ZVENHUMBU ZVAITOVA FUNNY😄 :THE CLOSURE DNA SHOW: S13 Ep 8

  Рет қаралды 96,394

The Closure DNA Show

The Closure DNA Show

6 күн бұрын

Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 13 Episode 8 BINDURA, TROJAN
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h5/share/usr/700
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our KZbin Channel: kzbin.info/door/n2d-FKT...

Пікірлер: 1 800
@ROGUE406
@ROGUE406 4 күн бұрын
To all the aunts who persist to love mwana wehanzvadzi even after you have been sidelined ❤
@simonnhunzvi4662
@simonnhunzvi4662 4 күн бұрын
Inini kungoziva kuti ndiyo nayaya yacho hanisvikeko
@CleverManatsa
@CleverManatsa 4 күн бұрын
There is no love from that auntie. Vaida kupinda pakati pevanhu vakaita reconcile vakataurirana chokwadi vakakoshesa marriage vachitaura zviri negative why?
@tafadzwamaponga7745
@tafadzwamaponga7745 4 күн бұрын
Hapana kuwiriranq apo kunyqngirana​@@CleverManatsa
@DC-jj7rr
@DC-jj7rr 4 күн бұрын
@@CleverManatsaTete is right. How can an unemployed man take care of another man's child? These 2000 kids vanoda shamhu
@CleverManatsa
@CleverManatsa 4 күн бұрын
@DC-jj7rr They can engage the father of the child voita maDNA off the camera, the father ochengeta mwana wake (maintainance) ari pana mai vake coz he/she is below 18. The guy anoda mkadzi wake but ane mwana ari below 18 asingaiti kubva panamai saka anogara navo vese ndizvo zvazvinoreva.
@amandasigxoza8862
@amandasigxoza8862 2 күн бұрын
😂😂😂this episode tisu tasara tisina peace of mind
@kuulmusic611
@kuulmusic611 Күн бұрын
😂😂😂😂 True. It's so puzzling
@comfortnaturealfonzo8565
@comfortnaturealfonzo8565 Күн бұрын
😂😂😂😂😂
@faithka8644
@faithka8644 Күн бұрын
😅😅😅😅😅😅
@CalebSibanda-bw6mx
@CalebSibanda-bw6mx Күн бұрын
Very true. Hatina peace of mind as viewers 😂😂😂
@Ngonitsvangs
@Ngonitsvangs Күн бұрын
@@amandasigxoza8862 hahahahahaha maida kutoziva baba vemwana kaaaa inn ndaingoda kuziva maresults
@vicemudzimuwehari3287
@vicemudzimuwehari3287 4 күн бұрын
They signed an agreement of non-disclosure, the real father provided money for the DNA and he is the one who is currently looking after them by giving Ngoni a monthly payment,and other promises including employment,driver's licence,a course etc.
@brightongwirambira1648
@brightongwirambira1648 4 күн бұрын
This is very true
@vicemudzimuwehari3287
@vicemudzimuwehari3287 4 күн бұрын
@@brightongwirambira1648 it's very sad though
@ministerashleytalent1476
@ministerashleytalent1476 4 күн бұрын
Wapedza
@paulinedendere2607
@paulinedendere2607 4 күн бұрын
True. BUt Ngoni should grow a spine and man up and look after himself
@user-mf7lg2yk2g
@user-mf7lg2yk2g 4 күн бұрын
Then why wasting money and tyme doing DNA
@mupandazofficial1580
@mupandazofficial1580 4 күн бұрын
Inini hangu ndiri team TETE❤
@oathofGod410
@oathofGod410 3 күн бұрын
HAPANA RUDO APA
@elingtonchikweshe8452
@elingtonchikweshe8452 3 күн бұрын
Neniwo
@tatlen
@tatlen 3 күн бұрын
Tete kufinyama kudaro sei. Brother was told chokwadi chaaka accepta. Let's move on
@faithfullnyakudya3642
@faithfullnyakudya3642 3 күн бұрын
Aah tete vaida mwana arambwe here achawana wo basa ngoni as long as vana vachidanana
@dephinechadoka9911
@dephinechadoka9911 2 күн бұрын
I will stand for tete, mangwana zvinonetsa izvi
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa 4 күн бұрын
Saka why wasting time muchiziva baba vemwana nhai
@clotildachamhuna1448
@clotildachamhuna1448 4 күн бұрын
Nhai amana
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa 4 күн бұрын
@@clotildachamhuna1448 imagine
@lorahkeys1202
@lorahkeys1202 4 күн бұрын
Imagine
@brightmorechabata7716
@brightmorechabata7716 4 күн бұрын
Not ime only what about iyo Mari chaiyo
@Gono77
@Gono77 4 күн бұрын
Pamwe Ngoni haazvare
@effortchigora5543
@effortchigora5543 4 күн бұрын
lisa acharamba achiita vana nemunhu waarikuvigiridza mark my words
@rumbidzaimusengezi5860
@rumbidzaimusengezi5860 4 күн бұрын
Anofana ari murume wemunhu
@babava2263
@babava2263 4 күн бұрын
NdhiMinister Baba vemwana.
@priscillandoro4014
@priscillandoro4014 4 күн бұрын
She's stupid ufunge ndosaka agara six months ka apa Ngoni ari kutoichengetwawo
@ellenchau6694
@ellenchau6694 4 күн бұрын
That's true
@washingtonmutize6200
@washingtonmutize6200 3 күн бұрын
Lisa kamhombwe 😂
@colouritdesignszim7186
@colouritdesignszim7186 4 күн бұрын
I was all written on the lady's face that she was afraid, she knew the results already. It was so so clear
@dorothychiremba222chiremba5
@dorothychiremba222chiremba5 4 күн бұрын
You can say that again her face expression 😂😂
@faithfullnyakudya3642
@faithfullnyakudya3642 3 күн бұрын
Akaudza wani mrume wake chokwadi they just wanted to make sure
@shaggyshagson495
@shaggyshagson495 3 күн бұрын
Auntie she is absolutely right, it's impossible to take care of someone's child
@valentinemazaka6911
@valentinemazaka6911 4 күн бұрын
To us who never miss an episode 🎉
@RudoMukombe
@RudoMukombe 4 күн бұрын
Mhofu😂
@valentinemazaka6911
@valentinemazaka6911 4 күн бұрын
@@RudoMukombe yemukono 😂😂😂😂
@veronicamashumba7387
@veronicamashumba7387 4 күн бұрын
To us
@YonathaMakanda
@YonathaMakanda 4 күн бұрын
😂😂😂To us
@TerenceMoyo-hp6dl
@TerenceMoyo-hp6dl 4 күн бұрын
To us 🎉
@WeMasvingo
@WeMasvingo 3 күн бұрын
Ngoni akazungaira achahurigwa naLisa uyo kusvika Amen
@trymorezgororo5978
@trymorezgororo5978 2 күн бұрын
True, that boy needs to man up, wake up and smell the coffee. He's being used as a pony shame.
