Ingawani pamusangano panodyiwa paizonzi ED adya icecream Paiva pakazara vanhu Saka kudya kwamambo haisi mhosva ,uye Maida Kuti mambo vatendere kudzingwa kwemunhu without notice here ,mambo Havana chavatadza
@JescaMbizvo7 сағат бұрын
Mai ava isvatu vakanyararirei panguva iyo. Nhai Mambo matorwa pfugwa nepfambi
@fortula.tichwagoramuog87848 сағат бұрын
Chero ndapihwa mari yakaita sei won't act in this nonsense.These gutter channels getting paid to promote rubbish!Dyirwai zvenyu mari dzenyu nembavha idzi!!!
@NetsaiMwashita-e1q8 сағат бұрын
Chabanda nyaya yese kupera tichiona face yako neNews,Updates,etc unobhowa
My brother Chibanda makushanda na Sazita wangu here Pellagia Sokositina love u guys
@pelagiamuguti869310 сағат бұрын
Zvivindi zvacho zvekudanana nemurume wemunhu wofonera his wife womusungisa futi.
@JessicaMukora10 сағат бұрын
Hes Pellagia Mupurwa
@ssam143011 сағат бұрын
We have the most desperate women in the whole wide world, kukecha is as easy as kuraura hove mu dish 😢
@LeadmoreMaphosa-k1h12 сағат бұрын
Mambo matadza kutonga boyfriend kubhadhara rimwe boyfriend
@waltermakwasha13 сағат бұрын
Ndaiti hakuna varoyi but munhu arikuzvitaurira ega
@fungayichamunorwa959617 сағат бұрын
Its better to live alone than to marry these days
@benmunashe518718 сағат бұрын
Mambo nemutevedzeri wake vanenge vakadhakwa.
@suemunro357018 сағат бұрын
This MIL is toxic😮, pane akauraya baba apa. Ngavaripe muroora uyo, fakiyo mhani!
@pelagiamuguti869319 сағат бұрын
This court needs to attend other court sessions from other chiefs like chief Bushu,chief Mutasa and chief Nyachuru to learn how to behave during court sessions. 1) the chief eats and picks his nose in court. 2) they talk whilst a person is presenting his/her case. 3) they make fun of people most of the times. If they attend those courts they will learn a lot and improve. Otherwise "Handiti mapaona" makes a good chief if only they can replace that drunkard with him.
@Theuntitled-g9c19 сағат бұрын
Imhosva here kuti aripahustle muskana uyo ha zvimwe zvinorwira vakadzi soo
@lovenessdhliwayo860720 сағат бұрын
Mambo vanoziva mutemo Ava ndatenda zvangu
@innocentMujeh21 сағат бұрын
Sis Avo vanoramba kubatsirwa asi atori mukadzi wechikwambo maonero angu
@GiftSithole-t6w21 сағат бұрын
I like your program but please improve your sound quality
@manasschibanda21 сағат бұрын
Court iyii iripakati pe town, saka mune noise, tarisa amwe matare atinoita unoona Kuti sound is good