Пікірлер
@user-tg5ku5bb6m
@user-tg5ku5bb6m 3 сағат бұрын
Apa show ytopera makamirakkk
@AbigailKufandada
@AbigailKufandada 3 сағат бұрын
Kkkkk anenge ari wani mubvunzo kumubvunzo
@teechiz
@teechiz 3 сағат бұрын
Tete hunhu hwaco havasi bho ikodzero yake nemurume vake kuchengeta mwana uyu. Tete ndosaka makagara makasiiwa. Apa matouya mega why saying muriupinzwa munyaya. Leave vana vaite yavada
@petersodzai4287
@petersodzai4287 3 сағат бұрын
Mkadzi uyu ngaatore peace order chimunhu chimhondi ichi
@petersodzai4287
@petersodzai4287 3 сағат бұрын
Apa hapana nezvababa apa.kungogona kuti hure hure.basa rekutengera mwana ma zepi
@petersodzai4287
@petersodzai4287 3 сағат бұрын
Mkoma chengetai mwana.wakaona mkadzi ari honesr,unongoti hure hure apa hauchengete mwana.urimurume pasina iwe.nxaa unonyadzisa
@AbigailKufandada
@AbigailKufandada 3 сағат бұрын
Amainini ava havasi kupihwa chikafu ukasadya unoita kunge mupengo
@zexhlomas1646
@zexhlomas1646 3 сағат бұрын
Chandinoziva zvangu ndechekuti vanaManyoni vakarongeka
@cephasseremani4685
@cephasseremani4685 3 сағат бұрын
Chakanyanya ichi
@MelodyChipunza-t2b
@MelodyChipunza-t2b 3 сағат бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂vaMugabe makashinga aaaaah dzimwe type dzamosangana nadzo sooka🙌🙌🙌🙌🙌😂😂😂😂
@farichisunga7120
@farichisunga7120 4 сағат бұрын
This beautiful woman needs to ask herself kuti why me my lord or kuti midzimu yangu seiko murikundirasa,you need spiritual guidance madam nekuti pane zviri pamuri zvinokutumayi kuenda kubhawa imi musiri kind yekubhawa,hope pakafa murume wako chivanhu chakaitwa chekuti asadzoke nekuti kana chisina unaye atori pamhanza pako pese pauri ndipo paari,kana asiriye maybe wakaiswa chimweya chana tete vako vakafa kare varipfambi dzemakoko hence their behaviour iri mauri,Hope sezvo pane nguva zvaitika,makabatsirwa asi kana musina famba dear zvipere.Murume wawakaitira mwana loved you but stigma neresentement yesociety ndiyo yakamuita drive away and even spirit ye your dead husband chased him away also,VaMugabe imbovafambirai again sis ava tinzwe kuti vavepapi nehupenyu,may the good lord bless her.
@shingaimatesva4039
@shingaimatesva4039 4 сағат бұрын
Kkkkkkk hanzi zvenyu muri kuita sei inini ndiripo 😂😂😂😂😂
@juliehandityi5784
@juliehandityi5784 4 сағат бұрын
sekuru vachena mberi vasingakuri now mave busy kubisana nemaschool fees
@kellymonera9569
@kellymonera9569 4 сағат бұрын
Kkkk hadzimo chete...
@vimbainhandara824
@vimbainhandara824 4 сағат бұрын
Manje Tinashe anoramba hake akangara kunge pasina zvirikuitika 😂😂😂😂😂😂😂
@tsitsimupapuri7713
@tsitsimupapuri7713 4 сағат бұрын
kkkk anonakidza musikana uyu
@user-ed5fc9ju5n
@user-ed5fc9ju5n 4 сағат бұрын
Hanzi pamwe haasi wake futi😂 ama 2k😂
@priscilamadamombe6944
@priscilamadamombe6944 4 сағат бұрын
Ko vaitochaya mapoto futi aaa zvinhu zvacho soo😂😂😂
@user-zi3lb1ky5i
@user-zi3lb1ky5i 4 сағат бұрын
Baba ava havaite chihure ft $1000 yavarwadza
@yunuswingwiri9158
@yunuswingwiri9158 4 сағат бұрын
I feel for the father but mwari ndiye anoziva
@lawrencesigauke2220
@lawrencesigauke2220 4 сағат бұрын
when is this episode coming?
@farichisunga7120
@farichisunga7120 4 сағат бұрын
The man really loved the twins but kungoti sometimes isu varume tinoisirwa mupfuhwirwa and we end up marrying a person whom you don't really love,vatinoda vacho like anamai matwins they dont love us but they love kwavanorohwa matumbu , votisevenzesa futi votipa vana vasiri vedu hence i sympathies with this man. Dai vana vakanzi ndevababa ava ndinopika this mupfuhwira woman was going to poison them to death nekuti mafariro acho avaita ndeemuroyi chaiye,baba ava kungogara havo mumarriage iyi, he doesnt love kadzambaramafuta aka.,only God knows why we end up marrying vanhu vatisingade vatinoda vacho running kune vanovaitisa nhumbu pamusana pemari.