@chiedzamapfumo6920
@chiedzamapfumo6920 Күн бұрын
Handikwanise kutaura chii chacho achapamhazve umwe mwana iwe uchingochengeteswa
@gamuchiraichiradza3096
@gamuchiraichiradza3096 3 күн бұрын
Vaona guhwa remu raini lets gather here😂
@marynyamondo3198
@marynyamondo3198 3 күн бұрын
Haaa pakaoma wena haa zvotozara rayini rose
@nompumelelomaphosa892
@nompumelelomaphosa892 3 күн бұрын
Vamwe nema pegs muhembe 😂😂😂
@faithdadumalikongwa6006
@faithdadumalikongwa6006 3 күн бұрын
Guhwa to the people
@pdee2467
@pdee2467 3 күн бұрын
😂😂😂😂😂
@mabrrr1
@mabrrr1 3 күн бұрын
Madziro commity. Ndirini musikana straight kumba kana hembe handirongedze pakadai
@fylasmandaza1928
@fylasmandaza1928 4 күн бұрын
😮😮😮😮 nhaimi ko zvandavhunduka that's why tete vakatsamwa vanoziva mawara a Lisa kuti achapera Team riripasi pemuti iro ndaona Lisa azonyatsoenda ku south asina kuoneka cz team iro rokupedzera
@tongogarapmu3418
@tongogarapmu3418 Күн бұрын
i receive man of god
@andrewww9210
@andrewww9210 4 күн бұрын
I didn't expect zero percent, these innocent faces will humble you
@nyarendaelizabeth
@nyarendaelizabeth 4 күн бұрын
Me too that lady looks very innocent
@VaPunungwe
@VaPunungwe 4 күн бұрын
Ma zero percent haasekanwe. Panewe nababa vako togana kuwana paine zero percent futi. Have you been tested against your alleged father?
@Mo.e._10
@Mo.e._10 4 күн бұрын
Don't comment like this. Your comment will ruin it for those who see it later on
@user-eu9sb9zr7y
@user-eu9sb9zr7y 4 күн бұрын
The more innocenter they look, the rottener the character. She was suspiciously 'tight' and 'cold'
@markgodknows86
@markgodknows86 4 күн бұрын
@@user-eu9sb9zr7yLisa paangoti zvinorwadza paabvunzwa kuti ko baba vakasava muridzi wemwana , ndabva ndaziva kuti pane akadya bota futi. Just imagine 6 months dilly darling achinyepa kuti mhamha BP njani njani. Pretty face for nothing this one😂
@markidkapfudza
@markidkapfudza 4 күн бұрын
Haaa mr mugabe pakubvunza chete hre haaaa ma 1 aya😂😂😂😂
@tylermakamure6965
@tylermakamure6965 2 күн бұрын
Tete varwadziwa nekuti Lisa anzi ndomuda zvakadaro vavachiti acharambwa 😂😂😂😂
@knowledgemupanda461
@knowledgemupanda461 4 күн бұрын
My theory says Lisa akaita/akaitwA threesome na ngoni with another guy. Possibly several times. This is why ngoni is not shocked. And it’s why ngoni took dna he knew he had had sex with Lisa with another guy. So the two of them are now sure kuti the other guy is the father, ngoni only accepted Lisa on the possibility of him being the father but aisa rara naye in same room nokuti he knew kuti zvaive zva bvepi. He only accepted to accommodate Lisa until This day. Unfortunately for Lisa she is going to be dumped by both
@FunnyAtom-hf7og
@FunnyAtom-hf7og 4 күн бұрын
Mhofu vakanzwa kunakirwa ,havachadi kusiya chimoko vakatapirirwa , but imba hakuna kwainosvika ichatsemuka
@brightonsamunda7621
@brightonsamunda7621 4 күн бұрын
Obvious hama hadzidii matuzvii
@mildredmharira8764
@mildredmharira8764 4 күн бұрын
Haiwawo arikututiswa in less than 24hrs ne hama dza Ngoni. Apa haashande futi 😢
@ShalomMurapata
@ShalomMurapata 7 сағат бұрын
😂😂😂Akapepetwa mkomana akutya mnje kut chimoko chiende
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa 4 күн бұрын
Shuwa Lisa ndifokoro zvedi thank tete nekutuka mwana wenyu benzi iri nxaaa thank tete
@HazelKupakuwana
@HazelKupakuwana 4 күн бұрын
Atakura ngwena huida 🤐🤐
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa 4 күн бұрын
@@HazelKupakuwana kkkkkkkk
@tafarakwaramba5657
@tafarakwaramba5657 2 күн бұрын
Baba vemwana murume wemunhu. Saka vaka promiswa zvinhu zvehombe kuti ukandichengetera mwana wangu nemukadzi ndokupa zvese zvaunoda but it will end in tears
@everjoylupi7940
@everjoylupi7940 4 күн бұрын
DNA inoitwa for closure,Ngoni haana kupusa aingoda chokwadi kuti ndewake here or another possible father for mangwana.Kana vachidanana then let love conquer.
@collinsmago233
@collinsmago233 3 күн бұрын
kupusaa uko haiwa
@faithfullnyakudya3642
@faithfullnyakudya3642 3 күн бұрын
I agree mskana uyo is honest akagara ataura chokwadi
@nyarendaelizabeth
@nyarendaelizabeth 4 күн бұрын
Zvinhu zvemukomhoni wo futi haaa ko vese vamire uko varikudeiko 🙌🙌🙌
@edsonmusutisi31
@edsonmusutisi31 4 күн бұрын
Ndozvaita vasataure muridzi wemwana, iye Tinashe cy achitendera kuungana kwevanhu kuita sekt inyaya iri mudare ramambo
@user-ff8ko1el1j
@user-ff8ko1el1j 3 күн бұрын
​@@edsonmusutisi31 nhy kana dei ndirini handingataure plus mukadzi wemuridzi we mwana atoripo
@wendytarusenga8694
@wendytarusenga8694 Күн бұрын
Anotoda vaungane
@benjaminchigiya4136
@benjaminchigiya4136 4 күн бұрын
Those people are very stubborn and arrogant for nothing
@josephinemarejojoe2679
@josephinemarejojoe2679 3 күн бұрын
You can say that again.
