Tender4Women
3:41
14 күн бұрын
Chivharo  Zimombe : Tinder & Tenders
4:57
Winky D Iyeye    Courageous Women
14:09
Madzibaba Divorce
6:24
3 ай бұрын
Пікірлер
@ThePrivy1
@ThePrivy1 Сағат бұрын
Ma Deon must be punished. She is going to continue this nonsense kuma village
@ThePrivy1
@ThePrivy1 Сағат бұрын
Baba Deon vanoda kuputsa imba yemunhu
@ThePrivy1
@ThePrivy1 Сағат бұрын
Baba ve reflecter munofunga kuti vasikana vese vari loose
@mutsaipmuguta5954
@mutsaipmuguta5954 Сағат бұрын
Rakangovhengedzera zimambo iri robhaiza
@ThePrivy1
@ThePrivy1 Сағат бұрын
Mai Deon batai imbwa yenyu. Tsiurai murume wenyu anokurwisanisai
@ThePrivy1
@ThePrivy1 Сағат бұрын
Baba Deon inhubu yemurume. Vaibatirei munhu achirohwa
@tracylyson1371
@tracylyson1371 Сағат бұрын
Chief musazungaire imi
@fadzaidickson58
@fadzaidickson58 3 сағат бұрын
Senseless man in a reflector.
@user-gr4kd9ii3d
@user-gr4kd9ii3d 8 сағат бұрын
Iri rangori jealous i think crèche yamai accused is growing
@EsterDzingira-eh8kn
@EsterDzingira-eh8kn 11 сағат бұрын
Mahure anotemba nemishonga murume uyo akatofambira nyaya iyi kuti asabatwa nemhosva
@kundaimiedzok
@kundaimiedzok 12 сағат бұрын
Worst judgement i v ever seen !!!nai Tenzi!!!
@MelodyHokonya-gq7ne
@MelodyHokonya-gq7ne 12 сағат бұрын
Dare rako rakapenga unotonga wega dare rako chirudzii kovamwe padare rako unovadii uchitonga wega
@MelodyHokonya-gq7ne
@MelodyHokonya-gq7ne 12 сағат бұрын
Wakajaira chioko muhomwe ndosaka uchiti vamachona munozouya tisiri padare mbavha yemunhu unotarisa side iwe
@MelodyHokonya-gq7ne
@MelodyHokonya-gq7ne 12 сағат бұрын
Hamugoni kuenzanisa vanhu I we mambo iwe wakafhakwa zvinhu zviripachena izvi haiwa watengwa iwe
@MelodyHokonya-gq7ne
@MelodyHokonya-gq7ne 13 сағат бұрын
Unoda umbowo hwakaita cy ko nhaiwe ichokwadi kuti akatorerwa mkadzi me shamwari yake kana mambo mapiwa mari mari taurai kuti hapana umbowo
@MelodyHokonya-gq7ne
@MelodyHokonya-gq7ne 14 сағат бұрын
Vanhu venyu havasi kutaurisa hapana chiri kinzwika apa
@dominiquemdawini9796
@dominiquemdawini9796 14 сағат бұрын
Mukadzi wako arikukwira kusvika zvanaka asi makakurumbidza kuuya kudare pasina umbowo hunobatika.Hushamwari hwenyu hwakazonyanya kusvika pakaipa
@bennynyamudo534
@bennynyamudo534 15 сағат бұрын
Ndanga ndisina shungu dzeku commenter. Bt uyu munhu hapana chinozivikanwa. Mumwe wevaroyi uyu. Vashoma vanotonga vaine wisdom. Ndarwadziwa nematongero embwa iyi
@welas9508
@welas9508 16 сағат бұрын
That man in a reflector vest is an empty head and open mouth.
