vekutaura nemurume wemunhu it's not right total wrong but also on the other side mainini pamwe zvimasweet nothing zvavari kuunzwa nemurume uyu, pane zvavari kuitwa zvisiri kuitwa nemurume wavo
@teclarmusanzika13 сағат бұрын
Last caller wake-up sis . wakashinga shua gore wakagara nemunhu asingakude . eeee
@user-oo4rc4fd8s14 сағат бұрын
Mukoma wangu mwana wababa mukuru vangu petros first born mumba moberekwa baba vangu taimuysvaka
@shamainetimarizeni542915 сағат бұрын
Mmmnn bamnini kusiya zvinodhaka hamuna henyu
@Ben-er4de16 сағат бұрын
Vakanoromba ava
@Ben-er4de16 сағат бұрын
Mmm, na CC here? Zvomboita sei kuti zvisvike ipapo? Vapera here vasikana? Huh, vedu...
@Ben-er4de16 сағат бұрын
Mmm, avo mukoma vekuudzwa nomudzimai kuti akarara nababa vake needs to check kuti vana ndevake here. Go to Mugabe and see if vari venyu.
@tokidondo984018 сағат бұрын
May God bless you all.
@user-qq7ep7iu6o20 сағат бұрын
Ful video no face ya tete camera man tiratidzoo tete vedu iwe
@user-qq7ep7iu6o20 сағат бұрын
Dr Choga chokwad vanokanda zvavo hanz ifa hako kkkkkkk fambai dr vangu ndodada nemi mune character yang chaiyo
@user-qq7ep7iu6o20 сағат бұрын
I think mface wekupaza tuckshop uyo arikuda deliverance
@user-li3fc6hk5f21 сағат бұрын
Thank you Tete Tilda neteam remyu
@shuyvancube744821 сағат бұрын
thank ok thank tete tilder for giving mzala volcher
@bmupinga22 сағат бұрын
Doc!! Mwana akadyiwa nambuya
@aginelah638723 сағат бұрын
Bamnini ve airtime munoshusha nxaaa
@P.N-vv6qd23 сағат бұрын
Mainini how did you know that airtime was $10 when you only saw yave $4 and you didn’t get an alert message
@dorothykudai51825 сағат бұрын
exactly my point
@priscillandoro401423 сағат бұрын
1st caller mainini vhurai meso kuudzwa kwakapedzisira kunana mai vedu kwete pamazera edu awa unongoona wega ky pano handichadiwa ndava kufanirwa kuchiita zvevana vangu full stop.
@AbigailNyakutumba-vq5wk23 сағат бұрын
Bamudiki makuzozvinyanya too much kuchengera
@trusttafadzwa7017Күн бұрын
Haa guys vanhu vanoshereketera Mhuri vachikanganisira vana vanoda kuto rohwa chaiko because people are living miserable lives both physically and spiritually out there, you think mafunnies kusvika have nguva yako
@magmat3363Күн бұрын
Tete ne team renyu munotigonera, muri kuita basa guru chaizvo munyika, well done team 🙏🙏🙏
@magmat3363Күн бұрын
Dr Nyamakawo Munondisekesa zvangu, hamudzori tsvimbo munotawura zvigarireko 😂😂😂😂😂
@jescanew4218Күн бұрын
TETE TILDER WHATS YOUR SECRET YOU ARE LOOKING GOOD,LOOSING WEIGHT THATS BEAUTIFUL
@user-wk1vo8ss5dКүн бұрын
Channel ngaimboita yevanhu vane at least 5 O levels. Tumwe twunyaya twunounzwa pano aiwaba
@mavismataga4571Күн бұрын
Amai ava haa nyaya yavo iri sketchy and bumpy,, not clear zvachose,, zvavkaitwa nabamnn, vamwe vana varikuti kudii? Stand iyi vkaitenga sei? Haaaaa not clear... Waakutsvaga zvekutengesa fut aaah !!