@MangetheKhumalo-oe8xo
@MangetheKhumalo-oe8xo 2 күн бұрын
Say it agsin
@missb-wf6sk
@missb-wf6sk 4 күн бұрын
I thnk they made a good decision kusataura munhu wemwana pajekerere since ari wemuarea .Lisa anofanira kunge akaudza Ngoni kuti pane possibility yekuti pane vamwe baba hence th need for maDNA.. I sure hop of camera vachataura muridzi wemwana,they acted mature ipapo.Tinashe was insistant bcz we love drama,we cnt critisize the couple for deciding nt to giv us drama veduwee .Tarisai kuungana kwanga kwakaitawo😅 vanhu
@daphnenyasha7296
@daphnenyasha7296 4 күн бұрын
Thank you
@faithkatinimuremutami9290
@faithkatinimuremutami9290 2 күн бұрын
You have spoken well
@oscarmutoti3993
@oscarmutoti3993 2 күн бұрын
Thank you
@masibandamasi9733
@masibandamasi9733 Күн бұрын
I think the guy is married apa munogara mose mukomboni ndosaka vatya kutaura zita
@sanelefukutwayo1243
@sanelefukutwayo1243 4 күн бұрын
Haaaaa. This one caught me by surprise. Ndaona anatete vaseka zvekuseka zviya
@nopyr3x
@nopyr3x 4 күн бұрын
Possible father > The brother or the boys father
@mayedwankomo4982
@mayedwankomo4982 3 күн бұрын
Nop the brother and father share the same blood so dai mwana afanana s its someone else
@eliazelfaanta5457
@eliazelfaanta5457 3 күн бұрын
No hazvifanane cause paitwa dna ye biological father not relationship ​@@mayedwankomo4982
@sibongilenyoni1178
@sibongilenyoni1178 3 күн бұрын
Eeee paifanira paita tuma persent tuya twepaukama uyu ndewemunhu asiri hama true
@nyashamareger8852
@nyashamareger8852 3 күн бұрын
​@@mayedwankomo4982zvinogofanana sei ipo paitwa Partenity test
@EddiDube
@EddiDube 2 күн бұрын
​@@mayedwankomo4982havafanane. % inodonha fast fast haisvike even pa90% kana uri relatadeness
@forogonya-howcometoyou5727
@forogonya-howcometoyou5727 4 күн бұрын
Pamwe muridzi wemwana ndiye HR Manager pamugodhi saka Ngoni akanzi achapinzwa basa nemari pamusoro.
@babava2263
@babava2263 4 күн бұрын
Muridzi wemwana is a politician weZANU.
@ChiedzaRice-lk3nq
@ChiedzaRice-lk3nq 4 күн бұрын
On point ndo chaiko Nokuti chero madavirire ake murume ndeekuto dzivirira mukadzi wake hake kurivara kuti mwana haasi wake 🤔🤔
@tinashemafaya5782
@tinashemafaya5782 4 күн бұрын
Hanzi mkomana haashande
@user-zb4ze9ug2c
@user-zb4ze9ug2c 4 күн бұрын
Ari kunyeperwa Ngoni aka simbiswa kuti asaita hovhiyo pa public 😅😅 Lisa hasikuziva muridzi wemwana
@talentmaiwasha7042
@talentmaiwasha7042 4 күн бұрын
Mapedza
@tacool7113
@tacool7113 Күн бұрын
Ngoni was just avoiding drama .....good move
@cynthiamagora8560
@cynthiamagora8560 4 күн бұрын
Tete is 100%correct mangwana zvikanetsa muchange maakutsvaga tete ivava futi
@user-le9im3rh2q
@user-le9im3rh2q 4 күн бұрын
Tete vari ryt nekuti mhuri iyi nechepamberi ichapa ngoni pressure yekuti takuda kuziva muridzi wemwana apo ngoni haashande anotochengetwawo .tete varikudzivirira kuzogadzwa tumatare saka vari ryt ava ini handimbovashore .hama dza Ngoni hadzingambozvitambire unless ari mwana wemumba mavo akamitisa lisah
@maggiedom
@maggiedom 4 күн бұрын
Pari tricky hakuna kure kwavanoenda Lisa naNgoni. But tete havambodaidzwi havo becoz paDNA iyi vatongonzwa nevanhu ndokuuya kwavaita meaning Lisa haadi kuti vave involved which is not wise
@user-qi9re2tf3f
@user-qi9re2tf3f 4 күн бұрын
Ngoni’s facial expressions inotaura kuti rudo hapachina.
@maitivabvemushamba8604
@maitivabvemushamba8604 4 күн бұрын
Zviripachena kuti muridzi we mwana nemhuri yake. Ngoni arikubhadharwa nababa vemwana kugara na a Lisa. Even big brother knows the deal , havana kushamisika ne arrangement
@mehlulimwale4492
@mehlulimwale4492 4 күн бұрын
Tete variright and one tete anomira nemwana wabrother vake, unfortunately Lisa is so secretive. May be tete was deliberately sidelined to safeguard this 'father' of the child. Definitely she was going to confront the person
@sandychitauro9715
@sandychitauro9715 Күн бұрын
From the word go if you have noticed their responses were questionable ....vana ava vakataurirana zvekupindura kana vabvunzwa mubvunzo....pazotaurwa futi zvekuti airariswa mu dinning asina kudya paita kukuvharwavharwa so....the owner of the child( that is if ariye futi )is paying ngoni nekuti under normal circumstances ne age yake ngoni obvuma kuramba achidanana nalisa nekuchengeta mwana iye asingaende kubasa can it be real love?...the grand question is vauyirei Kuma DNA if they new muridzi this doesn't make any sense at all ...Lisa anonzwisa hasha ...the way yaasiri kuita respect Tete se paati "handiti mwana wacho ndewangu",means pane munhu one mukuru wekudzinza arikuziva all this and In support probably benefitting from the situation.last but not least ko paati munhu uyu akadanana naye after varambana na ngoni and haasi kutoziva kuti mwana ndewake munhu wacho iyeye it's not adding up.....aaah vamwe vana so ka ndapera power.......maybe I am wrong hameno ...vana ava they need counselling it's so sad vachiri vadiki they need help
@starveskuyeri8589
@starveskuyeri8589 4 күн бұрын
Waenderei kuma dna vachiziva zvavari nehurongwa hwavo
@AntonySajanga
@AntonySajanga 4 күн бұрын
Taura hako
@constancegava5352
@constancegava5352 3 күн бұрын
Anga achida kunyatsozuvawo semunhu akamborara nemusikana
@ronaldhumbasha6162
@ronaldhumbasha6162 4 күн бұрын
Ukaona waita mwana musikana usamuti Lisa, zita iroro rine mhepo, ana Lisa havaite
@swissrentacarzimbabweandju7139
@swissrentacarzimbabweandju7139 3 күн бұрын
Hahaha very true I know this other Lisa eish
@mshotness4509
@mshotness4509 Күн бұрын
😂😂😂😂
@faithfullnyakudya3642
@faithfullnyakudya3642 3 күн бұрын
Mskana akagara audzaa mkoma chokwadi soo she is honest mkomana akada munhu wake akadaro bhora mberi.
