Ndoda 3500 us yandakashanda fodya
42:38
Пікірлер
@ssam1430
@ssam1430 6 минут бұрын
Wakaona musikana asimbirira nyoro first time ziva kuti ma1 aye avekuda kutanga 😢
@mutotib
@mutotib 59 минут бұрын
This man is poor judge .
@Energymutodi-ji5dg6yv3u
@Energymutodi-ji5dg6yv3u Сағат бұрын
😂😂😂😂😂𝐳𝐯𝐚𝐲𝐢 𝐡𝐚𝐮𝐭𝐚𝐮𝐫𝐢𝐫𝐢 𝐦𝐚𝐦𝐛𝐨 𝐤𝐮𝐭𝐢 𝐦𝐚𝐳𝐯𝐢𝐧𝐳𝐰𝐚 𝐡𝐫𝐞...
@briangarikai719
@briangarikai719 Сағат бұрын
Nyaya iyi hongu kazvitonga saka dai vati uyo atore mota yacho ye 4k then obhadhara balance
@constancegwasira2418
@constancegwasira2418 2 сағат бұрын
Nhumbu chokwadi haiziwikwani nemwana mudiki saka maifanira kuenda kuhospital for test
@makonidanies7851
@makonidanies7851 2 сағат бұрын
18 years ndezve ku England hayikona kkkk ko munhu akarara mwana ve 15 years moti England here
@winnetchikunguru9604
@winnetchikunguru9604 3 сағат бұрын
Kanenge kanoshusha kamukomana ako
@jacobzinguvo1030
@jacobzinguvo1030 6 сағат бұрын
😮
@user-ho3so3jb9w
@user-ho3so3jb9w 7 сағат бұрын
Bamukuru itsotsi wakuda kupaza danga remuninina
@ThePrivy1
@ThePrivy1 10 сағат бұрын
Anzi namai ramba mukadzi
@ThePrivy1
@ThePrivy1 10 сағат бұрын
Iri zimurume iri zi mama's boy nxaa
@pamhimuzanenhamo
@pamhimuzanenhamo 20 сағат бұрын
mambo ava vanosvota voti kubvisisa mari yedare voti kuda mbudzi for what reason.haaaa dhemeti mhani
@Loraine887
@Loraine887 Күн бұрын
Takaiona kudhara nyaya iyi
@nhimbetv
@nhimbetv 23 сағат бұрын
Ndosaka yakanzi rebroadcast, vari kucommenta Havana kuiona.
@mutumwa_263
@mutumwa_263 Күн бұрын
unonyatsa kuona chiso chamambo kuti varikuziva kuti mbudzi dzavarikuda varikubatirira vanhu. Kutonga rudzii kwekuti vanhu varikuda kutobatsirwa vanotonzi ndoda dzimwe mbudzi mbiri pamusoro pedzataurwa nachiremba. anaMambo Mutasa nanaBushu haumbooni vachitaura mitongo yekuwedzeredza yakadaro 😩😩😩
@nhimbetv
@nhimbetv 23 сағат бұрын
Hahahaha
@westonmutizha8693
@westonmutizha8693 Күн бұрын
Haa Chief vane hutsinye havana tsitsi
@dorothychihuri1928
@dorothychihuri1928 Күн бұрын
Asi nhai mambo mungaripise vanhu mbudzi 2 ndedzei ivovanhu vachirikutsva hama yavo hamunawo tsitsi here dai muriimi maiitwa izvozvo maizvionawo sei😢
@nhimbetv
@nhimbetv Күн бұрын
Pakaipa
@enockchimbetete6074
@enockchimbetete6074 Күн бұрын
Uyo ndandamuona kuti ibhinya ukuda kundiuraira mambowangu
@nhimbetv
@nhimbetv Күн бұрын
Haha bhinya here
@SithembileKambezo
@SithembileKambezo Күн бұрын
Mukomana akakwira hake mukadzi weuyoo bt vakutaker advantage Kut anorwara uyoo muridzi wemukadzi
@nhimbetv
@nhimbetv Күн бұрын
It's sad indeed
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 2 күн бұрын
Chief uyu anoti zvinyadzi oti humbavha hameno kuti vanhu vanoramba vachienda kwaari kunodii. Zvimwe zvinhu ingotauriranai pane kuenda kunobiirwa. Mobvapo momanikidzwa kuenda kun'anga dzake dzinenge dzakateerera muchiita dare obva asvika okuudzai nhema zvake.
@nhimbetv
@nhimbetv Күн бұрын
Hahaha musadaro ka
@brianchapotoka9405
@brianchapotoka9405 2 күн бұрын
Vanhu vave kuita maths dzekutsvaka mari nevakadzi vavo. Chief makuda kubhadharisa munhu sei musina kumubata nemhosva, just wait hantie azvipira kunovhenekwa neamwe matare here
@nhimbetv
@nhimbetv Күн бұрын
Zvinowanika sure.
