Рет қаралды 807
Nhimbe TV
Mumwe Murume ounza chaanofungidzira kuti chikomba chemukadzi wake kudare Ramambo Makoni. Anoti iye chikomba chakamuti ndichio baba vemwana wemukadzi wake wekutanga.