Diaspora Marriage Complexities: Ndinotoshuwirawo kumbonhuwa hove

  Рет қаралды 12,728

Tilder LIVE ZIM

Tilder LIVE ZIM

Күн бұрын

Пікірлер: 73
@PrimaTauz
@PrimaTauz 3 ай бұрын
Tete vanobva vatsiura Doc kivaita mwana mudiki zvondibhowa inivanoda variivo varikutaura kungot doc vataure vanobva vamhanyirwa kunz mazita hee vana vakamuka am sure Doc is old enaf to realize that Tete...tone it dwn pakutsiura doc semukutsiura mwana
@dephine8815
@dephine8815 3 ай бұрын
Ehe ndaizviona Pana pastor motowashe vaibatwa sezai
@PrimaTauz
@PrimaTauz 3 ай бұрын
@@dephine8815 ehe vaisambovakarira zvavanoita Doc Choga and ivo Doc end up ignoring her sometimes kkkk vane vatozvionawo kt eh saka ndotaurei kana ndichichingotsiurwa zvese
@stellahbobo4404
@stellahbobo4404 3 ай бұрын
Eish zvinondibhowa sei.... vanoita kunge varikutaura nemwana wavo
@brendaziyenge207
@brendaziyenge207 3 ай бұрын
Apa mungoona Doc vatori nema advice anotobatsira ini ndovafarira zvangu
@faithfullnyakudya3642
@faithfullnyakudya3642 3 ай бұрын
Beautiful couple first caller.kana munhu waroorwq kana kuroora zvinhu zvinotochinja because you need to start your own life saka munhu haufanire kurwadziwa
@welewe9265
@welewe9265 3 ай бұрын
Tete naDoc, thank you for the advice yekuchinjana hama, tatodzidzawo, it is a very wise idea .
@tanyamilewski5700
@tanyamilewski5700 3 ай бұрын
That budget lady. If you are not working because you got married or had a child it means your husband’s money is your money. If you didn’t have the guy/child you would be working . So the mentality shdnt Bebe is the one working. You are both working
@Sicelesile
@Sicelesile 3 ай бұрын
Yaa Dr na tte nyaya yamai avo vari kurwadziwa inenge yakakonzereswa nekushungurudzika uye stress ndakambozviitawo
@rutendomutariswa9225
@rutendomutariswa9225 3 ай бұрын
Zvakaoma hazvo when married & not beeing able kubara zvorwadza ini ndakaita more than 10 years zvichiramba went for all those tests nothing was wrong between the two of us but zvakazongoti takavarairwa kuzongoona mimba yabata kuna mwari kudenga while on ivf pray about it taurai namwari murimega fasting & praying helps
@andrewww9210
@andrewww9210 3 ай бұрын
The first caller issue yakazara mudzimbq zhinji vakadzi vazhinji varikutsikirirwa vabereki vemukadzi vanongopihwa grocery pa Christmas chete ,varume ivai ne tsitsi
@wizzyskproduction8097
@wizzyskproduction8097 3 ай бұрын
Hello Tete when do you do this program what time you
@nontandochibi6909
@nontandochibi6909 3 ай бұрын
Ayewa Tete vana vakuitei pano 😂😂, marriage show will always involve bedroom talk, regai doc vataure inga he's not graphic
@nnnsandra
@nnnsandra 3 ай бұрын
Vematubes akabloka for Ivf ndavaende ku india or sa its cheaper there. Kana varikuchando it’s expensive. Ndakatoita ivf ndikaita vana 2 ku sa.
@tanakacharakupa1970
@tanakacharakupa1970 3 ай бұрын
How much did u use
@nnnsandra
@nnnsandra 3 ай бұрын
@@tanakacharakupa1970 it was a long time ago. I used 4000usd ku SA vatokura vans vatove kupimary grade 2. But ndakanzwawo vamwe vachiti kwakakwira. But India is cheaper than Sa.
@SmartAfrica22
@SmartAfrica22 3 ай бұрын
Totenda tete murikubata basa guru nasekuru ko murume wezvimota akazonoroora here akazodii
@stellahbobo4404
@stellahbobo4404 3 ай бұрын
Vana vanenge vachitsvagei panyaya dzemarriage regai doc vataure pliz
@BMM-op4ou
@BMM-op4ou 3 ай бұрын
Kana maroorana musakanganwa kuti you are building your life and future of your kids too. Musanyanya kupedza your financial strength pleasing vabereki at the expensive of your feelings and union.
@nontandochibi6909
@nontandochibi6909 3 ай бұрын