@mamaman4730
@mamaman4730 4 сағат бұрын
Chokwadi machiwana asi relationship will never be the same
@kudzaimutaisi8554
@kudzaimutaisi8554 4 сағат бұрын
😢 i think muridzi vemwana ari married plus ane bag
@user-zi3lb1ky5i
@user-zi3lb1ky5i 4 сағат бұрын
Kkkkkkkk mkatester sei kt mwana azobuda asiri wababa ava
@BigMic_Chaw
@BigMic_Chaw 4 сағат бұрын
mai ropa vauya vakatobatwa futi
@marynicholas2858
@marynicholas2858 5 сағат бұрын
Sis vakafanana natobias hamuna hukama here
@freddychimusoro6446
@freddychimusoro6446 5 сағат бұрын
Uyu mfana uyu nasis vake madofo ekupedzisira
@Rufaro-bd5dj
@Rufaro-bd5dj 5 сағат бұрын
Mukomana akapusa uyu
@farichisunga7120
@farichisunga7120 5 сағат бұрын
This man is a disgrace to mankind,he lives in the 60s or 70s kwairohwa mukadzi vanhu vanhu vachikurudzira kuti rova hure,this time zviyedze wuone unorohwa !kutoshaina nemari kuti upihwe mainini as pachitendero chemukadzi wako uyo anotokunamata pamusana pefear yengozi yaunayo,zvino hona wazadza mwana wevanhu hiv yawakapihwa naGire uchaita sei,wotonoripa madzimai twumari twemushonga itwotwo twusati twapera and next time kana uchida zvekurwa ita nevarume kwete kudherera tuvakadzi ,dei wakangokarova mbama waipedzerwa dzungu rese raunaro iro nebodyguard ravaMugabe iro.Grace zvekutora varume vevanhu chirega ungaitwe zvaChenai tikakuchema.
@user-tn4uc5lr2o
@user-tn4uc5lr2o 5 сағат бұрын
Pfambi yemai iyo idofo
@munyaradziricardomurwira5855
@munyaradziricardomurwira5855 5 сағат бұрын
Mhofu iro i duzman raifanira kurega broadcasting yarikuita richatukwa nemadhakwa mu komboni
@user-tn4uc5lr2o
@user-tn4uc5lr2o 5 сағат бұрын
Mai vanoreva nhema munhu angarambirwa imba yatsva nemistake?
@lynahmundayi3138
@lynahmundayi3138 5 сағат бұрын
Manzwira nzwira anoputsa musha. Totenda bmkuru vakazofunga zve DNA. Asi matova nebasa apo maguru vanoda kunyaradzwa
@HesterGondo
@HesterGondo 5 сағат бұрын
Baba bhoo here pahutano apo
@sithulisiwemutasa4266
@sithulisiwemutasa4266 6 сағат бұрын
She was very sure kuti ndivo baba 😢
@FaithBushu
@FaithBushu 6 сағат бұрын
Ko 10dollars
@mbizi4573
@mbizi4573 6 сағат бұрын
I dont know if ive ever come across someone so honest, sincere and admirable like this young lady. She is so loveable and likeable. Misodzo yapotsa yabuda. As a father of a baby girl, this really pained me. A girl child needs all the support, the love and time a parent can give. And daughters will always be dady's best friend. The charm she has, the strength of character, mwana uyo could have turned into a better somebody. Really how i wish i could br of some help. Munyika mune mhumhi, vana ava vanoda kuchengetedzwa. Be strong girl child
@nelissahdadisomangwende4352
@nelissahdadisomangwende4352 6 сағат бұрын
Muchazvirega zvekuroorwa nemadhara
@tatendachinwa5800
@tatendachinwa5800 6 сағат бұрын
Kuda kuziva chokwadi kwakakosha hama ,musasvore murume uyo....kune madzakutsaku hobho ari kuchengetesa vanhu vana vasiri vavo mudzimba umu. Thank you man for apologizing to your wife nekuripira mhosva iyo
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 6 сағат бұрын
At least baba vaita remorse. Mhamha chidzosai moyo.
@nyashafadziem1484
@nyashafadziem1484 6 сағат бұрын
😂Despite the outcome inlbe her hangu, what a character, what a sharp brain, quick to think this one as for Tinashe haa nhasi he enjoyed his show hanzi sorry veduwee 😂😂😂, y'all can judge her all u want but ke she's still human after all who was trying kuti vana vale vawane chekubata shem veduwee, may God send a help for her so she can settle zvakanaka nevana vake
@nyashasimbi5393
@nyashasimbi5393 6 сағат бұрын
TINASHE TO THE NATION. Makatumwa kugadzirisa Nyika VaMugabe.
@user-wn6ns3jz9q
@user-wn6ns3jz9q 7 сағат бұрын
Hanzi ndotime ndodzawanga wadya here 😂😂😂😂😂
@IanMurayi
@IanMurayi 7 сағат бұрын
Kkkkkkkk😊
@user-ve7ne9gn6i
@user-ve7ne9gn6i 7 сағат бұрын
We need more weman like you my sister .. a beautiful and cool lady.
@user-mz7hh8yx9g
@user-mz7hh8yx9g 7 сағат бұрын
Georgina Maramba
@bestphilipophilipo6672
@bestphilipophilipo6672 7 сағат бұрын
Eeash ma1 😮
@PatienceTakura
@PatienceTakura 7 сағат бұрын
Nemiwo varume vacho muchinyanya siyai vana vevanhu vakure at a least wait until she turns 25,at least pfungwa dzinenge dzakura i got my child when iwas 17 ,ndaive mudiki and nanhasi ndinorwadziwa nazvo nekuti it was what i wanted but i was pushed with some situations
@aimzingoni5382
@aimzingoni5382 7 сағат бұрын
I was suspecting this result. I'm happy for the two nenyaya yemwana. But Sekuru has to stay away. I suspect he was the one paying rent yemudzimai uyu. 100% Sekuru vaidya bota. May this couple be delivered from Sekuru