@mcdonaldmseka4975
@mcdonaldmseka4975 Күн бұрын
Even tho ummmmmm I'm sure baba vemwana chaiwo vane zvevari kupa this guy so pane agreement iripo
@squaretilers229
@squaretilers229 4 күн бұрын
Ndanga ndakaronga kunyora form 4 ndozobva ndaenda ku South Africa😂
@PriscillaMudavu
@PriscillaMudavu 4 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂 kana ndiwewo pazvinhu zvacho
@MartinKufa-sp1ds
@MartinKufa-sp1ds 4 күн бұрын
😂😂😂😂 MaUber driver vakamumira paKappa
@DC-jj7rr
@DC-jj7rr 4 күн бұрын
Kutengesa madhoiri kune mari kuSouth Africa madhoiri😅
@moreblessingkasima340
@moreblessingkasima340 4 күн бұрын
@@DC-jj7rr
@Mbegabulawe
@Mbegabulawe 4 күн бұрын
Kikkkk Ngoni is on borrowed time, once the ground flattens for the girl, Ngoni achawana arimachira chete. Apa urijobless!
@ThembelaniMgutshini
@ThembelaniMgutshini 4 күн бұрын
But kna vachizia muridz wemwana vauyirei kumaDNA .Tete is making sense some how some where cz angle yavarikutarisa ndeyekuti Ngoni haashande so Hama dzaNgoni wil they take it kut vange vachichengeta mwana asir wavo ? Hummm especially ana Tete like hanzvadz dzekw Ngoni dzogona kusazvitora bhoo sezvo vakambocomplainer kut mazuva haana kuenderana so tete is making sense havo
@munamatomapondera8599
@munamatomapondera8599 4 күн бұрын
Tete vatori right, ukutaura chokwadi
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 4 күн бұрын
My question as well
@oathofGod410
@oathofGod410 3 күн бұрын
tete ava zvekuti anochengeta nei vapinda papi chavari kutoda kutoti marriage yemuzukuru iparare, the rsean why vanga vasina kudaidzwaku dna
@nontandochibi6909
@nontandochibi6909 3 күн бұрын
I think the girl wasn't sure, she just knew there's another possible father so now they know for sure. Yes tete is very correct, these 2 are young and naive, zvichanetsa izvi
@vicchawas6886
@vicchawas6886 3 күн бұрын
@@oathofGod410 Nhai?. Varume vanganiko mu zim vasingashande asi vanoriritira mhuri dzavo
@josephbanda2625
@josephbanda2625 4 күн бұрын
I have seen a lot of comments on this story but I have a different take: 1. The couple opted for DNA because there was a chance that Ngoni could be the father. That certainty has been obtained, he is not the Father and they are now 100% sure. 2. Family units have been made up of stepchildren, stepfathers and stepmothers from way back. Tete should stop trying to put bad blood between a husband and a wife who have decided that this will be the dynamic of their family unit. They can still have more children that they share biologically together. (Only social media demonises being a step-parent) 3. Tinashe should accept that people can opt to withhold certain information on public platforms. I'm sure they will be willing to share the name off-camera/in private. 4. Overall, great episode with a different lesson
@charlesmhembwe818
@charlesmhembwe818 3 күн бұрын
Tete vanenge vane godo!She has too much jealous 😢😢😢Even her face shows how disappointed on these 2 common understanding and chose privacy as to who else could be the father
@kudakwashedande2036
@kudakwashedande2036 2 күн бұрын
that is very true
@danielmataruka8198
@danielmataruka8198 Күн бұрын
Dei uriwe tete avo waitoitawo hasha dont justify chihure 😊
@user-cl3hh9iv9m
@user-cl3hh9iv9m 16 сағат бұрын
@@danielmataruka8198hasha dzei she was not included munyaya idzi why is she forcing herself on them vane guhwa tete avo
@ArmaniRanda
@ArmaniRanda 16 сағат бұрын
@Joseph, you are a genius & a very interesting analyst who can build damaged situations. We wish social media will be used by such intelligence like your point of views. Tinashe should take a leaf from you.
@washingtonmutize6200
@washingtonmutize6200 3 күн бұрын
Grocery ririkuuya mukadzi achingokwirwa. Big boss Pastor ndivo baba vemwana
@tapiwachiguvare2605
@tapiwachiguvare2605 4 күн бұрын
Mfana wangu unekakupusa kauinako so ngwara patown
@tuesdaymusariri6385
@tuesdaymusariri6385 4 күн бұрын
Kkkkk
@JessicaZvazanewako
@JessicaZvazanewako 4 күн бұрын
Tete mune drama Your predictions achapinza nhamo
@brightonchirukazy274
@brightonchirukazy274 4 күн бұрын
Akapusa haaa kana face yakadhibha
@forogonya-howcometoyou5727
@forogonya-howcometoyou5727 4 күн бұрын
Hakusi kupusa, kuto Stikka.
@GeorgeFabulous-nh7nf
@GeorgeFabulous-nh7nf 4 күн бұрын
Kustika nguva refu​@@forogonya-howcometoyou5727
@natashahweru9479
@natashahweru9479 4 күн бұрын
Tete muri right henyu vanhu ava vauya kuDNA kuzoitei iwo vachiziya muridzi wemwana Ngonie dzakadyiswa chte or mwana ndewehama henyu tete knakuti ndeye murume wenyu imie tete
@ruramaibanga4686
@ruramaibanga4686 4 күн бұрын
My point exactly 😂
@ROGUE406
@ROGUE406 4 күн бұрын
Saka muri kuti Ngoni was forced kuenda kuDNA?
@rumbidzaimunyuki3509
@rumbidzaimunyuki3509 4 күн бұрын
Ndazvifungawo ini kuti mwana ndewemurume watete
@user-qi9re2tf3f
@user-qi9re2tf3f 4 күн бұрын
Ndosaka vangavasina kuudzwa. Panofiwa
@MylieDhliwayo
@MylieDhliwayo 4 күн бұрын
Murume ndewa tete chete ndosaka vakange vatovabudisa munyaya dzavo
@josheptondondo6074
@josheptondondo6074 4 күн бұрын
Their response is well coordinated. Well rehearsed.
@Mandizvidzaonly
@Mandizvidzaonly 3 күн бұрын
Very true
@livingstonechisanya8922
@livingstonechisanya8922 Күн бұрын
Vakatomboita madays vachiita ma rehearsals
@Ngonitsvangs
@Ngonitsvangs Күн бұрын
@@josheptondondo6074 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣asi wakamboita maskits hrr cz urkutoziva zvinhu zvacho
@jamiezva3891
@jamiezva3891 4 күн бұрын
Watching from SA,00:34 midnight zvangu,,,,rambai makashinga Bota family❤
@propro9957
@propro9957 4 күн бұрын
Auntie is right Ngoni wakapusa!!!!!
@Ngonitsvangs
@Ngonitsvangs 4 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂
@propro9957
@propro9957 4 күн бұрын
@@Ngonitsvangs 😂😂 sorry lol
@tafadzwasherekete6127
@tafadzwasherekete6127 3 күн бұрын
Mmm Ngoni akazungaira shame
@oathofGod410
@oathofGod410 3 күн бұрын
HAPANA RIGHT IF HE WANTS TO CONTINUE NE MARRIAGE ZVIRI KWAVARI, VANGAni vakadzi vanongohura asi vasingaunzi vana varimo muma so called marriages
@propro9957
@propro9957 3 күн бұрын
@@oathofGod410 yes zvirikwavari but ngoni akapusa because arikutobvuma kuchengeta mwana asiri wake uye achitoziva baba vemwana .