Yah allowance haina receipt coz i can't say i went to the salon then did hair and nails then got thirsty then got a juice then saw a begger on the street then gave a dollar then my sister asked for money for pads, ayewa ah bamnini. For your exact problem just help her family maybe every 3 months ask her kuti ko kwenyu toita seiwo
@kaie7308
@kaie7308 3 ай бұрын
Exactly!
@nnnsandra
@nnnsandra 3 ай бұрын
Ve Ivf should just go private zve nhs haaaa unomirira wait list yacho ma1
@Nkomazi
@Nkomazi 3 ай бұрын
Dr it's easier said that done on the caller anemukadzi akablocker ma fallopian tubes. Interest in sex inoita ichipera when you dont have a child for a certain time... Yes sex is meant for enjoyment but marriage is also meant to have children. So zvinoda balance.
@sarahmuyengwa5221
@sarahmuyengwa5221 3 ай бұрын
Morning tete nadoctor
@Bee-833
@Bee-833 3 ай бұрын
My pocket money my rules.
@normanmukanga419
@normanmukanga419 3 ай бұрын
If you want to have a HAPPY marriage sisi drop that attitude. I have seen marriages being destroyed by similarly small issues which simply need a mature and civil discussion. Chihandinzarwo ini hachishande muwanano.
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 3 ай бұрын
Nyaya yekuchengeta vabereki iyi inotoda dzidziso hombe chaiyo mudzimba...mwana wese anofanigwa kuchengeta vabereki
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 3 ай бұрын
Mainini ngavaende kuchipatara avo kana zvaramba moenda kunobatsirwa kuchechi...
@dephine8815
@dephine8815 3 ай бұрын
Mainini hamusi kushanda, mopiwa allowance, moda kuchengeterwa hama futi.dzokerai kubasa musaite stress
@AnjoJoy.
@AnjoJoy. 3 ай бұрын
Bamnini first caller vaakuda kuziva zvaitwa neallowance 😂
@silindeninkala5027
@silindeninkala5027 3 ай бұрын
🤣🤣, zvakaoma
@kaie7308
@kaie7308 3 ай бұрын
Sounds a bit controlling
@gâteauauchocolat557
@gâteauauchocolat557 3 ай бұрын
Exactly, that’s why the wife feels powerless papay apo.
@faithfullnyakudya3642
@faithfullnyakudya3642 3 ай бұрын
Problem yematubes musanyanyoteerera madoctors there is always as solution.God can restore
@preciousmashozhera6384
@preciousmashozhera6384 3 ай бұрын
Bamunini musarongere mari yemukadzi it doesn't matter ne back ground vabereki ngavachengetwe ,handisirini ndinenge ndakaita here kuti family yenyu ive varombo
@Musatanyoko
@Musatanyoko 3 ай бұрын
Hamuna mafeelings nemurume wenyu ko nevanhu vekubasa?
@monnietaah9583
@monnietaah9583 3 ай бұрын
Kwane branch 😂😂
@Sicelesile
@Sicelesile 3 ай бұрын
Eish pain iyo ndakambozviitawo last yr asi ndakabatsirwa nemishonga yechivanhu
@memorymagadzire8505
@memorymagadzire8505 3 ай бұрын
That lady must go to kuma private gynaecologist ariko wani akazara muSA ngasaende kuHospital
@faithfullnyakudya3642
@faithfullnyakudya3642 3 ай бұрын
Mamwe madoctors vanenge vatori nestress dzavo there is still hope trust God for a child
@KAYS-GREEN-WORLD-FARM
@KAYS-GREEN-WORLD-FARM 3 ай бұрын
That lady ngaaende kuma private
@lawnyon
@lawnyon 3 ай бұрын
Gynacologist wekuno ky south unotobhadhara if u are a foreigner . , so anotofanirwa kuenda kwa private chero mu s a imomo , thwy will help u , ne problem
@faithfullnyakudya3642
@faithfullnyakudya3642 3 ай бұрын
Maybe its spiritual kana doc asina kukubatsira try mamwe madoc
@firstlady2671
@firstlady2671 3 ай бұрын
Ngaanoona gynaecologist uyo we pain.
@PriscaWhite-ql9pt
@PriscaWhite-ql9pt 3 ай бұрын
That first caller has serious control issues. Nyaya iyi haina kana kutombopera. He doesnt want his wife's siblings spending a cent of his money. Even if its coming from the wife's allowance.Ivo mainini havazvipamhi zvekusiya basa after this experience. Pane anoda kurangaridzwa kuti vabereki vemukadzi also need kubetserwa? Knowing full well you married the first born and there are younger siblings she used to support. Rubbish.
