KZ
bin
Негізгі бет
Қазірдің өзінде танымал
Тікелей эфир
Ұнаған бейнелер
Қайтадан қараңыз
Жазылымдар
Кіру
Тіркелу
Ең жақсы KZbin
Фильм және анимация
Автокөліктер мен көлік құралдары
Музыка
Үй жануарлары мен аңдар
Спорт
Ойындар
Комедия
Ойын-сауық
Тәжірибелік нұсқаулар және стиль
Ғылым және технология
Mukadzi wangu akaroorwa futi,Ndoda Kuti Ambuya Vabude Pachena, Mukadzi Wangu Aripi
22:11
Ndakabvisa Hembe Nekuti Kwaipisa,Handina Kurara Nemukadzi Wake,Uyu Ishamwari Yangu Handidaro
11:13
Гениальное изобретение из обычного стаканчика!
00:31
Правильный подход к детям
00:18
😺🍫 خدعة الشوكولاتة المذهلة لقطتي! شاهد كيف تعلمني قطتي القيام بها! 😂🎉
00:30
СКАНДАЛЬНЫЙ бой Али, когда в ринге ему противостояли сразу ДВОЕ #shorts
01:12
Murume Ane 48years Akaroora Mukadzi Ane 18years,Arikumupa $2 Yekushandisa , Akaunza Girlfriend Yake
Рет қаралды 9,748
Facebook
Twitter
Жүктеу
1
Жазылу 148 М.
BUSTOP TV
Күн бұрын
Пікірлер: 56
@dorothychihuri1928
13 күн бұрын
Ichi ndicho chidzidzo kuvarume 👏👏maita Chief
@EdnahKachereh-lx8qh
12 күн бұрын
Chokwadi chief ndatenda hangu munotongera fair hamutarise ganda l salute you ❤❤❤❤❤
@neliakupara
12 күн бұрын
Avo mambo hasekerere zvisina Basa vanoudza munhu chokwadi chanenge ari wrong
@gracerupere2555
12 күн бұрын
I salute you Chief
@MadambiGoromondo-n7q
12 күн бұрын
Chief Manyama 😂😂😂😂👊🏿👊🏿👊🏿
@DianahSithole-un5ck
11 күн бұрын
I like this chief munogona kutonga vaudzei
@nicholasfungurani9677
13 күн бұрын
Kamwana ako kachakura kari kahure. 18 years kotorwa ne 48 years kanga kaita plan ipi yeupenyu kunze kwekunyengwa chete.
@virginiamutandagai7907
12 күн бұрын
Never b quick to judge
@helendhliwayo1261
12 күн бұрын
Ko vari kuhura ivo vane makore akawandisa vari pamurume wani. Musadaro imi
@MemoryMuchakazikwa
12 күн бұрын
Tuvanhu twacho atunzwi shuwa ko kumboshanda woitawo ka course kwete kushainira kupiwa pondo aaah
@pelagiamuguti8693
11 күн бұрын
Handiti mapaona was supposed to be the chief not chief castle lite. This guy makes a lot of sense.
@Thimothy-k6w
13 күн бұрын
Thats good
@PreciousKafambira-ok6bp
11 күн бұрын
Sando kuna mambo ngezi ❤❤❤
@gloriamandaza2347
10 күн бұрын
Mambo wangu makaropafafzwa mashoko enyu anovakaufinge mune wisdom kamwana kamode zviro zera rake age difference hazvibudi achatinetsa mwana uyu
@irenemhembere2548
12 күн бұрын
Ummmm 30 yrs difference...nakowo kamwana ako ngakaende kuchikoro mhan
@sheltonselassie4767
10 күн бұрын
Shuwa nhai😂😂
@mosesmuriri594
9 күн бұрын
Only one month muchigara mese makutonoona HANDITI MAPAONA future yenyu iripo here dai matorambana henyu handiti mapaona
@movenmakumbe6093
12 күн бұрын
I mombe mambo Bushu voti muisirei mbudzi dzake nhatu, KwaMutasa ina plus mbocho nejongwe
@irenemhembere2548
12 күн бұрын
😂😂😂😂
@cleofay9346
12 күн бұрын
Handiti mapaona😂😂😂
@MichaelShumba-e2f
13 күн бұрын
Ngaasiye murume uyo
@emiamushambi1050
13 күн бұрын
Naivo vana wacho wakunyanya kuda zviro kani 48 ne 18 hr ichai mwari kani imi vana sikani
@ChipoMapondera
12 күн бұрын
Mambo ava vakanyanya😂
@Anndex-kp8nf
12 күн бұрын
iye mwana uyu baba vake ivava anovadii
@ShylockManyondo
12 күн бұрын
hant mapaona🤣🤣🤣
@gaudenciamunemo1447
12 күн бұрын
Mwana ngaaende kumba asiye zidhara iro. Mwana achapedzisira aurawa nezidhara iro. Mwana ngaadzokere kumba.