@Nenyasha1982
@Nenyasha1982 4 күн бұрын
Ngoni naLisa vaka signer non-disclosure agreement 🤝. Avasi kuzotaura muridzi wemwana.
@ayandaali5286
@ayandaali5286 4 күн бұрын
Kkkkkkkk muridzi wenhumbu achiona episode hoyo kuzoona mwana wake kkkkkkk Muchanyarirepi
@oathofGod410
@oathofGod410 3 күн бұрын
AS LONG AS IVO VARI TWO VACHIZIVA NO PROBLEM , ZVINONETSA IF MUKADZI AKASATAURA MURUME ASINGAZIVE. MARRIIAGE IS FOR TWO,VANHU VAKAWANDA MUDZIMBA UMU VAGERE VABEREKI VACHIZIVANA,ZVISINE I NE NON DISCLOSURE AGREEMENT BUT KUDANANA CHAIKO.
@Nenyasha1982
@Nenyasha1982 3 күн бұрын
@@oathofGod410 asi ikodzero yemwana kuziva dzinza rake,zvisinei nekudanana kwevabereki.
@enchiladapatati379
@enchiladapatati379 3 күн бұрын
Ndizvo zvivana zvinofuma zvonetsa mangwana zvakuda kuenda kumadzinza azvo. Ehe ngavadanane havo but mwana ngaazive kudzinde kwake
@chiedzamapfumo6920
@chiedzamapfumo6920 Күн бұрын
Ndosaka vari kurara pakasiyana pane nyaya apa vakunyepera kuwirirana ava
@user-rm3ih2sz1h
@user-rm3ih2sz1h 4 күн бұрын
Panhuwa Blesser apa....vana ava zvavakaPromiswq zvikuru but it will end in tears
@ttfam8742
@ttfam8742 3 күн бұрын
Yaaa, it does not make sense, vana ava vanochengetwawo, vaitoziva kuti mwana ane muridzi, WHY GOING FOR DNAs . Blesser ndiye ari kuda DNA results kwete tuvana utwu
@yeukaichidemo432
@yeukaichidemo432 2 күн бұрын
Ndaona satete avo vakavenga mwana wehanzvadzi yavo ini. Wise words from bamukuru, these kids look so in love❤
@ChamuMasukume
@ChamuMasukume 2 күн бұрын
Ayiwawo love yokuita seiko bota raka rohwa noumwe munhu pedzezvo wowunzirwa mitoro isiyako and accepted nonsense apo irovha harishsnde ndigeza tidye roti mwana ndomuda chii chaizvo izvo
@masibandamasi9733
@masibandamasi9733 Күн бұрын
Apa havarare vose. They sleep in separate bedrooms.
@emilymushanya2077
@emilymushanya2077 4 күн бұрын
Saka Kuma DNA mauya kuzodini ngoni na lisa
@kudakwashejnrmukachi4278
@kudakwashejnrmukachi4278 4 күн бұрын
Dei vanyimwa maresults ava like vamwe vaya since vari kutitambisira nguva yedu vachiziva havo muridzi wemwana
@abigailcharakupa8490
@abigailcharakupa8490 4 күн бұрын
Vaye vakanyimwa nekuda kwe pride yavaive nayo vaisapindura mibvunzo zvese vachiti havazive and Mr Bota got fed up nazvo including tese taive takatarisa , mukomana ndiye aive nepride yakanyanyisa paye
@kudakwashejnrmukachi4278
@kudakwashejnrmukachi4278 2 күн бұрын
@@abigailcharakupa8490 ndobvumirana newe ipapo but ava now vawana maresults vakutozvida sort of by not revealing the responsible one ......something must have been done
@princemoyo2098
@princemoyo2098 3 күн бұрын
From my understanding, The couple has been open to each other. Same skiri yekuroora mvana. but on this case; there was a possibility that the child could be for this alleged father... though it wasn't clear in their hearts. so they were ready to accept any outcome from DNA. unfortunately they didn't do it wisely; coz since they both knew that whatever outcome will never shake their marriage... it was wise to do the tests privately. not to expose themselves on an open platform like what they did.
@kaizermakope9808
@kaizermakope9808 3 күн бұрын
Ngoni has made a good decision, if you find a good partner there is no reason to walk away on any basis. that is maturity there.
@kudakwashechikwiro3029
@kudakwashechikwiro3029 4 күн бұрын
Mupfana iwe wepaTrojan uriduzvi ndikakubata ndichakumamisa
@Zimaestro
@Zimaestro 4 күн бұрын
kkkkkkkk rova munhu
@it3788
@it3788 4 күн бұрын
Pamwe mfana ari sterile😂😂😂
@tinotendapaidajoe4828
@tinotendapaidajoe4828 4 күн бұрын
😂😂😂
@user-se3wk6vv2p
@user-se3wk6vv2p 4 күн бұрын
Haazvari mfana uyo😂
@pamelamabuya2241
@pamelamabuya2241 4 күн бұрын
😂😂😂😂 anoda shamhu murovei chokwadi, musauraya chete
@tessatessa5066
@tessatessa5066 4 күн бұрын
Lisa ane backup yaMai vake vakamuudza kyt siyana nehama dzababa vako. Uyo Ngoni uzungaigwa asi achapepuka hake
@mehlulimwale4492
@mehlulimwale4492 4 күн бұрын
am of the view that zvimwe zvinhu hazvidi TV and cameras. The issue can be discussed behind closed doors hanti vaMugabe maresults abuda
@tongogarapmu3418
@tongogarapmu3418 2 күн бұрын
iri idzedze chairo
@clairechigwedere6432
@clairechigwedere6432 14 сағат бұрын
This is an assumption
@Nonto.Maposa.Chitauro
@Nonto.Maposa.Chitauro 4 күн бұрын
Ngoni decided that he will not embarrass Lisa in public. All my RESPECT for this stance, very few will be able to do this. This man is actually very smart and civil, haana kupusa.
@Ngonitsvangs
@Ngonitsvangs Күн бұрын
@@Nonto.Maposa.Chitauro u knw the thing 🤣 closure ndiyo.yaingodiwa nt drama
@sisasenkositshabalala4427
@sisasenkositshabalala4427 3 күн бұрын
They might be in a non disclosure deal with the real father and Its possible they were funded by the real father of the child to go DNA for extra verification or assurance... So that he continues funding them incase they had earlier played or lied to him. Ngoni can't let go of the deal cz he's unemployed, mskana can't let go cz munhu wake iyeyuu can't marry her.... We wish them peace
@user-ur1ne2ep2o
@user-ur1ne2ep2o 4 күн бұрын
Ndazobvuma munhu uya akati vana mhofela vanodiwa nema dzimai nokuti vano chengeteswa vana vasiri vavo😂😂
@mikegombwe3103
@mikegombwe3103 4 күн бұрын
Kwana iwe😂
@gloriamarvellousmutindivar5349
@gloriamarvellousmutindivar5349 4 күн бұрын
Musatitukire hanzvadzi dzedu veduwee
@user-vi3lm5un7v
@user-vi3lm5un7v 4 күн бұрын
Kuyera mhofu dzangova nharo zvadzo kkkkk ana mhofu muriko here?