@firstlady2671
@firstlady2671 3 ай бұрын
Anopenga uyo hana kutokwana vakadzi ngatishandei life is easier that way.
@ROGUE406
@ROGUE406 3 ай бұрын
Ko hanti he paid roora? Apa the family inenge yakakudhurisira roora futi.. ahh
@D1groupEngineering
@D1groupEngineering 3 ай бұрын
​@@ROGUE406that is our culture broo
@ROGUE406
@ROGUE406 3 ай бұрын
@@D1groupEngineering roora is our culture. Yes. But zvekuti unoisa vanatsano pa monthly budget is not our culture
@silindeninkala5027
@silindeninkala5027 3 ай бұрын
I feel sorry for mainini, bamnini ava vakaomera just imagine someone wants you to account for your pocket money, pocket money here chokwadi, kumberi uko ndaona kusina kumira mushe
@sydneybagu
@sydneybagu 3 ай бұрын
Premarital counselling is key mheno iriko here inonzi post marital 😂😂 dzese dzakakosha
@ROGUE406
@ROGUE406 3 ай бұрын
😂😂😂 panodiwa during marital and post marital counselling
@monnietaah9583
@monnietaah9583 3 ай бұрын
😂😂😂 during and post ndipo pane nyaya yese
@ROGUE406
@ROGUE406 3 ай бұрын
Ko iri skiri rekuti we pay lobola and then we have to look after the wife's family nderipi iri?
@D1groupEngineering
@D1groupEngineering 3 ай бұрын
It has been like that brooo
@ROGUE406
@ROGUE406 3 ай бұрын
@user-sy7ku1xo5k hakuna zvakadaro. Roora yes, but after roora your focus should be on your new family. The rest is discretionary
@clotildachamhuna1448
@clotildachamhuna1448 3 ай бұрын
Ndimi vanhu vanorora ne2cents​ mozotinetsera vana juti let's budget for us chete ,get away @@ROGUE406
@priscasibanda9340
@priscasibanda9340 3 ай бұрын
Mamuka sei tete naDoctor
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 3 ай бұрын
Avo varikusvuurwa nemurumemusashevedze mweya wetsvina nekutsvaga mainini. Bonde harina ndima
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 3 ай бұрын
Mainini musaudza murume kuty atsvage mumwe.......ngaanonyenga achidzoka ...munouya mukabviswa pamba apa
@biatricetengwa7382
@biatricetengwa7382 3 ай бұрын
Haaaa it was wrong time to visit Dubai kunenge kune,🔥🔥🔥🔥🔥
@truthhurts4100
@truthhurts4100 3 ай бұрын
Right time kuDubai yakusingapise ndeip?
@biatricetengwa7382
@biatricetengwa7382 3 ай бұрын
@@truthhurts4100 Nov - March
@paulinemarunisa1876
@paulinemarunisa1876 3 ай бұрын
Tete ko kana umwe aimboshanda asingachengeti side reumwe wake anoshanda then uya anga asingashandi ozoshandawo panoitwa sei
@ROGUE406
@ROGUE406 3 ай бұрын
U know the right answer in your heart
@nontandochibi6909
@nontandochibi6909 3 ай бұрын
Go back to the table and discuss again. Musatye kutaura nyaya dze mari
@faithfullnyakudya3642
@faithfullnyakudya3642 3 ай бұрын
Varikapa vane maproblems imbouyai kuchurch kwedu.inbox me.God is still doing wonders❤
@janiferbamhare5544
@janiferbamhare5544 3 ай бұрын
Hi mopindira kupi chechi yenyu timbouyawo
@faithfullnyakudya3642
@faithfullnyakudya3642 3 ай бұрын
@@janiferbamhare5544 kudunoon and phillipi
@faithfullnyakudya3642
@faithfullnyakudya3642 3 ай бұрын
@@janiferbamhare5544 dunoon and phillipi
Diaspora Marriages Complexities
1:38:50
Tilder LIVE ZIM
Рет қаралды 10 М.
How do Cats Eat Watermelon? 🍉
00:21
One More
Рет қаралды 14 МЛН
Ozoda - Lada ( Official Music Video 2024 )
06:07
Ozoda
Рет қаралды 29 МЛН
إخفاء الطعام سرًا تحت الطاولة للتناول لاحقًا 😏🍽️
00:28
حرف إبداعية للمنزل في 5 دقائق
Рет қаралды 77 МЛН
Smart Sigma Kid #funny #sigma
00:14
CRAZY GREAPA
Рет қаралды 4,1 МЛН
DR KWEFULUKUTA AKOMYEEWO MUKAMBWEMU
1:34:00
GREEN LAND BROADCAST
Рет қаралды 1,6 М.
Diapsora Marriage Complexities
1:58:32
Tilder LIVE ZIM
Рет қаралды 23 М.
How do Cats Eat Watermelon? 🍉
00:21
One More
Рет қаралды 14 МЛН