@berthamadeu6633
12 күн бұрын
Kamwana ngakayende kuchikoro kuda madhara uchaiona hako .Lucky hausati wane mwana kozoti ukaita mwana uchiona nhamo apo uchiphwa $2 ne $4 wakadeyi apo .
@mamoyodori
12 күн бұрын
Ndokudirai kutongerai justice mambo
@koeksistersamoosa6456
12 күн бұрын
😮
@IsaiahMupindu
10 күн бұрын
Kwete zvana nyamaropa
@TheresaMaps
12 күн бұрын
Zvakaoma 😢
@ShellarOteng-i4h
12 күн бұрын
Mambo manyama
@kudakwashechikwiro3029
13 күн бұрын
Kusiyana ne30years vezera rako wakavashaya here
@EdnahKachereh-lx8qh
12 күн бұрын
2usd ino tengei baba imi makura musadaro
@petronellachiyangwa6766
12 күн бұрын
30 years different
@virginiapamire1740
12 күн бұрын
Mambo monwa kokora ipi
@MoreblessingMisheni-d2s
11 күн бұрын
Ko iye mwana Akash akashaya ve age yake here
@johnnyahodya527
13 күн бұрын
Mutongi Gava. Mambo sando dzenyu. Ndatenda hangu.
@faithtarima1353
12 күн бұрын
Matonga feya Mambo
@davijj2908
12 күн бұрын
Chief is not being fair
@ChipoMapondera
12 күн бұрын
Mambo ava vakanyanya
@EdnahKachereh-lx8qh
12 күн бұрын
Murume ano shusha haachadi mukadzi
@EdnahKachereh-lx8qh
12 күн бұрын
Vano direiko vana nevanhu ivo vane hutsinye
@mutsasanyangowe6974
10 күн бұрын
Mambo munoda crate yekokora
@AlbertMusviba-m3y
12 күн бұрын
Mambo unochengeta nemari dzemuripoka
@shelixiochifamba
13 күн бұрын
Handiti mapavona
@gaudenciamunemo1447
12 күн бұрын
Varume vane hutsinye veduwe. Kusarudza mwana mudiki kuitira kutora advantage
@munyamkodzongi2466
12 күн бұрын
30 years dzakawandisa
@DzidzisoMuchike
12 күн бұрын
Mazichembere atinetsa mumarriage edu dakutouyawo neyangu kudare kwenyu mambo
@skido2134
13 күн бұрын
kana pasina new shows please dont rename mavideos for the sake of just publishing. This show was aired ezvino new title stupid. Kak
@JaneMuzadzi
13 күн бұрын
Hantie mapaona
@JohnMatambwe
13 күн бұрын
Mambo vangu ava
@davijj2908
12 күн бұрын
This gril wanted money not getting married 😂😂😂😂😂😂
@phillimonngomani6857
12 күн бұрын
Kkkkkk handiti mapaona
@enockjasi1408
12 күн бұрын
Ko angaitasei mwana ka
22:11
Mukadzi wangu akaroorwa futi,Ndoda Kuti Ambuya Vabude Pachena, Mukadzi Wangu Aripi
BUSTOP TV
Рет қаралды 14 М.