@shamisokaseke1974
@shamisokaseke1974 4 күн бұрын
😂,😂😂
@saidayidhliwayo6405
@saidayidhliwayo6405 4 күн бұрын
pwaaaaaaks
@believemoyo1010
@believemoyo1010 4 күн бұрын
Ngoni kupusa kunge chitunha kudai. i m really shocked. Akanwisa mvura yakagezeswa chitunha. At zero percent and he is busy defending the promiscuity yemukadzi waanaye kkkk
@ROGUE406
@ROGUE406 4 күн бұрын
Ngoni haana kupusa at all... first, aigara achinetsana nemusikana over this kusvika musikana azoita open up. Second, he insisted on DNA tests. Third, he is protecting his wife's dignity. Ngoni is playing a long game
@faithkatinimuremutami9290
@faithkatinimuremutami9290 2 күн бұрын
​@ROGUE406 very true
@Mbegabulawe
@Mbegabulawe 4 күн бұрын
Yessess yawucith' umuthi inkonyane! It makes sense why the lady avoided the auntie....she knew kuti mawani...boy uchangozvinyaradza kuti musikana akanaka...uchatoti ndotora mukadzi....
@tinasherufurwadzo6320
@tinasherufurwadzo6320 3 күн бұрын
The unity between these two. Hanzi hatikwanise kumutaura zita...acharamba achichengeta mwana. May the Lord bless his soul!
@user-gq4bp9vx9v
@user-gq4bp9vx9v 2 күн бұрын
Maybe murume watete
@EuniceMutasa
@EuniceMutasa 4 күн бұрын
Ndanyara ini zvangu plus ndaona mapinduriro emuskana anga ari fast
@EvidencePraise
@EvidencePraise 4 күн бұрын
Ama 2000 mahure ekupedzisira shuwa mapeche avo anongozhakwa with anyone zvakevo 😂😂😂maiwee naka.... Ama 2000 a new Erra mbutu dzamahara
@Dee-fw6cy
@Dee-fw6cy 4 күн бұрын
😂😂language yako yandisekesa hangu
@OneForEvery1
@OneForEvery1 3 күн бұрын
hahahaha..taneta nekudzibinha mbutu dzemahara...
@nomsanyika151
@nomsanyika151 3 күн бұрын
Kana anagogo vedu vave ne90yrs vaingozhakwa
@OneForEvery1
@OneForEvery1 3 күн бұрын
@@nomsanyika151 tipeka yako tiizhake hedu isu..hahahaha
@PrettyMhondiwa
@PrettyMhondiwa 4 күн бұрын
Ndo unite unodiwa iyi😂😂, Lisa and hubby rehearsed mhinduro. Haa vakatsika havasi kusimudza jombo😂
@CarenCaren-v3c
@CarenCaren-v3c 3 күн бұрын
Ngoni is the foolestboy I ever meet in my life Shem on you sir ,,ngatipeiwo malove❤❤❤Kuna Tete um am one of those kinds of tetes ..vanovengerwa chokwadi Tete avo havadi nonsense Ndrimurasta fut pooooo pamarasta ipapo Mwana anonzi ngoni achasvika pakuchembera achingonzi daddy nevana vevamwe varume pasina kana one wake Zungairwa to the fullest.. Lisa arikutorohwa beans everyday nababa vemwana wake it's a shame 😂😂😂😂 Thank u bota family
@Ngonitsvangs
@Ngonitsvangs Күн бұрын
@@CarenCaren-v3c 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣ank yu sir
@markidkapfudza
@markidkapfudza 4 күн бұрын
Ko mukadzi wacho kutambisa nguva iye achiziya ma results chii chakadero nhai😂😂😂😂😂
@valentinemazaka6911
@valentinemazaka6911 4 күн бұрын
To us who likes before even watching
@lameckmujati7370
@lameckmujati7370 3 күн бұрын
Good question Tinashe, baba vachadzoka vakuda mwana infact vana 😅😅😅
@swemarichardmakonope1532
@swemarichardmakonope1532 Күн бұрын
Ende unonyara kushaya pekupinda yoooooo.Musikana aratidza kupererwa asi tete well done mamira pachinzwimbo.chenyu chero makasasamurwa
@mercuryjack1502
@mercuryjack1502 4 күн бұрын
Ama 2k hatina zera nawo, ndanga ndazviona Kut vakaronga zvekutaura cz zvatooneka Kut pane information yavanga vasingade kubuditsa 😂😂😂😂😂 saka Kut achachengeta Lisa nemwana Asiri wake😢
@brianchapotoka9405
@brianchapotoka9405 4 күн бұрын
Varangana zvavo asi mangwana inogona kuShaker
@irenemurapa360
@irenemurapa360 4 күн бұрын
Ko vana ava vaakukwidzana ndenge yemashanga indhaahh asi imonya kani baba wemwana nhai. Aweeehhh idi vana ve generation ino maoko mudenga ndasimudza. Munhu angaite nharo dzekuda kuchengeta mwana asiri wake nhai imi ko akauya akarowha
@babava2263
@babava2263 4 күн бұрын
​@@irenemurapa360 mwana waShef vemuhurumende vanozikanwa nekunyenga school fees muMash Central.
@tinotendamusarurwa9666
@tinotendamusarurwa9666 4 күн бұрын
@@babava2263 KKKKK hoo mukutoziva henyu ndianiko shefu ivavo tatove necuriosity ndosaka varamba kutaura
@user-ll9wr6ol8z
@user-ll9wr6ol8z 4 күн бұрын
Kubva zvichitanga vange vachingosapotana 😂
@miriammativenga8674
@miriammativenga8674 4 күн бұрын
You could tell they're hiding something from the get go. Muridzi wemwana paid for test to make sure mwana ndewake 100%. Ngoni please! This is gonna blow up spectacularly in the future for you
@samanthamanhanga8574
@samanthamanhanga8574 2 күн бұрын
Ngoni ari pa safe arikudya mari yadinga kana ava right acharamba mukadzi otsvaga wake mbinga I e mari zvayo saka support bho parizvino zvekuti arikuchangetwa ratove drama
@fortunemandishona6303
@fortunemandishona6303 Күн бұрын
Murume zungairwa, why hide? Shld think about tomorrow. Thank you Tinashe and team.