@Vincentkamhips4875
@Vincentkamhips4875 2 күн бұрын
Yakazopera sei nyaya iyi because chiremba akapromise kugadzirisa nyaya iyi
@nhimbetv
@nhimbetv Күн бұрын
Hakuna chati chaitika nanhasi
@t2tsquared
@t2tsquared 2 күн бұрын
Parikurohwa vanhu mari
@nhimbetv
@nhimbetv Күн бұрын
Hahaha musadaro
@HildaKurauvone
@HildaKurauvone 2 күн бұрын
Pakaipa shame
@nhimbetv
@nhimbetv Күн бұрын
Ma1
@user-nw1pe4di7k
@user-nw1pe4di7k 2 күн бұрын
This court haifaniri kutonga nyaya iyi fraud inotongwa kwa magistrate
@nhimbetv
@nhimbetv Күн бұрын
Thanks for the advice, much appreciated.
@elliotjonasi5094
@elliotjonasi5094 2 күн бұрын
Ko mbudzi mbiri dzamambo ndedzeyi ? makubira vanhu pachena ko mhosva yavo ndeyeyi irikubhadharwa mbudzi ,mambo ava vakafanana nasabhuku aiti kana wafirwa unobhadhara iwe uchichema hama yako futi mbavha idzi
@nhimbetv
@nhimbetv Күн бұрын
Hahaha pakaipa
@kudakwashechikwiro3029
@kudakwashechikwiro3029 2 күн бұрын
Uyu mambo uyu anofana kusungwa uyu itori mbahva haasi mambo uyo
@nhimbetv
@nhimbetv Күн бұрын
Haha musadero
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 2 күн бұрын
Mazuva ano muZimbabwe zvekupimpa mukadzi zvirikuitisa mari. Unomuti nyengwa wobvuma then toisa trap toita mari.
@nhimbetv
@nhimbetv Күн бұрын
Haha zvitoriko here?
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 Күн бұрын
@@nhimbetv ndozvirikutoitika manje. Vanhu varikutongoitisana. Kana wakapusa unongoitiswa.
@t2tsquared
@t2tsquared 2 күн бұрын
Pane akambobhadhara beans week before kudya here wemagirazi haasi kutaura zvinobatika
@EddieBuruvisa
@EddieBuruvisa 2 күн бұрын
Zvinoitika especially pamukadzi we munhu
@nhimbetv
@nhimbetv Күн бұрын
Haha zviriko
@stephennyemba3712
@stephennyemba3712 2 күн бұрын
Surely the accused can’t be asked to pay expenses dze the Applicant before convicting the accused. Applicant akabadara mari yemuteyo akasaonekwa asina mhosva the Applicant must pay him back + defamation costs. If Accused is ‘proved’ nemuteyo then achafa nema costs. Out of interest pane anoziva nezve miteyo irikutaurwa nezvayo iyi here?
@nhimbetv
@nhimbetv Күн бұрын
True, great insight
@CollenArmitage
@CollenArmitage 2 күн бұрын
Zvimwe zvinhu inzwai tsitsi mbudzi dzamambo ndedzei apa idiots mhani
@nhimbetv
@nhimbetv Күн бұрын
Magumbuka sure
@edithnyachuru7528
@edithnyachuru7528 2 күн бұрын
Magilazi (sunglasses)emurume uyu kkkk
@nhimbetv
@nhimbetv Күн бұрын
Hahaha musazodaro
@PaulSamakande
@PaulSamakande 2 күн бұрын
Mukoma uyu anemhosva akanyega sure muksdzi wemunhu
@nhimbetv
@nhimbetv Күн бұрын
Haha matoipedza?