11:13
Ndakabvisa Hembe Nekuti Kwaipisa,Handina Kurara Nemukadzi Wake,Uyu Ishamwari Yangu Handidaro
BUSTOP TV
Рет қаралды 11 М.
00:31
Гениальное изобретение из обычного стаканчика!
Лютая физика | Олимпиадная физика
Рет қаралды 4,8 МЛН
00:18
Правильный подход к детям
Beatrise
Рет қаралды 11 МЛН
00:30
😺🍫 خدعة الشوكولاتة المذهلة لقطتي! شاهد كيف تعلمني قطتي القيام بها! 😂🎉
PuffPaw Arabic
Рет қаралды 17 МЛН
01:12
СКАНДАЛЬНЫЙ бой Али, когда в ринге ему противостояли сразу ДВОЕ #shorts
BalcevMMA_BOXING
Рет қаралды 1,2 МЛН
18:57
4 Years Pasina Bonde, Ndoda Share Yangu YeProperty ,Ndane Nhumbu Yemumwe Murume
BUSTOP TV
Рет қаралды 27 М.
30:18
Takadanana Nemukadzi Wake, Pandakaziva Kuti Mukadzi Wemunhu, Ndakabva Ndasiyana Naye
BUSTOP TV
Рет қаралды 10 М.
39:08
Husband Akadanana Nemwana weHanzvadzi ,Hurume Hwake Hauna kunyatso Kusimba,That’s Why Tisina Mwana
BUSTOP TV
Рет қаралды 37 М.
38:38
Murume Arikuda Kupihwa Mari Yake Yese Yaakapa Mukadzi Wake Kuti Abvume Divorce | Chief Ngezi
BUSTOP TV
Рет қаралды 23 М.
35:31
Andichadi mukadzi.anoramba mukadzi mudare nekuti ane girlfriend imwe .Karanganda TV. chief Makoni
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 9 М.
31:35
Mwana Wemusango Haasi Kuchengetwa,Takuda Pfuma Yedu Plus School Fees, Akamitisa 18 years Ago
BUSTOP TV
Рет қаралды 11 М.
36:22
Akapihwa Munda Akatengesa , Akatengesa Kuti Aendese Zvinhu ZvaMai Vake , Akuda Mumwe Munda Futi
BUSTOP TV
Рет қаралды 4 М.
23:43
Babamukuru Vonyengana Nemukadzi Wemuninina : Dare raChief Chinamora Publicsphere
BUSTOP TV
Рет қаралды 78 М.
17:45
Three Men One Woman Love Triangle : Dare raChief Chinamora Publicsphere
BUSTOP TV
Рет қаралды 34 М.
46:36
Murume Wangu Anonwa GUCHU Asi Bonde Racho Haasi Kundipa ,Saka GUCHU Arikunwira Girlfriend
BUSTOP TV
Рет қаралды 29 М.
56:07
Карнавал, Гаврилина, Ищук, Голышева на шоу Кросс и Каграманова. Кто твой подписчик?
BUBBLEGUN
Рет қаралды 1,8 МЛН
25:18
Директордын баласы / қазақша кино 2022
Киностудия Мейрам
Рет қаралды 172 М.
25:47
Boss әйел | Босс айел | 8 СЕРИЯ
Седьмой канал - 7 канал Казахстан
Рет қаралды 165 М.
2:22:58
Duy Beni 14. Bölüm
Duy Beni
Рет қаралды 3,6 МЛН
56:07
Карнавал, Гаврилина, Ищук, Голышева на шоу Кросс и Каграманова. Кто твой подписчик?
BUBBLEGUN
Рет қаралды 1,8 МЛН
20:23
Қослайк/Гульназыммен Данияр эфирге келді.Не жаналықтары бар екен
Qoslike kiziktari
Рет қаралды 92 М.
1:45
Аппақ келін 2 маусым | Ресми трейлер | Тұсаукесер 14/10/22 + КОНКУРС
SALEM EPISODES
Рет қаралды 68 М.