@ruechinengundu709
@ruechinengundu709 2 күн бұрын
😂😂comment section munoowanza hasha maybe these 2 are benefitting zveshuwa panyaya yacho coz this generation of ours hatiite zvinhu zvisina mari mukati vakapika kt come rain come thunder zvereputation tomboisa paside tombodya mari ...kana ndimiwo guyz komboni yese yakaterera wongovhotomoka zita ramanager or big politician or kuti murume watete vakati mukanyarara ndokuchengetai iiiii kkk haa team rokupedza i believe vazotaura off camera pasina vanhu
@MrMthembo
@MrMthembo 4 күн бұрын
This child will grow up and see this. These two will be judged very harshly. Especially the mother. They need guidance so they can make informed decisions
@tanakatanaka6288
@tanakatanaka6288 4 күн бұрын
I see wisdom amongst the 2 , agenda is to start family on the right foot without suspiscions .... Thank you DNA closure for bringing the truth & peace of mind
@naturezw3655
@naturezw3655 4 күн бұрын
Nyaya iyi inoda part 2 cause part 1 is not enough. However tichiri ipapo Ngoni should be enrolled for Shadhaya school 😂 cause akarara nezamu mukanwa
@maxwellgonero8190
@maxwellgonero8190 4 күн бұрын
Mr Mugabe we need to follow up on this issue every month. Tete will be our source of information. Mai vemusikana is a suspect that's why murume ari closer to the girls parents.
@lynnemtare-ro4oz
@lynnemtare-ro4oz 3 күн бұрын
Suspect kudiko nhaimi. Inga varume tinongovada chero vaita vana kunze. Zvaipa pana iye lisa here
@lukemuzanembi964
@lukemuzanembi964 4 күн бұрын
Tete ava imharadzi chaiyo saka vanoda Lisa arambwe ndosaka maijambwa hapana anokudedzai Tete apa ndiyani akudedzai nhai Tete 😢
@blessedmatizira480
@blessedmatizira480 4 күн бұрын
Tete is 100 %right, chakaipa hachibhabhadzirwi, that man achada mwana wake
@gaingtztawodzera979
@gaingtztawodzera979 4 күн бұрын
maya havade arambwe but vanoda ataure chokwadi so that mangwana kana ngoni kana oramba vanenge vaine humbowo
@charmainechibanda8872
@charmainechibanda8872 3 күн бұрын
Haaa kut kudaro here havafarirwe nekut she is strict
@LonjinaMagigwana
@LonjinaMagigwana 3 күн бұрын
Tete is right 100%
@tafarakwaramba5657
@tafarakwaramba5657 2 күн бұрын
Tete vakuda chokwadi chete nekuti akuramba kuudza tete vake chaivo baba vemwana. Mangwana nyaya iyi inonetsa nekuti vatete vachazoudiwa kana paitika something like baba vemwana vachauya kuzokwira havo bbie ravo baba vozoti hee ndahurirwa
@Ngonitsvangs
@Ngonitsvangs 4 күн бұрын
Thank you for watching me n lisa we are good 2gether😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@bahlemaqeda1105
@bahlemaqeda1105 4 күн бұрын
Part2 is coming uchengete futi
@Ngonitsvangs
@Ngonitsvangs 4 күн бұрын
@@bahlemaqeda1105 kkkkkkkkkkk i receive😅
@FanazDema
@FanazDema 4 күн бұрын
Ukupamhiwa umwebhadha unomama hanzi mhofu mhofu haaaa mutupo wenyu ndewe zvigure
@samanthakane9986
@samanthakane9986 4 күн бұрын
Good my brother stand by your wife usaudzirwe how to live your life
@gregorychanyukachimonyo5973
@gregorychanyukachimonyo5973 4 күн бұрын
Wakanyanya
@thabbethychitiyo9787
@thabbethychitiyo9787 2 күн бұрын
To us who wanna know the father
@stephenmahembe2465
@stephenmahembe2465 3 күн бұрын
Tete vano lacker wisdom. Clearly the 2 felt that this was too sensitive an issue to broadcast on national "TV" before the families have discussed it - it was just a matter of taking them pa side after the show and having a civil discussion. Kudos to the young man though
@Ngonitsvangs
@Ngonitsvangs Күн бұрын
@@stephenmahembe2465 kkkkkk ua ryt unoshandisa brain wat i wanted was closure nt drama or violence
@manetamajongwe4383
@manetamajongwe4383 4 күн бұрын
Uuumm vana ava veduwe 🙌🙌 let's hope haazi wemurume watete ava
@tafadzwarshoko2528
@tafadzwarshoko2528 2 күн бұрын
Kkkk wazondisetsa
@manetamajongwe4383
@manetamajongwe4383 Күн бұрын
@@tafadzwarshoko2528 😂😂
@Madzivas
@Madzivas 4 күн бұрын
😂😂😂 ka couple kema2zvi aka.
@collinsmago233
@collinsmago233 3 күн бұрын
🤣🤣🤣 couple yekumama chaiyo
@Gono77
@Gono77 4 күн бұрын
Chengeteswa hako mwana uyo but I foresee a heart break jinda rauya kuzotora mwana waro or rauya kuzokanda futi kamwe kamwana kechi 2.
@kudzitaperesu2928
@kudzitaperesu2928 6 сағат бұрын
This episode has left us viewers without peace of mind😭please toda follow up
@user-ku1bh5nd3f
@user-ku1bh5nd3f 4 күн бұрын
This man is crazy,idofo last number
@RoseMdala-sl2sj
@RoseMdala-sl2sj 3 күн бұрын
Taura hakoo...akawotaa
@Ngonitsvangs
@Ngonitsvangs Күн бұрын
@@user-ku1bh5nd3f kkkkkkkkkkkkkkk ndaida closure nt drama lol🤣🤣🤣🤣
@Ngonitsvangs
@Ngonitsvangs Күн бұрын
@@RoseMdala-sl2sj ua ryt
@freemanmapfumo4177
@freemanmapfumo4177 4 күн бұрын
Trojan Mine
@bensonchitupa3804
@bensonchitupa3804 4 күн бұрын
Agreed ,muridzi wemwana ndiye akabhadhara mari ye DNA
@user-cm8gh4ti5v
@user-cm8gh4ti5v 20 сағат бұрын
If Ngoni live according to his word, he is a gentleman and I salute him. We do not know the full story as they seem to hide other details for their dignity. Tete varikupenga because she might probably be thinking mwana ndewemurume wavo. Tete's behaviour is not adimirable, the details should be discussed at family level and not on Screen.
@PepertuaMarecha
@PepertuaMarecha 4 күн бұрын
Pakati pa tete na Lisa panenyaya Lisa akatomaka tete zvekudaro
@user-nz9yg7om8u
@user-nz9yg7om8u 4 күн бұрын
Tete havadi zvisina basa saka vakamakwa naLisa.
@clairechigwedere6432
@clairechigwedere6432 14 сағат бұрын
​@@user-nz9yg7om8uI assume so too. Dai ndaiva ivo ndisina kusvikapo hangu nyangwe ndichimuda Lisah wacho
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 4 күн бұрын
Lisa kari kutochengetwa nemuridzi wemwana ako.