@Faith-vc4vc
@Faith-vc4vc 2 күн бұрын
The worst corrupt chief in Zimbabwe is chief Makoni 🙌🙌🙌🙄🙄🙄
@user-tu6tn5ky1u
@user-tu6tn5ky1u 2 күн бұрын
Uyu muroyi chaiye
@nhimbetv
@nhimbetv Күн бұрын
Hahaha aikaka
@user-js9vn3cm9m
@user-js9vn3cm9m 2 күн бұрын
Vatezvara havana kukwana vari kumirira mkwasha vachiti mwana wavo akakwirwa chiri chihure
@nhimbetv
@nhimbetv Күн бұрын
Hahaha pakaipa
@user-gu2eu3vb8q
@user-gu2eu3vb8q 2 күн бұрын
This mambo is fully of shit wese nemadzishe hawagone kutonga nyaya
@nhimbetv
@nhimbetv Күн бұрын
Magumbuka zvedi
@kudakwashechikwiro3029
@kudakwashechikwiro3029 2 күн бұрын
Kurwara anogona kunge akamborwara hake but kachokwadi karipo
@nhimbetv
@nhimbetv Күн бұрын
Sure
@sharonruepetros836
@sharonruepetros836 2 күн бұрын
This guy akamborwara hake but akutsanangura zvinonyatsogutsa abatirwa apa
@nhimbetv
@nhimbetv Күн бұрын
True, zvinogona kudaro
@pokellokingz
@pokellokingz 2 күн бұрын
Mambo dunhu zvariri renyu pamwe pacho batsirai vanhu pasina muripo haisimhosva kuti apinda mudare odyirwa mari
@nhimbetv
@nhimbetv Күн бұрын
True
@pokellokingz
@pokellokingz 2 күн бұрын
Mambo ane udyire mbudzi mburi dzamambo dzechii mambo uyu ngaanzwe tsitsi ko mufi ATI awanikwa ere saka mbudzi mbiri dzikasavako ndokuti munhu oshaikwa hake mambo dzorai mambo
@nhimbetv
@nhimbetv Күн бұрын
Pakaipa
@ElvisMawele
@ElvisMawele 2 күн бұрын
Mambo makonowa nyaya iyi zvachose.Basa renyu nderekudzivirira vasimba masimba yekuzvidzivirira.Apa nyaya iripachena asi mashandisa Kuti ane history yekurwara mukasiya nyaya.Hazvina kunaka kunaka mambo
@nhimbetv
@nhimbetv Күн бұрын
Chokwadi zvinodaro
@user-ts4yt5ng9d
@user-ts4yt5ng9d 2 күн бұрын
Aivapa sei asati ararwa
@nhimbetv
@nhimbetv Күн бұрын
Hahaha
@rodneystoddard2014
@rodneystoddard2014 2 күн бұрын
Ko sei kusa tonga nyaya chaizvo .icho chikomba icho uye mufuriri uyo mukadzi uyo muroyi chaiye.
@nhimbetv
@nhimbetv Күн бұрын
Pakaipa
@tafirenyikashylet4707
@tafirenyikashylet4707 2 күн бұрын
Uuuuuum vanhu avo vaaaakuvharira chikomba Matsotsi ayo
@nhimbetv
@nhimbetv Күн бұрын
Pakaipa
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 2 күн бұрын
Tsano ava vari kungoda kuomesa musoro but vakabatwa zvavo vachisakura munda weumwe.
@nhimbetv
@nhimbetv Күн бұрын
Hakuna anobvuma mhosva
@giftalutadosipani3637
@giftalutadosipani3637 3 күн бұрын
Ndokutowana uyu ari pamusoro pemukadzi wangu😅😅😅 saka vakadzi vakutoshuza ngenyooo neh vakushuzha nemusana nemagaro😢😮😮😅😊
@rashedngadze8853
@rashedngadze8853 Күн бұрын
🤣🤣🤣🤣
@nhimbetv
@nhimbetv Күн бұрын
😂😂😂😂 ahhh
@dhavetembo7654
@dhavetembo7654 3 күн бұрын
Daylight robbery. Izvi zvinonzwisa hasha ne tsitsi. Mhuri irikuchema kurasikirwa nemwana wavo. Makoni punishes the same family irikuchema by demanding muripo pamusoro pedzimwe mbudzi dzachagwa ne tsotsi ririkuseri kwechuru. Chidare ichi is a scam only there to milk the poor.
@nhimbetv
@nhimbetv Күн бұрын
Pakaipa
@wilfredjena481
@wilfredjena481 3 күн бұрын
this case is beyond the jurisdiction of a chief. why zvichinzi Zimbos are educated while they seat to deliberate on a Civil case
@nhimbetv
@nhimbetv Күн бұрын
Magona matsanangura, vazhinji vanodzidza
@crispenchifokoyo
@crispenchifokoyo 3 күн бұрын
Kana motor yakatorwa zvechisimba akadiiko kuyenda kunoisa report kuPolice
@nhimbetv
@nhimbetv Күн бұрын
Haha pakaipa
@fadzairwaveya4338
@fadzairwaveya4338 3 күн бұрын
Mambo you are 💯 % correct. Akatonga ega nyaya yake. I hope munhu akatsikwa haana kufa.
@nhimbetv
@nhimbetv Күн бұрын
👏👏👏👏
@fadzairwaveya4338
@fadzairwaveya4338 3 күн бұрын
When you go to Court, go with Clean Hands says Judge Judy
@nhimbetv
@nhimbetv Күн бұрын
True, zvokwadi