@amosshoko7710
@amosshoko7710 17 сағат бұрын
mutongi hamusi kugona itai kuti vafambe
@amosshoko7710
@amosshoko7710 Күн бұрын
murume uyo akarega kubata mukadzi wake sei
@amosshoko7710
@amosshoko7710 Күн бұрын
tanogwa vanhu pane mawitness danai mawitnes acho
@user-kt5cx1fs2t
@user-kt5cx1fs2t Күн бұрын
Mambo ava ndeve nzara y rushing to rule pasina mukadzi wacho uye dna
@user-kt5cx1fs2t
@user-kt5cx1fs2t Күн бұрын
Cameraman tiratidzewo mambo avo
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 Күн бұрын
Ubaba wesudu umfazu uthande umngane ngoba awulathando just ungafaki ezinengi
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 Күн бұрын
Laba yonke into bayasheya kusho labafaz barite bayesheye plus uchief yooo something else into ayikhulumayo hay chaa
@dominiquemdawini9796
@dominiquemdawini9796 14 сағат бұрын
Kunjalo😂😂😂
@florencemahore-fq9wj
@florencemahore-fq9wj Күн бұрын
Ko vanoitureiko zvefon nguva yematare haaaa chii chocho
@ducksswanshorsesandmoreato1493
@ducksswanshorsesandmoreato1493 Күн бұрын
Mapenzj evarume why invite each other to your places iwe usipo.That guy invited trouble pachake ngakwiriwe mukadzi
@user-sp1mg6cq2l
@user-sp1mg6cq2l Күн бұрын
Ummm baba avaka vebhachi dema ishit
@beautysbongilesawana8776
@beautysbongilesawana8776 Күн бұрын
Mambo mukatadza kutonga nyaya iyi umwe uchauraiwa bheji bheji 🤞
@lameckladman6656
@lameckladman6656 Күн бұрын
Munhu mukuru unoda shamwari yei kunge pwere 😅😅😅 inini handina shamwari ndine wandinoonesana navo
@user-uh5kv9kg3lAdrian
@user-uh5kv9kg3lAdrian Күн бұрын
Kuvhura hombe hembe aaaaah
@sinikiwemoyo8017
@sinikiwemoyo8017 Күн бұрын
Maita chief . Matonga nomazvo. Mai Deon vanozvikudza sitereki.
@MikeChari-li1us
@MikeChari-li1us Күн бұрын
Mambo too talkertive tongayi nyaya iripo and iri pachena iyi, umboo huripo wani mukomana akatora mukadzi wemunhu uyo murovei neshamhu ine minzwa finish and clary.
@RufaroGaudenciaMUPFURURIRWA
@RufaroGaudenciaMUPFURURIRWA Күн бұрын
Chief munopenga imi munopenga hamuna wisdom zvachose
@TanyaShumba-bz9cr
@TanyaShumba-bz9cr Күн бұрын
Saka hamuzvizivi here kiti munhu 1 anogona kizadza church,kuti church yashota hazvirevi kUti iye ndiye ashota asi kuti zviri paarie ndizvo zvinodeedza chawunga chevanhu.
@TanyaShumba-bz9cr
@TanyaShumba-bz9cr Күн бұрын
Imi baba vebhachi dema kana muri mambo ibvai pachigaro vane wisdom vatonnge hamuna kukwa na imi
@lucyhundungu6322
@lucyhundungu6322 Күн бұрын
Ahh mambo ava vatadza kutonga
@sarudzaitahwa1224
@sarudzaitahwa1224 Күн бұрын
This Mambo has no knowledge in dealing with cases ahhhhh hanzi mimba nevanhu zvakasiyana 😮 ahhhh he needs biology lessons ahhhhhhh. I am amazed woow
@fadzaidickson58
@fadzaidickson58 Күн бұрын
Mumusha umu mune zvikwambo zviri kuda kuvhiringidza mhuri kuti vaka pesana hapana chino batika huye zvirambe zvichidya vana vari kuzvarwa
@fadzaidickson58
@fadzaidickson58 Күн бұрын
Msikana uyu ngaanoita cervical circlage and must book with a central hospital..she has developed habitual abortions.Bustop Tv please send the message to the family
@fadzaidickson58
@fadzaidickson58 Күн бұрын
The chief must have assessors so he listens to his accessors.like chief makopes court.the chief is too talkative doesnt listen
@SaymoreNdawi
@SaymoreNdawi Күн бұрын
Chief vawedzera ruvengo mumhuri dai mati mhuri iyi imbotanga yafamba pamwe nepurisa wa mambo nyaya yozodzoka mudare
@WilfredMapuranga-wk3vo
@WilfredMapuranga-wk3vo Күн бұрын
HAMUGONEKuTONGA
@WilfredMapuranga-wk3vo
@WilfredMapuranga-wk3vo Күн бұрын
Mambo cmboenda kwachidora nekwa chief Mutasa munodzidziswa
@sifesifelani9827
@sifesifelani9827 Күн бұрын
Mambo benzi
@jeffreymakwarimba
@jeffreymakwarimba Күн бұрын
Ambori chief rudzii iyeyu asina watch
@HiltonChimbizi-hy2rn
@HiltonChimbizi-hy2rn Күн бұрын
Mambo nedare vabhaiza.
@pertumuchemwa2590
@pertumuchemwa2590 Күн бұрын
Kuenda kwamambo ava kunotongwa it's a waste of time, nyaya zhinji dzinotongwa dondo
@marshalmanjonjo-oc8mb
@marshalmanjonjo-oc8mb Күн бұрын
Hudyire zimbavha ramambo