@SamuelRZvidzai
@SamuelRZvidzai 2 күн бұрын
Vanhu vemu area avo vaida kuona Mr DNA man. Big up to ma fans eGlobal DNA
@enockmunetsi2999
@enockmunetsi2999 4 күн бұрын
If kudyiswa was a person 😂😂 huh Ngoni hakuna Mhofu yakadai watishoresa apa💔💔💔
@goldenceemwanawamaijoze2592
@goldenceemwanawamaijoze2592 4 күн бұрын
Vagona kusataura imo mukomboni umu vaiwana chekudyisa machinks avo. Tete mamama muromo wenyu wakapinza sepinjisi better munakurirwe kure hamuvaki imi. Munowanza hasha but eishh Lisa ndarwadziwa wena, how i wished kuti maresults ati 99. 99
@daphnenyasha7296
@daphnenyasha7296 4 күн бұрын
I think so too. Let them be. After all it's Lisa and Ngoni vari 2. People should not force themselves pakati pevanhu. Also they have every right to not want to disclose their staff panevanhu vese avo. All the best you 2.
@MuZimbabwean.
@MuZimbabwean. 3 күн бұрын
😂😂😂😂 iwewe unotaura uchitarisa zve pedyo pfungwa dzako dzakapfupika semuswe we mbongoro musoro wako unofunga sewa Ngoni. Ngoni inyope yakaroora hure.
@user-jt2dd1lv5n
@user-jt2dd1lv5n 3 күн бұрын
Une kakusakwana dofo
@nakaihazelmuvirimi7848
@nakaihazelmuvirimi7848 2 күн бұрын
😂😂😂😂
@user-jo7kx6jm9e
@user-jo7kx6jm9e 4 күн бұрын
Ngoni anekakuzungaira kakanyanya kasiri normal yaaaaaa yaaaaaa anekakuvhundukira like akambopenga
@rejoicetakaidza9794
@rejoicetakaidza9794 4 күн бұрын
Anenge arikuchengetwa nemurudzi wemwana
@Winnetnyashachinyadza
@Winnetnyashachinyadza 4 күн бұрын
Taurai zvenyu NGONI haanzwisisi ke and can not trust him he is hiding something.
@GloriaSithole-vo2jd
@GloriaSithole-vo2jd 3 күн бұрын
Kkk musadaro vanhu
@user-il7kd1yy7b
@user-il7kd1yy7b 13 сағат бұрын
Munenge muri ma soulmates Satan akati makataura nani😭💔😅
@KenniasZindere
@KenniasZindere 4 күн бұрын
Am shocked 😢
@VaPunungwe
@VaPunungwe 4 күн бұрын
Kamukomana ako kakapata mhani. Haana kodezero dzekurambidza mwana kuziva baba vake kana kurambidza baba chaivo kuziva nekuchengeta mwana wavo. Dai baba vanga vari kuramba ndipo paaiti nekuti varamba regai ndechengete hangu. Kwete kuti angataure kuti handidi nemwana wemunhu. The child has a right to know their biological father. The biological father has got a right to bond with his child and, a legal obligation to maintain the child till adulthood. Chikomba chamai hachina marights. In the video only one person remains relevant - mai vemwana. Pangonzi zero percent the potential relevance yekamufana was erased completely.
@babava2263
@babava2263 4 күн бұрын
Mwana ndhewaKazembe Kazembe uyo. Munhu wese muTrojan anozviziva.
@rebeccamatunge168
@rebeccamatunge168 4 күн бұрын
Ndiboss here kkkk
@PriscillaMudavu
@PriscillaMudavu 4 күн бұрын
Anomboita nezvei iye kaZembe kaZembe wacho
@simbarashemanjemanje1521
@simbarashemanjemanje1521 4 күн бұрын
Murakashi
@GulazLisbon
@GulazLisbon 4 күн бұрын
Pakaipa...ngaatosona kazembe kazembe wacho atowanirwa zvekuita
@talenttsuruseni862
@talenttsuruseni862 4 күн бұрын
😂😂😂
@miketsamwayi5165
@miketsamwayi5165 Күн бұрын
Tete murikuita kunge muri kuda kuti mukomana adzosere Lisa kuvabereki vake why ? Magara makabudiswa munyaya dzalisa kare. Makatadza kunogona mwana azvarwa muchiti makabudiswa munyaya dzake. Asi pamanzwa nemakujhwa kuti DNA irikutoitwa izvozvi, masiya zvinhu panze mukamganya ikoko. Chazokupai kuti muende ikoko chii ?
@lastchikodzongere8379
@lastchikodzongere8379 20 сағат бұрын
I was not expecting this result from you Lisah uumm
@tellymas4572
@tellymas4572 4 күн бұрын
Kufambidzana: September Kutanga kudyiwa kwebota: October Kuroorana: January (asi nhumbu yayave ne 6 months)???? Maths is not jellying 😢😢😢
@tracygore6019
@tracygore6019 4 күн бұрын
Zvandinetsawo
@fredahama3957
@fredahama3957 4 күн бұрын
Maths dzacho hazvisi kubuda 😂😂😂😂
@fortunateruzvidzo
@fortunateruzvidzo 4 күн бұрын
Akapuhwa mwana na bmkuru
@AntonySajanga
@AntonySajanga 4 күн бұрын
Urikutaura chokwadi iwe ngoni hazvari
@lovenessnkomeni
@lovenessnkomeni 4 күн бұрын
Wow well-done broe waita hako waratidza rudo sure mwari akuchengete
@bensonchitupa3804
@bensonchitupa3804 4 күн бұрын
Cameraman ,u never disappoint,kkkkk,kuna amai vane yellow avo vari kumashure,she never expected a snap, ndine black label scotch wisky yako.
BOTA?? :THE CLOSURE DNA SHOW: S13 Ep 9 #theclosurednashow#tinashemugabe
1:18:48
The Closure DNA Show
Рет қаралды 56 М.
МАМА И STANDOFF 2 😳 !FAKE GUN! #shorts
00:34
INNA SERG
Рет қаралды 3,9 МЛН
Мы никогда не были так напуганы!
00:15
Аришнев
Рет қаралды 4,2 МЛН
Получилось у Вики?😂 #хабибка
00:14
ХАБИБ
Рет қаралды 6 МЛН
Hanzi "Tatumwa NaPresident" 😲
15:20
Dj Lenon TV Show(The World of Latest News)
Рет қаралды 12 М.
Update on madzibaba Ishmael | Update on John Zvivi and Alister Sibanda.
30:57
Gutu: Akaponda Mwana Akamukanda Mutsime, Kuti Anoroorwa
38:45
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 3,2 М.
WATCH LIVE EXCLUSIVE: State agents flee Zimbabwe
38:01
GAMBAKWE MEDIA
Рет қаралды 40 М.
Bamnini Nijo Season 3 Episode 4
8:11
NashTv
Рет қаралды 194 М.
Hwindi kuita bonde nemukadzi wemunhu Ku back seat?
26:43
Manass-Chibanda
Рет қаралды 20 М.
МАМА И STANDOFF 2 😳 !FAKE GUN! #shorts
00:34
INNA SERG
Рет қаралды 3,9 МЛН